MUDZI.........SAHWIRA OTAURA VAKAPONDA

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 18 бер 2023
  • .VOSHUNGURUDZWA NENGOZI
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 126

  • @mukanya5836
    @mukanya5836 Рік тому +11

    Madzibaba ipai matare zviri straight musawanzve madimikira

  • @wilbertmasarirambi
    @wilbertmasarirambi Рік тому +6

    Ipai nyaya kuna Tasvu

  • @innocentkaruma5869
    @innocentkaruma5869 Рік тому +10

    Haa Madzibaba ngano too much

  • @patiencechimhanda3734
    @patiencechimhanda3734 Рік тому +2

    Ku mudzi ndoo kumba chaiko mu book rokwa chipara ❤️❤️

  • @malverndt153
    @malverndt153 Рік тому +10

    Kkkk zvakaoma, madzibaba havasikuonaba, varikufembera

  • @lisapeters5114
    @lisapeters5114 Рік тому +3

    Haiwawo zvinoda sekuru Nzou izvi. Mapotsori matsotsi

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 Рік тому +1

    The song makes my day💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃Drewmas Media is the best ❤

  • @trymorehlabiso
    @trymorehlabiso Рік тому +2

    Drewmas tsvagai vana sekuru panyaya iyi madzibaba hapana chavari kuita

  • @nthabisengmofokeng3725
    @nthabisengmofokeng3725 Рік тому +4

    Saru sheedza maivako tirangane drewmas taking you to another level

  • @brendaziyenge207
    @brendaziyenge207 Рік тому +2

    Madzibaba kuita sevari kutaura nyaya zvavo,kuti munhu akwanise kubatsira munhu hunge ari pamweya 😢

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Рік тому +6

    Nyaya iyi ngaichipera ah

  • @tova4700
    @tova4700 Рік тому +1

    Muporofiti uyu izero, intimidation yakanyanya. Anoitirei chitikitivha, ngaangotaura chiporofiti straight ozopindura mibvunzo kwete kubvunza iye vanhu.

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Рік тому +1

    Uuuuu Mmmm Mr Neshamba chibaba ichi ka chicharohwa navanhu hapana zviri kutaurwa zvine musoro nyaya chaiyo yatorasika kwaaaaa mwari rovai neshamu vanhu ava

  • @makaitanyoni7778
    @makaitanyoni7778 Рік тому +8

    Drumas madzibba vasatitambisira nguva pa camera apo Kna one chinemusoro chataurwa iye ngaporofite noty kuty taurai imwi fokoro kuita seiya wekupisa dish revanhu gore riya

  • @mangwengweangel8840
    @mangwengweangel8840 Рік тому +4

    vamuporofita bho hre avaa ndatadza kuvabata nyaya yavo

  • @reasonchipare7949
    @reasonchipare7949 Рік тому +4

    Song iyi ngairambe yakatsvanyiwa haaaa kuseri l'm in ❤ love with that songs ❤❤❤❤❤

    • @lisamupfugami5022
      @lisamupfugami5022 Рік тому +2

      Ini hangu kubva ichitanga kuridzwa hndna kna kuifarira kuita kunge wakadzipwa neganda remhuru aaah better kunyarara zvavo havagone kuimba aaaah chii ichocho kuita kumanikidzira

  • @nomusasiwela9621
    @nomusasiwela9621 Рік тому +2

    Madzibaba Havana dare ava he is listening to what others are commenting ngavaite gagaga kutaura zvinonzwika

  • @PityTarwakuona-hs2rx
    @PityTarwakuona-hs2rx 7 місяців тому

    Vana madzibaba kuwanza madimikira nhau idzi dzinongoda vana sekuru Tasvu havasweri kutenderera vanhu vanoudza munhu zvaari kwete kudzamba dzamba

  • @nyashadzaishemachisi7264
    @nyashadzaishemachisi7264 Рік тому +5

    Madzibba awa varikungotenderera

  • @miriamphiri7204
    @miriamphiri7204 Рік тому +3

    Ndaona zvisinga peri mushe apa ,nhai shumba

  • @joymugwambi3819
    @joymugwambi3819 Рік тому +2

    Yangova mufaro kwamuri mufaro kwamuri aaah

  • @vhuranjero
    @vhuranjero Рік тому +2

    Kwazuvai mr neshamba nhasirarimwe zuva

  • @LoswitaKasumba-fx8le
    @LoswitaKasumba-fx8le Рік тому +1

    Ipai nyaya iyi Kuna tateguru tasvu

  • @chenjeraimutesva3973
    @chenjeraimutesva3973 Рік тому +3

    Drewmas media ,musapedze ma data mahara. Toda munhu anoburitsa pane mabonzo emufi

