True I support you. We to see their pay slip. Yes we want to see them buying fuel and paying the passports fees. You are the third one to bring those papers. Gono brought bearers Mangunja bond now mushayavanhuzig. For how long playing games with people. You have destroyed this country of Zimbabwe. Zanupf will never fix this country of Zimbabwe again. 💔💔💔💔
Hazvina zvazvinobatsra izvi kungopopota pa social without action at the end vakakubata vanongokuisa mukati ndosaka muchiona Chamisa anenge ariziiii ane zvaanenge achiita
Ingavhunduke neiko . Evil will never be ashamed. Nyadzi dzakapera kare kare muzanupf. Asi MWAR ndivo vanozvigona zvekudzikisura vanhu. Pride goes before destruction and a haunty spirit before a fall. Truth.
True baba chipeneti
Zvemu Zimbabwe bodo 🙌🙌
Chingwa chakasungwa nerekeni
Kkkkkk pakashaaaata
Vaudze mdra ndiwe wega imbavha yangoshandiswo naED kunzi huayoo neplan yako kuti tiite mari 💙💙💙💙💙💙💙💙💙💙💙💙💙💙
😂 baba chipenheti the philosopher 🎉
True I support you. We to see their pay slip. Yes we want to see them buying fuel and paying the passports fees. You are the third one to bring those papers. Gono brought bearers Mangunja bond now mushayavanhuzig. For how long playing games with people. You have destroyed this country of Zimbabwe. Zanupf will never fix this country of Zimbabwe again. 💔💔💔💔
Emason murwere wepfungwa kuchinja mapepa kunge Mari dzagove hembe hre
Mushayavanhu akatoshaya vanhu kare vanoda zig.
Musoro unenge chingwa chakasungwa ngerekeni 😂😂😂😂
Hanzi it's game on, asi ndezvechisimba, musoro bhemba
Mushaya vanhu imbwa, mhata yamai wake wese na Ed imbwa
kkkkkkkkk
Ichokwadi ichecho
😂😂😂😂
Hazvina zvazvinobatsra izvi kungopopota pa social without action at the end vakakubata vanongokuisa mukati ndosaka muchiona Chamisa anenge ariziiii ane zvaanenge achiita
Social media is very powerful musiye ataure iwe kana usingade kuteerera regera
My friend social media is the best way of commication than zanu tv , zbc zanu and zanu herald
Zvinazvo zvinobatsira nekuti vataura chokwadi isu tazvinzwa. Chokwadi hamuchidi imi
@@eviahgwasira788 did you think kt zanu inovhunduka izvozvo