Huyai Munzwe NyayaYa Pastor VakachivaMukadzi Wemu Church MavoNdokubva Vaenda Ku Chipinge Kunorombera

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 18 вер 2024
  • Please Follow me on Facebook
    www.facebook.c...
    Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

КОМЕНТАРІ • 23

  • @denzeltflexx6835
    @denzeltflexx6835 Місяць тому +4

    Ndaita first mukoma

  • @faithmapope9404
    @faithmapope9404 Місяць тому +4

    Ndosaka ndisingade kuona ma pastor aya ini.

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious263 29 днів тому +1

    Pastor, kutorana nemupurwa nemhaka ye ruchiva here my pastor zviri nane muvhare kereke maoko ako akasvika ityayi mwari vanhu va jehova

  •  Місяць тому +5

    Itai dhiri nemupurwa wenyu kuti urare nemi imimi.mwana osununguka oroorwa hake

    • @eppy2538
      @eppy2538 Місяць тому

      Great answer 😂

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 26 днів тому

    Aaah zvema pastor itai mega ini ndonamata ndega ...saka muchaita cy nemupurwa apa ma uraya hupenyu hwemwana nezvinhu zvisina basa nxaaa kudenga Kure vakomana

  • @mekong7529
    @mekong7529 Місяць тому +2

    Ini ndinotya kadzvinyu chaiko.... vamwe vari kuita maConversation nempurwa😮

  • @SashahshalomChimedza
    @SashahshalomChimedza 3 години тому

    Ma pastor chaiwoo ndeapi apa...kana church😢dxacho dxakutyisa kutornda

  • @PreciousMutunami
    @PreciousMutunami 26 днів тому

    Murume waEveylin wawakauraisa uchachiona

  • @RudoMatikiti-q5f
    @RudoMatikiti-q5f Місяць тому +1

    Kkkk hanzi ndikakuruma ka one unobva wafa zvakaoma hazvo 😢.

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious263 29 днів тому +1

    Ini kana tiri vaviri handivhari meso

  • @breem5414
    @breem5414 29 днів тому +2

    Satan anoshandisa hake vanhu ndati uuumm.The way yatinodedicater kuita zvinhu zvisina basa dai ari iwo matyiro atinoita Mwari zvokwadi denga tairiona

  • @RayStockel
    @RayStockel Місяць тому +1

    Enda nawo Ku n'ganga kwawakamitora chete

  • @Edinah-y8n
    @Edinah-y8n 29 днів тому

    ko why muchitamba ne zita ramwari ndochivi chisinga regererwi na mwari.there's a different between love and lust ,saka waka uraya munhu just for ruchiva.you reap what you sow.ita zvawafunga nawo mupurwa iwowo sekuyenda kwawakaita uchino utora.

  • @user-lv6mo7gq5b
    @user-lv6mo7gq5b Місяць тому +1

    Shame let's always pray

  • @nancysharaunga3684
    @nancysharaunga3684 26 днів тому

    😢😢😢😢

  • @euslinchatikita2412
    @euslinchatikita2412 Місяць тому

    Yoohwe

  • @NdaiziveiMubvumbi
    @NdaiziveiMubvumbi Місяць тому

    Shame kutoshinga kuuraisa munhu ummm nyika yakarema zve sure

  • @NdaiziveiMubvumbi
    @NdaiziveiMubvumbi Місяць тому

    Pastor imbwa muroi dai wango unoda ropa rako ngaunwe ropa rako ummm muroi Satan

  • @mjenami
    @mjenami Місяць тому +1

    this is why I hate these pastors of today.They are all fake

    • @gracempofu526
      @gracempofu526 28 днів тому

      Nooo that's not true, we can't paint all pastors with one brush