prophet miracle paul

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 31 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 203

  • @TheVoiceOfSeniors
    @TheVoiceOfSeniors 4 місяці тому +5

    Kwa Profet Miracle hakusi wekuenda dzangu. Vanosviko pedzwa dzungu rese kusvika vati Amen Profet Miracle 🌺💕🙏

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 4 місяці тому +15

    My favorite Prophet ❤

  • @FelistasMachipisa
    @FelistasMachipisa 4 місяці тому +8

    Mwari vakuwedzerei mamwe makore kusvika panaMoses prophet makatumwa kuzotinunura...

  • @shebs2207
    @shebs2207 4 місяці тому +13

    Apa unobatwa chete murume uyu haatambizvachose true man of God

  • @nancysimango5328
    @nancysimango5328 4 місяці тому +4

    My favourite prophet.thank you for telling the truth❤

  • @24virtualconsultantsunion
    @24virtualconsultantsunion 4 місяці тому +2

    Ndioneiwo prophet ndapota ndimi Moga vandionesa life and wisdom

  • @CharityGumbo-b9m
    @CharityGumbo-b9m 4 місяці тому +9

    Iiiiih kungwara kwese kwabva kwapera, vatozoona kuti ndivo vari kuwondonga, maita basa prophet nokubatsira mai ava.

  • @catherinenyamvura8870
    @catherinenyamvura8870 4 місяці тому +1

    Ko vanhu munonyeperei kune munhu waMwari munenge muchiti hamubatwe here Prophet mwari vakuwedzerei masimba

  • @mangenjedorothy8257
    @mangenjedorothy8257 4 місяці тому

    iiii Mwari vakupei mazhinji ekurarama panyika Prophet, thank you so much nekununura umwe wedu uyu nekuti kuna vamwe vana baba varikutozviita .Thank you

  • @RutendoChirinda-z2g
    @RutendoChirinda-z2g 4 місяці тому +10

    Aaaaaa makanyanya prophet magona varume havafunge

  • @PartsonMawire
    @PartsonMawire 4 місяці тому +11

    Asi varume tisadaro shua kushungurudza vakadzi

  • @OripaOppa-iu2er
    @OripaOppa-iu2er 4 місяці тому +9

    Murume anoroya uyu zvakaoma. Makanyanya Prophet

    • @MetaShiri
      @MetaShiri 4 місяці тому +1

      Ndotype yekusiya iyi

  • @jonaschinzodzi240
    @jonaschinzodzi240 4 місяці тому +15

    Munamato wekuti anorohwa size chaiyo Ku girlfriend 😂
    Amen pamunamato iwowo

  • @mabinya101
    @mabinya101 4 місяці тому +1

    Prophet ndimi last hope🙏🙏🙏🙏😭😭😭😭😭

  • @PenelopeManyasha-n5g
    @PenelopeManyasha-n5g 4 місяці тому +1

    My favourite prophet komborwai munotaura chokwadi

  • @ShamisoChigodora-cp3do
    @ShamisoChigodora-cp3do 4 місяці тому +1

    Profitai baba 🙏 ngazvifumuke Mwari wenyu ngandirangarireiwo Baba🙏🏼🙏🏼

  • @ShamisoMubango
    @ShamisoMubango 3 місяці тому

    Fambai munhu waMwari maita henyu prophety masunungura mumwe wedding haaaa l love it 😮

  • @PetronellaWazeza
    @PetronellaWazeza 3 місяці тому

    Pfuudzwai mberi munhu wamwari thx you so much Prophet

  • @irenemoyo4395
    @irenemoyo4395 4 місяці тому +2

    Thank you prophet masunungura mkadzi uyu angaanzwa nekushungurudzwa nemurume uyu

  • @Gogoaggie2018
    @Gogoaggie2018 4 місяці тому

    Warohwe size ikoko 😂😂😂😂😂 . Ndokutsigira mwanakadzi. Prophet zadzisai chikumbiro nezita rajesu. Haa munogona prophet l surrender. Muchengetedzeke munokosha 👏 👏 👏 👏 👏 👏

  • @Netsai-m9q
    @Netsai-m9q 4 місяці тому

    🙏🙏 amen prophet machenesa Mai ava . Baba imimi mudzidze kukudza mudzimai wenyu

  • @JayGeezw
    @JayGeezw 4 місяці тому +2

    Ranyara kuti “nya”. Ranga richida kunyadzisa mukadzi but rafumurwa. Praise be to Jesus for exonerating the wife.

