Finish there you have just said it you are working for free … How do you expect these guys to work for peanuts for 9 years …while Naiza takes the lions share so you want them all to start businesses and use their minor fame to make a living
Naiza played these senior guys. They fell into his trap . Now varamwa which leaves him with all control and he will do whatever he wants pasina anomubvunza
Kkkk yu are off topic svinurai ukupindura zviri 1off shandisa mujana for business yes but yu have to be paid for what yu worked for kuenda kuchikoro kwakanaka
Haiwa hapana apo. Dai Naiza wacho asiri kuita mari dai zviri right but Ari kuita mari oisa muhomwe make okanganwa vari kumuitisa Mari vacho ndoochii ichocho. He is selfish
Tete Masvingo, it's your time to stand with your BOSS but ichasvika nguva yamuchadzoka zvenyu on this platform or any other media maakutaura chokwadi chaicho. Its the best moment you quit this NB NONSENCE and join others.
Now i understood her, if you listen carefully you will see her chance of leaving Naizaboom eventually are very high. As it stands she is only working for her reputation despite what she earns from Naizaboom which is wise at some point getting experience and platform inorder to accommodate your name. Nevertheless as for me NAIZABOOM UNSUBSCRIBED, DONE✅
Well said Svinurai. Also tikangoziva kuti Naiza Boom is an upcoming company which probably has no funding of any sort like the big guns dzinenge vana Touchstone tinobatsirika.
Hapana zvaari kutaura jati we re here for u amna Naiza boom haufunge iwewe wakabva nana jati from scratch now wakuvaisa kunze urimbwa xaa kusafunga guys let's gather here to unsubscribe hakuna zvakada6unsub doo bhoo
"Mamwe maguys Ahachazi maface angu Maguys aya Ane chiskiri one They use you When they need you Then they move On to the next one Nyaya dze mari Nyaya dze mari Dzinotonetsa Nyaya dze mari" ~ Voltz JT 2021
Obvious because warikuda kugadzira zita so pple should stop blaming these guys......varikuda kuti vaite sei vana ava mufunge vasiyei vashande abaiwa ngaabudr
The deferent is , aka kaskana aka karikufarira kugadzira zita so whatever she get kanogamuchira , kanoona semkana kwekari, then the 4 vakabuda vanhu vanemazita makuru in this industry havachatarisiri kupiwa nyemba. I don't think kuti vangapenga zvekusarudza kusiya 500,000 + subscribers kundotanga pa0 pasina chikonzero chine musor🤔. Akuna zvakadaro,
Aaaa wawona wataura manje working for free shaa zxiva kuti kwamunobva kwakasiyan nhamo yako ayisi yavo ivo vane mhuri dxirikuda kuchengetwe kwet iwe unoshandirira mahara n iwe unenge hure chet sk unopinda nedxakawanda zxino ana Jati na Ozemwa ndivo ana baba kumba kwavo soo unoda vadii avazxi gone zvekushandira mahara shaa shitii makutotisemesa uko
Svinurai akutaura hake but zviri pachena hakuna mari iri kupiwa vanhu...Naiza pliz change kana uchada kuwana vanhu in zvangu ndakaita unsubscribe already...gadzirisana nevanhu vakoo muwirirane
vanhu veMasvingo ma1.Good luck Svinurai
Shona yako iri very nice 👍 love you Tete masvingo. Well done auntie 👍👍👍
Thumbs to you tete masvingo nemashoko edzidziso💕💕💕💕💕🔥💯tsvaga mbiri kukusimudzira to your own business 👏👏👏👏👏
I really like u Svinu asi hauna muono if I were u, I would run away with vana Netsai
Run away uchiindepiko nhaimi Zimbabwe muno nhaimi
Intelligent.Svinurai usamirira kubhadharwa kuti ubudirire.Thinking outside the box 🎁
Finish there you have just said it you are working for free … How do you expect these guys to work for peanuts for 9 years …while Naiza takes the lions share so you want them all to start businesses and use their minor fame to make a living
Exactly zvako.iye akauya zuro uno no sweat kwaari😢
Please dnt interview avo havana deal
Baba wko
Naiza played these senior guys. They fell into his trap . Now varamwa which leaves him with all control and he will do whatever he wants pasina anomubvunza
Exactly
Very wise woman. She knows where she is coming from. Natsa kwawabva kwaunoenda husiku. Vakamhanya kuyiza we shall see kwavari kuenda
haaa dear . don't allow urself to be someone worker for long
This naiza boom guy is soo manipulative these actors are so afraid to stand up for themselves
Very trueee
That's correct
No guys. Munhu nemunhu ari kutaura zvaanoda or maonero ake. Or so i think.
