Headman Chigodora.Doro raBaba vaikanga matombo muhari

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 25 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 479

  • @Karanganda
    @Karanganda  9 місяців тому +75

    Don't Forget to Subscribe, comment like & Share the Video .Thank you

    • @SimbaTamangani
      @SimbaTamangani 9 місяців тому +8

      BaTaps mukungotipa nyaya part one chete ..ko sei musikuunza mapart2 ....tinenyaya yechipikiri takamirira....
      Nyaya yachief mutasa takamirira yemudhara wekuramba kut akauraya munhu

    • @violamavhatu6434
      @violamavhatu6434 9 місяців тому +6

      Bataps ko nyaya yekwakagurabadza mureyani namurahwa nazimunya wekuraya munhu

    • @kudziengonie5715
      @kudziengonie5715 9 місяців тому +3

      Baba taps wanzwaiwo matare ekwa chief Mutasa vanondiitira zvakanaka

    • @cathrinebare2213
      @cathrinebare2213 9 місяців тому +2

      Baba Taps tapota hedu edzaiwo kutipa mavideo maviri pazuva.isu sema subscriber enyu akavimbika muri kutiregerera.ndiri seni ndatove addicted ne chanel yenyu.daily ndenge ndiri pano.kana nyaya dzaheadman musina itai muchitipa zvimwe zviri kuitika kumakomoyo.
      Watching from Capetown South Africa .

    • @fortunatemuchekadzese1939
      @fortunatemuchekadzese1939 9 місяців тому

      ​@@violamavhatu6434Murahwa arikuuya takamuona kwaTasvu achiti ndoda kudzoka kwaheadman kuti ndabatwa 😂😂😂

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira 9 місяців тому +67

    Mwanakomana anotoresa mhiko uyo is so humble akarerwa akakudzwa zvakanaka. Pamakurukota ese ava Chigodora hapana ane hunhu kudarika mwanakomana uyo. Groom him to be the.near future leader of the Community and other leadership positions. Be blessed son

    • @stellamapope
      @stellamapope 9 місяців тому +1

      True

    • @limbermist2904
      @limbermist2904 9 місяців тому +3

      Rova ngoma Duzura , ndiri pano mukadzi vako Julie

    • @emilymushanya2077
      @emilymushanya2077 9 місяців тому +1

      Ichokwadi chizere ane hunhu ne tsika akabva kuvanhu Mwari amukomborere

    • @margaretkuchenga2928
      @margaretkuchenga2928 9 місяців тому +1

      I agree with u munyori alazvininipisa mkomana uyo I admire his character

    • @zvazvazva1270
      @zvazvazva1270 9 місяців тому +1

      Mudzidzi

  • @gladysmoyo6368
    @gladysmoyo6368 9 місяців тому +11

    Much respect kuDare ra Headman Chigodora with his Team.❤❤ ❤❤❤Its the Best Dare so far in Zimbabwe 🇿🇼. I'm watching from South Africa 🇿🇦.

  • @munyaradzimutunhire2018
    @munyaradzimutunhire2018 9 місяців тому +12

    Chigodora number 1 ..... simai mhodzi yerunyararo

  • @Extra754
    @Extra754 9 місяців тому +75

    Mnangagwa must promote chigodora seriously 🎉🎉 he is making people to stay in peace and happiness........much respect for this channel viewing from Namibia 🇳🇦

  • @ConnieMoyo-p6n
    @ConnieMoyo-p6n 9 місяців тому +11

    Vachigodora team ramaakushanda naro riri hot, i enjoy your shows to the fullest

  • @MusekiwaGodfather-pp2cz
    @MusekiwaGodfather-pp2cz 9 місяців тому +28

    Team iri rakaipa, big up Mdara Chigodora.Nyika ngaigadzirwe

  • @charlienize4635
    @charlienize4635 9 місяців тому +32

    To makurokota aHeadman my advice is THERE IS LIFE AFTER A COURT SESSION, an elder is still an elder kunyangwe ari pamberi pedare. Taurai nevakuru with respect, please learn from Headman Chigodora

    • @brendonmrehwa6945
      @brendonmrehwa6945 9 місяців тому +7

      l come from this are madhara aya are the most dangerous trust me what these guys are doing is good. specially madhara ekwamarange mwazha nemajena ndebvu ayo trust me maone chaiwo😂

    • @PaloSant
      @PaloSant 9 місяців тому +2

      ​@@brendonmrehwa6945 vanhu vanomhanya kuti respect madhara this and that but vanokanganwa kuti madhara iwawa ndiwo danger. Ndivo vaibata zvaakukonzeresa ma problems mumisha. Dai vasina kubata mishonga hapana nyaya dzaimbouya kudare. People tend to forget that.

