ZVINOITIKA ESPECIALLY KANA PASINA ZVAVARI KUITA MUHUPENYU ZVIRWERE ITS PART OF LIFEB CHINODIWA FROM TODAY VESE VADZIDZE KURARAMA CLEAN HEY WILL LIVE KUTODARIKA VASIRI POSITIVE WACHO
Mukomana uyu ane hutsinye. Ko varume vemu Zimbabwe why do they need barika apa hauna mari. Spirit of poverty. Dare please ban little children vane noise
I wish the channel would put microphones on the speakers so we hear clearly. Love the show and want to see it improve.
Mambo Boshu munondinakira chose pakuti munogara murimberi kudarika vamwe vese❤❤ keep it up pandichauya kuzimbabwe ndinoda kumbokutsikai
So heartbreaking. Chief # 1
1st tym Mambo ku handler issue Vega ne kunzwisisana, well done Chief
Thanks chief munogona
Mukomana ndamuvenga uyo Mwari ngaandregere andrwadzisa chaiko
Ko kuzadza munhu chirwereHIV asingaziwe harisi jeri here mu Zimbabwe?
No longer a crime it was before but for now nolonger a crime
Vanhu go for tests first before engaging in anything
Nhai Mkoma fruit mukuita sei ft😂😂😂😂😂
So heartbreaking😢hanzi vanhu vaparara nekushaiwa živo...
She is beautiful😊.Vana vadiki kuda barika apa hauna mari ,apa une chirwere ummmm. Sorry zvenyu mainini .
ZVINOITIKA ESPECIALLY KANA PASINA ZVAVARI KUITA MUHUPENYU ZVIRWERE ITS PART OF LIFEB CHINODIWA FROM TODAY VESE VADZIDZE KURARAMA CLEAN HEY WILL LIVE KUTODARIKA VASIRI POSITIVE WACHO
Kuzadza munhu chirwere ijere ngaamusungise asvinure kwete kuitira vamwe hutsinye
Kakatozungaira kaJoromaya aka😂😂😂😂😂
Chiiko some mothers muma relationship evana, honai mwana ozadza vana vevanhu zvirwere
Zvinorwadza
Iye musikana aka svika-svika uyo aiteveravo Joromiya ayo atori nemukadzi wake futi sei nhaii? Vana sikana ngavakwane mhanii!
Vana wedu wanotirwadzisa mufunge
Barika rave fashionable kuvana veduwe
Hurombo ma1 unoramba mkdzi wauri kuda nekuda kwenhamo ,,apa vakasangana vanotangira ipapo
The boy's jacket for me
Dope shit😅
Chief manyama mapork mabeef masausage nhass machimhanya mega magona kutonga uye hamutenderere popopo
Mambo matongero aya haiite ...
Munhu kupa mumwe chirwere usina kumuudza ngaende ku jeri
Chief Bushu munogona kutonga uye munopawo vamwe venyu nguva yekutonga imi makanyarara kwete zvemamwe maChief anongoita humbimbi ndoga
Uumm mkomana uyu haaite shuwa, warambwa apa wapihwa chirwere futi haaa zvinhu zvacho.
Zvorwadza mwana ane chirwere uyu
Mukomana uyu ane hutsinye. Ko varume vemu Zimbabwe why do they need barika apa hauna mari. Spirit of poverty.
Dare please ban little children vane noise
Chief uyu manyama
Uuuum zvinorwadza vana a vanechirwere shuwa
Zvakaoma
Zvakuda kunamata kuti tioneswe titungamirirwe. Mukomana we understood akatopihwao nyikq yashanduka.kuchava nezvirwere.dai taitirwa nyasha neDenga. So kusaita tsitsi nemumwe kunopa kuitao utsinye uchiparadzira
Something is not right with this dare. Chief narrates nyaya to his subjects.
Ziso ratochena remskana uuuum mumwe anotonorova nyoro nxaaaa
Chief manyama
Zvinorwadza veduvee 😭😭😭😭
Hakusi kurwara...it is just a condition iri totally manageable. Kurwa is when one has full blown
Shame mwana mudiki ava kurwara 😢😢😢
Nekunka kweseuko watova ne Chirwere heyìiii
Hatichadi vana mudare pliz mambo wese ane mwana ngaagare panze .Aiwa noise yanyanya hatichanzwi
Shame😢😢😢
😂😂😂😂😂😂😂😂
Chihure chodhura
Ane hutsinye murume uyo achasanga nevano murikita akajaidzwa mhani satan
sad story but musikana ane chivakashure chakapenga though
Kkkkkkk
Panevamwe vachatopihwa chirwere nekuda kwekuyemura dako iroro 🤦🙆
Ndozvapedza varume vakawanda izvozvi, ipo parikutaurwa zvemukondombera, imi murikufunga zvemagaro chete
Ndozvinotipedza izvozvo zvezvivakashure
😅😅😅😅😅@chopchopzvambu
Mudare umu noise iyo
Ummmmm mukomana uyokaaa aaaaaa pakaipa veduwee
Musikana wacho ndiye wose nekusvika ikoko svinurs
Veduwe vanhu vanevana vano bvumidzirwei ko mudare.
Taura hako
Zvinonzwisa tsitsi vana vedu vapindwa neiko apa Ave nehurwere vana vadiki ava
F
Mhxci
Asi why mati mukomana ane AIDS Ko musikana seems akapera kare uyooo
Kkk imi HIV inooneka here ne naked eye musadarozve
Uumm mkomana uyu haaite shuwa, warambwa apa wapihwa chirwere futi haaa zvinhu zvacho.
Uumm mkomana uyu haaite shuwa, warambwa apa wapihwa chirwere futi haaa zvinhu zvacho.