MUTOKO .......NGOZI YANETSA VOROVERANA PAMBERI PE-CAMERA (part 1)
Вставка
- Опубліковано 22 кві 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
- Розваги
Tasvu handisati ndambonzwa tsanangudzo dzake ini anongoita zvekubata chete, mukotsanjera no 1 panyaya dzengozi
Mataura chokwadi. Sekuru Mukotsanjera vono bvisa muchiona, simple, vabvisa, votaura nengozi zvainoda, he negotiates nayo, yotaura zvainoda. Vanogona futi kuyanananisa mhuri kuti varwe. He is the best of them all.
vano yananisa mhuri kuti irege kurwa kana kuvengana. Sekuru Mukotsanjera is the best No. 1.
Saka kwaTasvu unopiwa mushonga wekuti udakwe kuti zviite sei?
@@memoryncube8391 Mabasa ako anobuda kana uriwe wakabata. Like babamunini was the only one akadhakwa and started doing all the hallucinations dzakaitika
Ini maonero hangu vanasekuru Tasvu Havana mhosva problem tisu vanhu tinongoti sekuru Tasvu ende ukadzwa Mari dzavanotaura ka hadziite vanhu vanogona varipo bt Nyaya yedu yekungoti Tasvu Tasvu
Mukotsanjera ndiye ega anogona zvengozi
Chokwadi
Even sekuru vaya mundevere. Vanonhonga
Period 🔥😊
Makaenda Kuna tasvu wenhema watoziva ISU anorovabasa sebasa
But did you listen to the whole story? Babamunini ran away and ended up ku Chitungwiza
Zvine rombo wangu ,wariko wakawanda wasina zvawakaona kuvanhu waya
Taura hko dea
Taura hko dea
Isu takakuinda kwaTasvu apana chakabuda .saka wamunoziva ndeupi isu ndewe Marlbereing panaAnderson .akatotora mari yakawanda tararapo takataka zuva rese tikaswerapo zvee ndobva azongoti 1.2 tikabvapo
Musanyepere Tasvu bvunzai kuti simba ava sei nenyaya yengozi musapote muchinyepera vanhu
Hezvo, ko kana zvisina kuvashandira oregano kutaura🙄
Right wauya zvakanaka iwe ngozi inorapwa hre kana ino ripwa, mushonga wengozi kuiripa wangu, saka zvoreva simba yanga isiri ngozi...
Avasi vose vanoenda kun'anga vachinakirwa ndizvo vamwe vanoenda zvichitofambira vamwe zvisikavafambire
Bee akapora sure
@user-ek6oz2jd3x you are 💯.
Heci Neshamba....unomborowa imi
Andrew Neshamba vanhu vanoita zvokuporofita vanoziva here kuti vanotora nemhepo dzevanhu dzisiri dzavo dzikanetsa mumusha mhepo inobva pamuridzi wayoikagara panewe uri kuti urikubatsira sandinyore kubvisa mabvuri pavanhu
Saka mondiudza hre kuti pa7yrs munhu angashandira mombe one hre
Ndanzwa kunge vati vakanga vasisina mari yekumupa vakazomupa mombe, kureva kut vaimbomupa mari ndisingazozive kut mombe ndeye makore mangani
Munhu akakushandira kwemakore akawanda akubva pamusha penyu munomupa mombe or Mari kuchirungu ndo yamoti gratuity
Thank you Drewmas tirin kudzidza neku vhurrika pfungwa shuwa life is truly spiritual as the spiritual control the physical, scientifically traditionally ino pinda kwose.🙏🏽🥺🙏🏽🥺🙏🏽
Vanhu ve church ityai mwari please nhau ye ngozi kuromba kwanyanya kuvanhu ve church please ityai mwari
Panyaya dzengozi please onai sekuru Mukotsanjera
Ndewepi
Wbr
Wanobva ku Inyanga
Awo baba wanibhachi robrown warikunyepa, wanoziva pfiro yomunhu .
