Vorwirana Husabhuku KwaChief Nyamaropa

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 27 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 36

  • @veetan9597
    @veetan9597 2 роки тому +7

    Vana vacheche vqnotsvagei mudare? Makuita kunge mucreche🙄 koiwo maphone kungorira haagone kuiswa pasilent here? Vanhu vakudherera dare mazuvano sure

  • @Ishmael4513
    @Ishmael4513 2 роки тому +5

    Uyu mambo one day achamamiswa chete

    • @ZimJoggerDownUnder
      @ZimJoggerDownUnder 2 роки тому

      🤣🤣 munhu akanyenama iyeyu, one day achaiswa bhutsu pamuromo

    • @salomechipfuwa5550
      @salomechipfuwa5550 2 роки тому

      Haaite Chief uyu.Iye wega ndiye anofunga kuti anogona kutaura.Haape vamwe mukana.Uyu chief akaomarara anonzvanyirira..

  • @EthieNyama-d1h
    @EthieNyama-d1h 8 місяців тому

    Haaaaaaa thank you so much Mambo matonga zvainodadisa zvekuti why vafana avaa vachidheerera Mukoma wavoo zvakadai sooo ichasvika nguvaa yavooo ngavamirire kumedza kutsenga kuchirikudiwaa

  • @lovenessjeche3761
    @lovenessjeche3761 2 роки тому +3

    Unodda chifi iwe apa haugone kutonga nyya enda unodzdziswa nachifi bushu

  • @Angela_cute532
    @Angela_cute532 2 роки тому +3

    Ko iye Chief asingape ma advisors akewo mukana. He talks too much. He must learn from Chief Bushu.

  • @gaylordmachengedzerog319
    @gaylordmachengedzerog319 2 роки тому +1

    The real chief....able to say his words without me

  • @richleyfans5820
    @richleyfans5820 2 роки тому +1

    Sly Media munombozosvitsawo here macomments kunaChief uyu, ndakanzwa my favority Chief Bushu vachiti dei muchitarisa macomments muone motukisa musangano nevanhu, at least vanenguva yekumbonzwawo mafungiro edu maviewres kumacomments manje ummm apa panenge paita zvasomeone who is so ignorant and very arrogant the" I no it all" attitude inondisvota yemambo uyu. Cho Cho Cho too much. Apa voice racho haaaa....

  • @candile7663
    @candile7663 2 роки тому +2

    Chief vanotaurisa kunge munhu kadzi he must learn from chief bushu

  • @joyceparwazenga7545
    @joyceparwazenga7545 2 роки тому +2

    Humambo apa havaugone dai vadzidza kubva kuna mambo Bushu

  • @faithnetone3234
    @faithnetone3234 2 роки тому +2

    Chief avasooo

  • @wadzanaimukize9510
    @wadzanaimukize9510 2 роки тому

    Zvehumambo havagone ini i prefer kuterera Bushu anoziva basa ane wisdom ava humbimbindoga vanohuwanza

  • @nokuthulankomo6657
    @nokuthulankomo6657 2 роки тому

    Mambo hamusi 5kgs mugore renzara hamutongeri kufarirwa (convinience). Munotongera kururama . Uchenjeri hwenyu ngawuwedzere

  • @libertymasendeke4882
    @libertymasendeke4882 2 роки тому

    handina kupedza kuona, Chief wepi asingadi kunzwawo wamwe anoda kungotaura ega.

  • @esierayner533
    @esierayner533 2 роки тому +1

    Husabhuku hunotonetsa vanhu vanotourayana.

  • @veetan9597
    @veetan9597 2 роки тому +2

    Husabhuku hunourayisa uhwu

  • @nyashagumise1755
    @nyashagumise1755 2 роки тому +1

    At least respect the grey hairs on these oldman's heads

  • @leewekwamhako8798
    @leewekwamhako8798 2 роки тому +1

    mambo kutaura lyke matsanga

  • @milkamutikani5824
    @milkamutikani5824 2 роки тому +1

    Kosabhuku anotambira marii

  • @wadzanaimukize9510
    @wadzanaimukize9510 2 роки тому

    Slymedia wandirai kwaChief Bushu ava mambo vane error ava

  • @lydiat7636
    @lydiat7636 2 роки тому +1

    Yoooo too old these guys to be head man . Ngawatibvirew

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 2 роки тому

    The wrist bands worn by these men, what is the meaning? Madzishe here? They are too old to be squabbling over such issues.Sad when such things happen and tears the family apart. Pls keep mobiles on silence in court

    • @fadziachirongo4280
      @fadziachirongo4280 2 роки тому

      Ma band emakanda emombe nde chechi inonzi Manuwere, very popular kuChiweshe

  • @emmanuelmagwaza4427
    @emmanuelmagwaza4427 2 роки тому

    I stopped watching this chief ,he is selfish, he is not giving his advisors the chance to say what they think about the matter , he must learn from chief Bushu

  • @washingtonsetere7573
    @washingtonsetere7573 2 роки тому

    uyu chief ndmutadza hagone kutonga uyu

  • @manuelmarozwa138
    @manuelmarozwa138 2 роки тому +1

    Idzo dzine mask yecovid idzo dzirikutobhowekana nazvo

  • @mwanawapauro2944
    @mwanawapauro2944 2 роки тому

    Yuwiii chief ava asi vakapiwa uchief coz he was line on system. Maiweeee what a sorry waste of my time. Chief is just annoying with mannerisms and kupaparika or kuda kutyisidzira vanhu. Anotoziva Mwari hake but Haa anotaurisa fir the whole African continent

  • @petronellamushayanembeu5639
    @petronellamushayanembeu5639 2 роки тому +1

    Mambo vanotaurisa ava 😂😂😂

  • @nyashagumise1755
    @nyashagumise1755 2 роки тому

    yuwiii ko iwo ma mannerisms ayo 😮😮😮😮 mmmmm

  • @nyashagumise1755
    @nyashagumise1755 2 роки тому

    where is the respect?