Now ndazoona why vanhu vachiitwa abused pabasa ne this kind of mentality ina Svinurai iyi. Achasvinura hake😅😂
💯
Vakabva avo ndo vakagadzira zita rakukuraramisa nhasi. Naiza haasi actor saka zivai izvozvo. Ma extras agara akajegera gap
Huyai nana Black nanaDhafu apa ndivo vangatotaura zvisvinu
Vanotokwatawo vaya
Mwana wa ED-iot...andity vanobva vese ku Masvingo....pamberi na Ozemwa...Vovo..Netsai...Jati
Guys from Masvingo are educated
Jatiwero akatengesa Disc achifamba netsoka
You can’t work for free. Mbiri yese iyi for free. That’s not how it works
Mahure anonetsa
ndini vovó munjoio ndinoita madalama Moçambique 🇲🇿 os mukoma ndirikuda Naiza boom 🙏❤
Kkkk yu are off topic svinurai ukupindura zviri 1off shandisa mujana for business yes but yu have to be paid for what yu worked for kuenda kuchikoro kwakanaka
❤❤❤❤❤ Svinurai she is right and good at 100% Let's use our opportunities .
It's much love
Haiwa hapana apo. Dai Naiza wacho asiri kuita mari dai zviri right but Ari kuita mari oisa muhomwe make okanganwa vari kumuitisa Mari vacho ndoochii ichocho. He is selfish
@@shylinechikomba5479 Taura zvako.
Tete Masvingo, it's your time to stand with your BOSS but ichasvika nguva yamuchadzoka zvenyu on this platform or any other media maakutaura chokwadi chaicho. Its the best moment you quit this NB NONSENCE and join others.
Now i understood her, if you listen carefully you will see her chance of leaving Naizaboom eventually are very high. As it stands she is only working for her reputation despite what she earns from Naizaboom which is wise at some point getting experience and platform inorder to accommodate your name. Nevertheless as for me NAIZABOOM UNSUBSCRIBED, DONE✅
Am with you have unsubscribed too
Here we go 😂😂
Iam with you
Me too
Ndaona masubscriptions atodzika from 541K to 540K, vanhu tiri kuUnsubscriber kkkkkkkkkkk
Well said Svinurai. Also tikangoziva kuti Naiza Boom is an upcoming company which probably has no funding of any sort like the big guns dzinenge vana Touchstone tinobatsirika.
Svinurai kakarasika aka, how can you work for free😂
Kunyepa kwake
Kanenge kakatsotswa beans
Kungwarisa kwacho kunonoenda kunozungaira futi😢
Iwe ndiwe unoshanda naye hanty
Nhai nhai kuitisa munhuari
Hapana zvaari kutaura jati we re here for u amna Naiza boom haufunge iwewe wakabva nana jati from scratch now wakuvaisa kunze urimbwa xaa kusafunga guys let's gather here to unsubscribe hakuna zvakada6unsub doo bhoo
😂😂😂
That's true
Sure we unsubscribe naiza boom
ane hutsinye
Masvingo needs to understand that not everyone is like her if she can start a business not everyone can some they just depends on the salary
Ndosaka ari kutaura akazvimiririra hake.