    • @rachelgaka130
      @rachelgaka130 9 місяців тому

      Mabeliefs imposed on people

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 9 місяців тому

      ​@@rachelgaka130these beliefs most are with people who fail to shape their lifes

  • @treddahkatsadzura9323
    @treddahkatsadzura9323 9 місяців тому +16

    Headman chigodora with a strong team 💪, much respect Baba,,nyika ngaigadzirwe,madhara anonetsa aya

    • @jetnusrufai
      @jetnusrufai 9 місяців тому

      Hapana kugadzirisa nyika asi kubira vanhu mari chete uku

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 9 місяців тому +2

    Sàlibonan baba chigodoro neteam ayi uyakha impela ngabe kuyavotelwa mina bengiyovoter uyalungisa leqiniso salute

  • @dennisgift81
    @dennisgift81 9 місяців тому +30

    In my own opinion, I am witnessing a biased court where the headman consistently supports the complainants. The complainant is allowed to present their side of the story, while the accused is not given the opportunity to speak, which I believe is unfair. Both parties should be given equal time to express their perspective, after which the headman and their team should provide assistance to both parties. Finally, I find machinda amambo to be excessively severe, and it is important for them to base their decisions on facts rather than personal biases.

    • @backare171
      @backare171 9 місяців тому +4

      ukafunga nechirungu hazvishande enda paGround woenzanisa sichaz woziva zvoitika iri harisi drama iri

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 9 місяців тому +4

      You are correct much bias nemakuhwa

    • @YolandaAndile
      @YolandaAndile 9 місяців тому

      Sure ndozvionawo

    • @sifundilemhlanga1755
      @sifundilemhlanga1755 9 місяців тому

      true

    • @SydneyDota
      @SydneyDota 9 місяців тому +1

      Iri idare rechivanhu iri hapashande law panoshanda chivanhu.

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 9 місяців тому +8

    Kkkkkkkkkkkkkk Chigodora i jack hammer, hanzi ndichachenesa nyika ino ndichazobva pa chigaro kana urombwa hwapera . Dare ra Headman rava kumberi nekuenzanisa nyika .

  • @VioletchipoFireyi
    @VioletchipoFireyi 7 місяців тому

    Love you headman and your team Mwari ngavakukombererei ne basa renyu ramurikubata

  • @epiphaniamakombe40
    @epiphaniamakombe40 9 місяців тому +16

    Government must providea structure for headman chigodoras court . Becausehe deserve it ❤

  • @TsitsiChapinduka
    @TsitsiChapinduka 9 місяців тому +6

    Baba chigodora makanyanya! This is a calling kana mazogara! Long life baba Chigodora!

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 9 місяців тому +9

    Julie stole the show today😂❤Chigodora to the fullest🎉🎉🎉

  • @TsitsiChapinduka
    @TsitsiChapinduka 9 місяців тому +8

    Izvi zvovengwa nemuroyi chete! Big up baba chigodora

  • @PlaxedesMakonye-ji8nr
    @PlaxedesMakonye-ji8nr 9 місяців тому +8

    Headman Chigodora number one❤❤ karanganda ❤

  • @paylinemarufu-sp3xp
    @paylinemarufu-sp3xp 9 місяців тому +11

    this man is very intelligent baba taps headman to the world

  • @kcmiddle9021
    @kcmiddle9021 9 місяців тому +1

    This is a good platform to learn more about our culture

    • @emmanuelsithole8767
      @emmanuelsithole8767 9 місяців тому

      culture yekuedza mari kupa n'anga nemaprofita. Tarisa mari dzinosheedzerwa, I wonder where this community gets its money from. They are so rich. $1000 haina kana basa inongochadywa kahwani yotobhadharwa

  • @mavisdadirai2353
    @mavisdadirai2353 9 місяців тому +6

    Rovangoma duzura soko mukanya mukadzi wako ndripano Jullie😂😂😂👏👏👏

  • @NyarieMarozva
    @NyarieMarozva 9 місяців тому +8

    WaChigodora dzidzisai machinda enyu two ayo kutaura newanhu wakuru zvakanak wasingawaitire hasha