No eye contact, & is sure kuti munhuakasvisungirira
First time kunzwa tasvu kuti akatadze basa
Yes bt nesuwo kwedu zvakaramba hazvirevi hagone bt haangazo gone madzinza ese nekuti mamwe akasimba kumudarika uye tasvu hasi Jesu
@@pensionchitumwa3360 chokwadi
kwa Tasvu mari inotaura
Tasvu haagoni
Tasvu kwake kubata varoyi not ngozi
Iyazveeee ndizvo zviriko izvooo tnx Drewmas Media
Drewmas media taking us to another level live and direct 🎤
Thank you for always taking us to another level
Statement ya babamnini kuyita kubika nyaya kunge wayipo....hanzi 2wks chete kushanda yet babamukuru wati 3 months.... babamnini pane nyaya
Plus Ngozi inonzi ine marwise hazvitangi mumba mako zvinotanga kune dzimwe dzimba mumhuri zvozopedzisira kwauri iwee mdhara webhachi rebrown
Ndivo vakauraya munhu
Mshonga wengozi kuripa,tsvagai vanonyatsogona kronda nyaya iyi mupiwe gwara mnoripa mngafa nechakapedza mbudzi ,
Kumusha kwangu Shumba kunoda kucheneswa sure thanks very much Drewmas media
Imi mai imi makabata murepei
.....ndimi makazviroyera vana wenyu
Ummm pakaipa. Amai vane dress rakanaka rine marose, vanoshanda nen'anga murume wavo muporofita. Did I hear correctly? 🤔
Pari trick hako avo
It's so confusing
You heard well
Taking you to another level 😂😂😂
Tasvu itsotsi uye anotora side reatanga kusvika kwedu takanyeberwa nyeberwa munhu akaromba akabuda bhobho asina akapotsa afa amwiswa muzetepe. Now chakachinja hapana same old story. Tasvu ave nechitsotsi
Kureva kuti anobvuma kutengwa nemari
Zvinosiyana kune baba vakabva kwachigodora vakanzi endai kwaTasvu nemhuri vakarumba vega kuenda kwaTasvu.asi vakangosvikonzi baba murimuroyi ndakubata iwe wasiirei hama dzako.vakanyara uko tikazovaonazve kune imwe n'anga vaendazve vega vakasvikobatwa futi vaizama kudakusundira vamwe unongobatwa chete hazvinei kuti ndiwe watanga
chaunoita winnie waifunga tasvu haaoni manje akabudisa chokwadi chawaisafungira bcoz unorara nababako ndopane mhiko dzako nababako dzinove dzamamusingade kuti dzibude manje tasvu anobudisa zvose
Ko mai tanya masvosva seizve😂😂🤦🏾♂️ unoita seiko iwe
@@madzibabapennytot maita basa Baba penny nemashoko enyu. Totodzwa nemi ndimi mune information yese
Mukotsanjere
Ngozi payakataura pekutanga ndaivepo in person, ngozi yaitsanangura mafiro akaita munhu zvese kuurawa kwaakaitwa haaa zvaipisa tsitsi. Avo varikuti ngozi yaitaurirwa inhema
So is Gabhu guilty??
Watching frm SA
Aaaah nyaya yacho haisi kunyatsobuda iye munhu anga ngomuka akazvisungurira for no reason ummmm zvakaoma
Mukotsanjere na Sekuru Tasvu. Because tajaoba pana Simbarashe aita zvekugwesha. Sekuru Tasvu ndivo vakazomurapa kumwe kwese vazvitadza.
Chokwadi Simba akaporeswa wani ikadzoserwa kumuridzi bamkuru vake vakatama pamusha zvaakushupa ndivo vaifanirwa kunoripa vanhu vaakauraya vakaisa panaSimba
Tasvu anobatsira tarisai Simbarashe aveseyi, big up Sekuru Tasvu muneyese
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya
Mai wechi3 avo vatsangura nemo nemo kwete zvevamwe vese
Namba 2 pavazongoti level rasina haaa ndatoona kunema1
Aiwa munodzifambira mukoma Andrew muri rudadiso ❤
Chingotendayi makauraya makamboona n'anga nemuporofita zvichigarisana hre jobo akasangana nemiyedzo akashinga wani makapedzwa Simba nemushonga yemukadzi
Bamnini ava dai ndrimutongi ndavabata nemhotsva
Yoooo pakaipa
Vakadzi vaGabu vari dignified vanehunhu kwete marara chimaera icho nxaaa she is full of envy yooo mhuri yose yekwa bmkru ine godo varikuda kupedza pfuma ya gabu chete
Ndazvionawo hangu
Kwabamkuru kune kaurombo uye kaudofo. So zvinhu izvozvo zvikasangana munobva matanga kupomera vanhu vanowana kukudarika kuti vanoroya.
Mushonga wengozi kuiripa bba vebhachi ndovanoziva nyaya
❤❤❤❤❤❤ you dremas.
Nyaya iyi inoda Sekuru mukotsajere wemalawi
Bamnini avo shows in maturity how do you not say the truth kuvaridzi vemwana kuti asiya mombe nemari semushandi wavo ikozvino ngozi yonetsa vasina mhosva.the truth shall set you free.
Ndopaunoona kuti mukadzi mukuru akakosha,Drewmas back to the Ist
It's my first time to get to know about this story.. But the old man with brown jacket he's the culprit he knows how Thomas died.. He's guilty .. He was involved.. The best solution is to pay whatever the avenging spirit wants.. Lives will be saved then peace prevails.