  • @bridgetoparmoyomabulawa5519
    @bridgetoparmoyomabulawa5519 Рік тому +2

    Ndodya chimunya zvangu ..Thank you D.M

  • @chenaimatogo3687
    @chenaimatogo3687 Рік тому +2

    Haa madzi dzedzi havaon chinhu n.anga hasa

  • @prospermuzunze8564
    @prospermuzunze8564 Рік тому +2

    mupoforita ngataure chokwadi

  • @itaingomambi2102
    @itaingomambi2102 Рік тому +2

    Ko bishop vakazogumepi,vakange vobatsira mhuri iya?

  • @tadiwazhou8058
    @tadiwazhou8058 Рік тому +6

    Muporofita we nhema

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 Рік тому +1

      Ngevenhema how

    • @fortunatemuchekadzese1939
      @fortunatemuchekadzese1939 Рік тому +1

      Very true mazitsotsi aya varikupihwa mbiri nevesocial media

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 Рік тому

      @@fortunatemuchekadzese1939 what's wrong with that. Social media is being used for many things at least they are not stealing from innocent people like other people or using social media for threatening others

    • @fortunatemuchekadzese1939
      @fortunatemuchekadzese1939 Рік тому

      @@juliaherbet2063 did I say they are wrong?

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 Рік тому

      @@fortunatemuchekadzese1939 you didn't have to spell it out

  • @paulinekudyanaye3336
    @paulinekudyanaye3336 Рік тому

    Madzibaba munonyepa tora kuzorora ngarai pasi hapana zvamurikutaura

  • @lionahleehunyenyiwa8447
    @lionahleehunyenyiwa8447 Рік тому +4

    Madzibaba is not make sure😂

  • @bravochanaka8623
    @bravochanaka8623 Рік тому +1

    Muprofita arikuvanza nhoorondo ngaataure nyaya yaafambira

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Рік тому +3

    Madzibaba e tea ☕ aya idzungu chete matare hapana kana 1

  • @user-pw4nl6pn3x
    @user-pw4nl6pn3x Рік тому

    Kkkk baba chitomi kunyebera kuvhiringika hamusi pamwechete here

  • @florencendebele4598
    @florencendebele4598 Рік тому

    i like the way this man is singing the song😂😂

  • @tarisaisatoro
    @tarisaisatoro Рік тому +2

    Vakupesanisa awo

  • @sharonkwadiwa4459
    @sharonkwadiwa4459 Рік тому +1

    Madzibaba awa hapana zvamuri kutaura apa zvakangofanana newekupisa dish kudomboshawa

  • @brendaziyenge207
    @brendaziyenge207 Рік тому

    Drwamas media mukadzosa nyaya iyi futi ka mungatigumbura kuswera kupedza nguva nengano dzamadzibaba pasina help ikuwana vanhu.

  • @michealfisher4440
    @michealfisher4440 Рік тому +2

    Drewmas media taking us truly speaking to another level

  • @lillianassan1872
    @lillianassan1872 Рік тому +2

    Uuuu madzibaba matipedzera data

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 Рік тому +1

    Mbira dzakabatwa zvadzo 🎉😊🔥🔥🥁🎸 🎵🎶

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Рік тому +1

    Yeah kurarama kwakaoma chokwadi

  • @user-zu2cz5sq7d
    @user-zu2cz5sq7d Рік тому

    Taneta nenyaya iyi

  • @franklintinei
    @franklintinei 3 місяці тому

    Taurai mupedze kwete ndanda

  • @tatendamataranyika5117
    @tatendamataranyika5117 Рік тому +1

    Rufaro kwamuri rufaro kwamuri mukupedza nguva madzibaba hapana chamuri kuita apa kugadzika vanhu vakuru pasi muchivaudza ngano🙁🙁🙁

  • @melodymapulanga4466
    @melodymapulanga4466 Рік тому +1

    Vamuporofita itai gaga semunhu anoziva basa zvamunoita semurikidzidzira nhai munhu wamwari

