Makadini baba tangai makagara pasi mufunde kuimba hossana mudiki zvakazara, piri musaisa nyaya yaMutumwa kana musati maifunda zvakanaka, mutumwa haana kuunganidza masvikiro asi akatosvika varipabira, chimbonofundai nyaya iyi zvekare baba
Problem yenyu vanhu imi ndeyekuti you dont document your church history and no has..ever saka any version and every version is true, for as long the history spoken is oral amd undocumented
Point of correction asekuru Ray. Mweya wengoni dza Mwari hauna kubata pana Sixpence Gandanzara kwete , mweya wakabata pana Shonhiwa Masedza mwanakomana wa Peter Masedza na Saiso Eva Mugwambi munyika ye Zimbabwe Province ye Manicaland Dunhu re Rusape District ye Makoni mumusha wa Gandanzara. Sixpence raiva nickname ya Jack Masedza asekuru va Shonhiwa Baba Johwane, vanova ndivo vaisona bhutsu kupurazi raiva ku Norton.
Ainzi shonhiwa not susupenzi susupenzi wamukutaura ndi sekuru vake vaisona bhutsu mu Norton haasi Johwani iyeye haana kuunganidza masvikoro baba tinotenda zvedu neku traya asi endai ma nevanji munofunda nhau ya johwani musapesanise nyaya yenyu zvakanaka kuita shungu asi musaise mazwi asiri epo baba vangu ndatenda zvangu.
Munonyanya kutewedzera church doctrine than the word of God itself. Zvese zvamuri kutaura zvekuti muporofita haasi leader etc, hazvinei neshoko ramwari
Ndinotenda Madzibaba Ini ndinopindira pa Gwanzura Machipisa ndotenda nezvamadzidzisa ndinoona zvichirikuteedzerwa pandinonamatira I hamen iyoyo
madzibaba pfekai T shirt chena mukati
Idi mambo ndochandatanga kuuyira kumaComments
Ndotenda nedzidziso, asi zvekubasa zvekushedzwa kwenyu muchinzi Sekuru hamaifanirwa kuzozviisa mudzidziso yenyu, ameen
Ko zvaipei??
Nothing wrong with that. He seems like a decent guy.
Immmmmmm mubvunzo wandoda kubvunza vemasowe ndewekuti zvekuti ngirozi yakaenda pamunhu muzozama kuti kudini vanhu imi nekuti Jesu akatipa mweya mutsvene saka ngirozi inouya sei plus mweya mutsvene wakauya kare kare uyo wakazouya kuZimbabwe chete wakatumwa nani
Kanda #dzako pano ndikupindure zvaunonzwisisa kuwatsapp mibvunzo yako mukunge uchida kuziva kwete kutuka
Tinotenda baba maisa idi chokwadi chamaisa mudare nemashoko ekuti dzoreredza panhau yekunamata murambe muchidzidzisa baba munotenda panyika hakuna anogona asi anenge agona kunamata ndiye afa achimuka ngirozi tose panyika tirivavariri panhau dzekunamata ndatenda
Fambai naro shoko sepakutanga ,fambai naro shoko sepakuta ,zvaaataiiii famba naro raitambudzaaa
Susupenzi haana kuvaunganidza akawana vachitotamba bira ravo iye akatozovakumbira kuenda kurenje mushure mekunge apupurwa nesvikiro guru matangira asvika murenje ndipo paakazoimba hosana mushure mekunge ambofa kwemaawa matatu
Nhau yechishanu huya tikudzidzise Suspenzs ndisekuru vajowani vaigara Norton
Iwe
Amen,
@@bothammasaka9671Kanda nyayayako pano tocomenter munhuwamwari
zvamurikutaura izvi zvakaitika gore ripi imi muri papi sekuru Ray. Munotora mhosva yekunyeprera vanhu. Nyika yabata hunye hwenyu saka imosva kumira pamisina kusvera. Kumasowe mavaudza vakakunzwai here. T -shirt yenyu inovhundutsa apa muri kuti baba Johane. Imwe mhosva.