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 4 місяці тому +1

    Fambai naye Prophet, mamunhongera tsono yaange achida, vanoshota shamhu murume mukuru

  • @KuzivaMaunganidze
    @KuzivaMaunganidze 4 місяці тому +3

    Speech yababa avaaa...pazere vanhu kt amai ava vawondonga mkdzi wako

    • @branbran9129
      @branbran9129 4 місяці тому +1

      It's wrong chero dai ariiye aiba anga asinga fanire kutaura zvakadaro kumukadzi wake

  • @TariroChidabvu-hl4re
    @TariroChidabvu-hl4re 4 місяці тому +2

    Thank you Prophet .nekununura Mai ava.

  • @miriambanda1670
    @miriambanda1670 4 місяці тому

    Thank you prophet 🙏 ndongofarira kutaura kwenyu kune dzidziso mukat 🙏

  • @meriamphiri9473
    @meriamphiri9473 4 місяці тому +2

    My favorite prophet

  • @princegunika
    @princegunika 4 місяці тому

    Thank you Prophet masunungura mai ava

  • @arnoldtatenda1530
    @arnoldtatenda1530 4 місяці тому +2

    Amen man of God thank you

  • @JohnShamu-m6b
    @JohnShamu-m6b 2 місяці тому

    Ndanyara. Zvakaoma. Amen

  • @LisaWasara
    @LisaWasara 4 місяці тому

    Profet we thank u so much..u are da best miracle Paul

  • @MikeTawanda-h8r
    @MikeTawanda-h8r 3 місяці тому

    Ku church kwedu amen my prophet ❤❤❤

  • @daviddivah-g4t
    @daviddivah-g4t 4 місяці тому +1

    Yaaa business
    Excellent Prophet

  • @IreneZ-k6o
    @IreneZ-k6o 4 місяці тому

    Amen Amen Amen prophet handidi nemi

  • @KeziaMugadza
    @KeziaMugadza 7 днів тому

    Tsem tsem kkkkkkkkkk kungwara kwese kwabva kwapera😂😂😂

  • @EgnesMaviki
    @EgnesMaviki 4 місяці тому +2

    Amen

  • @ElizabethMubvunzi
    @ElizabethMubvunzi 4 місяці тому +2

    My prophet amen ❤

  • @Thobskyle
    @Thobskyle 4 місяці тому

    May God help us shuwa 🙏🙏.... Business 🔥🔥🔥

  • @ElizabethMubvunzi
    @ElizabethMubvunzi 4 місяці тому +1

    Hezvo tenzi havabvumi varume anonyepa❤

  • @Gugu-k1e
    @Gugu-k1e 4 місяці тому +3

    God bless you man of God

  • @ShamisoChigodora-cp3do
    @ShamisoChigodora-cp3do 4 місяці тому +1

    Ini ndakatsvinyirwawo kurambwa ndavaka musha Wangu kwaGutu 😥😥😥😥

    • @onaingorima7122
      @onaingorima7122 2 місяці тому

      Makarambirwei bcz vazhinji unongonzwa munhu achiti ndakarambwa but chikonzero hachitaurwi

