Tete Tilder munenge mune kakumhanyisa vanhu pakutaura, even pama sessions e Behind Bars. Hamufungewo here kuti vamwe vanhu are in a vulnerable and/or compromising position, uye kuzeya zvekutaura or kupindura kunogona kuvatorera more time than yamunenge muchitarisira imimi. That can knock their confidence further down? Otherwise you're doing an excellent job. Keep it up. Thank you. 🙏 😊 👌
Great show indeed tirikudzidza but tete tilda most times muno cutter ma doctors vasati vapedzawo kutaura ,hence missing important facts.We understand you work with time but give them time as they respect you also wen it's your turn
The first man is cunning zvekuti ava sweet talker to the extent yekuti kana kurova kwaanoita mukadzi haana kana kubatwa bhachi....yangopera mudenga mudenga
Baba ava ndivo vaye vakaimbwa na Dr Oliver "Tuku" Mutukudzi kuti, "... sorry brother ndakakutuka nekuti ndakanga ndaka dhakiwa" yooo murume anoshusha uyu.
Muchirungu mune extended family,but pachivanhu mhuri imhuri.Dzimwe nguva zvinongoda kunzwisisa a kwevaviri.Issues should be solved between two people first.Not all men who drink alcohol are bad.Ini ndina mbuya vàngu vaibika ndari vachitonwa.Chinodiwa is control.Ku church ndiko kwakatozara pfambi! Women at times are worst offenders and then cry foul.Guys vakai kwete kuputsa dzimba.Mukadzi akashaya respect nekusataurira murume nguva iripo! People should respect each other!
Kazhinji vanotaura kudai vanoshaya munhu munyika ine vanhu.. more doesn't mean all. Mind you apa apasi kufona 14m people parikufona varikuma challenges of which vamwe tane ma 20years in marriage.. we are happy. Tsvaga anokuwana shamwari ausi nyoka inogara yega and unoda kuzvara vana wega uri mambaira here?
First bamnini avo vanozviitisa. And I guess vanonyepera kudhakwa. Hanzi ndakangomupa 2 slaps chete. Ivo varume vanorova vakadzi vanombotembei?. Plus himbwende anyway
First couple ..babamnini dhakwai mushe manzwa. Muri type iya yekuti mukadhakwa munopepereka kusvika doro rapera mumusoro. Baba munotaurisa chionai matauriro amurikuita pa radio. Murikubvara ve radio kuti kutaure imimi. Yoo ko kuzoti makadhakwa munenge muri worse. Shuwa mungatsamwire kuti sei mukadzi wenyu asina kuku intertainai imi makadhakwa .makakaura akakughonai. Be careful babamnini muchazo rikitwa nevana venyu makadhakwa . Vachazokurova chizvino in and out to come nice. Munonyepera doro muchiziva zwamurikuita.
Tete Tilder munenge mune kakumhanyisa vanhu pakutaura, even pama sessions e Behind Bars. Hamufungewo here kuti vamwe vanhu are in a vulnerable and/or compromising position, uye kuzeya zvekutaura or kupindura kunogona kuvatorera more time than yamunenge muchitarisira imimi. That can knock their confidence further down? Otherwise you're doing an excellent job. Keep it up. Thank you. 🙏 😊 👌
That's true i vanenge vachimhanyira data
Myb because of time yavo I think so
l think inyaya yekuti vanoshanda netime
This show helps me a lot pakuti kutogara ndiri1 boe zvekuti haa zvedzimba zvine zvipo izvi
Usatyire kure mufana roora unonakirwa nehupenyu manje, hapana chipo chekuroora it's all about learning your partner and compromise.