    • @kawinamusa4288
      @kawinamusa4288 9 місяців тому

      ASI muroad munofamba muchituka madhara edu,ASI mucourt ndimo murikuti vaite Respect

  • @FaraiChigutiro
    @FaraiChigutiro 7 місяців тому

    So far I am now addicted to Headman Chigodora 's cases.he is the best so far in Zim 🎉

  • @josphinenhedziwa4232
    @josphinenhedziwa4232 9 місяців тому +8

    That man speaking at 8:19 he lacks so much respect for the elders anotoita kunge ndiye headman l have been commenting about him for a while now baba taps can u kindly tell him to speak with respect when he is speaking ne vanhu vakuru we love seeing headman chigodora but those makurukota some of them need to take a chill pill it’s now annoying

    • @nomusasiwela9621
      @nomusasiwela9621 9 місяців тому

      Mupurisa achitsvaka nyaya akanyengetedza hapana chinobuda so he Is doing his job nemazvo

  • @FaithDhori-sw8hu
    @FaithDhori-sw8hu 9 місяців тому +1

    team chigodora love you hamutongerei fouvar ba

  • @mundoringisamorgen7877
    @mundoringisamorgen7877 9 місяців тому +4

    I salute you Headman Mwari awedzere wisdom mukuyananisa dzimhuri. BaTaps❤❤

  • @patricktirivanhu184
    @patricktirivanhu184 9 місяців тому +1

    Ndorinonzi dare manje I like H/Chigodora nedare ravo keep it up

  • @johnbasopo7605
    @johnbasopo7605 9 місяців тому +6

    The headman is impartial, calm and very wise. His team, however, needs to learn respect and not to depend on village gossip.

  • @MaideiMafurutu
    @MaideiMafurutu 8 місяців тому

    Headman chigodora number one machembere anetsa aya veduwee

  • @Anna-wl2wz
    @Anna-wl2wz 9 місяців тому +1

    You are the best chief Chigodora, tell them wakaromba. Hurobwa hwaparadza nyika yedu.

  • @TendaiMashingaidze-k8b
    @TendaiMashingaidze-k8b 9 місяців тому +3

    Bataps nehutungamiri hwese much love ❤

  • @Chamu73
    @Chamu73 9 місяців тому

    Great work headman.great work all assessors.
    Headman tengerai Julie drink

  • @owenshoniwa
    @owenshoniwa 9 місяців тому +1

    Headman Chigodora nevadare are a blessing to their community. LONG LIVE HEADMAN

  • @DzingaiMuchaziwepi-ni5jp
    @DzingaiMuchaziwepi-ni5jp 9 місяців тому +3

    Headman Chigodora you are best pakuyananisa mhuri

  • @unganaimurima2981
    @unganaimurima2981 8 місяців тому

    This Headman is leading by example, and this program should continue streaming on all social networks.

  • @JokonyaJokonya
    @JokonyaJokonya 9 місяців тому

    Viewing from Polokwane. Karanganda and Chigodora to the people

  • @tinashegwasira1854
    @tinashegwasira1854 9 місяців тому +7

    Mature aya,they are bullies .ndikaenda kudare iro vanoona moto neni. They will never bully me or intimidate me

    • @CarolineRitsire-nm4hh
      @CarolineRitsire-nm4hh 9 місяців тому +2

      Uri ryt ipapo

    • @PaloSant
      @PaloSant 9 місяців тому +1

      😅munobva maripa mombe.

    • @mavismarange9837
      @mavismarange9837 9 місяців тому +2

      Buully papi .chamusingazive vanhu ava vari same village vanenge vachiziva hunhu hwevanhu.ende ikada kuita mbimbindoka ziva kuti chauchaita pamusha wako community hapindire vanoti unowega

    • @Vuyo0912
      @Vuyo0912 9 місяців тому

      😂😂😂😂hunge wazopihwa mukana wacho ka kikiii😂 nebepu raGucci iro

    • @nomusasiwela9621
      @nomusasiwela9621 9 місяців тому

      Kubva wapera strong yese nekuripiswa plus facts on the ground 😂

  • @mercyjengwakajakotajengwak1165
    @mercyjengwakajakotajengwak1165 9 місяців тому +2

    Headman to the people haa ini mundigonera neteam yenyu ❤❤

  • @dennisgift81
    @dennisgift81 9 місяців тому +11

    The assessor , clad in a safari suit, exhibits considerable arrogance and lacks respect towards people. It would be preferable for him to reduce his speaking and prioritize active listening. Even esteemed judges within the highest court maintain decorum and treat people with greater respect than demonstrated by him.