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 4 місяці тому

    Munogona.Prophet.God.bless

  • @DzidzaiMukundu
    @DzidzaiMukundu 3 місяці тому

    Pachokwadi prophet muri ma1 munovaka

  • @fungaimaiden261
    @fungaimaiden261 4 місяці тому +1

    Prophet heyayeeee ❤❤❤❤

  • @MellisaMubayiwa
    @MellisaMubayiwa 4 місяці тому

    Kamukono ketsambarafuta nxaaaa ngavanyarare baba avo vanonyadxsa muchurch yoooo

  • @SekaiMhlanga-t3c
    @SekaiMhlanga-t3c 4 місяці тому

    Thank you prophet nekutaura chokwadi chakavanzika

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 4 місяці тому

    Kudenha mweya shuwa kkkkkk, hanzi mukadzi iyeye ari kuondonga hahaha 🤣😂🤣😂🤣😂

  • @sithembilemakamba9505
    @sithembilemakamba9505 4 місяці тому +4

    Iiiii fungai kushungurudzwa kwanga kuchiitwa mukadzi uyu wepamba.... Maita henyu munhu waMwari mawasunungura amai avo.... Murume uyo ngaatoita something kuti mai avo wasunungure mwoyo wavo ummh I feel for that woman..God bless her

  • @giftmuchineuta6877
    @giftmuchineuta6877 4 місяці тому +1

    Thank you man of god for helping this woman.

  • @tshrenkenturedee87
    @tshrenkenturedee87 4 місяці тому

    Long live Prophet,long live🙏

  • @PinducasMiguel
    @PinducasMiguel 3 місяці тому

    Amem

  • @RudoMharapara
    @RudoMharapara 4 місяці тому +1

    Eish man of God women are going through a lot. God have mercy with us

  • @ishmaelmuchadakurwa9232
    @ishmaelmuchadakurwa9232 4 місяці тому

    Business Business veduwee. Stay long Pst.

  • @ElizabethMubvunzi
    @ElizabethMubvunzi 4 місяці тому

    Siya mukadzi vako iwe ❤

  • @paulinechinyanganya-zt9md
    @paulinechinyanganya-zt9md 4 місяці тому

    My favourite 🎉🎉🎉

  • @prisscamashumba8897
    @prisscamashumba8897 4 місяці тому

    I like you Prophet.go deeper

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 4 місяці тому

    Wabanda ayi cha prophet ✅ deal

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 4 місяці тому

    Uhleko engilizwe lapho

  • @AinaMatshalaga
    @AinaMatshalaga 4 місяці тому

    Amen .Kkkk kutonhodzwa kwachauruka chaiko

  • @memoryrumbidzaimushapaidze5090
    @memoryrumbidzaimushapaidze5090 4 місяці тому

    Maita basa prophet ❤

  • @Veronica-xk3so
    @Veronica-xk3so 4 місяці тому

    Prophet mwari ngavandichengete ndisvike kuchitungwiza mundibatsire

  • @LindyBuy
    @LindyBuy 4 місяці тому

    Yeah neh wisdom at it's best

  • @ElizabethMubvunzi
    @ElizabethMubvunzi 4 місяці тому +1

    Ndokurikuenda mari dzake❤

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 4 місяці тому +1

    Kkkkk 🤣😂😂🤣🤣😂😂 why do people test the holy spirit????

  • @NayeTina
    @NayeTina 4 місяці тому

    Makadii prophet

  • @rutendomudavanhu
    @rutendomudavanhu 4 місяці тому

    Mwari ndewemunhu wese uyu

  • @GetrudeMukandiona
    @GetrudeMukandiona 4 місяці тому

    Varume vakapusa. Vavhurei maziso Prophet

  • @zvaitwajenyura4789
    @zvaitwajenyura4789 4 місяці тому

    Ummmm zvakaoma. Thank you prophet machenesa Mai avo

  • @sheltonsipida7306
    @sheltonsipida7306 4 місяці тому

    I wish to meet you one day man of God.. am 40yrs old never been married never handina mwana ndine ma ma fibroids I feel like giving up in everything

  • @Grace-x4l
    @Grace-x4l 3 місяці тому

    Thank you prophet nedzidziso

  • @SimbarasheElvisMadhoro-xd1to
    @SimbarasheElvisMadhoro-xd1to 4 місяці тому

    Thank you prophet

  • @fatherflower4148
    @fatherflower4148 4 місяці тому +2

    Unenge vasvika uchirema 73 kgs onodzoka va pa 39 kgs vakupfeka size 27 ye trouser

  • @eustinamandigo1282
    @eustinamandigo1282 4 місяці тому +3

    Warume soo and wazhinji ndizvawari

  • @AvrilZhou
    @AvrilZhou 4 місяці тому

    Ndotozokumbira prophet ndipihwe murume musvinu kkk😅

    • @LonnahMacheka
      @LonnahMacheka 4 місяці тому

      😂😂😂😂 shuwa. Ndotozvitaurira muchurch imomo

  • @mitchelmako1461
    @mitchelmako1461 4 місяці тому

    😂😂😂😂😂😂😂Bless you man of God achaumbuka

  • @sithobekilemaipe9783
    @sithobekilemaipe9783 4 місяці тому +1

    Fambai naye prophet

  • @chamukatenah3283
    @chamukatenah3283 4 місяці тому +1

    I wish you long life man of God.

