Chillmaster ma beats ako ma hits,keep up the shots ,we need more lyrical msg ghetto wise ,kip it traditional ,cultural,educational,with a modern style.love yo music with unique voice.more fire
Part yekuti "taitombosimbisana boe wani,husikuhwese taitaura kusvika na 4 wani,week rese waitombogara nephone yangu ..taitodanana kaa but hapasikuda nharo"haaa it's a bang uri zimbudzi mface iwe🐐🔥🔥🔥💯
wangu unogona zvisina kupokana ramba wakadaro one thing dont let fame kill your career .. humble yourself. GOD will do wonders .you are the best...keep up
Taura hako hapazikuda nharo good lyrics good vibe strong melodies wandiponda chete pama mins apo dai 4 to 30 seconds it's a classic 💯💯💥 Signature Approved
Zvemoyo haa ini handitapirirwe❤❤❤❤❤❤kana wafunga ku dzoka it's okay pullo ngoma riri kupinda mubhonzo muskeleton DEAR MA EX MANYAMA kana ndsina Basa usanditsvaga
Am an HKD fan after that tiktok live what was said by doctor made me come to your UA-cam account and since then am vibing to your songs zvekudaroo unogona mfana wewe keep it up
Vanhu vanoda munhu afa please ngatisimudzirei munhu uyu anogona 😢
Ko sei wazodaro?
I just love my country people
If you’re here 2030 I was here 2024
🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Fans of Chillmaster kubva day one gather here🫶.. lets show our guy luv
Im right here with u
Tiripo
Day 1 ndinganyepe asi ndakatotanga kumuziya ne kumufarira Masong aya paakabuda ❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Hinza
Chillmaster ma beats ako ma hits,keep up the shots ,we need more lyrical msg ghetto wise ,kip it traditional ,cultural,educational,with a modern style.love yo music with unique voice.more fire
I’m gonna leave this comment here so that when somebody likes it I come back and listen to this his song again😢😢
😂😂😂😂😂
From RIP sauro to date .l love your music
Tese tichaenda hazvinei waiva netarenda 😢
Ini ndakazoziva kut ndiye akaimba tese tichaenda after ndaterera ndiudze zvese remix🎉 super dope
Is he gonna read your message?
chillmaster chibaba ndatenda zvangu. unongona mkoma wangu
Part yekuti "taitombosimbisana boe wani,husikuhwese taitaura kusvika na 4 wani,week rese waitombogara nephone yangu ..taitodanana kaa but hapasikuda nharo"haaa it's a bang uri zimbudzi mface iwe🐐🔥🔥🔥💯
He was suppose to repeat that part....it's a bang 🔥🔥🔥
True @@SpiweMuza
Apa hapasikuda nharo hapasikuda tipikisane kuti sei wazodaro😢
Zimbudzi 🔥
Ndakangonzwa pakuti hapasi kuda nharoo ❤❤❤❤ zuva rese ndichingoridza ❤❤❤❤
From 1:19 to 1 : 48 I wish if thatt part was repeated ....The beat from 1:19 its giving...
Great song❤
Apa apasi kuda nharo ndoiridza everyday 🔥🔥🔥🔥🔥🇿🇼
wangu unogona zvisina kupokana ramba wakadaro one thing dont let fame kill your career .. humble yourself. GOD will do wonders .you are the best...keep up
After ndanzwa sound kutiktok ndat rega nditevere kuno 😂
Same nen
Hausi wega
since that song tittle "be happy " my guy l can't believe that you're so talented like that blessing to you 🌱 💢 💥💥💥
"Of coz wandibvimbisa Zvonetsa kut ndizvi believe " my favorite verse.
All along ndaifunga kty Chillmaster ndiye Bagga weragga, ndaiendesa maruva kusiko...more hits chillmaster munopisa 🔥
Sheltang's beats and Chillmaster's voice. Unmatched combo.
