I will never force my children to follow the same artist , they are totally free from choosing to listen to Chillmaster or leaving my house 😊if you are here for chillmaster siya like❤
This songs reminds me munhu aindida zvekudaro one day all changed and I lost him for good but his love remains in my heart and his gone .To u my love my soulmate kwauri ikoko ziva kuti moyo mangu muneshungu but we are world apart .Thank u for the years u bern together and the memory we shared forever in my heart .
Ummmm this guy is killing it in every song he releases 💥💥💥💥💟💟💟nyaya dzemoyo ndaisatangika......pane vakaugocha ukakangika..... ❤❤❤😂😂😂Tinourawa chete naye
Here in Botswana this is our new national anthem . This tune is on repeat since yesterday. May God fufill the dreams and plans of this man so called CHILMASTER HE'S TALENTED
Inguva yake yekupisa mukomana ,but vakawanda vanongopisa , rem Kae Chaps akaimba Juzi akarira chaiko chaizvo....so allow me to say that it's his time to shine now 🎙
Chillmaster the unstoppable keep it up ku ma love songs chibaba after this stay mukuimba ma message songs u will definitely become the Great as you are at your Peak brother ….
"Saka ndinenge ndichifunga iwewe uri mukaka handicharunga iwewe mumoyo mangu hauchabuda uri chiedza kana zuva richabudaaaa" Ummmm this part ka inondiitira guys..... Chillmaster hatina zera naye veduwe.... Thank you so much my brother
Don’t compare that’s the problem with Zimbabweans love all ur people they are all talented because on with comment what are u trying to say ? They are both releasing good music
Anoti chillmaster atina zera naye siya like
haunyepi
Yeah,zvine mazera izvi
Izera rababa vako
Like this one is too much
Are we gonna ignore Nyasha Timbe versatility the guy can produce any genre of music...leave a like for the producer and chillmaster muhombe
T-timbe!
Yeah timbe muhombe
Nyasha Timbe musamu dheerere
TITITIMBE WE REALLY APPRECIATE YOU OUR PRODUCER
Akakupa heartbreak ngaarambe akadzvanya coz mangoma boe zvekuti 😊
I will never force my children to follow the same artist , they are totally free from choosing to listen to Chillmaster or leaving my house 😊if you are here for chillmaster siya like❤
😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂 This is the comment
! 😂😂😂😂 amana
Murudo murudo ❤❤❤❤❤❤❤
Anoti chillmaster ndibaba pamasongs erudo isa like
Killer T is slowly being replaced...
mawani ayaa
Huchiii
Kana uchiti uyu anogona siya 👍 like
Do yu agree that Chilmaster z on another level of music❤...haaa Team Mjolo .. with this guy yu are Satisfied 😂
True
@@nondumisonsibande9610 yesayaah
Zvisiri zvemujolo anoovaraidza😂😂
B@@LAISONMACHUNI😂😂eekaa
Ini ndange ndakangomirira Emestia chte chte 😂😂😂😂😂
This songs reminds me munhu aindida zvekudaro one day all changed and I lost him for good but his love remains in my heart and his gone .To u my love my soulmate kwauri ikoko ziva kuti moyo mangu muneshungu but we are world apart .Thank u for the years u bern together and the memory we shared forever in my heart .
Mmm .musade kutifungisa zvimwe amana . Ndanga ndapora ini 😂😂😂😂
You are not alone dear on that one
Takawanda wena
11/10/24❤. Someone like this comment so I can come back again and listen to this nice jam❤
dzoka hako 😂😂
Dzoka fty 😅
Unodiwa chaizvo!!!!!!!❤️❤️ Siya like kana usingarwadziwe na Chillmaster
Nice music ❤❤
I love you more 💖💖💖
Ndatumwawo pano and it seems I’m not going back home 🥰🥰🥰. Somebody like my comment so that I always remember where home is 😊
Who else believes that Chilli Chilli is now in Zim top 5 ,,,, parezvino wave kukwana mubig 5
Zviri zveMusic chaizvo, zvisiri hazo zvema feelings nemazita, zvaizvezvi uyu kana muTop 3 anopinda.
