South Africa once proudly enjoying his music Dhewa you were loved by many bt only death decided us bt never the less we honour you all the love from south Africa 🌍
Was there on this gala,,played before Tongai Dewa and Macheso it's was between 5 and 7 am ,,tave kutotya kuti ztv inee isiri live.. He was a strong man mmmm Ii enjoyed
I love the fact that Dhewa never got swallowed by Harare, he remained faithful and proud of his hometwon Kwekwe, i remeber him sacrificing every last Sunday of the mnmonth to have a show in Kwekwe, that was massive. continue to RIP Dhewa
Hapana kana band member rake rakafa neaccident baba spectron yakaita accident ichibva kubotswana be bt50 yaakapihwa negramma iina knowledge muzukuru wake imwe ndeip apa those two accident hapana akafa musataure kwamusina kuswera vengai munhu zvakanaka
@@petergopoza2886 vhunza vanhu wasvinu wakakura waine ma radio kudzimba .kana ndiri seni tongai ayi Roja pa next door pedu ku msasa kwekwe saka nyararayi baba kana muri dzubvurandi.
@@rodneystoddard2014 I'm a Kwekwe born baba before he moved kumasasa Muna baonia maaiyigara he was staying kumbizo 13 and Ari clerk pagenaral hospital aitoshanda nemukoma wangu marehersals vachitira kamusopero so hauna zvaunondiudza about dhewa Gara Pasi wangu up to date utakataka ndeyangu
@@amilcaserrol.tchizhande3860 most dehwa songs akaitwa ne1 rhythm wangu so sometimes during live shows willo vaitombomiraa sezvavarikuita apo vaizopindirawo kana ana muchina muhombe nana naye vakuridzwa
South Africa once proudly enjoying his music Dhewa you were loved by many bt only death decided us bt never the less we honour you all the love from south Africa 🌍
I enjoyed their music lately barrier is language
Am seeing loyalty Judah and Yamathele long life guys
Emagine vachiri ko nanhasi haaa petter must do something for them
Yooo Dhewa fanafana RIP baba you may you gone but you will never be forgotten we still love you in South Africa ❤
Was there on this gala,,played before Tongai Dewa and Macheso it's was between 5 and 7 am ,,tave kutotya kuti ztv inee isiri live..
He was a strong man mmmm Ii enjoyed
My best artist RIP
I'm still listening you music I'm you fan 🇧🇼🇧🇼♥️♥️♥️♥️🐐♥️
My problem is language
Thc guy was vers strong cz ndomazuva avaigwara ayo RIP MUCHINA MUHOMBE
The Legend! The man enjoyed his work, it was passion and brilliance, joyful even in pain! You just have to love this!
Uyu Dehwa hapana aimukunda chero zvadii
mirai izvozvo
kkk hayas
Chokwadi
True
True
Dhewa was very Dangerous pa stage studio and zvese.
His last gala indeed, you could visibly see kuti baba varwara ava but vaingozvishingisa, My Zim best artist ever….RIP dehwa
RIP muchina muhombe
Truly speaking ndakarwadziwa kuona Dhewaa vachipera low low mmm 😢😢😢 rufu ndimadzongonyodze
We still love you and you are forever missed Tongai
He was indeed a legend. You might be gone but your music is still very fresh and thanks for your time on this earth
2023 still Utakataka fan
You can't believe that this man is gone for real😢😢😢
I love the fact that Dhewa never got swallowed by Harare, he remained faithful and proud of his hometwon Kwekwe, i remeber him sacrificing every last Sunday of the mnmonth to have a show in Kwekwe, that was massive. continue to RIP Dhewa
And tichagona kunetseka kuwana artist anorova asiri muharare like dhewa....... There's magtom media now acting haaa vanopedza
@@VictorTakundaMapanzure true that
Paibatwa Basa apa RIP legend
Rufu wakaipa hako nxaa 😢 still enjoying yo music Dhewa continue to RIP Bvumavaranda waya maikakata zvenyu
Vairemera ma streets ava. Mopao Mokonzi
Ndaiyi mwari wamudzorera panyika murume uyu anondigonera rest in peace
This guy ayiva bhuru chairo ayiziva twunhu twake pastage ayiva nekamwe kathat kasina munhu kusvika zuva ranhasi
Kwekwe motoooo💥
RIP Tongai Moyo you're a true legend
Tipeiwo show yavo yeku kwekwe please please please
People were really eager to see him, look the way they are paying attention to him till he said sumudza heti mudenga
Igweee Mopao Mokonzi
Spencer Spencer Achimwene the bolt cutter Khumulani
Shiga Shiga
Baba Gariiii
Yamatele
Juda , utakataka express yaiyi nakakidza continue resting in peace Dewa
Thank you So much
The whole group was fantastic
Dewa was a real hunter
awa ndiwo magala awa kwete zvatava kuitigwa nevafana ve zimdancehall
Vese nana macheso na mark ngwazi
Dehwa was predicting his death ..haaa guys 2023 handisati ndawa nemumwe muimbi anondinakidza kudayi
even me.
25/12/23 still enjoying
RIP🥺🥺 Forever missed 💔
We need this red 🎸 back akaba nhaka yatakasiirwa iyeye anoroya
Was the red guitar stolen?
