I'm proud of you sekuru ndinofara nebasa ramunobata makaita ndizive muroyi muhupenyu hwangu ndoshuvira kuti dai ndasunungurwa zvinhu zvakangooma asi dai sekuru vandibatsirawo
Awesome sekru Kanengo...Ma fiti ese awo vavhurirei Jeri ravo aita nharo wese mupeiwo expiry date less than 2days musajairirwa kule.. Anobata vana vaduku vadii havo nxaaa
I knw this family i wd eat next to them and be were they are i knw their home mushonga hauna chawabatsira achizhande he only has a bicycle and thats all his sons child passed on after some illness not so long ago i am now feeling the pain shuwa basa rekwa proton ndorinoroyesa munhu asi wosara usina chaunacho i am in pain if it was someone else not this family
Sekuru Makatanhure to the People. Sekuru Kanengo to the people. Sly Media these days your on steroids. Content after content. Maenda nechimuti amusing kutamba.
Sly sekuru Kanengo should show us what actually transpires within mudare ravo zvisaita kunge vari kumanikidza ngava tipinze mumatare avo vanhu vachizvitaurira
He looks like forcing clients into admission. At least, he should show us through his divination process, not a scenario, as if he is discussing negotiating with clients.
I'm proud of you sekuru ndinofara nebasa ramunobata makaita ndizive muroyi muhupenyu hwangu ndoshuvira kuti dai ndasunungurwa zvinhu zvakangooma asi dai sekuru vandibatsirawo
Awesome sekru Kanengo...Ma fiti ese awo vavhurirei Jeri ravo aita nharo wese mupeiwo expiry date less than 2days musajairirwa kule..
Anobata vana vaduku vadii havo nxaaa
Tate guru mukubata basa varoyi ngavabatwe kanengo matakanure ❤
Best of the Best Sekuru Kanengo matakanure ❤
Muroi hadikunyengerera pamberi nemi Sekuru muroingafumurwe chadidi ❤❤❤🎉🎉🎉
Ndaasekuru wedu hatigone nawo nunutayi Zimbabwe asekuru
I knw this family i wd eat next to them and be were they are i knw their home mushonga hauna chawabatsira achizhande he only has a bicycle and thats all his sons child passed on after some illness not so long ago i am now feeling the pain shuwa basa rekwa proton ndorinoroyesa munhu asi wosara usina chaunacho i am in pain if it was someone else not this family
Vanhu vese vanobatwa huroyi vanoti makatenga sekuru, ini ndakanzi ndakavatenga futi, ndingatenge munhu zvigondipei, sekuru vanotaura munhu nezita ava, nevakafa vose, varoyi ndozvavanoita kana vabatwa
Sekuru imbondimhoresaiwo pamwe ndinosunungurwa ini
Ini ndirikufunga kungosvika paden pavo ndonokora ivhu ndonogeza pamwe zvinoita nani
Sekuru munofanirwa kupatsanura kana vamwe vachishandiswa vasingazivi. N'anga dzacho wo kana dzanzi tibatsireiwo dzotopa mishonga yakaipa
Moziva hr kut vamwe vanhu vakangooma moyo ivo vasingaroyi. Zvozovaita varoyi. Shuwa ungati vangu vana vakakwana mheno imi mafirwa ukarohwa unoti kudii nekushaisha kutaura ikoko.
Sekuru temai nyora mukadzi nemurume zvinofa muroyi ngaave kutoganza kuti vangu vaka kwana ndagumbuka chizvo😢
Aiwa sekuru Kanengo vanodheererwa nevaroyi vacho ngavazove rove né shamhu Kuti casa dheeterwe
Sekuru ngavatirakidze matare vachiita basa ravo zvavaimboita, kwete zvenyava zvavaakutiitira izvi zvakadhakwa
Ngoma for me😮
Muroi haabvume zvekumhanya..apa apedzamhuri...dzvodogorai muroi
Sekuru Kanengo hero kuvaroyi nevakaromba ' big upp
Great job sekuru u are my 👌
Sekuru basa munorova asi mapotraits epolitics ayoooooo ummmmmmm
Iyi ndoida tatambura seni hangu💔💔💔
Baba ava vabatisws tsvimbo mutiro wafanza voice kkkk
Fambai naro sekuru mhuri dzatambudzwa mumisha umuuu
Chibaba ngoma unobata
Ngoma ngoma iyo yinonditenderedza musoro. Jealous down ngoma yinorohwa 100% zvinofadza
Thumbs up Sekuru Kanengo . Sekutaura kwamunoita kuti makatumwa naMwari ngavarambe vachikutungamirai .