Imi isaiyenyu nhau yechokwadi kwete kupoka munhu arikuisamaziviro ake
Ndatenda nedzidziso iyi andinamati kumasowe asi ndofarira kuziva Masowe
Ndinotenda nekudzidza nyaya yechinamato chedu
🙏🙏🙏
Makadini baba tangai makagara pasi mufunde kuimba hossana mudiki zvakazara, piri musaisa nyaya yaMutumwa kana musati maifunda zvakanaka, mutumwa haana kuunganidza masvikiro asi akatosvika varipabira, chimbonofundai nyaya iyi zvekare baba
Neniwo hamusati maibata susupenzi hana kumbosvika kwaiitwa bira
Problem yenyu vanhu imi ndeyekuti you dont document your church history and no has..ever saka any version and every version is true, for as long the history spoken is oral amd undocumented
@@mbizi4573good ndiyo church yangu but kahunhu ikako kanondibhowa haa
mambo Ngoni dzakagara Masedza Shonhiwa aiva muzukuru wasusupenzi, Susupenzi anongobatsira chete kuti muzukuru wake asangane nemunhu aiziva nzvimbo yaanga atumwa nezwi
Ummm madzibaba akapambwa nengoni ndiShonhiwa Masedza mwana wekwaGandanzara Susupenze ndisekuru vake ndovaisonashangu kuNorton fundai nhoroondo
Unataura kwawaswera iwe
Nhoroondo dzenyu idzi mapostori hapana padzakanyorwa. You rely on oral history, zvamunonzwa zvichitaurwa. Saka any narrative could be true
@@mbizi4573ini ndiri wekumasowe ndinobvumirana nezvamunotaura asi nhau irimusangano medu mune nhau inonzi mhemherero ndiyo yavekutonga musangano chero mweya mutsvene wacho ukataura nhau pamuporofita panoitwa gakava pachinzi uyu hausimweya kkk
Point of correction asekuru Ray. Mweya wengoni dza Mwari hauna kubata pana Sixpence Gandanzara kwete , mweya wakabata pana Shonhiwa Masedza mwanakomana wa Peter Masedza na Saiso Eva Mugwambi munyika ye Zimbabwe Province ye Manicaland Dunhu re Rusape District ye Makoni mumusha wa Gandanzara. Sixpence raiva nickname ya Jack Masedza asekuru va Shonhiwa Baba Johwane, vanova ndivo vaisona bhutsu kupurazi raiva ku Norton.
Lots of wrong facts
Kunoton ikoko ndikokwakaitika chitiko not Rusape Rusape ndikokumushakwevanhu ava kunerudzirwavo
Magona chaizvo baba towanawo zvekutandara nazvo zvine nhaka pa tube asi susupenzi hana kuunganidza masvikiro
Zvakanaka kutaura nepawakanzwa napo hapana aivepo kumazuva iwayo asi uyu ahasikutuka sezvinoita dvd pano
Yes but mukutaura muchi mixer nyaya yenyu
Iwe hausi wejohanne masowe chishanu
Kutaura hamusati mava nako ,dzokerai mundofunda
Ko wadii kungofundisa zvacho zvavasina fundo nazvo?
Saka Johane Masowe mumwewo? 2 different people?
Sekuru ray zvicireva kuti munemudzimu here baba. Vadzidzisei kuti munoshevedzwa nekuti Baba Ray kana Kuti Madzibaba Ray
Ko akati kana munhu akanzi sekuru zvareva kuti ane mudzimu ndiani??
Garai pasi munamate mukomborerwe naIsaka ...muwane zvekutaura ....( muchatonga neiko musina kutaura)
baba regedzai tska dzamurikuita imi hazvidiwe
Chii chisingadiwe?
Baba bata vose varikukupikisai muvarape kurasika njere kwavo,zviya mamboti munobatsira vanorasika njere.herobasa pasoshari media po.
Aiwa tatovajaira chero kumasowe ndizvozvavanoita vanoti kumuporofita achibatsira pagwanza ishe chimbodzokerai kudenga timbofundisa mutumbi
Zita rake ainsi Peter Shonhiwa Masedza aibva kwa Rusape kuGandanzara , iyo nickname yamakutaura ndeya sekuru vake vaisona shangu muNorton kwete iy e haana kubvira amboita zvekusona shangu
Koo unonyepereyiko
Munemakore mangani endai kunoton kwacho munotonoratidzwapaaisonera
Baba munonyeperei kudaro kana musingazive regai kudza nyikamanyepo
Tiudzey chokwadi imimi munochiziva
Tinotenda baba nedzidziso ndinoitwa madzibaba shingi vekunottingham uk
Ok Maka barirwa ku UK here
Baba tangai madzidza chishanu zvakazara musati mabudikira. Endai masangano muzuva rechina kazhinji muchidzidza chinamato mozotaura uye tangai mabatwa nengirozi kwete pachenyu
Tatenda nedzidziiso idi katatu hapana chinofanirwa kuchiñja baba vangu zvekunzi sekuru ngekuti muri kiubasa Aiwa vanhu ngavakudanei kuti madzibaba
amen tinotenda tichirimo
Aiwa magona baba. Ndicho chokwadi chaicho chamareva.
Wagona kudzidzisa baba siyana nevanopenga vachiti waenderei pa You tube ivo vanotsvakeipo
Tinotenda nekutsigira mumwewedu
Ainzi shonhiwa not susupenzi susupenzi wamukutaura ndi sekuru vake vaisona bhutsu mu Norton haasi Johwani iyeye haana kuunganidza masvikoro baba tinotenda zvedu neku traya asi endai ma nevanji munofunda nhau ya johwani musapesanise nyaya yenyu zvakanaka kuita shungu asi musaise mazwi asiri epo baba vangu ndatenda zvangu.