Naiza boom mwari ave naye
Talent inoda kubhadarwa Tete Masvingo musashandire mahara
go to the naizaboom director dakunzwa kt anot chii
Haan nyaya uyo handibve ndaka nyarara ka iye munhu asi rikundip mari yangu
True that svinurai shandisa mbiri iyoyi kuita mari nekuti chokwadi muZim unoiwanepi mari nhaimi......vana Gonyeti vekwa JP vakambozviita izvi hazvishandi imi ngavagare pasi vagadzirisane
Magtom media is the best
Saint look for Naiza wacho toda kuhwawo side rake
Tibvire uko svinurai naiza ndiye asakanganwe vanhu vaakabva nawo kure nekuda kwema new actor nxaaa
Svinurarayi urikupa bota naiza iwe why usingarwadziwe nevamwe vako
"Mamwe maguys
Ahachazi maface angu
Maguys aya
Ane chiskiri one
They use you
When they need you
Then they move
On to the next one
Nyaya dze mari
Nyaya dze mari
Dzinotonetsa
Nyaya dze mari" ~ Voltz JT 2021
Akaa kahure kanotii mazino akatarangana
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Ako akabatana unomayendesa ku market here tibvirwe
@@tafadzwampazuri7033 pfutseki mokwirana kni
But pakuti kushandisa mukana for business ua wise svinurai i love that
🔆Ma Producer Angaakuda kudya Masvingo 😂😂😂😂😂😂 Haàa ma-Producer Aya haasvodiiii😂.Moses paMoza 🇲🇿
You have a point sis
Saka
❤love you swinurai and NB
Uyu haana nyaya
Ana zvinurai dzikamai Naiza Boom yakatanga nana jatiwero kushata kuge imbwa ine sick
Maextra ndiwo akukonzeresa coz havazezi kushandira mahara havo
Obvious because warikuda kugadzira zita so pple should stop blaming these guys......varikuda kuti vaite sei vana ava mufunge vasiyei vashande abaiwa ngaabudr
I think that's why some actors and actresses vane mabig-names vasingade kuyita maCollabos nekampfanha aka (Naiza),katsotsi nhayi.
Uyu anosvirwa na Naiza chete
😂😂😂😂😂😂
Yh kachichi piwa Mari inochitira
Welldone svinurai
Naiza boom aripi iye
Svinurai😢😢😢😢
Imagine being main actor in one of the projects (Minister’s daughter) and not get paid for it😂💀
Imagine
😂😂😂😂😂😂
Apa gaya malikes neviewers yooo
On average, a UA-camr earns around $0.018 for each view, which amounts to $18 for every 1,000 views.29 Mar 2023
Kanorwara aka , hakasati kasvunura cte , ende Naiza arikuita mari nemadinga arikutsvsga fam aya
Kubva kuya kwakaita sisi ava andina kuzoda kuona NB
Naiza haana kugadzira zita ega mhani vakatanga vese
Boss Lazy vezimusoro zohombe musadaro😂
Yo ooh guys I'm so heart😢😢 broken .....why are plp going now ??
Wezhira unogona zvako❤
Jatwero,Ozemwa ne team yake ngavatange zvavo tiione kuti vanosvika papi
Vakatotanga
The president daughter 😂😂😂😂😃
Uyu ndiye anechimuti so farrr🎉 #Svinurai
Iwe svinurai utaure zvisvonhu watibhohwa wadzwa takatotsamwa haudaro iwe wakauya nezuro uno
Yea sure naizaboom imbwa
The director needs some new blood in his company that's all , he planned his for a while
Taura zvako, you might be right there.
That's correct.
Apa anonzi Svinurai apa akarara hake🙆
😅😅😅😅
😂😂😂😂 gaya
She is smart and wise
vanhu veku naiza hamunakn kukwana thatsway muchishandiswa mahara vamwe varikusiya iwe urikuchemera kunoshandiswa mahara ndimi vanhu murikurohwa chiweti na naiza muchipihwa mari ndosaka muchimirira naiza
Apana angataura zvisvinu apa kunevcho vakasara kuNaiza kwacho ..huhu
Kahure iwe svinuraye
Aka kabhishu aka. Katikutokwirwa naNaiza. Mbiri isina mari ndoidii??
Kakupihwa yakawanda nekuseri
@@ugly__papatrue
Svinurai kundiudza kut unosiya murume nemwana kuenda kucamping for 1 week mahara utikwanire iwe
Shuwa ndakazvishoora ndichiona jatiwero murume mukuruachitaura zvekwaasina kuswera vachamudemba naiza I wish him to fly high
Unoti panababa vakuru kudaro vanganyepa here iweee kushandira mahara mayaaa
That's wy naiza boom achida this new group havadi mari..varikutovharira vanga varipo panze
Exactly vanyuwani vachiri vakapusa ndosaka varikudiwa
Maningue nice!
