Watching from Pretoria drewmas media taking us to another level happy to see Chihera and her smile.Ko gogo vekwamurewa vekubuda honye pagumbo varisei mkoma Andrew
Thank you Drewmas kana mazowana mukana tipeiwo update yeChiredzi. Ko njuzu dzekudzokera kumvura dzakadzoka here? KwaMurehwa gogo vari sei zvavo. Nyoka yakazozorora here.
indzi ingan,a mutemberi dzirikutisveta ropa, aya magumaguma arikutsvaka mari. Baba uyo ngaatendeuke ahasat atanga . kkkk iyo is a pure SANGOMA ,HAKUNA ZVAKADARO
Rasta bhoo here nezvemapositorii haaaa Zim yafumuka chaiko vanhu warikuromba Wana wadiki zvichawanetsa pamberi apo iwe munamato muma Rasta ....Uri Tsotsi iwee .
Mukoma Neshamba kana chihera vasiri permanent ibva matoivaita permanent vanoita kuti show inakidze. Anamainini ngavaite havo ma intern vanouya havo vachienda. Chihera permanent ndapota
Drewmas media makanzwa here nezva madzi baba varikugara pasi pemutivaiti vainge vaine mudzimu pakutanga uye vanoti vakamboenda kumvura vakadzoka vaine zvavakapiwa asi zvakazopiswa na stepfather ndipo pavakazotanga hurwere .nhasi uno vachiri kugarapo pasi pemuti vachidyiwa nehonye vskagara
I like this guy. He doesn't deny his identities and sounds very humble. Thank you Drewmas. Welcome back Chihera we missed you.
Yeee 💃💃💃nhasi chihera varipo love u guys 😍 watching u from pretoria 😍😍
Akunyepa uyoo
Chimboendesai madzibaba vaya vasingafambe ikoko maybe mudzimu wavo wemanjuzu unovanzwira tsitsi
Chihera special u make the show full of life💃💃💥💥
Chihera wasimba thanks Andrew unoshanda nevana zvakanaka that's wonderful with a good work
Oppah we love you, good heart letting the other ladies gain experience . Ndizvo chihera.
Long time Chihera you looking good hairstyle on point shoko tarinzwa mynini tinotambira musha ukure Shumba yagara inoda ma lioness akati oooo
Munhu wose angova madzibaba kubva ipapo chitarisa nyaya dzavo ma1
Chihera we support you. We love you. Unotigonera. Keep it up.
Support and appreciation goes to Chihera a very humble woman welcome back
Watching from Pretoria drewmas media taking us to another level happy to see Chihera and her smile.Ko gogo vekwamurewa vekubuda honye pagumbo varisei mkoma Andrew
Vakubuda makonye ummmm
Welcome back chihera ,love your smile Sazi
It’s always nice listening to Andrew and Chihera joking.
Ncw thank you
Chihera is back I love your smile it's infections. Teach Mainini to smile 🤣🤣
ndaiti ndini ndega, unongoona waakusekerera kk
Kkkkkk mainini bhooo zvekuti
Yeeeeee Chihera my sisi 😍😍😍😍 love you Drewmas media
Chihera you take us to another level ndabva ndaona nzira yacho pa hair cut yenyu Aiwa taveko kune rimwe level 🥰🥰🥰🥰
😆 maonei?
@@shiyeliainkorea kkkkkk road kashed kakaiswa chihera😍🥰🥰
@@busybeebusybee6336 hahahaha imimi ndaona ma levels vakafitwa seiwo nako 😆
Guys nyangwe zvazvo muchazonakidza i dont think mucbazopfuura pamakapisa mafuta muchienda kun'anga yrkwamutare mukanorova u turn musina kuiona matya kkkkkkkkkkkkk
Nice to see Chihera biyangu again ☺️☺️
ua-cam.com/video/RZrPczyhoiw/v-deo.html...
