But in terms of craft, on the acting side, maybe Jamukoko himself needs to perfect it a little bit by talking a bit less, he over narrates at times and at times it's not necessary, he just needs to be natural like his co stars as such as Marisa, Mai Tee and Mai Pee including Melisa.
Pane panoda kugadziriswa mai Pee vakapiwa bail kuti vatongwe vari panze meaning her case was not heard sa amenesty yaisaita Plus kuudzwa naDetective the amenesty Othersise the Malisa n Jackson families u did well for the whole 12 episodes Very educative ❤
thank you team Jamukoko keep on doing great job you are helping us a lot in terms of entertainment and education. love you guys waiting for another movie
Ndakambokutaurira siyana naye kowaigomudiya sei moyo wako anga atoba kare waiti watowana pekuzembera akakunzvenga pasi wabva wawira 😢😢😢😢 song from killer t 😢
" Ndiri hwai yanga yakarashika zvino ndadzoka" baba P kkkkkkkk. Waizviona wakapinda uchiita kunamata Melisa kumubvunda kurasa mwana coz of her. You wasted so much time doing useless things. You made your real wife to suffer mujere. Ko kuzotsoropodza Mai Pee at the sch. Hanzi " Moreva Mai vaya varefu vokushata vandaimbouya navo pano" Aaaaa mwana waMoses. Wanga wakabikwa nemushonga ambuya vakashaika kare kuzobata maoko today. You told Melisa hanzi " Usavhunduka mutsindo webete" kkkkkkkk ndiwe wazoita mutsindo webete wakananga kupolice neboxer short😂😂😂😂 😂😂😂😂😂😂. Wozoona kupisa kwemoto watotsva kare. Am happy you are now together nama Pee. Marisa well done for the good advice you gave to Jackson although wakambotukwa kut hauna manotes emjolo kkkkk. Good you forgave him. " Nyarara ukadero ndokurova tobuda muno taakumhanya" kkkkkk Marisa! Sekuru Mujeketwa magonesa chaizvo kuyananisa vazukuru venyu. Well done!. Mai you are a good wife who loves her family. You did well to forgive your hubby who mistreated you coz of the so called wife of his. I wish you all the best with your family. Mai Tanya you are such a good lady so hmble. Am happy you are back kwaMarisa. Detective thank you so much for the good advices to Mai Pee. Magonesa. Melisa usafarira kutambura kwemumwe munhukadzi, don't make others suffer, usararamba negreedyness yezvinhu zvausna kushandira. Don't pretend to be a good person when you are not. Don't take advantage for doing bad things. Don't make other ppl suffer God can not be happy with you. In life always know that Gone ana gone wakewo. 1 day uchachema. Thank you guy....I have learnt something and will keep on giving you full support. JAMUKOKO KEEP IT UP❤❤❤❤❤
Kana uchiziva kut Hauna chigumbu neteam rese reJamukoko isa like pano✊✊🇿🇼
Ini baba p handn kuvaregerera ini kna 😂
Wagons and 🎉❤❤❤❤😢😮😮😮😮🎉🎉❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤the ❤😂🎉to to 😅😢be you 😂❤have to ❤be off to
This dramma is very educational, ini ndabva ndato blocker all njapisi, they want to take my money!!!
Kkkkk hamudi kuhliwa here on Marisa's voice
Amen
Mujolo pasi nawo guys. Thanks with a good lesson.
Marisa, Jackson, Mai Pee and mai Tanya you are so talented keep up guys good job
❤❤❤❤❤
But in terms of craft, on the acting side, maybe Jamukoko himself needs to perfect it a little bit by talking a bit less, he over narrates at times and at times it's not necessary, he just needs to be natural like his co stars as such as Marisa, Mai Tee and Mai Pee including Melisa.
I love the ending, it's a lesson to all couples .
