My finest dancer and entertainer, you can't afford to miss him on every show, he keeps you awake and smiling, keep up the good work fine boy and may our good Lords of mercy give you strength and more energy to work your your children
Band manager they must c hw its done only artist pastage kwete zvekuti stage inenge yakazara vanhu kudarika varikuridza vacho .... they must learn one or two things on these tours
Tinochema but kubasa todzokera kuti vapenyu vasara vararame...haisi joy aripabasa pake Majuicy let's rather support than criticize it's not even a sin kudzokera kubasa wakafirwa
Kwauri ijoy kwaari ibasa besides who said you need to be indoors and crying yourself to death kutaridza kuti urikurwara, remember he has kids to care for
Nice video indeed thank you for this quality video. combination ya Macheso and Majuice is forever powerful. majuice really replaced Franco slomo.
True.franco we have forgotten his existence coz of ma juice😊
Salute Majuice,after all what happened you still stand firm
What happened please help us
@Kudzanayi Gwanzura his wife passed away some wks ago
I heard. Sorry for such a lose...
Aaah inga sorry hake uummm
My finest dancer and entertainer, you can't afford to miss him on every show, he keeps you awake and smiling, keep up the good work fine boy and may our good Lords of mercy give you strength and more energy to work your your children
❤❤❤❤❤ Majuce and Daddy Sharon ummm❤❤❤❤❤❤❤❤❤
First time to to see Noel Nyazanda on rhythm ❤
noel isimbi,he plays ma gitare ese zvekutodaro
He is the one who played rythym with ngwenya brothers muzotarashe
Ndafarira panzi vamagumbo ❤❤❤❤❤❤ present
Ekaka tisu vacho
Majuice be strong bro rufu inzira yedu tese
Majuice o verdadeiro dançarino.
I salute Zaka Zaka
Zaka zaka this time pa kutadzirana,makazvinzwepi, dzendo dzirefu, was 🔥,
Bandrevanhu Ayaaaaaaya bandrevanhu Ayaaaaaaya bandrevanhu to the world 🌎
Macheso and crew.u r just all the best
Cheso Power❤🎉🎉
Kufa kwemujoni company haivhari.rova basa majuice let mai vevana RIP.Your tears may dry but memories will never fade.
Band manager they must c hw its done only artist pastage kwete zvekuti stage inenge yakazara vanhu kudarika varikuridza vacho .... they must learn one or two things on these tours
i disagree this band has its own composition, structure and signature. zvakanaka zvakadaro
Uyu anogumirwa haasvike pana daka
Ma juice atodzoka kubasa hr pasina mwedzi mukadzi wake ashaya
Ndanga ndichitoda kuto bvunzawo wena plus nyika yawoma kt agare ma1 bt hey zvrwadza Mwari akunyaradze maJuice
Odyei
Ndatoshamao nazvo
Gogo
Dzongori shungu dzekuenda ku UK
🔥🔥🔥
Chovha Majuice....hoyooooo🔥🔥🔥🔥
Ayaaya
Ngavamboenda kumakorokoza vaone kuti museve unotambwa sei
I wish truck drivers can also join you Baba shero but hey here it's busy busy
Majuice wakaoma 😅😅❤❤
Kasamba kasamba
Pa ma dance mose hamusviki pana franco
Ko zvauya sei nhaiwe
Bvunzawo hako
Tinochema but kubasa todzokera kuti vapenyu vasara vararame...haisi joy aripabasa pake Majuicy let's rather support than criticize it's not even a sin kudzokera kubasa wakafirwa
Ukada kugara kumba uchity mkadzi akashaika unofa nenzara...
Bandd revanhu ❤❤❤
Chesology kumberi tirikooo isu vana Madyira tinotova tokodza mhandara
Puloo to the Majuice
Team iri kuseri kwekuseri
Mazimbabweans zvaakanaka nhaimi saka isu takasara muno ummm ma1😂
Line up iyo ma1
Zaka Zaka
Nowero
Tafi
Chesology
Inopedza 🎸🎸🎸🎸
Murder chaiyo.
Devine not tafi
@@brightonchirukazy274
Divine Lead
Tafi And Noel Rhythm
Cheso
Bass
Felix hapana tafi apo zaka na noel ndovane rythyms devine lead
@@moyowity ok, saka ndakabhaiza kuona, thout ndi Tafi,
Thanks Mkoma
Bt kana jonas asipo zvine kamwe kakusa pisa nekaku naka
Jonas chibaba
Varume musadaro majuice watove pajoy kare dai wambochemawoka
Ummm kuramba achichema kunogona kumukanganisa kana achikwanisa kukasika kukanganwa zvinokurudzirwa
Plus machememero anosiyana
Kwauri ijoy kwaari ibasa besides who said you need to be indoors and crying yourself to death kutaridza kuti urikurwara, remember he has kids to care for
Vari ku joy ndevari kuridzirwa MaJuice ari pabasa
Franco to fullest
Franco chingobva wadzoka once kwa Macheso hapana zvimwe
Musiyeiwo ayitewo zvke ndkuto kura kwacho kaaaa boys
Ayaaa Ayaaa
Kwasara Shedia
Where is Jonas
Band revanhu,band manyama
Dhara iri muridzi we music chaiko
Vanhu wariku UK tipeiwo ma budweiser imi
Sound quality kuseri
I company ipi inokupa mwedzi wekuchema
Improve visuals guys dance inooka kumakumbo kwete kumutumbi
Chooovhaa
Mdhara mdhara chete
Shame majuice adzikira