ED With A Strong Message To Chiwenga For Not Attending His Birthday "U Are Not A Boss, U are Slave"

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 19 вер 2024
  • ED With A Strong Message To Chiwenga For Not Attending His Birthday "U Are Not A Boss U are Slave"
    ROAD TO 100K subscribers ❤️❤️
    Please don't skip ads.
    ✅ POINT5 MEMBERSHIP / @point5creati. .
    Don't forget to subscribe and follow us on all our social media
    Please follow us on all our social media platforms:
    / point5creat. .
    / point5creatives
    Join this channel to get access to perks:
    / @point5creativestudios

КОМЕНТАРІ • 39

  • @josephchapwanya31
    @josephchapwanya31 3 дні тому +6

    chiwenga knew kuti paGreat zimbabwe is not a playground,,,,i salute general

  • @AuntGona-b9u
    @AuntGona-b9u 3 дні тому +5

    Zvose hazvina maturo pasi pano,tise tiri honye chete. Mwari variko kudenga🙏

  • @debranyoni305
    @debranyoni305 3 дні тому +6

    Vechidiki vakuda kushandiswa pawondo dzabo.pls youths pls don't touch blood let them face each other.

  • @l.a.t.dm.d.w5582
    @l.a.t.dm.d.w5582 3 дні тому +4

    Clearly he is saying ukaitamhesvamukono unooma sedebwe kuuraya zve uku ? Hapana aripasi pano forever ukauraya yako nguva ichangosvikawo chete

  • @fortunemugero3658
    @fortunemugero3658 3 дні тому +3

    Mweya waRegion uri mauri.

  • @joechingwaro5326
    @joechingwaro5326 2 дні тому +2

    Haasi kureva Chiwenga that caption is misleading

  • @theyjustwantyourmoney4539
    @theyjustwantyourmoney4539 3 дні тому +2

    Ah!! 😳 "Unowoma sedehwe remombe yavhiyiwa” ⚰

  • @AuntGona-b9u
    @AuntGona-b9u 3 дні тому +2

    Hakuna arikumboziva kukosha kwemumwe asi kwakwe chete,kangoma kanoti kwangu

  • @user-eq6zh6uh4m
    @user-eq6zh6uh4m 3 дні тому +4

    Batana nachamisa kana urishasha,not kubatana kwekutaura

  • @MatuzviMuchandiwona
    @MatuzviMuchandiwona 3 дні тому +4

    😂😂😂😂 hanzi musashamisika pakaita anotsvinga vamwe .... Chikopokopo bvachadonha

  • @mercynyati4052
    @mercynyati4052 3 дні тому +2

    Iye ndiye who calls himself god

  • @blessingphetha9308
    @blessingphetha9308 День тому +1

    Clapping hands for nonsense

  • @ernestvurayayi124
    @ernestvurayayi124 3 дні тому +1

    Command zvese zvese. Kuvhundutsira vanhu ndokuneyi.

  • @PriscaSanele-rv9mq
    @PriscaSanele-rv9mq 3 дні тому +1

    Must fall down once atadza mnagagwa

  • @tafimuza7642
    @tafimuza7642 3 дні тому +3

    Ramayivako. Munangangwa. Urindodhi. Iwehausi. muZimbabwe. Unovakaseyi. ..varikupururudza. HavasimaZimbabwe,,n chaiwo. Vamwe. Kumanikindwa. Vamwe. Vabeteki ..vakafa. Vasina. Kuvaudza. Havasi. maZimbabwe. Chaiwo. Varidzi. Havapururudzire. Mbavha idzi. Vanoziva..tsika. Dzavo. Ukukuganhira. Woti. Munhumutapa. Wowotaura. Mhasi. Pawakauraya. Mazezuru. AnaTongogara. Nanachitepo. Kanakuti. Zvamakabva. KuHondo. neMuchikunda .uya. Mugabe. .maidiyi .. ..kutaura. .zvaMunhutapa. Pamhata. Pako. Munangangwa. Waiuraya. Mandevere. .muchiti. Gukurahwundi. ..wadiyi. Kuripa. Vawakapondera. Hamadzavo ....Urimukonde. Weduzvi .. Munangangwa . NeChimwechako. ChimuMosikeni. Chakudawokutonda. Ndezvekuuraya. Izvi. . from US 🔥👎🔥👎🔥👎🔥👎🔥👎🔥👎👎😭👎😭👎😭😭😭