Haunyepi zvaizvezvi ndikatomushaya pamangoma mamwe haa haatonakidze ane kamwe ka flow so mface uyu #muhombe
Haunyepi zvaizvezvi ndikatomushaya pamangoma mamwe haa haatonakidze ane kamwe ka flow so mface uyu #muhombe
Song Yako ndototerera chero ndisiri murudo hanku ..unondigonera
Sorry chillmaster ndiregererewo ndakatanga kukuziva izvzv chirega ndchiku supporter kusvikira kumagumo ok ❤❤❤❤❤❤💙💙💙💙💙
We forgive you ❤
@sabinatayengwa8911 thank you sweetheart 😘 💓
@@machayaropafadzoblessing8546 well 😌
Another hit love song....Chillmaster fans lets gather here
This song will reach 1 million views before Christmas
Lts gooooo❤❤❤
Emestiara iweeeeeeeeee
Yakunzwa masimba ekuda kusvika
Yasvikaaaa
yabvaa yasvikaa
I was in Beitbridge with a friend of mine from Zim, I heard this song and I fell in Love with it❤️, Zim artists are very very talented😭✌️❤️
Mafans a Souljahlove lets gather here tisapote mukomana watakasiirwa na ngwendeza uyu🔥🔥 satisfied goat
Certified goat 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Wakanga urip chillimaster tichinyeperwa song dze love nemamwewo ma artist apa iwe Ndiwe mukuru wazvo nhaiwee😂😂😂
Nyasha Timbe best producer button🤝
Ummmm this guy is killing it in every song he releases 💥💥💥💥💟💟💟nyaya dzemoyo ndaisatangika......pane vakaugocha ukakangika..... ❤❤❤😂😂😂Tinourawa chete naye
Varikudiwa chaizvo huyai pano tine meeting ❤❤❤❤
@@TakueMtaringe ndasvika kkk
Ndauya ndichimhanya
Ndaita kudonhera pano❤❤
Kana usikarwadziwe naChillmaster siya like 🔥
Tokumbirawo NAMA please 🙏 best man category this man deserves it 🎉
Hit song 🔥🔥🔥
Ndaida kuzviramba but haa zvaramba. I'm officially a chillmaster big fan❤❤❤
Kunevese varikufunga vadiwa vavo, vachinzwa song iyi let's gather here❤❤❤❤
Isu vari murudo let's gather here😭😭❤️❤️❤️❤️❤️❤️
chillmaster nyangwe wanga usiri mulove, unotanga kuimagna urimo ♥️
On behalf of my family , my village people , my ancestors and also my wicked landlord . I approve this HIT 💯💯 , we love it ❤❤
😂😂😂this comment hit me
@@MemoryNzondo-pz2us kkk in what ways or how kkk ?
Haibo 😂😂😂😂😂
😂😂😂🙌🏻💔 wicked landlord here
@@ShalomMnyirah-lz3qu yeah wicked cos anonetsa every month ndofanirwa kumupa mari kkk
Can someone like this so that i can come back and watch again coz manake aya uyu munhu anogona mhani hit after hit❤❤❤ maruva ake boys
❤❤❤Chilmaster ndaisakuziva seiko from now my family and I tinouya neuhwandu hwedu kuwedzera maviews
Who else believe that Chillmaster ane ka Nama kaakatinya🎉🎉🎉🎉
Lil Bro we are satisfied and we are happy till 20.....plenty will be here someone like my comment so that I can come again
Chill master fans let's gather here n wese anoti munhu uyu muhombesa pazvinhu zvake isa like❤
The feeling of being loved right hamusi kuiziva ndaisaziva kuti ndichazodiwaa chaizvo thanks to mi Amor 🩵❤
That part when he says nekuty unodiwa chaizvo 😢
ukutipinza murudo chillmaster well done bro muri kushanda he deserves many awards this
Chillmaster is something else bigger up to you what music you are cooking is book of my life
Ndenge ndichikufunga iwewe uri mukaka handicharunge iwe ...thats my favorite saying ❤ ...chill peng
Azodiwa chaizvo mkomana after so many heartbreaks … ndiye munhu anofanha kupihwa 1hr 30min for testimonies pamuchato wake
The artist who always have positive comments, noone wil oppose ,you're genius king
Chillmaster to the world keep rocking us with nice music
Chillmaster anogona zvekudarika kugonesesa , l salute him. siya like if you agree with me
Excellence is ur attitude ❤❤❤❤ Chillmaster ... uyu muhombe ..
Finally mukomana awana love after so many heartbreaks😅😅😅..Chill mdhara
Who's also here for Chillmaster 🎉❤
❤
❤❤❤❤❤❤❤❤ maruva nema chocolate 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Mdharaaaaa u have healed my tsano's heart ❤️
Here in Botswana this is our new national anthem . This tune is on repeat since yesterday. May God fufill the dreams and plans of this man so called CHILMASTER HE'S TALENTED
Team chillmaster lets gather here ....senyika tazobvuma kuti ndiwe watonhodza k chaps wejuzi
Dai pangowana anokudawo chaizvo paya pamunenge wakuhealer okupamha neimwe heartbreak wotiuraya zvako nemangoma acho❤️❤️❤️
Ukuziva twunhu twako
Zvunhu izvi chillmaster to the world 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Varimurudo inga zvenyu❤😂
😂😂
😂inga hedu
@@lainakusinyera9346 hedu zvedu😂👍
ehe zvedu
Varipadhuze naChillmaster muudzei amboimbawo song nezita rangu Sarudzai !!! Emestiyara ! Fearless !!! Haaaa boiz 😂😂😂😂 ! I can’t wait
You're becoming my favorite artist 😊
Who's watching on Thursday??