Ndafungawo kudaro as he seems to speak looking away from the camera quite a lot it seems he may be hiding something
Ngozi, midzimu, zvikwambo batai sekuru mukotsanjera. Vanopedza zvese
Yeah kwakaipa
Pane umwe muporofita akamboshandira umwe murume ayiva agarwa nengozi ngozi iya ndobva yati unoda kutibvisa apa tiyendi zvkanetsa muporofita simba rikaita shoma kusvika ngozi iya yati ndakugara pamwana wako ende ndizvo zvkatoitika mwana iyye ari kupenga izvzv kuchafamba kudii dii zvakunetsa mubereki ayive muporofita hapachna saka bmkuru munongona mkaita tsitsi dzkatsitsidzira hnt morapa mose nemukdzi pls makadzosera Thomas maona kuti mhepo ykuda kumubata ihombe saka kunenedzera bmunini ndokudii imi mkamubvisa maona kuti hmuzozvigoni
Bmnn makachena here imi 😢
Endai kwaMiracle Paul ndiko kunonoperera nyaya yenyu
Mutoko Kapondoro ndo kwedu isu ana Chiripanyanga. Wanaatenzi muripo here pa Drewmas media.
Rubatsiro kuenda kwasekuru Tasvu
Murikutaura Tasvu upi imi endai kwa Tateguru Tasvu vedu vatinoziva kwete Tasvu wenhema wamurikutaura ini ndinoreva Tasvu One One Tasvu kwete vamwe venyu vamurikutaura ana Tasvu venhema Tasvu chaiye watoziva chibaba tiudzeyi Tasvu wamakaenda
Tasvu one
Taurahako Tasvu unopedza masports bamnini vakatizei kujambiswa tsvimbo
Sekuru TASVU havana kutadza asi vakasiira panzira coz bamnn vakatiza. Nyatsoteererai nyaya iyi
Vakamwisa vanhu mudzepete
Ndochokwadi ngavadzoke vapedze dare ravo kwaTasvu kwete kusvibisa zita raTasvu
@@victoriatanda3230mudzepete unoita kuti uone pagirazi Saka hauna kushata.
Chokwadi basa harina kupera
Mudzepete wacho wakadhakwisa bamnini basi why ochingodhakwa ega
Panyakudanga apo mhuri yekwanoki
Chibamnini kubata bata chakabata zvacho. But dzimwewo nyaya dziripo futi. Bamkuru vakabhaiza pakutora munhu uyu vachiti vanoporofita. Aitova nengozi yake uyo
Yaah pakaipa zvekutodaro
Kwana mdhara munhu afira mumusha mako ingoxi .kumuviga hazvireve makairipa ..ripai zvipere not ngano dzaukutiudza .
Imika tasvu upi iyeye ..😂😂😂hokoyo nasekuru Tasvu
Ndofunga makaenda kuna Tasvu wenhema but the original Tasvu anopedza masports ese Tasvu 1
Uuuum tasvu wangu vanwe vanodzoka vakuramba vachiti ndanga ndisingazive ngaasanwise vanhu zvinhu zvodhaka, larisa kudare ahead man chigodora vangani vaibva kwatasvu vanzi endai motorable zvinhu vasvika kumba vairamba, vanenge have sobha
Anogona zvimwe kwete zvese
@@user-ek6oz2jd3xmunhu akaromba haumuzive iwe team Chigodora rairamba nhema neyadzi otherwise taivaona vachi submitter zvikwambo zvavo
Imi hakusikudhakwa vanodiikudhakwa vose tinovanzwa vachitaura zvakanaka wani vachitoti baba ndivo vazoitasedzarasika vachitaurakutikuti vanenge vabatwa.neshavi imi moti wadhakwa
Kwedu kwa mtoko .😮chimbori chii chawekuitika mudunhu rangu 🤔
Ngozi inonetsera kuti inobata dzinza rese nevasina zvavanoziva chokwadi muno munotambura nehupenyu 😢
KwaMtoko ngozi dzirikubuda mazuvano
Kwose kwose zvinenge zvisingabude chete pa media
Ummm mutoko yakatakura wangu ini ndokwandobva vanhu ivava ndovaziva vane mariiii
ngozi hayirove
Kwai nhai nemabudya veduweee
Mtoko ndaitadza🤸🤸🤸🤸
Hoooooyooooo zvaitika fut kkkkkkk
Vamwe vemutupo vanopaparika Amai ava
Iwe webhachi rebrown unoushingi nediploma remanyepo huye hauna moyo saka usikugona kusimudza uso wotsikirira hunhubu wako
Point vebhachi ava ummm muroyi
Endai kwaTateguru Tasvi
Kwete kwachimutasvu kkkkk
Team tasvu taurai tinzwe, mr step on the stick.
