Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Big upDjino big up Ngwere enough respect
Am big fun 🎉dj ino and silent killer
Like the idea that he is explaining his character and brand
Ngwere ndiye akurira azvivhunzwe❤
I have my old school mates in one video.. Silent killer and maLembe..... Danho and Ardbennie.. Big up...
our own tupac,voice of the people 😊
Hc iwe
Enda pa tik tok unoona ma comedy angu BhudzaWeLiverpool99
So far Ngwere ndiyo irikurira zva manje manje 🤣🙌🎵🇿🇼
Kasi master h akuimba rhumba
Ngwere unoibvunza kahwani then interview yese ino pera ichi explainer
Ngwere 🎉🎉
Kufa kana kufenda une çhipo big Up
I copy what is right 😂😂😂😂
Yes yes album rinoda Inno
Zimdancehall ndiTocky Vibes . Lyrically gifted kwete zvigubhu izvi
Kufu inno ❤
Unozama shaa but haumire naHwinza kana Master H
Ngwere ihombe iyo
Interview yacho haina ka that
Dj inno baddest producer
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Zvanzi neNgwere fear God ❤
That lady not fit ku interview Ngwere she is too soft
Ukurira chokwadi but nekupengeswa nemutoriro vanhu vangaterere matuzvi iwayo hauchaimba nangananga nablot king wekumatuzvi
Yave kupenga nyaupe iyo inonzi silent killer madrugs awandisa mu system
Dj inno chino nechino
Kkkk 😂 😂 😂 uyu kaaa
Hurungwere
L like Gwere
Hoyooooo ngwere i ngwere yemulonyen kkkkkkkk 😂😂😂
zvimwe kungosimbisawo ku Zim but uyu i zero uyu
Uyu anoda Blot Chete 😂😂😂
Budest DJ Inno
Blot anopenga haangati silent killer artist ane mahit songs anodarika 29 tsaga kana kuti balanz inini kuno ku bietbridge ndakamiririra ngwere ndinoti handitongwe nemasalads kana kuterera masalads mukuseni masikati nemanheru kana husiku ndikasangana naye ndotangira paakasiyigwa ne ngirozi yehondo eehe
Killer ngwere
Guys tokumbirawo 1 munhu anemari anokwanisa ku blesser NGWERE paalbum launch apa zvinoitwao vamwe kumaulbum launch
Ndafarira last part iyoo
Ngwere
DJ INNO CHINO ne CHINO..NGAVASATIITIRE CHIMERO
I'm okay too babe wenzani babe I just miss you
Bhoo munhu uyu!!!
😂😂😂😂😂😂 Hoyooo
Monetisation for youtube for Jairos Jirii. Muri mukuru baba
.Ngwere talks a lot of sense😢😩
Kuf kak to the fullest
Tyoro
Shasha
😂😂😂🎉🎉🎉 imwe muzik ngwere inotozovhunduka kuti song iyi ndakaimba kupi
Kujambala😂😂😂
😂😂😂😂😂 86 something 😅😅
Ummmmmmmmm zvakaoma
Usandityeee zvakoo 😂
Dai wakatanga kuimba uri mucheche une melody ne good voice
Haaa zveshuwa ari kurira silent killer kunyanya ku Nyanga kuno ari kupisa
Th interviewer is crap
ua-cam.com/video/e1FdhQ9FJNc/v-deo.htmlfeature=sharedSilent killer song Ndini ndirikurira Zimbabwe Yese
Silent killer atori munhu atori bhoo nhai
Yeah
King Ngwere kill dem ma salad
Haaaaa zvine musoro hazvipo zvachose kungoti hazvo vanhu kutsvaka Mari but zvakaunganirwa hapana ...uyu maDrug too much
KufKaf
King of dancehal so far Master h
Jesus christ is the answer ese ema questions amuchandibvunza
I copy what is right😂

ua-cam.com/video/e1FdhQ9FJNc/v-deo.htmlfeature=shared
Silent killer song Ndini ndirikurira Zimbabwe Yese