@@rashedngadze8853 zvinonyanyonakidza uri murume
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Show ndeye vane ma problem, vari kufara havasi pano kkkkkk varipo vanonakirwa. Marriage is so sweet ufunge, unowana wako
I agree with zvine zvipo
Doctor Choga kwaaa haaa Mwari vakuitirei zvakanaka mazwi enyu anokuputsa humunhu wese wekare hwakaipa huya okuvaka futi panyowani zodzo iri pamuri ihombe plus huchenjeri chaihwo hwa Mweya mutsvene
My favourite show ❤ all the time
Great show indeed tirikudzidza but tete tilda most times muno cutter ma doctors vasati vapedzawo kutaura ,hence missing important facts.We understand you work with time but give them time as they respect you also wen it's your turn
Mwari haakupe murume wemasvingo usina chawamutadzira🧘Kwai ndobva pano kuinda masvingo😆😆😆
🤣🤣🤣
kkkkk kkkk kkkk
Iii tinaro gen'a rekuMasvingo,Ii ma1.tanga tisingazvizivi,takatozoziva tavemo kuti havaite vanhu ivava kkkk😢😂
Dr Choga ndinoremekedza matare enyu 😂
Kkk vataure nemoyo wese
@@fortunatejakarasi7762 ungati inyaya idzodzo
Great show Guys as always 👏👏👏
my favourite show🔥🔥🔥
Ko pastor Motowashe hava chadzoke here nhai Tete Tilda
Waka replaswa naDr Nyamakawu
Waka replaswa naDr Nyamakawu
Havachadzoke kurwara yaingova excuse chete
Turuuuu doc Choga,munhu kungoti kwindi Ari Mumba unogara naye sei ,from devil stret😆😆😆
The first man is cunning zvekuti ava sweet talker to the extent yekuti kana kurova kwaanoita mukadzi haana kana kubatwa bhachi....yangopera mudenga mudenga
Ah kufonera pa redio kuti mukunyimwa bonde ah🤣🤣🤣🤣🤣 asi hamuna mawoko here
Gegegeeee Dr Choga the shrink 🤣🤣🤣🤣
Baba ava ndivo vaye vakaimbwa na Dr Oliver "Tuku" Mutukudzi kuti, "... sorry brother ndakakutuka nekuti ndakanga ndaka dhakiwa" yooo murume anoshusha uyu.
I promise kana vakaenda kumusha nyaya ichachinja I tell you mark my words
People are affected differently by alcohol.Munhu anorohwa.Tilder,Choga makakura muchirohwa saka zvakakubatsirai.Spare the road and spoil the child!
But we aren’t talking about children are we?
Doc nyamakau ...mhondoro dzakambonwa muna save
Doctor Choga vanoenda riini ku live ndine nyaya yangu asi ndoitaura chete doctor choga vasipo
🤣🤣🤣
Motya kubatwa bhachi here 😂😂😂😂😅😅
Depression yakatkiya mudzimba umo
Mainini vanenge vachida kuyevenuka vari kumba😂😂😂😂🙌
Tete murisei
Ko team kulu nateam rona yakazofambasei?
Kkkkkkkk iii tete mandisetsa 🤣🤣🤣🤣🤣 ikakwenywa inomira hre kkkkkk
Mapedzera vanhu apa mazoseka chete! 😀😀😂😂😂
Muchirungu mune extended family,but pachivanhu mhuri imhuri.Dzimwe nguva zvinongoda kunzwisisa a kwevaviri.Issues should be solved between two people first.Not all men who drink alcohol are bad.Ini ndina mbuya vàngu vaibika ndari vachitonwa.Chinodiwa is control.Ku church ndiko kwakatozara pfambi! Women at times are worst offenders and then cry foul.Guys vakai kwete kuputsa dzimba.Mukadzi akashaya respect nekusataurira murume nguva iripo! People should respect each other!
Uyo ane vakadzi 2 akawirirana hr nahosi kuti ndakuda mukadzi wechi 2,mukadzi wekutanga anogona achitorwadziwa
I remain single zvangu mudzimba munopisa umu.
Kazhinji vanotaura kudai vanoshaya munhu munyika ine vanhu.. more doesn't mean all. Mind you apa apasi kufona 14m people parikufona varikuma challenges of which vamwe tane ma 20years in marriage.. we are happy. Tsvaga anokuwana shamwari ausi nyoka inogara yega and unoda kuzvara vana wega uri mambaira here?
Tete and team how are you
Kkk. Vamwe kudhorobha vamwe kumusha
Apology yacho inoita seine ma terms and conditions
Kunyarara hakubatsiri hama yangu batsirika maproblems anowanikwa kuvanhu wangu kubaritsika kunodiwa wamai
Second caller baba Ava is not a man enough ,unotya vabereki vako zvekudaro ,or else havasi pachokwadi ne marriage yavo
Last couple murume akatorohwa netumbwa zvake 🤣🤣🤣
Makhwindi- khwindi 😁😁😁
Baba vevakadzi vaviri ava makapedza kare.Makaranga kudanana nesecond wife muchirinamai guru.MUNRTREATMENT YAMAKATANGA KURATIDZA KUVANA MAKATADZA KARE.