Check Susupenzi sekuru Vashonhiwa masedza ndivo vaisona shangu kuNoton
Shonihwa Masedza wekwaGandanzara
Totenda baba nhau yamaisa but chekutanga zivai nyaya yamukukanda payo tube kutengeswa izwi kwamuri kuita chechipiri kumasowe hakuna vaporofita kana vatumwa kune vanzwi vengoni kana vagami veizwi vanonzwa kana kuudzwa nhau vachikanda muzambara vaudzwa nemuporofiti kudenga. Chekupedzisira johane haan kuunganidza vanhu
Atengesa how??
Hakusiko kutengeswa kwezwi uyu arikukusha tsoro acording zvavako panguva ino imivanavenyu havasikuendakuchikori here
Baba iwe wakutengesa izwi kaaa nyaya idzi dzinotaurwa murenje baba kwete pasoshari apa uuuummm maipa
Ktaurai zvenyu zvakaoma shuva
Iwe uri kudzitsvagirei nyaya dzacho pa social media pacho??
Hakusiko kutengeswa kwezwi uku Fundai Nyayaiyi zvakanaka asi munofanira kutangamatandwa mudzimuunemashave
Amen
Akaita basa zvimabhoi zvaitotanga kunamata mapriest echirungu.
Chokwadi tinotenda
Hatina anasekuru kumasowe urikusanganisa hauna rwendo
tichirimo munzira baba mwari akuropafadzei
Kunyepa ndiko kuri kukubata
Pakuimba apo mataurra chokwadi zveenyu dai maita zvekutaura
Baba garai pasi mufunde nhau idzi , kwete kuisa manyepo ayo
Tiudzei manyepo acho, kwete kungoti manyepo musina chamataura
Tinotenda Ne Dzidziso yeMavambo eChishanu
Imi siyai tsika yekunyora nhau dzeChishanu mumasocial platforms. Vatendi chaivo vanoenda kumasowe kwete payoutube. Muri kutengesa Izwi. Uye muri kuisa zvakasangana, zvakasaririra pamwe nenhema.
ndaisa tiki apa
Ko imi muri kuverengerei nhau dzeChishanu dzacho pa social media?😀You people are a confused lot
Kutengesa how unopenga iwe kudzidzisa vanhu
His real name is Shonhiwa Masedza Tandi. He is my grandfather's brother vanhu vazhinji vanonyepa munodii kuti bvunza isusu vazukuru vake.
@@simbarashelangforddupwa1044 tingabatane sei baba, ndineshungu kwazvo ne history iyi 👏🏿
Ko green iyo
Gara pasi uparidzwe ne dare baba
Ndimimunoti kumuporofita achitauriswa nezwi pagwanza ishe chimbodzokerai kudenga timbofundisa mutumbi plz plz endai munotandwa mudzimu unemashave kusare mudzimuunoera
Maitabasa madzokorodza manzwi eMweya mutsvene asi Baba vangu mukati mugemenzi takadzidzisiwa kuti mopfekwa zvichena chete
baba kana ari mutendi wekuchishanu ini ndinoti akaedzwa
Jekai kuti bharavara mambo tidzidze pavayedzwa
@@emmanuelpfupag6494taurai zvenyu ngavauye nenhau yavo payoutube yekuyedzwa kwake tofunda
Baba Suspense Gandanzara sandiye akatumwa , kwakatumwa Shoniwa Masedza, Suspense aive sekuru vaShoniwa, ndivo vaisona bhutsu, revisit on it, handisi kupikisa cz ndaisaveko tiripo pakudzidza.
AMEN
Kutamba nesu iwe urisekuru
Vanhu vaive vagara vavuya kumutambo webira
Tinotenda nedzidziso kuti tizive matangiro echinamato chedu
Tinotenda vana Baba tichirimo munzira
Ummm baba iwewe unonyepa zvisingaite, kana usingazive zvakaitika ko wakanyarara unobvei? 99% zvese zvawanga uchitaura ndezvekunyepa
Chitipaka 99% yechokwadi chacho
Tarenda ASI chokwadi ndicho chekuti chishuna ravabusiness
Zvokudzwa chose
Zerude arimand oi
Six pence kwete susu pence
Wakapfeka baka
Zvokudzwa
Wabaya vawanda vavakuzviti vatumwa
Magona kupatsanura
Amen katatu
Munonyanya kutewedzera church doctrine than the word of God itself. Zvese zvamuri kutaura zvekuti muporofita haasi leader etc, hazvinei neshoko ramwari
Haisiriyo nyaya yaanayo imimutorinenhau yamunayo yekushora chinamato chevamwe
Zerude arimando
baba chimbo mirayi kashoma kunyepa ndiri kuda kuti mutore nguva yenyu muchi funda
Imitiudzey chokwadi musashore munhu kana musingakwanise kuzotaura chokwadi chaicho
zerude arimando
Zerude arimand
Zerude arimand
Mugere musoro mupostori
Havagere mazuda ava, just short hair
Yamaimba ihossana mudiki. Sandiyo yakaimbwa iyo manyepa apo
Hossana mukuru yakaimbwa naEmanueri
Amen