I think mukoma ngavachengete mukadzi but he must seek spiritual help because chinomboita kuti vakadzi vese ava vaenda.Zvekuuraya boyfriend idrama coz kana mukadzi ari hure acharamba achiita zvimwe zvikomba
Aiwa apa problem ina Andrew angobvunza varume chete chete kunge ndivo vega vangona kupa yambir. Ko isu vakadzi watisiireyi nhayi imi mblazi imi wadiyi kuvhunzawo vakadzi pamwe ndipo chaipo pawaiwana mhinduro chaiyo chaiyo. Kuno tinoti Andrew is being sexist or biased against women.
Vauya nedambudziko vakoma vekuBherovhero {Capetown}🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️
Baba ava ngavatsvage chirikuendesa vakadzi vavo .ndivo vane jambwa rinoendesa madzimai
Baba ava havasi vekwarusape here
Murume ane prblm ungagarisa mkadzi kumusha iwe capetown unofunga kut akavinga business hr, ngaagare vese aone kut anohura fut hr
Ku Shiri dzehondo hazvikozvi 🦅
Pamurume panenyaya ndapedza hangu
Yeah mudariro renyu munaisawo mambuya tinzwe pfungwa dzawo
Murume ane problem maonero angu
Ngatore mukadzi agare naye kwaari atsvage munhu anomira ku business rake
Dayi varume matangawo kutsanyira mereji vakadzi vaneta nekupfugamira munhu asinganzwe
😂😂😂😂saka vakadzi vakare vanga vakangwara kupfuura vamazuvaano
Yeah nyaya ye distance kugara Kure nekure musha unoputsika zvakare
Umm chopisa icho
I think mukoma ngavachengete mukadzi but he must seek spiritual help because chinomboita kuti vakadzi vese ava vaenda.Zvekuuraya boyfriend idrama coz kana mukadzi ari hure acharamba achiita zvimwe zvikomba
Iwe wemukadzi Ari kuita gumbo gumbo pane ,wakaromba murume ndozvakaremadza Mwana ndosaka uchiti chero achibuda Mumba uchiti ndomuda tichenge chirema tiri tose ,usaterera makuhwa
Tongai henyu vanaMusiwa naMutsvanga(sorojena)😂😂😂
Vrume musasiya vakadzi kwenguva refu chinonzi msha ibonde
Rinonakidza mumba muine nzara here?
Maswera sei
Pfungwa dzekuuraya chikomba hazvibatsiri ingozi yaanoda kuisa mumusha .... okay lets say auraya chikomba zvichamisa mukadzi kuita chipfambi here? Anopedza village achiuraya
Munogona basa chaizvo
Kumurume ndiye Ane problem vakadzi 7 vachayenda ummmmm ngambofamba murume ndiye arikushandisa nehama dzake ndonyaya
Kwete iweee mukadzi akaramba akuna murume anoenderera mberi
in short pane hurombwa apo
Maswera sei vane Shamba
Mukoma dambudziko rinemi mukadxi haasiiwi kumusha imi muricaptown munenge muchiramba muraramire upi murimega
Chaita arambane nevakaenda chii? Anogona kunge asina moto saka vakadzi vanoenda kana kugara asi aine chikomba
Bhudhi ngavanamate vatsanye vatsvage mari yekuunza mukadzi wavo.
Ngaasiye mukadzi anosheya pot yadaddy
Why achisiiyiwa nevakadzi. Maybe he is a rough man hagoni kubata vakadzi zvakanaka.
No vakadzi ndiwo vanedambudzikoiwee
Tauya Shumba
Ko kwaNyakuchena zvakazodii nasekuru kanengo, vana vaenda kuchikoro here nhasi
Yatobuda nhasi vaendako sekuru Kanengo ,I nyaya iri kugambiswa NaRobert Tapfumaneyi ZimBeat tv tsvaka unoiwana
😂😂😂 7yrs uchiona sewakabva kumba nezuro
Hhhhh 7 vakaenda ,ndofunga dambudziko riri pauri mwanakomana ,taura unyatsobatsirika huye zvokusiyana nemukadzi bodo kuzviuraya zvakare usatozviita ,Nhayi Mukoma neShamba ko zvamakubirwa nyaya yaTensen naNhimbe arikutevera tsoka dzenyu nokuti muchingopedza kuposter within some hours Nhimbe inotoburitsa nyaya iyoyo
Ummmm pakupisa
What happening
Tipei pfungwa dzenyu admin kupisa parikupisa shuwa😂😂
Ndajambwa ne live shame
Hey
Usadye poison nekunyara plus remember she's a human being she needs a man at some point and nearest is dearest. Pauri ndopanofirwa panemhuri yako
Sorry varikutora atfanch vakadzi avo yekuti wakarambana nevamwe
DNA test irikudiwa futi apa
Taapo
Aiwa apa problem ina Andrew angobvunza varume chete chete kunge ndivo vega vangona kupa yambir. Ko isu vakadzi watisiireyi nhayi imi mblazi imi wadiyi kuvhunzawo vakadzi pamwe ndipo chaipo pawaiwana mhinduro chaiyo chaiyo. Kuno tinoti Andrew is being sexist or biased against women.
Mukoma vedu ava vekuShamva ndivo vanedambudziko kurambana ne6 vakadzi zvavapachena kuti dambudziko ravo vavakuriziva asi yambiro yangu ndeyekuti hongu mari tinoida asi mukadzi haana kubva kumusha kwavo kuzochengeta musha ngaatsvage mushandi asare nebusiness kuShamva agare nemukadzi wake kana kuti iye ngaadzoke kumusha agare nemudzimai wake ...hongu mukadzi akaresva kuita gumbo panze asi ngavagadzirise chikonzero chaita musoro uteme
Haunyepe dear
@oswardchikwanha165 wauya sahwira mukuru