  • @nyengemarata6803
    @nyengemarata6803 Рік тому +1

    Ngapawuye vana sekuru apa napostori hapedzi

  • @tonderaimutunguzuma5315
    @tonderaimutunguzuma5315 Рік тому

    maporofita mazidhongi evenhu kuswero tenderedza nekutyisa vanhu kokungoti dyooo panyaya kana muchiona

  • @tichaonamangwiro4020
    @tichaonamangwiro4020 Рік тому

    Ndirimupostori neni asi zvirikuitiwa pano hapana chinobatika kana uchiporofita munhu akada kuramba chokwsdi unobva waronda zvakaitika Kare Kare kumuratidxa kuti hausi kufungidzira zvauri kitaura uyu hachina mwenje

  • @chairmanchairman7258
    @chairmanchairman7258 Рік тому

    Madzbb vatenderera vazoti dyo kwasara 3 minutes
    Muchishona Tirikut nyaya yavo yaifanira kuita 3 minutes chete

  • @laciousndlovu8458
    @laciousndlovu8458 Рік тому

    Vele maporofita hapana chavanotaura nyaya kungotenderera always.mmxxn kupedza data reduce aiwaa

  • @gabrielmasandudzi4795
    @gabrielmasandudzi4795 Рік тому

    Kutambisirwa nguva namadzibaba awa hapana chavarikuona , arikutsvaga nyaya from people to much kutenderera . Remember the first interview akazotaura nemusikana uyo vari two chete achipihwa imwe information .

  • @faithmotsi9493
    @faithmotsi9493 Рік тому +5

    Vari kungotenderera vachiita madimikira havo madzidaddy avo

    • @lisamupfugami5022
      @lisamupfugami5022 Рік тому +1

      Ndizvo zvinoita maporofita adoda ngano,tsumo nedimikira

  • @eduardomarira2354
    @eduardomarira2354 Рік тому +1

    Uyo itsotsi

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Рік тому

    Prophet ingoti Gaga apa unoita kufeya vanhu imi hamusi kutaura straight saka vano kunzwisisa sei chi gobs psi zambuko finish and klar

  • @josephlupiya6626
    @josephlupiya6626 Рік тому +1

    Paakaipaaa

  • @tarymajaka7215
    @tarymajaka7215 Рік тому

    Drewmas media I LOVE YOU ❤

  • @LegOfGal001
    @LegOfGal001 Рік тому

    That muporofita was arrogant coz hapana chaachagona kubatsira nacho beta kupendera matare kuti izvi ndakoniwaa

  • @memorymungwari950
    @memorymungwari950 Рік тому

    Michazvirega zvemapotsori izvii

  • @nancyjena3961
    @nancyjena3961 Рік тому +1

    Madzibaba havana kana statement and why kuforcer munhu kubvuma zvaasina kuita

  • @rossiemugumira2986
    @rossiemugumira2986 Рік тому +2

    First pano

  • @brendaziyenge207
    @brendaziyenge207 Рік тому

    hanzi saka ndikunyepa manje😂hamufane kunge kuchibvunza mweya here nhai madzibaba

  • @brianchirozvi268
    @brianchirozvi268 Рік тому

    Pane chirikuzivikanwa ere apa

  • @locadiavengai7869
    @locadiavengai7869 Рік тому +2

    Madzibaba itai gagaga

  • @melaniachingware8650
    @melaniachingware8650 Рік тому

    Ndokuti vaBvume mhosva dzavo

  • @melaniachingware8650
    @melaniachingware8650 Рік тому

    Tangai maisamapfupa apa Madzibaba mozopedza matare eyu aya

  • @Chenuka31
    @Chenuka31 Рік тому +1

    Kombai kombai tirove

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 Рік тому

    Madzibaba awa vanonyeba , imbavha idzi

  • @hilarykhumalo6132
    @hilarykhumalo6132 Рік тому +1

    Hello team

  • @florencendebele4598
    @florencendebele4598 Рік тому

    Madzibaba hayi cha

  • @joymugwambi3819
    @joymugwambi3819 Рік тому +1

    Varikungotaura zvisina basa instead of kubatsira kwava claimer kuti vanobatsira 😅

  • @trymorehlabiso
    @trymorehlabiso Рік тому

    Hapana chirikuitwa namadzibaba avo kutaura hawo nhorondo ngavabatsire vanhu kwete kutaura nyambo

  • @naumezacharia1561
    @naumezacharia1561 Рік тому

    Panoo cy

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Рік тому

    Baba hawana nhau

  • @chiedzajoylinemedzani7832
    @chiedzajoylinemedzani7832 Рік тому

    Mukoma Andrew ndipeiwo number dzababa Ava

  • @sammychani5594
    @sammychani5594 Рік тому

    Kutenderera kwacho nyuu???