  • @JoeTaku-wh5pg
    @JoeTaku-wh5pg 3 дні тому +1

    Ko chirikupedza ma genarals chii kana tichivaka nyika takabatana mzanu pf. Vanhu vanobatanidzwa nerudo kwete kumanikidza uchisunga vanhu vasina mhosva . Mgabe waizviita izvozvo. Iwe ndiwe uchaoma sedebwe remombe yavhiiwa makore ako awava nayi kwakusakara kwedovo serakambodyiwa nyama.

  • @TakundwaManuwere
    @TakundwaManuwere 3 дні тому +2

    Pamhata pako vakadyaira zvemutsimba rovambira uchamama chte inokwana nguva bhobho akazozvidemba uchamama chete

  • @edwardchimedza3072
    @edwardchimedza3072 3 дні тому +3

    Dimikira

  • @RobertMaposa-ex1rx
    @RobertMaposa-ex1rx 2 години тому

    Vechidiki but vanamai nanababa varikufa nenzara haaa kubata vanapfungwa ini handirasi mai vangu

  • @thomasmukonza465
    @thomasmukonza465 3 дні тому +1

    Vari kuzvinyanya VaMnangagwa

  • @kingmatts7157
    @kingmatts7157 3 дні тому +2

    Pataurwa nezvaChiwengwa ndepapi.. handina kupanzwa ini..vana vadiki.kuda kuveganisa madhara

  • @it3788
    @it3788 3 дні тому +2

    Genarari hamayagrace was used and ku dumpster now kk😮

  • @user-eq6zh6uh4m
    @user-eq6zh6uh4m 3 дні тому +2

    Kkkkk namugabe, respect elders

  • @LevyChoga
    @LevyChoga 3 дні тому +1

    Chakakupotsa chimbanbayira pa blues apo

  • @snn1257
    @snn1257 3 дні тому +1

    😂😂

  • @ShyletZhou
    @ShyletZhou 3 дні тому +2

    Mwari pindirai

  • @Ndiniiyeye
    @Ndiniiyeye 3 дні тому +4

    He was speaking with no respect to mugabe

    • @patiencenduma3098
      @patiencenduma3098 3 дні тому

      Uyo agara haasi muZimba uyo, haneyi nevanhu veZimbabwe

    • @garnishchimedza3228
      @garnishchimedza3228 2 дні тому

      ​@@patiencenduma3098 volume ko avo mhururu chii kudzungaira nxaaa

  • @user-no3rs2rf4m
    @user-no3rs2rf4m 3 дні тому +3

    Pamberi na ED

    • @normadhlodhlo8297
      @normadhlodhlo8297 3 дні тому

      Munangagwa wldnt be president if it wasn’t for Chiwenga and the generals he has had assassinated. Count them and get the truth. He had them assassinated soon after they delivered the coup for him. Munangagwa is responsible for most of the ZPF assassinations, including Tongogara, Solomon Mujuru etc. Don’t be fooled

    • @theyjustwantyourmoney4539
      @theyjustwantyourmoney4539 3 дні тому +1

      Kkkkkkk😂😂😂

    • @garnishchimedza3228
      @garnishchimedza3228 2 дні тому

      Ita pamberi ne Muzambian

  • @FreemanManebaneba
    @FreemanManebaneba 2 дні тому +1

    Mnangagwa you are talking shut