  • @LaceyMaribha
    @LaceyMaribha 9 місяців тому

    Watching from Capetown I really enjoy this court. Headman Chigodora to the world

  • @joemunyanyiwa-pz5xu
    @joemunyanyiwa-pz5xu 9 місяців тому +1

    Karanganda baba taps to the world ❤❤❤❤❤kuti chuuuuuuuuuu

  • @KutendaManjekeye
    @KutendaManjekeye 9 місяців тому +2

    Well done my brother..... Headman murambe makadaro

  • @Shuro77
    @Shuro77 9 місяців тому

    Tokutendai baba nematongero enyu dai vamwe vese vaitongaso nyika yainaka🎉🎉🎉

  • @futuresivelakatshana2468
    @futuresivelakatshana2468 9 місяців тому +2

    May God bless you guys and the Herdman Chigodora 🎉🎉🎉🎉

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 9 місяців тому

    Rovai basa Headman ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @petermapangisana3081
    @petermapangisana3081 9 місяців тому

    Itai basa renyu headman Chigodora and team . Mutipewo zvinenge zvabva kun'anga ikoko

  • @gracejaravaza5897
    @gracejaravaza5897 Місяць тому

    Amen Headman Hurobwa ngahupere

  • @emmiesmit1241
    @emmiesmit1241 9 місяців тому +1

    Ooodhaaa kudare ooodhaaa husky voice maglass ❤❤❤

  • @sonnytsambatare7010
    @sonnytsambatare7010 9 місяців тому +4

    Headman Chigodora is not biased, doesn't take sides. Thanks to Karanganda Tv (Waiyepo ere?) for keeping us posted

  • @miriambentu8784
    @miriambentu8784 9 місяців тому +1

    Haaaa ma 1 😂😂😂 anyway karanganda to the world 💃🏽💃🏽💃🏽chigodora number one

  • @kidwellchikurunhe2120
    @kidwellchikurunhe2120 9 місяців тому

    Chigodora he is the best ever

  • @NeverSoza
    @NeverSoza 9 місяців тому +3

    Saka kna musingade kmupa chance yekutaura murikuda kunnzwei. Plz dzidzai kupawo respect kune vanhu mudare

    • @ruel1703
      @ruel1703 9 місяців тому

      Nhy amana

  • @blessingbikinyaamidu5224
    @blessingbikinyaamidu5224 9 місяців тому

    Waiyiepo here?? Great show, Vanhu varikuhwanda nema church ivo vane nyaya dzvakaviga

  • @fyahstarta1007
    @fyahstarta1007 9 місяців тому

    True that President must promote Headman Chigodora and his fellows alongside Karanganda tv to the world big up baba Taps kuti Chuuu ❤❤❤❤❤❤Addicted to this bloodclaat channel hooyooo

  • @shananguraimurinye8977
    @shananguraimurinye8977 9 місяців тому +3

    Kwachigodora kwakuzara vanhu veduwee...you are the best chief

  • @Tari2378
    @Tari2378 9 місяців тому +2

    Musha wa Chingodora uzere nema kuhwa🙌🏾😂
    Hanzi vanhu vaiudza munhu to ignore his court imbwa 🐕 😂😂😂 kusada kurehwa

  • @Shava120
    @Shava120 9 місяців тому +4

    THIS MAN NEEDS TO BE IN PARLIAMENT

    • @Extra754
      @Extra754 9 місяців тому +1

      Wapedza i told them but they don't believe

  • @mollensaungweme1188
    @mollensaungweme1188 9 місяців тому +2

    Baba Taps munakurumidza kumhanya nechimuti tinenge takanonokerwa 🔥🔥🔥 kuti chuuu

  • @samsonmatsikachando7207
    @samsonmatsikachando7207 9 місяців тому

    Headman padare paakudiwa❤ SEKURU VAMATAKANURE KANENGO❤ KANA KUTI TATEGURU TASVU THE 1🇿🇼 MUNHU WESE AFUMURWE ACHIBHADHARA LIVE❤❤❤🎉

  • @stephentibugare4889
    @stephentibugare4889 9 місяців тому

    True custodian of our culture and values

  • @adrian.kmagombedze6800
    @adrian.kmagombedze6800 9 місяців тому +1

    Headman is a real leader, wise and level headed but makurukota avo ayo mmmm disrespect yacho to the elderly is too disgusting.