Madzibaba vaye vakapisirwa zvinhu zvavo vachibva kumvura vakapetana makumbo vanoda drewmas ivabatsire vasanganiswe nevamwe vane mweya yenjuzu pamwe vangasunungurwe
Chihera. You are awesome
Drewmas media taking us to another level totenda. chihera special much love💛
i love this combination[shumba n chihera ]
Dremas media.plz pls help murume arikwa mutare anoda kusunungurwa muchivanhu chaanoda kuitirwa
Ngavaende kunomutora momuendesa kwagogo Shumbayaonde ve njuzu vaye pliz
I like this guy for telling people the truth
Why all these zim prophets nenyanga dzacho can't help nyika nhai nwmuwandiro wavo
Hapana chinozivikanwa
Chikwambo chinobatwa here .uye chikwambo munhu here nhy mukoma Andrew zviriko here izvo
Chihera my sister l love your smile😊😍
Mhoroi mkoma Andrew .makainzwa here yamadzibaba varikumanyika uko varikugara pasi pemuti vanodawo rubatsiro rwenyu vakapetwa makumbo
Chihera, love your smile xx
Chiheraaaa, happy to see u again
Haaaa Shumba without Chihera is incomplete 😂😂😅 welcome mainini 😍
Kkkkkkk urisei
Chihera special kkkk ndeipi mwana wamudhara.
Kkkkkk hnz hembe ndaipfekedzwa natsano Andrew anondinakidza
Chihera na Andrew good combination
Chihera well come back
Lovely couple
Drewmas media taking us to another level
Hi chehelele mumwe chihera😍 n Vaneshamba,ko vanogadzira here kuti wese anenge achida kundiuraya azofe ariiye.
looking good Chihera.
Madzibaba n'anga vanotyisa!
Madzibaba makadiwo munhuwashe kovasonhazivi Kushamunovazivisa here
Ndidzo n,anga dzatinoda idzi
Haaa mweya yacho yakadururirwa panyika.Hakuna chakanaka nhaka 😃😃😃😃
ua-cam.com/video/RZrPczyhoiw/v-deo.html...
Bva iyo Chitungwiza yazara nevanhu vane manjuzu kkkk. Dzaimbovepiko kare.
Nehanda akat mapfupa angu achamuka hoyoooooo😂
Qwaaaks
@@PrimaTauz kkkk vaireva kuti mapfupa avo achamuka agofamba kunge Terminator. Sign isina kana ani anoigona coz zvimwe zvese zvagonekwa paZimbabwe😄😄😄.
Muroora wekwaSibanda chihera we luv you
Thank you Drewmas kana mazowana mukana tipeiwo update yeChiredzi. Ko njuzu dzekudzokera kumvura dzakadzoka here? KwaMurehwa gogo vari sei zvavo. Nyoka yakazozorora here.
Kkkk munhu anodzokera kumvura .ndopaperera mashoko angu
Kana iri nya nga gaitaure kwete madzibaba
Nguwo tsvuku ino mixer zvese chivanhu & Rasta rinenge rine mwaka waro zvichienderana nekuti tsananguro dzake dzakati .
Yaaa pakaoma .saka kana vachida kuridzigwa ngoma yechovanhu munodiii.kana kuti doro kuti usvike modiii
I like yr combination chihera n Andrew kuseri
Maswera sei mukoma Andrew namadam Chihera
indzi ingan,a mutemberi dzirikutisveta ropa, aya magumaguma arikutsvaka mari. Baba uyo ngaatendeuke ahasat atanga . kkkk iyo is a pure SANGOMA ,HAKUNA ZVAKADARO
Yes Chihera is back 👏🏽👏🏽
Drewmas media take us to another level
But inn kudawo t shirt 👕 yedrewmas plzy
Weeee nec nhasi ndafara chihera aripo murora vangu nec smile
Uncle Epaton
Mhofu pamberi, postori shure sekuru
Rasta bhoo here nezvemapositorii haaaa Zim yafumuka chaiko vanhu warikuromba Wana wadiki zvichawanetsa pamberi apo iwe munamato muma Rasta ....Uri Tsotsi iwee .
Vengueo tsvuku vanoita Rasta,vanoiti ndaza...vanoti mutsanyo
Vhudzi harina kuyipa ,
Hakuna muporofita dzese n'anga dzakatizira kuchechi ndochokwadi
Mmmmm munenge mune kapoint apa
Vachihera Nava. Ne shamba endaiwo munobatsira madzibaba vakambogara kumvura for 6yrs vakapisirwa zvinhu zvavo zvavakabva nazvo kumvura Na stepfather Saka vakabva vapeteka makumbo pliz pliz
Do u have lucky Cham for gambling
Havabhadharise hr
Avo madzibaba vanopengawo akuna munhu anoita mweya mutsvene nemudzimu in'anga iyoo
2 in one one prophet ataura chokwadi
Tinotenda chaizvo mukoma Neshamba asi tinosuwa kumbozoonawo Chihera vachiita zvamuri kuita vari vega ,imi makazorora
Chihera's smile always lit 👌
Iti meki me smairi two😁
Chihera l love the way u laugh
Keep it Andrew, we want more, but taura iwe kunyanya this for Zimbabwean not Avo vakabva kwavakabva
Chihera ana Mai vangu & Chihera is free spirit .
