Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Amen kuyimba kunesimba totenda munhu waMwari. Dai Mwari vatibatsira kuti pavanosvika vatiwane tiri panezvinoreva shoko ravo
Amen meso ese achamuona achiuya mukubwaira kweziso,nguva hatichina chokwadi thank you choir nekuimba kunokomborera unokanganwa nhamo dzese nekuimba kwakanaka kudai
Amen Jesus is coming.
AmenZuva risina achavanda kana kutiza.zuva rekudzoka kwa Ishe tenzi Jesu.
Amen ave pedyo pamukova,Sezvazvakanga zviri namarimwe zuro vaidya nokunwa kusvika zuva Noah raakapinda muareka nyika ikaparadzwa nemvura.Jehovah tibatsirei timire mukururama, asi muchengetedze muranda wenyu.amen
Amen Amen 🙏 No doubt Mambo Jeso varikuuya vakakombwa neva Tumwa .
Amen ishe anouya sembavha nekubwinya kwake ndatigatei takagadzirira vatendi tinokutendai choir nenziyo inokomborera
Ishe vanouya chokwadi. Ndizvo satan zvaarikuda kudzima muvatendi kuti vashaye hanya nekugadzirira kuuya kwaJesu Kristu. Tinokutendai Apostle nekuramba muchitiita tigadzirire kuuya kwaIshe Jesu Kristu. Mwari varambe vachikupai simba
Amen,Anouya Is he Jesu
Amen ngatigare takagadzirira kuti paanouya awane tiri panzvimbo
Ngatishingirire hama dzerwendo,Ishe vanouya
Tipei simba rokuti tirurame tigowanikwa takamira mukururama paicarira hwamanda. Ngavakudzwe Jesu Kristu
Zvokwadi ishe anouya ,dai Mwari atibatsira
Second coming of Jesus Christ, Glory to the almighty God
Dzidziso iri munziyo iyi iri deep .. Tirikunzi tinyengetere, totsungirira,togadzira .. Zvibvunze hama yangu kuti pauri kugadzirira uri kuita zvinofadza Jehovha here
Dayi Mwari vatibatsira taramba tichishingayirira zvokwadi yaake kt pavachauyaa tiwanikwewo tiri parini
Deyi Mwari vatibatsira zuva iro risatiwira seriva tigonounawo humambo hwekudenga ....tinofarawo nengirozi nezuva rekupedzisira
Ndinotenda nziyo inopa kuziva kuti tisashandira pasina
The Lord Jesus Christ is definitely coming like a thief .let's prepare ourselves and get rid of sin
Amen kuyimba kunesimba totenda munhu waMwari. Dai Mwari vatibatsira kuti pavanosvika vatiwane tiri panezvinoreva shoko ravo
Amen meso ese achamuona achiuya mukubwaira kweziso,nguva hatichina chokwadi thank you choir nekuimba kunokomborera unokanganwa nhamo dzese nekuimba kwakanaka kudai
Amen Jesus is coming.
Amen
Zuva risina achavanda kana kutiza.zuva rekudzoka kwa Ishe tenzi Jesu.
Amen ave pedyo pamukova,Sezvazvakanga zviri namarimwe zuro vaidya nokunwa kusvika zuva Noah raakapinda muareka nyika ikaparadzwa nemvura.
Jehovah tibatsirei timire mukururama, asi muchengetedze muranda wenyu.amen