  • @wellingtonruzvidzo3040
    @wellingtonruzvidzo3040 9 місяців тому +2

    Vachigodora vanotonga chaiko yes yes 🎉🎉🎉

  • @caspermuteyi9180
    @caspermuteyi9180 9 місяців тому

    Ishe Chigodora pls munhu uyu aripa front beach uyo anoita kunge mucomrade uyo, mutauriro vake kuita kunge achiri muhondo, hatidi kudaro. Ngaasatyityidzire vanhu. Mutauriro vake hauna respect. Ipa munhu nguwa yekutaura then you start frm there. Mubvunziro wenyu mukuru, musaite senguva yehondo. Hondo yakapera kare baba. Taurai nevanhu zvakanaka

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 9 місяців тому +1

    Kkkkkkkkkkk Yaaaaaa rova ngoma mukanyaaaaaaaa

  • @dennisgift81
    @dennisgift81 9 місяців тому +6

    It is not good to accuse someone of being a witch before it is proven. Everyone should be considered innocent until proven guilty, and I have noticed that in this court, elderly people are often accused of being witches. I am unsure if being old is a problem, and I urge fairness in this court.

    • @Vuyo0912
      @Vuyo0912 9 місяців тому +1

      Yes true to that

    • @mabrrr1
      @mabrrr1 9 місяців тому

      You cn say that again

    • @JaphatSanyamahwe-zs4fi
      @JaphatSanyamahwe-zs4fi 9 місяців тому +1

      Dont worry,they will prove it later on

  • @virginiagwiti4815
    @virginiagwiti4815 9 місяців тому

    Imi siyai kupumha vanhu, everyday kungoti makachena here

  • @densonsibanda366
    @densonsibanda366 9 місяців тому

    Sei vanhu vanotongwa padare raChigodora variva postori

  • @AiviMureyani-cj2hn
    @AiviMureyani-cj2hn 9 місяців тому

    Yes yes headman chenurai please tapota

  • @LorraineMukoyi
    @LorraineMukoyi 9 місяців тому

    Headman 👏👏👏baba Taps👏👏👏 team chigodoro

  • @MavisMbombe
    @MavisMbombe 6 місяців тому

    Long live vachigodora

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 9 місяців тому +1

    Karangandaaaaaaaaaaa hoyoooooooo

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok 9 місяців тому

    Dayi maVillages ese emuZimbabwe tiyine vanhu vakayita saHeadman Chigodora Zimbabwe was going to be a great and cleanest country to live in.

  • @cynthiakashiri3013
    @cynthiakashiri3013 9 місяців тому

    mukadzi wako ndiripano Jullie ❤😂😂😂

  • @DouglasJakachira
    @DouglasJakachira 9 місяців тому

    Keep contino tirikudzidza zvakawandaa because of you

  • @dreenachipoyi2488
    @dreenachipoyi2488 9 місяців тому

    Uyooo murumee uyuu ane suit yehalf bhachii haaapii vanhu mukana wekutsananguraa akuzobhowaaa haiwaaaa dai ambobviswaaa aiwa

  • @joinahmukanangana2993
    @joinahmukanangana2993 9 місяців тому +1

    Headman kutooma muromo nekupopotera zvinhu zvisina humbowo .apa havazi prophet 😂😂😂 ipaiwo Headman mvura yekumwa he is dehydrated

  • @albertchakona4131
    @albertchakona4131 9 місяців тому

    Good 1 feedback toida

  • @skhakhane6146
    @skhakhane6146 9 місяців тому

    Siyabonga chigodora

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 9 місяців тому +1

    Sure headman Chigodora kuromba kwacho it's too much

  • @NyasharMpofu
    @NyasharMpofu 8 місяців тому

    Chigodora ndiye ayifanirwa kubata nyaya yengozi

  • @dorcasmushango4713
    @dorcasmushango4713 9 місяців тому

    Tirikuda kuti Allen ambofambiwa naye tione kuti orrrdeerr mudare yaairikudaidzira mudaidzire iwoyo yakachena ere😂😂😂😂

  • @RichardAbelNjongonya-ft1tc
    @RichardAbelNjongonya-ft1tc 9 місяців тому +1

    Big up to head Chigodora ❤🎉

  • @Tsitsi-v5t
    @Tsitsi-v5t 9 місяців тому

    Murisei ba taps munotigonera ne teamChigodora gadzirisai misha headman

  • @charmainechitiyo2826
    @charmainechitiyo2826 9 місяців тому

    Manheru akanaka

  • @SandraBotomani
    @SandraBotomani 9 місяців тому

    Matika ndiye wedora here?