Madzibaba makadiwo munhuwashe ndinemubvu vasingazivi kumushakwavo munokwasi here kuvazivida ndimadzi Madzimai Tsitsi
Pamberi naChihera....udzidzise mainini kusekerera pacamera plis...love you Chihera wedu
Basa munogona kwazvo asi ndine mubvunzo kwamuri ini sei msinawo kuenda Gokwe kwababa vekuponda vana vavo makangotiudza kuti muchaenda ndiye zii nyaa
Thank you Drewmas munotifadza
Ndaikumbirawo vanamatire zanu ibve pachigaro
😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkk
We love you Chihera🥰🥰🥰
Wataura chokwadi Andrew pana vanamuziva zvose pano, kunge ndovana mwari vacho
Chihelaz🔥🔥
Madzibaba munobhadharisa here ndomubvunzo wangu wekutanga then kana musingabhadharise ndokumbirawo mundibatsirewo baba vangu vakatenga mombe ikadzokera kwavakatenga yakatoenda netambo yayo vanhu vaya vakaitora mombe iya vakaitengesa kumwe so ndoda mundibatsirewo
Go to police it’s stock theft
Unemweya wakaipaa uyooo
These days m missing live chat how come to you 🙆🙆🙆
Chihera muri kubvumwa nefood for sure 🙈🙈🙈
Hawana nhumbu here
Pane Munhu ari kumarange anoti akaremadzwa apisirwa zvinhu zvaakabva nazvo mumvura aita 6years ari mumvura ndakaona hangu kuti anoda drewmas media kuti vamubatsire
Musaite kunge makambofa mukadzoka Andrew says
Chihera kuseri,,,,,unoona manje Chihera ndootype dzevanhu vanosuwika
Right!!
In'anga iyi. Ndesekuru
ua-cam.com/video/RZrPczyhoiw/v-deo.html...
Akambokuudzai kuti n,anga adzifanirwe kunamata ndiyani hanzi huyai mose makorokota namasvikiro huyai tinamate mutongi ndivo mwari bba
Lovely couple ❤️🥰
Hesi chihera 🥰
chihera we missed ur smile.
Madzoka 👍👍
Itayi kuti muri tsikamutanda baba gaurani straight
Taking us to another level
Vanopengesa here
Language yamadzibaba yega inotokuudza kuti in'anga zvechipostora dzatove nharo
N'anga nechipostori chinhu chimwe wani kkk
@@rockmaposa3109 zvine musiyano kuziva kwangu
Taura hako hakuna muporofita akadai
N'anga iyi hakuna muporofita anosumudza dare rechivanhu.
Vanobatsira vaneshave rejuzu
Mukoma Neshamba kana chihera vasiri permanent ibva matoivaita permanent vanoita kuti show inakidze. Anamainini ngavaite havo ma intern vanouya havo vachienda. Chihera permanent ndapota
Vanowanikwa Chutungwiza neche kupi kwacho
Vanoshanda nasatan kwete naJesu
Ndaenda hangu nechokwadi chamataura kuti ndosanganidza
Dremas taking us to another level
Drewmas media taking you to another level
Chishona chako manje kkkk chakanyanya
Drewmas media makanzwa here nezva madzi baba varikugara pasi pemutivaiti vainge vaine mudzimu pakutanga uye vanoti vakamboenda kumvura vakadzoka vaine zvavakapiwa asi zvakazopiswa na stepfather ndipo pavakazotanga hurwere .nhasi uno vachiri kugarapo pasi pemuti vachidyiwa nehonye vskagara
Yaah ndakaiona I think vanofana kuenda kunobatsira that guy situation yake its so bad munhu kubuda makonye ari mupenyu it's so sad 😞
Good Neshamba unobvunza mubvunzo chaiyo...zvenjuzu mweya wakaipa ngirozi dzakadzika nasatan saka uyu akatojoina satanism dare renjuzu ndoosimba raanoshandisa
Hauna zvaunozia
ua-cam.com/video/RZrPczyhoiw/v-deo.html...
Dofo
Ngirozi yenyu madzibaba inorapa zvose?