Taura hako hapazikuda nharo good lyrics good vibe strong melodies wandiponda chete pama mins apo dai 4 to 30 seconds it's a classic 💯💯💥 Signature Approved
Icichopedza ndima
M A S T E R iwewe .......you are burning 🔥 bros keep the good work up...I really love yr music
Boa música más forças. Diretamente de Moçambique 🇲🇿
The song is good but why so short😢😢😢 irikunaka
Short time kkkkkkkkk😂😂😂😂😂😂😂
Nhai zvako especially the coras
True...but it's touching i feel like crying though
Haaaaa I'm here today guys I jus came to give Chillmaster his flowers 💐 Big up Man
Zvemoyo haa ini handitapirirwe❤❤❤❤❤❤kana wafunga ku dzoka it's okay pullo ngoma riri kupinda mubhonzo muskeleton DEAR MA EX MANYAMA kana ndsina Basa usanditsvaga
Chill master chibaba manje🙏🙏🙏🙏 keep up🎉❤
Imagine taitombo sheya ma secrets 😊
Uyu ndomuda kani ❤
Am an HKD fan after that tiktok live what was said by doctor made me come to your UA-cam account and since then am vibing to your songs zvekudaroo unogona mfana wewe keep it up
Talented youngman kwete zvana silent killer van choga mbida naculture love
iwe game rinoda versatility siya ngwere na culture vanotopisa vakadaro
Culture mudhara wangu
kkkkk ryt panobatwa ngoma apa.. the vibe is giving
We need an album 4rm ths guy ....his music z smthng else
He back kunge musana❤❤
Chillmaster to the world munosotaaa baba
Hanzi nemumwe pfoo, whatever the meaning asi ini ndinoti yaruma 🎉
Hapasiii kudaa nharoooo Seii wazodaroo
🔥🔥🔥🔥🔥🔥 keep burning king I like your songs dzineka that🎉🎉🎉🎉
wakatonyanya iwewe 🔥🔥🔥🔥🇿🇼
You gained a follower. Everything On point
im loving the tune 🥰🥰🥰
Masterchill vadzosa mangoma fire fire fire
Wat a massive masterpiece tune ❤❤❤
Yeah yeah ichichakanyanya ma ZIG ZIG anopera tichiterera 🤞🏽 ndakaisa pa repeat mu truck
Love this song ndainzwa ku tik tok❤❤❤❤❤
Kazein motto🔥
Vana vezimbabwe mangozvinzwira mutakunanzva akaipa mukomana uyo👊👊👊🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Cool wanii anogonna uyu
Moto uyu ❤️🔥🔥🔥🔥
Anogonesa uyu ndatenda hangu 👏👏🔥🔥🔥
i used to hate your music didn't know i was possessed...You're talented Chillmaster keep it up
Pese pakapindwa Moto ndiwe suspect 😅🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Taitombosimbisana bhoo wani🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Keep pushing my King this is dope
haaa muri vanhu vakuruu ummmm ngoma irii rikunyatsopinda mumongo
🔥🔥🔥🔥🔥🔥💯💯💯💯kuimba chokwadiii
dei akabiwa talent rake na holy ten
The most undertaed certified loverboy zvamanje manje, zviri zverudo kaa haa, uyu naBoi Shona vapei zvimuti havo
Ndandakachimirira nice brother
Mukomana inspirational song mandiwedzera 💪👍
Uyu anogona zvake hapasi kudanharo ❤
In love with your songs broo
🔥🔥🔥🔥💥
Hapasi kuda nharo kana kupikisa ❤
Uyuuu anogonaaaa uyuuuuuu🎉
This is our year🔥🔥🔥🔥#hapasikudanharo
Ko haasvikiwo 1 million views sei munhu anogona kudai😢😢😢,vane talent
Lover bwai 😂 anogona 🔥🔥🔥
You deserve more respect 🔥🔥🔥👊👊👊👊👊👊
Keep the fire burning chillmaster
Chillmaster big up broo this is good work
wese akapondwa moyo ndiwe suspect 👊👊💪💪
manbo murichibaba chillmaster❤🎉😢😮😅😊
Hwinza inin anondigonera hank boys mufunge nhasi ndapisa poto ndikanzwa mekutukwa nevanhu nenyaya yekuswera ndirikungoridza Hwinza chete kkkkkkk weduwe
one of the most underrated artist in Zim
haaa zimbudzi remunhu iwe chills..
Tiripo I love this guy in the morning I play on of his songs noswera bhoo
🎉❤📸shot mashefu🔥🔥🔥🔥🔥
keep it up munhu anogona uyu
Uyu anogona uyu❤
Lets all change the Views into Subscribers ........... lets all subscribe to push this Talent
approved....
Are u back
Chogona ichi
CLS🎉
Nice track color grading international stuff
❤❤❤❤ uyu anogona
Notification On ❤
Tatomirira 8PM 😊
nxt big tingz 🔥🔥🔥
One of the best artists
Pure talent mkoma
Anogona uyu 🔥🔥
🎉🇲🇿🥰👊a música é muito é o consolo
🔥🔥 mad tune💯💥
yohh madtune king
Wakapenga 🛐🛐🛐🛐
Haaa nice song brother
🔥🔥🔥🔥 a masterpiece
Heavy stuff🔥🔥
Emestiyara button ♥️
I will never forget this song 💗💗💗
Chillmaster Muhombe💥
Banger ❤❤❤❤❤
Mad tune👏👏💪
I can feel his sweet heart full of love❤❤❤❤
❤❤❤good work chamhamha ❤❤❤
Big bad tune
❤😂😂😂 Kugona uko