🤣🤣a lesson to go back to cheating spouses that have no respect for you at all ??? lmao
Marisa kkkkkkkk hanzi ndatoti benzi iri nderipi well done guyz❤❤❤❤❤ so much
Mai P you are loved ,you are my favourite actress ❤❤
Thanks dea
Team you are so good. Yapera zvakanaka, good lesson. May God bless you
Kkkk ndamirira kuona Mai p kana na Jackson uripiii Marisa kaniii Tete murugwa munei can't wait guys hy
Waiting baba P must suffer nekuda mjolo kwavo kkk
Ndadzoka ndange ndakarashika Baba P'voice 😅😅😅😅😅😅😅
Mai Tanya deserves every good thing in her marriage
Deactivate manyama munogona love you team jamukoko❤❤
Simba ndaridzwa radzoka Marisa ka thank you guys
Well done mai tanya ndozvoita imba bvamandifungisa muroora wangu
Baba P you suffer your punishment now that's a great lesson revenge comes sower kkkkkk
Good job,you deserves an oscar ❤
Kkk Marisa hanzi munhu anochemera mumba mangu ndakuzokurova manje kkkkkk
Pane panoda kugadziriswa mai Pee vakapiwa bail kuti vatongwe vari panze meaning her case was not heard sa amenesty yaisaita
Plus kuudzwa naDetective the amenesty
Othersise the Malisa n Jackson families u did well for the whole 12 episodes
Very educative ❤
Well done guys, your movies are so nice, very interested 👏👏👏
😂😂😂😂😂 amupurisa mungaudza munhu kupukuta misodzi iye abirwa mari 😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂dhiiiiiiiiiiiii
Marisa atonzwa Simba rajekiseni kkkkkkkkk.thank you guys munogonesa .Melisa Mwari ave newe hako kkkkk.im happy for Mai Tanya n Mai Pee ❤️
Ndatopo manje Mai P muripi heii
❤❤❤😂😂😂😂😂😂
Ndakutopengaa Marisa😂😂😂😂
that was very wonderful with a powerful emotional touching of the heart
Nice guys keep it up mogona vakomana imi
Sekuru mujengetwa u play well ur roll
thank you team Jamukoko keep on doing great job you are helping us a lot in terms of entertainment and education. love you guys waiting for another movie
Guys mondigonera makanyanya. Yo are top notch. Keep on kutifadza musamire. Bhora mberi 👌💯💕❤️❤️❤️
Nice one guys makanyanya team jamukoko
I'm happy Mai Pee wavapanze
❤❤❤❤
Jackson anga asiya mkadzi Skanska achimhanyira kunorohwa mari
Kkkkkk Jackson sata wanga watitora 😂😂 komunamato kkk Mai Tanya wagona
Yah this is so beautiful unomwa mugomho wese wemvura
Kkkkk Marisa you killed me 😂😂😂😂 hanzi mari imari tese takabigwa
Kuchema kwababaPee 😂😂😂😂I'm happy kuti even though you lost some things you finally got back together with your wife❤❤❤❤❤
Guys mukugona basa asi ndine chichemo muise like zviya zvekuti previously so that vanenge vakamborasika vanokasira kudzoka muline
Izvezvi hushamwari wedu wava we business nekunamata kkk thank you guys
I'm happy for you mai Tanya
Thank u team for the episode🎉🎉
well done guys makabika ende mese makagona teama
Good movie with great teaching ❤❤❤
Ndakambokutaurira siyana naye kowaigomudiya sei moyo wako anga atoba kare waiti watowana pekuzembera akakunzvenga pasi wabva wawira 😢😢😢😢 song from killer t 😢
Makanyanya team JAMUKOKO
Kkkkkkk makanyanya team 😂 may God's Blessings shine upon you all
Thanks guys dràma renyu rinrdzidziso adi warume wawona wachinja sure kuti magf anokunyudza mukadzi wako mukadzi wako ❤❤❤
Well done guys best one ever
Kip it up
Umm gys makandichemedza madzingapee god bless yu gys
Marisa apa wagonesa
I like it aiwa basa makabata Jamukoko to the world 🌎 💪🏾💪🏾💪🏾💪🏾💪🏾
GREAT JOB✨. Anxs team Jamukoko. We love u❤
Melissa my frento .i stil have those pics together best actress of the slay queen.chero wakazotiza hako nebhegi😂😂
Am happy for you guys well done my favorite people ❤❤❤love you all
Mai Pee u are glowing I'm happy for you ❤❤❤❤❤❤❤
❤❤❤❤❤
Action ya Jackson kubva paamuka mellisa atiza nemari neaction yaazoita mucharge office kkk mari yamurwadza kkk hanzi nemupurisa wakadhakwa hr
What a lesson 👏
Thnx Jamukoko Media 👏
Well done guys asi makurumidza kupedza hei zvaiva zvakuenda mberi chaizvo
Thank you gyz tirikunakidzwa Mwana wangu kana achiona bapee anenge achitevedzerawo kusina mhino kuface kwake😂😂😂😂
Not mi smilling pa surprise yaitirwa Mai Tanya
Marisa and Jackson very good duo❤❤
Marisa number 1 kkkkk
Marisa understood the assignment ❤❤❤
😂😂😂😂😂😂😂, zvaiwana Ngwarati!! Jackson kumhanya kuPolice neUnderwear!!!!!!! Kuda kusvikoudzira mapurisa hanzi hamugone basa renyu kkkk!
But Melisa kanozonyanya , $40k?????
This is amazing guyz🔥
Woow nice ending you nailed it Jamukoko Media 🔥🔥🔥🔥
Kkkkk pavese vawokeri ndini ndanakirwa ini aah ruregerero rwa jackson achizobata maoko achirohwa kkkj namai p kkkk haha
Tamara beautiful in short hair,i love her.