Hhhaaaaaa uyu haaanaaa nyayaa uyuu 😂😂😂, Haac kuziva kuti arikuitisaa Mumnhu marii 😂😂😂
Naiza akubhaiza
Hi
Sisi ava ini hangu handiva tarise ndirikuita next mazuvano chaora chinhu ichi
svinurai anenge akudanana na Director coz pese haasi kushaikwa
😂😂😂😂😂😂
Svinurai utoriwo mafikizolo iwe chero ana jatiwero vakatomboshora ana jedza pavakayenda but now tarisa pazvave uchachema hako
ahhhhhh iwe Svinurai uri bhishu chete pfutsek
Kkkkķkkk
Jelous down
Good advice vatete 👏🏿👏🏿
Svinurai ari right.usasamirira ndanwa ku film.tsvaga zvimwe zvingakuraramisa urikumba ikoko
The deferent is , aka kaskana aka karikufarira kugadzira zita so whatever she get kanogamuchira , kanoona semkana kwekari, then the 4 vakabuda vanhu vanemazita makuru in this industry havachatarisiri kupiwa nyemba. I don't think kuti vangapenga zvekusarudza kusiya 500,000 + subscribers kundotanga pa0 pasina chikonzero chine musor🤔. Akuna zvakadaro,
Kamunhu kema streets aka,,,,kanoda kudiwa na naiza
Svinurai Svinura
Mbiri iyoyo yaka gadzirwa nevhanu ivava kwana svinu
Svinurai wakapusa kwete zvekunyepa ungashandire mahara🤣
Sviurai kukwana ndokwausina ,wakangofanana na naiza wacho ,tag team yemaskam nxaaaa
Vakataurirana kanganiko uyu anoda mbiri chete haadi mari
Opportunity ye$50 or $30 per month l support vanhu vabuda
Aaaa wawona wataura manje working for free shaa zxiva kuti kwamunobva kwakasiyan nhamo yako ayisi yavo ivo vane mhuri dxirikuda kuchengetwe kwet iwe unoshandirira mahara n iwe unenge hure chet sk unopinda nedxakawanda zxino ana Jati na Ozemwa ndivo ana baba kumba kwavo soo unoda vadii avazxi gone zvekushandira mahara shaa shitii makutotisemesa uko
Dzukumukunde rapaMasvingo. Ungariidii?
Haaa Naiza shud atleast apreciate each n everyone waarikushanda naye ,acting for free ummm hazvizoitawo gyz.
Four seasons media takaenda newe uchabudawo. so kanauchitaura. usarerekera one side batter kutaura zvidimikira chawana mumwe mangwana chirikwako
❤kanopenga aka
Kamunhu kema streets aka,,,,kanoda kudiwa na naiz
Ma producers anga aakuda kudya mwana
boss lazzy ane zimsoro yoooo
Svinura fans let's gather here
Kasi washaya zvekuita kani 💔😡
ita wega iwe fans kudiko
Svinurai akutaura hake but zviri pachena hakuna mari iri kupiwa vanhu...Naiza pliz change kana uchada kuwana vanhu in zvangu ndakaita unsubscribe already...gadzirisana nevanhu vakoo muwirirane
Svinurayi hanzi nemashona zita remunhu ingumire pondo so iwe nhasi uri kunzi Svinurayi mangwana uchanzi vunurayi ini ziiiii hangu komaigozviona seyi imi murimi maiwepa
Svinurai awuna mudzimu hre ndipindurewo
Minister's daughter
Wake up tete masvingo 50 dollars hapana chinoda kunatswa apa
Natsa kwawabva kunopihwa mari kunge munhu arikutengeserwa mbanje manje chii chinonatswa ipapo😂😂😂 Svinurai usashandiswe mahara hona vana Team paghetto vakudya. Dai vakaramba vachishandiswa mahara vaisvika kupi