Infact upto Sunday 😂😂😂😂❤❤❤❤❤
Count me all the wae in Byo
Mupei maruwa ake uyu
i want to leave my name here so that the coming generations will witness how we used to enjoy
Dzinonakidza especially kana uchidiwa hako sezvandirikuitwa mazuvano mmmm❤
uyu mupfana hatina zera naye pama love songs 💕,hoyooo
Hoyyyy! we can't wait for this song. bt as for me hangu kaaa ndokumbirawo featuring ya chilmaster na Saint Flow ndaka mirira.
uyu hatina zera Naye🙌🙌🔥🔥🔥💯💯💯💯
Haaa ndi King ane chipo chechipo
Inguva yake yekupisa mukomana ,but vakawanda vanongopisa , rem Kae Chaps akaimba Juzi akarira chaiko chaizvo....so allow me to say that it's his time to shine now 🎙
Top Gee, matikwadza nemisodzi🎉❤ alongside Nyasha Timbe
Anogona mukomana 🔥. Maruva nemachocolates EP
Chillers Punch to the world! Bathathe MacG🎉❤Beautiful song and beautiful video and Mawoo is Gorgeous! ❤
Love is a beautiful thing ndizvo zvavanotaura❤
Love nt life bro❤
Chillmaster the unstoppable keep it up ku ma love songs chibaba after this stay mukuimba ma message songs u will definitely become the Great as you are at your Peak brother ….
Let's push guys to million views🔥🔥🔥Chilmaster muhombe
"Saka ndinenge ndichifunga iwewe uri mukaka handicharunga iwewe mumoyo mangu hauchabuda uri chiedza kana zuva richabudaaaa" Ummmm this part ka inondiitira guys..... Chillmaster hatina zera naye veduwe.... Thank you so much my brother
pakuda Chilmaster naKae Chaps chinumber chemjolo
wakuda ticheme ka
❤ #chillmaster unondiita ndipenge nema songs ako may God bless you guide you wherever you're
today is a good.day to be zimbabwean ...uko saint akuvhura hombe pano pakuvhurwa hombe fut
Saint vakuruka nyemba. At least Chillmaster is here to give us good music
Awesome keep the fire burning Chillmater ,❤❤❤
🎉🎉Zim urikurema zvamanje manje handina Mari zvangu dai ndaku sponcer but one day bro keep pushing👑👑
a classic - great song - big up producer & chillmaster - well done
Unopinda murudo nazvo izvi 🎉yooo song yaaaa yakarohwa chaiko
Living rent free in my mind ayiiiiiii❤❤❤❤❤ . This is a ‼️
I am not suprised this single song hits 2 hpp albums currently released🤌😂🤣🤣🙌🙌 akaipa mkoma uyu🔥🔥🔥
this guy is doing something best for Zim music. team lover conquer here
Chillmaster 💥💥💥💥💥💥💥💥💥kana muri Rabbi I'm your disciple
Chillmaster ukundikuwadza nemhere kunooooo iiiii makatanga Muna makanaka mukapindira Pana usandikangwnwe iiiiiii kokuchema kutoshaya ndrikuchemei asi rudooo kaaa wobva wazouya neiyii iiiii kutaura kuno ndrikutochemaaaaa aaaaah God bless u ❤❤
Chillmaster arikushanda
Good sounds
Mfana ndaingofunga uri wekuchema murudo asi aai this song I'm feeling it fanika Makanaka ,song irikuita ndide madam chaizvo😊,uri mabviravira yahwee🔥🔥🔥
Wakamera chaipo❤
On another level hommie🔥🔥🔥more hits ❤
Apaaa ndatobvaa kudiwa nhac after long years ndirii single 😂😂 🔥 🔥
😂😂😂 congrats. Thanks for giving us hope too
True love still exists, after ndaterera this song😂 aiwa mogona Chilmaster 👏
Chillmaster haachatotsiurike❤🔥🔥🔥🔥🔥
😂😂😂😂 shuwa
King of hearts dropped another one❤❤
Handingobvuma zvisina basa but iyeyu Chillmaster netwu Rasta twake anogona fani
Ndaka tanga kuziva nezva Chillmaster coz Makanaka. You deserve recognition definitely
Saintflow launched an album but I chose to listen to this single track🙀🙀🙀🤘🏽🤘🏽🤘🏽🤘🏽
Don’t compare that’s the problem with Zimbabweans love all ur people they are all talented because on with comment what are u trying to say ? They are both releasing good music
Taamadhara but this one takes us memory lane...mai Mwana ndatovasendera....I like the cool and composure...big up Chillmaster
Chillmaster ndi daddy amana
Im here becoz hubby dedicated the song❤.....song so deep
Kana uchibvumirana neni kuti Chillmaster is a genius siya like.
Nyasha Timbe z the best producer out there, wish I can work with him one day 😏💯
i just want to say a short prayer for everyone who is fighting secret battles. I pray God gives you victory in Jesus' Name 🙏
#oneman
Ummmmm haaa chillmaster you nailed this one ummmmmm haaaa ndatenda hangu❤❤❤❤❤❤
Excellent Master u got my like ,subscription and share ,keep it up
Look at the numbers chillmaster muhombe ❤️🔥❤️🔥❤️🔥💯🎯