vana zvipo. asi chandirwadza kuvanzigwa kuti munhu anemwana ozopama zve mava mese. leave this man..varume vakadai havachinje unozo discover vamwe vana futi. i know of the same story mkadzi akazo discover vana 5 and mamai evana ava vaitofonera mkadzi aripamurume vachituka vachidemander zvinhu zvakaita kuti vana vatengerwe mota. i advise zvishandire nesimba shandira vana vako ... hama dzinotokuchidzira kuti uwoneswe moto nema mai evana ava.
2nd caller changamu changamu kwete kuda kuitiswa mhani iwe kana watosvipa munhu why kuramba uchiitiswa nemunhu waunoziva ky ari abusive mhani imi kana zvanetsa chengetai mwana wenyu mega
3rd caller atori an evil stepmother munhu ungarwadziwe nevana vakaita usati watombove in picture zvekutofunga zvekuti maassets evana vangu haangazopihwi vamwe vana are God anoziva kuti murume wacho achafa muinei? Vanganiko vana vemusango vanotozochengeta baba vavo nemhuri yavanenge vave nayo tsvagai Mwari mai imi kune vamwe vakadzi vari kutochema chihure chevarume vavo vari kuunza vana uripo
uyo anosununguka kana pane vana kana mavisitors...its coz varume havadi kukundwa. mainini taura chokwadi asi munozvishandira munotambira kudarika murume wenyu. kunevarume vanenge vachivhaira kuhama kuti ndine mari apa achivhaira nemari yemkadzi kana wawuya communication yodona akukuwona semhandu
Zvakareruka kutaura mazwi akawanda kana usiri mu situation. It’s easier to comment or say things but when tables turn and you become the person in that situation, one would never do what they say
Tete na Doc murisei thank you soo much nebasa guru ramurikuita
Love the song ...
vana zvipo. asi chandirwadza kuvanzigwa kuti munhu anemwana ozopama zve mava mese. leave this man..varume vakadai havachinje unozo discover vamwe vana futi. i know of the same story mkadzi akazo discover vana 5 and mamai evana ava vaitofonera mkadzi aripamurume vachituka vachidemander zvinhu zvakaita kuti vana vatengerwe mota. i advise zvishandire nesimba shandira vana vako ... hama dzinotokuchidzira kuti uwoneswe moto nema mai evana ava.
Tete na doc l’m happy to see you
2nd caller chirungu charamba😂😂 tikwanirei amai imi tsanangurai nerurimi rwamai,57seconds Kwete contribute not even a 1 Rand
😅😅😅😅😅 maiwii hanty mukuona hunhu hwenyu isu kuno ndicho chirungu chacho tikauya kumba kana the haabudi munenge makutiseka 😅😅😅 asi apa ummm ini hangu anditaure chirungu pamheno ndoziva nyaya yacho
@@moillermurasiwa9831 eheka, kungotsanangura nyaya yako neshona Kwete kuda kuzvinetsa 😂
2nd caller changamu changamu kwete kuda kuitiswa mhani iwe kana watosvipa munhu why kuramba uchiitiswa nemunhu waunoziva ky ari abusive mhani imi kana zvanetsa chengetai mwana wenyu mega
Nhy zvako pavainyatsoona kut havadiwe vakuda kudzokera😂
3rd caller atori an evil stepmother munhu ungarwadziwe nevana vakaita usati watombove in picture zvekutofunga zvekuti maassets evana vangu haangazopihwi vamwe vana are God anoziva kuti murume wacho achafa muinei? Vanganiko vana vemusango vanotozochengeta baba vavo nemhuri yavanenge vave nayo tsvagai Mwari mai imi kune vamwe vakadzi vari kutochema chihure chevarume vavo vari kuunza vana uripo
yaa third caller has issues, even vana va bamnini arikungo tambirawo hake, i dont think these kids should stay anywhere close to her, pane nyaya
Tete mhoroi doc Choga ndafara kukuonai 1🤸🏿🤸🏿🤸🏿
plus munhu wema girlfriends communication breakdown kuti ndisabatwe.
uyo anosununguka kana pane vana kana mavisitors...its coz varume havadi kukundwa. mainini taura chokwadi asi munozvishandira munotambira kudarika murume wenyu. kunevarume vanenge vachivhaira kuhama kuti ndine mari apa achivhaira nemari yemkadzi kana wawuya communication yodona akukuwona semhandu
No 1 here hi tete Tilly n doc Choga always smart
Hakuna mwana anobva kunze chero ari mukuru anouya achitonga zvisina kushandwa nababa vake namai vasiripo
Zvakareruka kutaura mazwi akawanda kana usiri mu situation. It’s easier to comment or say things but when tables turn and you become the person in that situation, one would never do what they say
Hallo tete makadi ....ndofara murisei mainini ...aiwa manake....kkkkkkk. Ndoitwa Nancy
Step mother's petty let the past be in past nobody asked her to look after step kids .If baby mama want with her kid let her
Takudzokera ku Stone Age???? Meaning what?Some comments just leave me wondering!!!👀👀👀👀
😂😂😂😂😂
Stone Age yangaisina maphone so with the network issues it feels like tadzokera kustone age
Chirungu ndecheikooo iwe
😅
Nhasi pane nyaya dzechi salad
😂
Salad itori ne mayonnaise ne tuma onion twakachekererwa kuita ma ring ring
😅😅😅.@@tmaktmak1464
😅😅😅😅😅
Ayiwa sisi zvamuri kutaura azvibvunzwe izvo mabank statement eyi pachild support
Chirongwa ichi chinoyitwa nguvay please
Every sart from (10 am or 10 30 am) nt so sure ne time but live on facebook