Slowly becoming the best duo in the media scene 🫡🔥🤝you guys deserve an award this year I don’t know from where or who but mukushanda keep up the good work
Master h ndi man of the moment I phase inodarika.... Silent killer ndiye mukuru weband anopisa asingapore.... Hurombwa ne chiporofita zvinhu zvaka siyana
I was waiting for this day ma UA-camrs makufamba nenyaya dzechokwadi kwete kungoita nyaya dze fake Akataura kuti master H achapisa iye wacho maybe akatovakanganwa
You form a good combination big up big up
Aaaahhh big 3 ipii
Slowly becoming the best duo in the media scene 🫡🔥🤝you guys deserve an award this year I don’t know from where or who but mukushanda keep up the good work
Master H from stage rdm mangoma ese aarova mahit ese
True prophecy yaakataura iyo bigup DJ sparks ndakaiona interview yako
Thanks bro
Apa ndopandaitera sparks zvekupenga baba....
Yh true Gombwe itsono
Gombwe declared it n it’s happening. Waiting for chiporofita chakapiwa Ti Gonz hedu❤
Akanzi kudiii
Taur hko I'm waiting for the ti gonzi the goat
@@EmmanuelMondiwa-t7tachipisa kupfuur moto we jet
@@Nkonde-h4r kkkkk maonero angu uuumm kupisa kupisa kwaT gonz kuchanetsa
Zimbabwe vanhu vakutsvaga mari nemashiripiti ma1
🔥🔥🔥🇿🇼
Murikuedza kudzosa Bond angaakupenga uyoo so tirikuziva ana Zigo
❤
Master h ndi man of the moment I phase inodarika.... Silent killer ndiye mukuru weband anopisa asingapore.... Hurombwa ne chiporofita zvinhu zvaka siyana
Uri Duzviiii wanzwa
Hauna chaunoziva
Yah chinogona kuita chokwadi paChiprofita, but hazvireve kuti munhu vaMwari
Missing madzibaba Bond .Chimbovatsvakai pavari nokt varova pamhepo
Nhai mukoma bond madiiii kusumudzira vaeradziva mhepo dzenyu dzidzokere pamavambo mukadaro musikavanhu anokutenda shaaa
vanhu vanopenga kunze uko apa vakakwana vakupengawo saivoooooooooooooo
dzonyepa idziiii dzaiti T Gonz achaita best in the world 🗺 dzonyepa idziii😂
T gonzi anomboridzwa kuchannel 0
Munhu anopihwa simba nababa Makandiwa here or naMwari? Murikutiiko apa
... Winky D
Day iri i this sparks akazobva pa interview chija chakurwadza Gombwe raingoti rakati taurei taurei robva pa rova rova
Une raster uyo arikutii master h ndakumupa studio ndiyani ndiye dr bond hre
Ehe ndiye hake
Bottom camp😅 I believe this
Makunyepa manje
Bond ayipenga musunu uyo
Dj sparks nemaprophets vavo😂
Mahendere simba rechikristu raakapiwa na baba Makandiwa.😂😂
life is spiritual for xoooo🤣🤣🤣🤣
Chiimbaiwo zvenyu zvisina hurombwa timbokunzwai
Ndezvemwari here kana kut imika😂😂😂
Amanga angaka
Apa chakanhonga😂
Yah chakanhonga
Tora ordinary munhu, moita prophecy kwete munhu ane visible talent already
socket iro bho here pa video
X-ray eyes 😂
Azadzisa ka asi pakuzoti kukunda munhu wese akanyepa mupfanha uyu
Lol pamwe achakunda
Taurai henyu mdra amunyepi nguva inopedza zvese.asi chibaba
I was waiting for this day ma UA-camrs makufamba nenyaya dzechokwadi kwete kungoita nyaya dze fake Akataura kuti master H achapisa iye wacho maybe akatovakanganwa