Amwe maporofira anotora simba pamakuva evana,Guva rashereketerwa, mwana akafa zvisina tsarukano

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 25 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 20

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 4 місяці тому +1

    😮ngaaende kuseri kwechuru mupostori ndirobasa ravo

  • @St-G2
    @St-G2 4 місяці тому +2

    Mabharani ameno arikurambei zvinhu zviri clear nhai. Thanks mambo for taking precedence. This process is not supposed to cost litigants a lot

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 4 місяці тому

    😮endai kwa sekuru Tasvu Tasvu yekuti izvo ndezvehuroi mapostori hakuna

  • @wallacemapiye383
    @wallacemapiye383 5 місяців тому +1

    Panoda Prophet Miracle

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma 5 місяців тому +2

    But munhu haanganyori zita rake kuisa paguva hazvimeke sense

  • @elliotjonasi5094
    @elliotjonasi5094 5 місяців тому +3

    Mabharani Mabharani Mabharani how many times did i call you 😂😂

  • @ChipoMunyayi
    @ChipoMunyayi 5 місяців тому +2

    For the first time mdara magirazi ataura fact

  • @conniejam5575
    @conniejam5575 4 місяці тому

    Vanorwadza avo ini ndinobvuma kuti vano roya

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 2 місяці тому

    Kuseri kwechuru 😂😂😂ndokuneyese

  • @conniejam5575
    @conniejam5575 4 місяці тому

    Nyenyedzi nomwe at it again batai munhu mapostori iwaya uuum ????

  • @emmiesmit1241
    @emmiesmit1241 5 місяців тому +1

    Vangaite huroyi vonyora mazita avo here or paidei pakanyorwa vabereki vemwanazve kuratidza kuti anodawo kuti vafe. Mmm rat smelling here.😮

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 5 місяців тому

    Chibanda chimbosvikawo kuseri kwechuru ichi tione kuti chinemajuru here?

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 5 місяців тому

    Munhu anonzi akafa hre or zvinonzi munhu ashaya imbwa ndiyo inonzi yakafa.

    • @Hamainyoka
      @Hamainyoka 4 місяці тому

      Kufa kufa iwe. Even ukati akapfuura or akatisiya or akatila

    • @St-G2
      @St-G2 4 місяці тому

      Akafa ehe

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 5 місяців тому

    Pakatsvuka apa

  • @kapesakapesa-ii2qz
    @kapesakapesa-ii2qz 5 місяців тому

    Kuchuru uko kunetsotsi

  • @lawrencemathias6560
    @lawrencemathias6560 5 місяців тому

    Nyay zhinji dzamambo ava dzinongonzi endai kuseri kwechuru