Sekuru makadii pamberi nebasa ❤
Pamberi Nebasa sekuru
Sekuru makatanuro❤
Basa sebasa Tateguru❤
Uuum APA pane kumanikidzwa apa
Muroyi anotoda kurohwa
Mamuka cy sekuru kanengo dzifambirei nyaya dzacho sekuru
Hiii veduwe pamwe havatozive kuti vanoroya
Good
Batai nhubu idzi sekuru
munogona bsa sekuru zvimwe ndezvimwe
Zvakawoma makupomera vabereki venyu huroi denga muchaita rekurota
Sekuru manyama.Ko ndimi muri kupisa mumastreets umu.
Kuita kumanikidza munhu
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Ndiri muroyi mushonga webasa
Mamuka Cy sekuru kanengo
# Dzenyu
Muface aripagoma uyo ma1 ndachemq zvangu
Anything you get ku n’anga, kuromba
This sekuru anofosa.mdara uwukuthi banu bamwone
Pamusoroi tateguru ,tinokutendai nebasa ramunobata
Sekuru matakanure manyama poreseyi mhuri yenyu itayi zvamaka tumwa naMwari nevadzimu
Sekuru kanengo makatanure!!!
Fambai nebasa sekuru muroyi kuchema kwenyadzi mukadzi nemurume vatakati ndarwadziwa kuona mukoma vachichema kurwadziwa nekufirwa
Sekuru Makatanhure to the People. Sekuru Kanengo to the people.
Sly Media these days your on steroids. Content after content. Maenda nechimuti amusing kutamba.
Chandidi kkkkkk sekuru munopedza masports
This time tikabata muroyi akabvuma kuti yes ndiri muroyi faka ro pakati and be charged neMurder. Una mnkani oooh nee. Wuchira manjaaa. Bwinoooo
Sly sekuru Kanengo should show us what actually transpires within mudare ravo zvisaita kunge vari kumanikidza ngava tipinze mumatare avo vanhu vachizvitaurira
Tateguru Tasvu itai basa. Nyika yakaremerwa.
Mbira, song ne hosho kuseri manje.
Pataitsvga mwan vedu livston maivepiko
Matanakure
Sekuru ndrikuuya ndanetseka hangu navamwene vangu😢
Kkkk zvakaoma
Hhhhhhhm 😢
Pamberi sekuru
Vechi two Havana kupiwa chance
Skru bvisaiwo mupengo kumadziro uyo basa munoita
Ndiko kuti safe pabasa rake siya zvakadaro
Makapiwa zita ne mupfiti
Fambaj naroSekuru mhuri zhinjisa tatambura
Sekuru batai bsa
Fambai nebasa sekuru
Tavepo
Ko dhimoni iro riri mupicture frame munoridiiko mudzimba nxaa.
😂😂😂
😂
Kkkk haa wandipedza chamhama i dhimoni zvedi
Kkkkkkkkkk
Don't force people sekuru
Pliz don't force
Muchatukisa masowe zvokwadi zvakaoma kuromba uku
Momma church ese makazara varoi vamwe kutsvaga kuponeswa vamwe kuhwanda nechinamato
Hoyoooo bwerani mufumurwe nasekuru matakanure
Varoyi voga
Uuuuu guys munhu hachatore video here parufu mai vanyara ava 😂😂
Sekuru muroyi ngaafe nezvinhu zvake,but murume Uyo aneblack t/shirt anorova Ngoma zvakaita Kuti tambudzai akume mudare😂,Sando dzake murume uyo
Yes varoyi havo, bt kuzotukawo varume vakuru.
He looks like forcing clients into admission. At least, he should show us through his divination process, not a scenario, as if he is discussing negotiating with clients.
Kana kuchurch demon rotomanikidzwa kuti ribude...asi unoti panotambwa apa mutsimba haisi kids game
Munhu akaromba anonetsa kunzwisisana naye hazvi bvumiki panotoda maximum force
Vamwe varoyi vanouya vachizvitemba saka vanotoda force
Wakadhakwa afoswa ndiyn
Endawo unobatwa haabvume
Imbouyai kuzaka uko kune varura varoyi