Marisa rova benzi mhani iro roteverera pfambi inongoonekwa
Mai p .ramba😂
Friendship ya Marisa na ba Tanyaa 😂😂😂
Marisa iwee ka always on point 😂
Dr vanenge vanga vakudawo kunyenga mai Tanya. Bhoo here Chiremba?
Kkkkkkkk hanzi ukatodaro ndokurova ndaikuudza uchiramba
Marisa we kutenga sick ne 500 us 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mogona guys o kkkkkkkkkkkkkkkk
Kkkkk ba pe munogona ndazoseka zvangu ,rambayi makadaro musachinje mose munogona 😂😂😂
Well done 💯
Detective roll yenyu kuita kuizwambura🎉
😂😂😂 Yesss Jackson azochemavoooo😅😅😅😅😅
Well done guys trikudzidza zvakawanda mwari ngavakututsirei uchenjeri simba neutano basa renyu rikure🙏
Guys munondigonera zvenyu, Aiwa kumberi, Marisa, Marisa Marisa
aya mabara chaiwo team iri robudisa zvonakidza ndakupinda busy kuno ndakupedza wifi
" Ndiri hwai yanga yakarashika zvino ndadzoka" baba P kkkkkkkk. Waizviona wakapinda uchiita kunamata Melisa kumubvunda kurasa mwana coz of her. You wasted so much time doing useless things. You made your real wife to suffer mujere. Ko kuzotsoropodza Mai Pee at the sch. Hanzi " Moreva Mai vaya varefu vokushata vandaimbouya navo pano" Aaaaa mwana waMoses. Wanga wakabikwa nemushonga ambuya vakashaika kare kuzobata maoko today. You told Melisa hanzi " Usavhunduka mutsindo webete" kkkkkkkk ndiwe wazoita mutsindo webete wakananga kupolice neboxer short😂😂😂😂 😂😂😂😂😂😂. Wozoona kupisa kwemoto watotsva kare. Am happy you are now together nama Pee. Marisa well done for the good advice you gave to Jackson although wakambotukwa kut hauna manotes emjolo kkkkk. Good you forgave him. " Nyarara ukadero ndokurova tobuda muno taakumhanya" kkkkkk Marisa! Sekuru Mujeketwa magonesa chaizvo kuyananisa vazukuru venyu. Well done!. Mai you are a good wife who loves her family. You did well to forgive your hubby who mistreated you coz of the so called wife of his. I wish you all the best with your family. Mai Tanya you are such a good lady so hmble. Am happy you are back kwaMarisa. Detective thank you so much for the good advices to Mai Pee. Magonesa. Melisa usafarira kutambura kwemumwe munhukadzi, don't make others suffer, usararamba negreedyness yezvinhu zvausna kushandira. Don't pretend to be a good person when you are not. Don't take advantage for doing bad things. Don't make other ppl suffer God can not be happy with you. In life always know that Gone ana gone wakewo. 1 day uchachema. Thank you guy....I have learnt something and will keep on giving you full support. JAMUKOKO KEEP IT UP❤❤❤❤❤
Mai Pee you are a good wife
Point of correction
Thank you so much for the support
I don't understand shona but love it jamukoko..🇿🇦🇿🇦🇿🇦
Watching from Alexander Bay
Chandokudirai ndechikuti munogona kudzidzisa, thank you gays🎉🎉🎉❤❤❤
Nice one 🎉🎉🎉
Hapana mhepo kuda shamhu uko
Am happy Mai Pee is out .and am also happy baba Pee got what he deserves.i think other man out there they wll learn a good lesson
🤣🤣🤣hanzi na detective mapfekero erudziiko amunouya makaita 🤣🤣😍
Hanzi " hoo ah, ko nematambudziko zve mai pee " 😂😂😂
😂😂😂 iwe hauseki .ndezvenhamo kaizvi kkkkk.idrama zveshuwa
excellent team
👏
The ending Yoh ndabuda musodzi keep it up guys ♥️♥️
Kkkkk baba pe kuenda ku police neka bhulugwa 😅😅😅😅😂😊 vakakaura
Team u are so talented ,this episode is too much
Jamukoko media my favourite,,, team rine ma1 iri
Jamukoko to the world marisa sei waisandi wonesawo 😂😂😂😂
I'm happy to see mai tanya n baba tanya
Kkkkkk baba Pee the way he said bye bye usare zvakanaka ndaenda 😂 made my day ooo 😂😂😂 sando kuna baba Pee 😂😂😂😂
Jamukoko Media, munopedza masports guys 👏🏼👏🏼👏🏼
😂😂😂 jekiseni warohwa chekuserika apo😂😂😂 thank you guys manyama
Jackson u killed it kkkkk, haa guys makapenga, rambai makadaro
Cchidzidzo ku varume ese vanoda mujolo vachirasa mhuri dzavoa big lesson
Thnks gys ndokudai mese