DACR-Mbiri ndeya Jesu

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 16 гру 2024

КОМЕНТАРІ • 18

  • @MuIsrael420
    @MuIsrael420 13 днів тому

    Ishe Jehova ndinokutendai shuwa makabata mweya wangu zvechokwadi nekuti ndingadai ndakafa kare zvechokwadi. Mhosva dzangu nemweya yakaipa yainditevera zvingadai zvakandiparadza asi makandiitira nyasha. Hapana chimwe chandichararamira. Kudzwai Jehova

  • @MagdaleneCephas
    @MagdaleneCephas 9 днів тому

    Inoshamisa uye inogara nekusingaperi mbiri yenyu Jesu

  • @FortunateMukobo
    @FortunateMukobo 12 днів тому

    Tinotenda ishe Jesu,rumbidzwai mbiri yavo inoshamisa

  • @TabethTafirenyika-i3q
    @TabethTafirenyika-i3q 10 днів тому

    Amen Tinovatenda mambo nekutipa chipo chohupenyu nguvadzose Jesu ngavakudzwe

  • @EthelMthombeni
    @EthelMthombeni 20 днів тому

    Mbiri ndeya Jesu Kristu chokwadi. Rumbidzwai Jehovah,tinoona kubata kwaMwari paprayer mountain ropa raJesu rakandiraramisa shuwa ini mutadzi

  • @PreciousMutsambwa
    @PreciousMutsambwa 22 дні тому

    Ngavakudzwe Jehova nekusingaperiii🙏🙏

  • @amosmutsambwa5893
    @amosmutsambwa5893 5 місяців тому

    Amen Amen, Mbiri yavo Jeso inoshamisa. Huvepo wavo nesimba ravo tazviona pa Devine. Vanoramba vari Mwari.

  • @graciousbishop-us6hr
    @graciousbishop-us6hr 5 місяців тому

    Amen . Ropa ra Jesu rinondiraramisa ne mhuri yangu ,totenda nziyo dzinoponesa .

  • @simonpeter-j1p
    @simonpeter-j1p 14 днів тому

    Mbiri kugwayana raMwari.hatina kudzikunurwa nechinoora asi neropa ....

  • @brotherandreas
    @brotherandreas 3 дні тому

    Glory to God the almighty

  • @PetrosMupeti
    @PetrosMupeti 5 місяців тому

    Amen.....MBIRI yenyu Jesu inoshamisa

  • @davidmavodo6765
    @davidmavodo6765 5 місяців тому

    Amen. Inoshamisa Mbiri yaJesu

  • @user-xc38fl8jBishop
    @user-xc38fl8jBishop 5 місяців тому

    Thank you Apostle God Bless you , for sure Mbiri yavo Jeso inoshamisa

  • @trevormthombeni5955
    @trevormthombeni5955 5 місяців тому

    Amen. Ropa raJesu hariperi simba

  • @elizabeth-cu6yh
    @elizabeth-cu6yh 5 місяців тому

    Tinotenda mbiri yenyu jesu inoshamisa

  • @davidmavodo6765
    @davidmavodo6765 22 дні тому

    Amen

  • @TabethTafirenyika-i3q
    @TabethTafirenyika-i3q 10 днів тому

    Amen Tinovatenda mambo nekutipa chipo chohupenyu nguvadzose Jesu ngavakudzwe

  • @PetrosMupet-qe4ew
    @PetrosMupet-qe4ew 21 день тому

    Amen