Anaro Peter
@@raymondkudzaigonzo5498yea rakabiwa 5 months back after show in Harare
@@nishrapsvevo4736ooooooh nooo man you sirias????
Mokonzi mokonzi
@@demsterbanda1568 yea rakaenda iri
Dhewa chaive chibaba.
Legend redu
Forever missed dhewa
Continue to rest in peace Dhewa maigonesa henyu
😢continue to rest in peace Iggweee
Chimudhara chairova ichi ❤
I always tell people kuti Dhewa aive Artist...tasara nevaimbi chete
Apa vanoramba ufunge
@@ephraimntini7501 kkkkk true my brother
Chokwadi 😂😂😂
Chaungaa chasimukaa ....RIP igweee
Mdara aibata basa kwete mafanies atoitirwa nanaMark ngwazi 😅
he was the dog of the doggest ,when he passed it was the end of sungura
Reset in peace samanyemba❤
My you rest in peace champion 🏆
Rest in peace 🎉
Wanga wakaromba uchiuraya ma band members ako ne accidents every year zvino wakairasa uka dzokerwa nazvo
Hapana kana band member rake rakafa neaccident baba spectron yakaita accident ichibva kubotswana be bt50 yaakapihwa negramma iina knowledge muzukuru wake imwe ndeip apa those two accident hapana akafa musataure kwamusina kuswera vengai munhu zvakanaka
@@petergopoza2886 akaita pa Bf. ..akaitz ku chegutu .. akaita ku gweru. Akaita ku chipinge
@@petergopoza2886 vhunza vanhu wasvinu wakakura waine ma radio kudzimba .kana ndiri seni tongai ayi Roja pa next door pedu ku msasa kwekwe saka nyararayi baba kana muri dzubvurandi.
@@rodneystoddard2014 I'm a Kwekwe born baba before he moved kumasasa Muna baonia maaiyigara he was staying kumbizo 13 and Ari clerk pagenaral hospital aitoshanda nemukoma wangu marehersals vachitira kamusopero so hauna zvaunondiudza about dhewa Gara Pasi wangu up to date utakataka ndeyangu
@@petergopoza2886 ku msasa ikoko ayi gara pa next nesu achifamba ne camry ye black
Dis was real the king of sungura RIP
RIP Tongai love u lots
May your soul continue to rest in peace 😢😢😢
😢😢Continue to rest in peace Murozvi Mukuru
Legendary
Juda ndiye akatanga neUmlando ka😂
😢😢
Spencer ishasha
Ihwa zvaiita Spencer pana Muchina Muhombe
But anga akariwanza bass iri raivharira zvinhu zvose
Dewa continue to rest in peace❤
Muchiiiina King of Sungura
Tongai was a legend
Peter kuimba haagone zvake anototaura masong adhehwa kkkkkk .......
Yaaaa Dewah you will be missed forever, ZANU PF haina chakanaka shuwa kuuraya Murozvi wedu
saka zanu pf ndiyo yaivhura zip yake nhai
@@andrewchasvinura3271 hauzivi chinhu wangu
@@siyabongankiwane8713 kkkk nekuti aiwirirana natsvangi makuda kudhipisa dhewa aina mababe period
Ma1
Yaaaa haana kuziva kuti vana Shamu ana Mupfumi naana chipas vaiva padhuze naye vanogona kumuminya even chimutodi chiya nana doctor Chimedza masuspets
Spencer rero pazakomeza
RIP igweeeee
Iyi yaiva mhondoro
RIP Drew
Zorora murugare Murozvi mukuru
The man himself
spencer spencer💥💥
2024
Tongai Moyo ummm pasi pakaoma hapo
,😭😭😭😭😭😭😭😭😭
RIP Tongai moyo 🙏
Zororai murugare Dewa
Spencer Spencer
Shiga shiga ane moto
We miss you legend
Red cross meant something
Chaunga hachisikufara why
officer stole the show, continue to rest in peace Mwana Kwekwe,
Cancer yakashata varume mkoma dhewa vakarwa nguva refu asi hondo yacho yaiva hombe
Kuridza Sub rhythm sometimes ma1😅sure Willo vakapedza song yese vakamiraa
Sub rhythm inoridzwa kana ripi guitar ranyarara
@@amilcaserrol.tchizhande3860 most dehwa songs akaitwa ne1 rhythm wangu so sometimes during live shows willo vaitombomiraa sezvavarikuita apo vaizopindirawo kana ana muchina muhombe nana naye vakuridzwa
Kkkkkk Dai vachingoridza hawo 1 rhythm better
@@freddymanyuwa8187 one rhythm it needs a persona who can pluck chords really well like Innocent mujintu, baba gari etc
@@nishrapsvevo4736 true
Uuum Cancer yakaipa akange achinja
The bass was not well tuned
It was loud,
Problem nekuti panze bass rinoda mukati muhall
Bass rikaridzirwa panze pane mhepo ndozvarinoita
But on my PC ririkubuda bhooo wani 😂😂😂😂rero pazakomeza
Spencer ma lines i don't think kut achabuda