  • @brightonmatinyadza4187
    @brightonmatinyadza4187 8 місяців тому

    dare rinonaka iri❤❤

  • @fadziachirongo4280
    @fadziachirongo4280 9 місяців тому

    Headman Chigodora dare ravo raakushaishwa ne those two bullies abusing thier postions. Vakugara pasi pe tende vaaakuonererwa.

  • @happinesschinho7616
    @happinesschinho7616 9 місяців тому +1

    'Order kudare order' mmmmm vemagirazi motipinza mumental imi ah😂😂😂😂

  • @SaulMoyo-r5m
    @SaulMoyo-r5m 6 місяців тому

    Chigodora woyeeeee 😂😂😂

  • @ChipoSigauke-g3b
    @ChipoSigauke-g3b 9 місяців тому

    Madhara voita sevana vadiki kuramba nyaya 🎉🎉🎉 kkkk

  • @AiviMureyani-cj2hn
    @AiviMureyani-cj2hn 9 місяців тому

    Headman chigodora munondigonera chose rambai makadaro tiuyewo kumusha kwedu hahaha nyaya dzeurobwa dzizere machigodora chenurai chose mutsvimbo medu

  • @JohnTravolta-qp6hi
    @JohnTravolta-qp6hi 8 місяців тому

    Dare raheadman chigodora rinoitorwa papi,I wanna contribute with shade ,kuvagadzirira n chairs

  • @Tari2378
    @Tari2378 9 місяців тому +2

    One seems doomed if accused in this court. You are NOT given a voice. SHAME.
    makes dare Kangaroo court

  • @FlorenceJwamba
    @FlorenceJwamba 9 місяців тому +1

    Well done head man❤

  • @lloydnechipani2376
    @lloydnechipani2376 9 місяців тому

    Pakatongwa apa. ❤❤❤❤❤ respect

  • @S24-x1u
    @S24-x1u 9 місяців тому

    Thanx baba Taps for introducing us to Headman Chigodora

  • @TauraiMudhauya-dg1fl
    @TauraiMudhauya-dg1fl 9 місяців тому

    Tadii nemadhara endebvu?

  • @lovemoremuverengwi1268
    @lovemoremuverengwi1268 9 місяців тому +1

    Hurombwa hwanyaya paMutare apo.Mozambique yavaitira pedyo

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 9 місяців тому +1

    Vapei nguva vataurewo diwi rawo handizvo here headman

  • @Mukubvu
    @Mukubvu 9 місяців тому +2

    Uyo wesafari suit anorasika Headman must suspend him from front seat. Why basing nezvataurwa ne one part . Munhu ngaataure side rake

    • @PaloSant
      @PaloSant 9 місяців тому

      But let's be fair. Avhunzwa kuti unoiziva here nyaya iri kutaurwa? Handiti ndiyo starting point. Yes or no. Tochitangira ipapo. Ukasiya vanhu vachipindura munoita 3hrs makagara dzigopera pasina chamanzwa chinobatika. Case in point, enda unoteerera nyaya dzekwa Marange. Vanhu vakangwara, vanokutenderedzai vachinzvenga nyaya kusvika munhu wese akanganwa zvavhunzwa pekutanga

    • @Mukubvu
      @Mukubvu 9 місяців тому

      @PaloSant starting point ndeyekunzwa maside enyaya from both sides . Becoz ukatanga nekuti "ndinokuzivai vanhu vakaromba munodai or pagara vanhu 52 vakaita sewe" Already watoratidza nyaya kuti zvataurwa neatanga ndozviripo. Chief Mutasa vanonzwa both sides then question both sides. What if munhu ataura zvisizvo or apotsa. Iyo nyaya even ikaenda kupi already anofanira kunzi muroyi atoripo