Tasvu unogona but munhu nemunhu anekwake kwaanoponera,,asi bamudiki avo vakatiza sei kwaTasvu kwacho hanti vakasiira dare panzira ngaadzokere sei vakatiza
Vakatizirei kwaTasvu
Zvakaoma mutoko hama
Baba vapfupi avo vanoziva nyayayemukomana akafa
Tasvu ngaaende kunyika kwake periof
Baba ve bachi mukwane imi munotiza 😮😮😮
Back kwamutoko again😂
Bmuni mmmmmmmm mukutarisa pasi nenyaya
Ndozvawari baba awa
Tasvu itsotsi uya anodhakwisa vanhu
Kkkkk zvrko hr
Vakamiswa mudzepete
Zvozomupei kana vadhakwa why pachizodhakwa 1 kana 2 vamwe vose.varisobha
Drewmas Munotigonera 😊
Tasvu haana chaanotadza Havana kuenda kwatasvu ava vakaenda kwachimutasvu😅😅😅
Akuna n'anga inogona zvese unenge uchitorasika
😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Kkkķk taurahako.vakaenda kwachimutasvu kkkķk Tateguru Tasvu vanozvipedza izvi havana chavasingagoni kana chingotinehuroyi.mukati coz kana.wauraya waakuisira vanavevanhu Chikwambo chako hwatoohuroyi
Chimutasvu haana kusarenda here kwatasvu akati haachada zvekuva chimutazvo
Haaa pane nyaya
Hamusati matanga zvenyu
Drewmas media muri huchi imbouyai ne like pa comment yangu
❤❤ muri rudadiso
Makauraya munhu baba nevamwe venyu Ngozi haiende mumusha musimo musade kungwara nhema
Vakaura munhu ava. They sent those guys to kill him for rituals. How can munhu ongozvisungirira without cause
Bamunini ityai mwari kwete kubika nyaya
Kkkkkk vakamwiswa mudzepete natasvu
Iii mhamduwe yakwira churu tisu kamu ana Chief mutoko tatambura nengozi idzi
bt for sure ntwk yaisaita mumajokochera imomo kkk
Usandione kunonoka ndange ndichiuyaaaa
Ayaas
Mutoko nyaya dzekuromba dzichabuda dzakawanda
Sakawo pa7years makangomupa mombe 1 hre veduwee
Aitambira teererai kwazvo,hanzi ndakati handisisina mari yekukupa chipinda mudanga usarudze mombe yaunoda
Ummm pakaipa apo Mukoma Neshamba kkkkkk Hoyo😂😂😂😂
Hie team rese
😂😂😂😂😂, maiguru vane nyaya
Maiguru itsotsi havo
Mhuri yekwa karimazondo endai kwaprophet miracle poul munopedzerwa dambudziko renyu pasina muripo uye munowana chiporofita chakakumirirai mukabvako musina chokwadi zvorewa kuti akuna kwamu ngachiwanazvee,Amai vekudzidzira kurwa avo madzidzirira pasipo dzikamai.
Ndi tasvu upi wamakaenda ....kunyepa chaiko ....makaenda asiri iye
Ndabva kune imwe yaTasvu iyoyo kuKaranganda ichitaurwa kwa mambo Mutasa, that guy aparadza wirirano pakati pedzimhuri ne kunyepera kushopera kwake, Malawian iyeye Imba ha, Zinata tibatsireiwo, ma problems aana kupera ku Malawi, ngavanorapa kunyika yavo
Bamkuru avo nemukadzi wavo n'anga zviri pachena kuti ndivo vari kushandisa zvakaipa. Bamdiki vari kungotsikirirwa avo
Haubhadhare ngozi yausingazivi @mainini
Uuuum problem ndeyekuti muridzi wemwana akaurayiwa ndiye akubatsirana nen'anga yacho futi
Panonetsa amaiguru vataurwa avo mahwani
Saka ndimizve makauyisa ngozi mumusha. Pamakatora mkomana uyu kwaNdemera murikuti aiva neurwere hwengozi. Ndanzwa tsananguro yabamkuru. Munhu wamakauyisa mumusha uyo. Bamkuru makairasa pamaiti muri muporofita
Tasvu upi wamakaendera imi Tasvu wandoziva ahaite zvekutamba
Matare anosiyana weee
Tasvu anonwisa vanhu zvinhu zvakasiyana . Anohumana uya anenge anwiswa zvake ega. I hv bn there
Vanhu wekumusha kwedu
Parikuda sekuru mukotsajere