First bamnini avo vanozviitisa. And I guess vanonyepera kudhakwa. Hanzi ndakangomupa 2 slaps chete.
Ivo varume vanorova vakadzi vanombotembei?. Plus himbwende anyway
Dont rush people tete, they need help & 10mins not enough, size yenhamo inosiyana
I am here
Maguru vanombouyawo kutown hre zvongona kudaro
The caller wekurova mukadzi is a manipulator yhooo 😢feel sorry for the wife
Network yaMasiiwa inonetsa everyday here babamunini musadaro phone back kumba mukadzi afarewo
Vanotonwa doro vachiziva , Hanzi ndakangomupa 2 clips chete bamnini ka
Rushusho
Murume atanga kufona akarovera mukadzi Kuti akatiza mubedroom iye Aida Bota kkk
😂😂😂 at imba isina ceiling lol 😝
Mabva ikoko speedy madzoka kuHarare 😂😂😂😂😂😂
First wife matters kkkkkkk obvious havana kugamuchira barika 😂😂😂😂nhema idzo kkkkk.
Nhy henyu imi hanzi handina kuvatadzira iwe wakavatorera umwe mukadzi
@@ceciliananny6907 kkkk hee mango mango kuita sei
Avo mainini veky ndakaneta apa vari second wife ngavakwane regai murume anorara kwavahosi neky hamuzivi zvamakavinga imi.
Makanorara kuvana? 😂😂😂😂
Chirongwa ichi chikubatsira vanhu vakawanda thank you guys mwari ave nemi sure
If I was the man I would blame it on the alcohol zvipere lol 😅 😂😂😂
First couple ..babamnini dhakwai mushe manzwa. Muri type iya yekuti mukadhakwa munopepereka kusvika doro rapera mumusoro. Baba munotaurisa chionai matauriro amurikuita pa radio. Murikubvara ve radio kuti kutaure imimi. Yoo ko kuzoti makadhakwa munenge muri worse. Shuwa mungatsamwire kuti sei mukadzi wenyu asina kuku intertainai imi makadhakwa .makakaura akakughonai. Be careful babamnini muchazo rikitwa nevana venyu makadhakwa . Vachazokurova chizvino in and out to come nice. Munonyepera doro muchiziva zwamurikuita.
🙏
Baba vevakadzi 2 avo mudzimai wavo haangatadzi kubatikana imi muchigara nemukadzi mudiki ku town
Pabarika munhu ngaagare nevakadzi vake pamwe chete kwete kugara naamainini chete pachristmas ndipo pekuenda kumusha ouna amaiguru
@@edsonmvuri5985 kutorikonewa barika anenge achida kufadzaka mudiki uyu
Anogoenda kufirst wife sei anodiiwo kurara mudinning kumba ikoko kwete kubuda
Kunodya bota ranyimwa🤣🤣
2nd caller munhu anombonyepereiko nhaimi nhema dzakaipa bbmunini
This woman ka! Mwana 1 ndi ye arikunzi vanga vachinzwa? Lol
🤣🤣🤣🤣🤣Baba vekupedzisira avo ummm unotopera power ngatisvinurei Ana amai
Please don't play with time for people vane ma problems
Accept apology, without asking to be paid with material things.The only thing is repetition might not be avoidable!
Gudmrng tete💖
Tsvatuwaru kkkkkkk 😂😂😂😂wadzoka kumba kwaaaa dead
Mmmm avo bamnini vane mkadzi arikuona nyoka mukagara moita ma DNA testing
Help your husband get over murstabation by helping him and pay him more attention!
Attention yipi yaanoda pakati pehusiku apa achimwa bonde racho
Kana zvamuropa hachanzwe kunaka kwemukadzi hanti matonzwa mukadzi achitoti murume hachatode zvebonde zvacho,unopa attention kumunhu akuda kupihwawo attention
Why would the man murstubate iye mukadzi.Its very possible without watching pornography.
🤣🤣🤣🤣
Bamnini vati vakafanana nechikorobho
😅🤣😂Ndapanzwawo
Dr Choga what do u mean livukanjani Tata? Lol 😂
Vanotonwa doro vachiziva , Hanzi ndakangomupa 2 clips chete bamnini ka
Avadhakwi vano pretender