  • @FaithMatekenya-zt7co
    @FaithMatekenya-zt7co Рік тому

    Badzibaba avo havaoni hapana kana chinemusoro chataurwa apo kutenderera kwese uko kuda kutsvaka anovapa makuhwa akakwana azodzoka vachitaura kunge kuporofita.apa mamwe makuhwa ndezvekungovengana padzinza ravo pasina kana chiripo.vangwarire kurohwa kkkk

  • @daviechancellormusunda3044
    @daviechancellormusunda3044 Рік тому

    madzibaba havaone avo

  • @lovenessmusiyiwa3729
    @lovenessmusiyiwa3729 Рік тому +1

    Ummmmm madzibaba?????

  • @mirriamtagu2188
    @mirriamtagu2188 Рік тому

    Ummmm hapana kana chiri kutaurwa chisvinu APA

  • @tjnyamutsamba
    @tjnyamutsamba Рік тому

    Ko munhu waMwari zvaari kungotenderera wani, ava kutoparidza hake instead of helping them faster faster

  • @ronniedchizema3365
    @ronniedchizema3365 Рік тому

    madzibaba havaone😅

  • @nikkimasuku8042
    @nikkimasuku8042 Рік тому +2

    😅😅 ko vanhu avasi ku commetor sei 😂

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Рік тому +2

    Ndasvika live yapera

    • @Seamusmtepa
      @Seamusmtepa Рік тому +1

      @Mai Sean pakaipa kani tanonoka shaa

    • @Seamusmtepa
      @Seamusmtepa Рік тому +1

      @@ssam1430 takawanda kkkkkk

    • @Seamusmtepa
      @Seamusmtepa Рік тому +1

      @Mai Sean zvinoita we will catch up my dearest sis

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 Рік тому +4

    Mazimbavha emaporofita nen'anga kubira vanhu mari nezvipfuyo zvavo fokoro

  • @moreleenmtuva8175
    @moreleenmtuva8175 Рік тому +1

    Song iyi ndoiwana like ndogona kudownloader here

  • @johangreat5922
    @johangreat5922 Рік тому

    Iyi ndiyo fake chaiyo vanhu ngaatidzidze zvese zvakataura akaita zvekunzwa atotori zvake panyama haasi pamweya maprofita musaite gambling muchishandisa Zita raMwari

  • @wilbertmasarirambi
    @wilbertmasarirambi Рік тому

    Anowabza ngano uyo ?

  • @beniahdzikamaimakoni8
    @beniahdzikamaimakoni8 Рік тому

    haaaa madzibaba was busy talking saying nothing , riddles, parables, in shona arikurova imbwa akawiga mupinyi infact he is not a prophet bit plays with people's mind only nearly an hour

  • @daychawatama8624
    @daychawatama8624 Рік тому

    I'm not trusting madzingezha

  • @fadziachirongo4280
    @fadziachirongo4280 Рік тому

    I just wasted 40 minutes of my life, madzibaba hapana hapana 🙄

  • @masibandamhazishumba2241
    @masibandamhazishumba2241 Рік тому

    Ndaona kunyanya zverufaro kwadi nyaya chaiyo ndaishays ndakutopinda pahome work cheek yangu ndeyekutorova munhu😘tsaura zvisina ruzha

  • @mathewsithole7094
    @mathewsithole7094 Рік тому

    Maita basa vane Shamba tiripano pa joza

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Рік тому +1

    Chabuda hapana wasting our time. Tsvagai zvenyu n'anga zvemadzibaba ava siyanai navo

  • @michealfisher4440
    @michealfisher4440 Рік тому

    Drewmas media taking us truly speaking to another level

  • @kumbulanimudubi4956
    @kumbulanimudubi4956 Рік тому +1

    mapositori imboko vanopedzera vanhu nguva

  • @miriamphiri7204
    @miriamphiri7204 Рік тому +1

    Mapostori imbavha kupedza zvipfuwo zvava bereki

  • @michealfisher4440
    @michealfisher4440 Рік тому

    Drewmas media taking us truly speaking to another level