Kkkkk kasoro kunge damba........but this is a true life story.l once stayed na gogo landlord vaidaro,nhasi vakati kwauri ndipowo tumukaka ,munext vokumbira tushuga,munext tumasamba,mangwana vanokuti ndipowo tumasamba,mu next voti tumukaka ,tumasamba,,,,iwewe kuvakumbira muriwo mugarden zvonzi ndinotengesa muzukuru
Inini hangu ka ndinofarira bhutsu yaMhosva😂😂😂
Maiweeee labdlord na sahwira bad combination 😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀
Kwenyu kuna Mandela wo😂😂😅
Ndaseka hangu
Hakusi kudenha matemai here kkkkk
Ko Mandela akadzoka rinhi kubva Sweden 🤣🤣🤣
Kwaaaaa
Mazepe lam so happy you are getting exposure . You deserve it
Kkkkkkkk half ye2kg yekuzoisa phone kana yawira mumvura iiii🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Musoro unenge hwakwa kkkkkk kkkkkkkk .....hanzi muroja wangu wandakapiwa namwari mhosva pane basa
Kkkkkk hanzi havana muono apa sahwira wacho pamuromo nekuzotarisa mapaper bag evanhu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkk kasoro kunge damba........but this is a true life story.l once stayed na gogo landlord vaidaro,nhasi vakati kwauri ndipowo tumukaka ,munext vokumbira tushuga,munext tumasamba,mangwana vanokuti ndipowo tumasamba,mu next voti tumukaka ,tumasamba,,,,iwewe kuvakumbira muriwo mugarden zvonzi ndinotengesa muzukuru
ihh ava Landlord ava kaaa Mwari vave nemi,,,,paNyama apo kkkkk
Muroja wangu wandakapihwa naMwari 🤣🤣🤣🤣🙌
Mandela ....
Nge braaa.....
Zvima cake
Mhosva uri kuseri
Kkkkkk
Nhai mhosva ko bhutsu iyo 😂😂😂 veduwee imboichinja yotiuraya mbabvu
Ko murikudei muma paper bag evnhu kkkkkkkkkkk😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Ndafunga kuromba ini kkkk🤣🤣🤣🤣🤣😄😄
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk matangaka kuwanza hnzi nemasahwira ave ma landlord
kusunga chisungo panyama zvekuti kaa chanddo achipenetrete😊
Aaah iko kalaugh kacho Mai vhai mumbori munhu rudziiko kkkkkkkk
Ndakujairai mhai 😂😂😂
Excellent mai vee
Kkkkk kuita kunge hwakwa🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kasoro kunge damba kkķkk visionary
Haaaa Mai vhai Mai vhai😂😂😂😂😂
Camera man wasekawo📸🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Aiwa mhosvaa bhutsu yako inondiitira kkkkkkkk
Ayaya wakaitengepi Asi
Mhosva ma1. Kkkkkkk. Wakaberekerwepi Mhosva
Mai Vhayi bhoo here kkkk
Mhosva kkkk ndafunga kuromba
Kwakurivara drink😂😂
Mai vhayi vaane hembe nyowani
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣tiripo makadiwo kkkkkkkk mai vhaika
Kasoro kunge damba kunge hwakwa kkkkkkkkkk
Kasoro kunge damba ere amna kkkkk hwakwa 🤣🤣🤣🤣
Kkk kkk kasoro kunge damba kunge hwakwa kkkk
Imba ndakavaka ndega iyi nema dhoiri kkkk
Kkk vaMazepe nepamba stethoscope ingori muhuro kkkk ahh
Mai vhayi 🤣🤣🤣🤣🤣🔥🔥🔥
🤣🤣🤣😂😂😂😂Ko muda timuke takadii
Uuum apa handigari na mai wakagai
Basa rerice nereupfu zvandipedza
Mai Vhayorenzi ndokuoonai live kupi🤣🤣
Kkkkk aaMhosva iwe😂
Mazepe kuzodzikama kkkkk
Smile 😂😂😂 yamai vee
Mhosva finish kkkkkkk🤣🤣🤣🤣🤣
Kuchiri kukumbira hre nhai mai vhayi
Chisi chako masimba mashoma, malandlord
Vamuroja vanogara vakabata key yemota kkkkk
Haaaa nhai mai vhai kaaa ma 1 zvakaoma hazvo
Steleto ndakutya unogonesa dear
Waida kuti ndimuke ndakadii kkk
Kkkk wedu weeee zwakaoma
Kkkkkkk mhoswa imhoswa
VaMazepe landlord avo vagadzirirei size pavanouya kuhospital🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ko kurongedza hupfu hwekusiya remainder ndohwakaita sei munhu ari kugeza bhutsu chete
Apa hanzi ndakujairai hangu namai mazepe wacho kkk
Kkkk mabhachura haanetse
Landlord vakadai 🤣🤣🤣🤣🤣🤣havagarike navo
Eh 😂😂😂
Kkk land lord anoda kubayiwa injection yembe
we want collabo mazepe and mhosva
Nhasi zvasangana Nurse na Mhosva zvamutsana mutsuro nembwa
Aah landlord vakadai bodo kkk Mai mazepe🤣😅
Une visionary here
Wakabhadhara rent yeparking here kkk
Kurivara drink kkkkk
# Visionary kkkkkkk
Kwaaaaaaaa
Mhosva 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😉🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Zvepano vedeweee
Pangonzi mandela 😂😂😂😂💀
Bhachura harinetsi😂😂😂😂
Kkkkkkkk yowee
😅😅😅
Ummm 🤦♂️🤣🤣🤣🤣🤣 hakuna
Kkkkkkk Mandela
😂😂😂😂😂😂
Mhosva nasahwira wako musadaro motikuvadza nekuseka
Sahwira wachowo futi kkkkkkk haaaa Mai vhayi kana😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂
Mandela 🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkkkk
mai vhayi varimu south africa hanti???
Capetown Kraaifontein.
@@preciousmahlendimu9793 hoo thanks sisters
Kkkk
Pkaipa
Mhosva ka
Mandela ariko futi ikoko taiti pamwe kuSweden chete
Kkkk ndasekawo 😂😂😂
Vamazepe mainda nenyika kkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