  • @chipochiwaza3926
    @chipochiwaza3926 4 місяці тому

    Hiii zvakaoma varume chiiko 😢, Mwari tibatsirei chokwadi

  • @FatimaChari-k2w
    @FatimaChari-k2w 4 місяці тому +1

    Thank you man of God

  • @mussabriansabao3876
    @mussabriansabao3876 4 місяці тому +1

    prophet munondigonera hangu

  • @MargrethPurazi
    @MargrethPurazi 4 місяці тому

    Mwari ngavandibatsire ndisvikeko mazviita henyu machenyura mukadzi uyu

  • @arnoldtatenda1530
    @arnoldtatenda1530 4 місяці тому +1

    Bless you man of God

  • @LizzyMunaku
    @LizzyMunaku 4 місяці тому

    😂😂😂😂😂😂 my prophet you're too much

  • @MarvellousMoyo-xb3mo
    @MarvellousMoyo-xb3mo 4 місяці тому +1

    Munondigonera prophet ❤

  • @ChsgsYes
    @ChsgsYes 4 місяці тому

    Varume ngwarirayi mabussines partner munowumbuka😂
    Makanyanya prophet thank you so much nedzidziso yamunopa vanendzeve dzekundzwa vanodzwa zvavo 🙏

  • @godfreychanza3275
    @godfreychanza3275 4 місяці тому

    My prophet warm and cool zvavo

  • @carlchabata2667
    @carlchabata2667 4 місяці тому +1

    It's unfortunate kuti tisu vashoma tinotevera prophet Miracle Paul nekuti deno takawanda nyika ingadai yakanaka.

  • @anyamwaephraim7337
    @anyamwaephraim7337 4 місяці тому +1

    Ndaseka before kunzwa zvemberi 😂

  • @JulietWotazi-x2k
    @JulietWotazi-x2k 4 місяці тому

    Ndabvuma nyaya ye Business 🙌😂😂😂😂

  • @LamzaMoyo
    @LamzaMoyo 4 місяці тому

    My prophet

  • @mercymupariwa
    @mercymupariwa 3 місяці тому

    Prophet chibaba ndibateiwo musoro

  • @SekaiBvure-jw3cw
    @SekaiBvure-jw3cw 4 місяці тому

    Magadzirisa munhu prophet 🙏

  • @ElizabethMubvunzi
    @ElizabethMubvunzi 4 місяці тому +1

    Itsotsi remunhu chihure❤

  • @Maxinegymnast-p4i
    @Maxinegymnast-p4i 4 місяці тому

    adala vane musikanzwa, business man😂😂😂😂 mandinakidza prophet

  • @kudakwashetavingei1758
    @kudakwashetavingei1758 4 місяці тому

    ndatendaa zvanguuu varume musaderooooo suwaaaaaa television 📺

  • @LilianMuyengwa
    @LilianMuyengwa 4 місяці тому

    Deepcy holy Man of the most high God

  • @nyashakatena3136
    @nyashakatena3136 4 місяці тому +1

    Dzanhongwa kkkkkk😊

  • @sinikiwemoyo8017
    @sinikiwemoyo8017 4 місяці тому +2

    Nyarawo iwe hure remurume. The ngaarohwe ikoko kuKuwadzana Extention.

  • @ltm454
    @ltm454 4 місяці тому

    Amen Prophet

  • @jeritamakiwa6575
    @jeritamakiwa6575 4 місяці тому +3

    My prayer is oneday ndisvikewo ku chitungwiza ndisanganewo na Prophet