I was never wrong from the first day I decided to choose Aleck Macheso as my best musician of all ages....long live my legend 🙌 ❤️, you're great and blessed 🙌
its high time mdara macheso shld hv his own media team vanotora mavidz zviri professional. vakomana emafon ava vanoda kutamba nekutora simultaneously kkkkk todawo mavidz aristandard
I was never wrong from the first day I decided to choose Aleck Macheso as my best musician of all ages....long live my legend 🙌 ❤️, you're great and blessed 🙌, i bought sound amplifier and installed in my car because of Aleck Macheso, sounds so good
The gentleman himself…he knows what it takes for live performance. I started loving your songs when I was 12 because of my father. I grew up listening to your music. My dad I did not miss the choice. Anyone who happens to know his phone number please share. Am a Malawian but based in the USA 🇺🇸. Mwana wa kwathu uyu…Tchesooo!
Ska torega kuvaka nyika nekuti kunevakarwa hondo here.we cannot ignore album rikunakidza cz kunevakaimba kare here. Iye baba Sharo knows very well kuti kukushandwa kunze uko
Ukatarisa ma shows hobho macheso anotsiura ma juice bcz akapaparika pamwe anotsiurwa ne muromo pamwe nema sign chaiwo check ma vedio macheso achizunguza musoro
we as zimbabweans, must protect Macheso at all cost. anogona mhani munhu uyu
🤣🤣🤣🤣🤣
kkkkkk mazipirwa mukuru wangu to an extent yekuda kupa Ba Shero citizen protection
I was never wrong from the first day I decided to choose Aleck Macheso as my best musician of all ages....long live my legend 🙌 ❤️, you're great and blessed 🙌
Me too zidhara rinondigonera iri. Rinozhaka music
its high time mdara macheso shld hv his own media team vanotora mavidz zviri professional. vakomana emafon ava vanoda kutamba nekutora simultaneously kkkkk todawo mavidz aristandard
I was never wrong from the first day I decided to choose Aleck Macheso as my best musician of all ages....long live my legend 🙌 ❤️, you're great and blessed 🙌, i bought sound amplifier and installed in my car because of Aleck Macheso, sounds so good
Ma juice dzungu anoriwanza kunge ka muchacha hasi brother ya mai titi here ma juice
Kkkkkk ayas
Seems like Taffy Nyamunda Devine Muzenda knows how to adapt to many sounds
The gentleman himself…he knows what it takes for live performance.
I started loving your songs when I was 12 because of my father. I grew up listening to your music. My dad I did not miss the choice.
Anyone who happens to know his phone number please share. Am a Malawian but based in the USA 🇺🇸.
Mwana wa kwathu uyu…Tchesooo!
I like that smile from that man ari paStage.Go babaSharo we love you.
Tafi is always happy 😅 ma jive apa achikwenya futi ndandi dzema rhythm
Thank you for this innovation Macheso, this adds a lot of value to your shows and keeps the memory of the late musicians alive
Ko team rakazara pa stage iro kuseri kwaMacheso hanziiko.... asi ndo maBoss acho here?
uyo wamoti ma Juzi here or Juicy ngaasiye zvekuimba pa mic 🎤 voice rake kunge ane chisaga pahuro
Ini anotondirwadzwa muchinda iyeyu anoda kufadza murungu plas kudhomineta stage yese kuita over shadow wamwe wese ndinosvotwa hangu ini
ndo loyalty yacho ka kana kumusangano zviriko
@@tendaimichaelsakarombe6100 anosvota last number.... sometimes akada ku disturber munhu arinkuridza guitar 🎸... dzungu rizere thus why achizorohwa nevanhu...
Majuzi ndakamumaka but I think he is better than twitter😅 pakuimba
Kkkkkk anowandirwa nezvekuita
Macheso zvirimuropa chaimo
Kungozvarwa munhu akatonzi zvemagitare ndozvako
It's true you are the sungura icon# Ba Shero
Big up chisale takunyadilani kwabasi malawi woyeeeee
Mudhara uyu pane song yaasingagone here😋😜😋
Sound clean mmmm bab shero maybe makapfekera disc if simon on AGT aimbokumisai oti is this yr perfomance or is a disc
Zviri paseri pastage haaaa yaaaa pari kugowewa chii nhai baba Shero aihwa hazvisi kuita nyangwe muri kurowa ngawabve apo mhani mhepo ifure
Happy to see Innocente Mijintu in the crew
Haaa macheso ndiye music yacho pachake
Ndinzwe kti Mark Gwazi chii chii Ba Shero igamba chairo
Ska torega kuvaka nyika nekuti kunevakarwa hondo here.we cannot ignore album rikunakidza cz kunevakaimba kare here. Iye baba Sharo knows very well kuti kukushandwa kunze uko
Haayaa machesoka chipo unacho mukoma wangu ummm
One of the best artist
Macheso has a versatile team 👏
Blaz uyo akabva kwaMark Ngwazi kudzoka futi kuband revanhu here dancer uyo
Excellent papaSharo, stage disorder only ummm
pamwe vamwe vaiva ku stage ndiko ku VIP kwacho kkkk
dendera anobata futi
Stage yakazara vanhu why we can’t seee ma dancers nema guitarists
💎Nice MixTape💥
Ba Sharo stage ngaiite vanhu veband chete
stage iyi yanga isina order zvayo mukuru amenowo zvavari kutsenga kkkkk, but sound bho zvekuti
ndovanobhadhara band ka
ma Juice anotori bhoooooooo kkk
Ata wakt firing
Vakabatwa zvavo Baba Sharo but vachirova dzese.
Kkkk kubatwa nezviya ere
Kkkkk mbanje dzoshanda .... dzevamwe dzopedza sadza chete nekuita weti pastage lol
Kkk ne mbanje here kkk haa apo dzinenge dzino rohwa heavy
Kkkkkk varimudenga dzvene
Chibadura kuseri Tazvida kikkkkk Chimbetu handei Somanje *** Dembo @Tuku reaction 🔥 🇿🇼
All in 1 makanyanya babaSharo,Cheso Power
General Baba Shero
MA juice anopapa
I have spotted mfana Simbarashe Macheso pavideo iri
Kkkkk kupi
Cheso power
Chesology powerfulooh
Wakaipa mudhara uyu kani
Clean sound
Chesa bba eeeeeeh
Definition yekugona
Saka avo vakazara pastage ndivo vanozviti Mbinga kutoshaisa muimbi space 🙄
Macheso akatsomwa ne nakadhula magetsi 🤣😂😂😂
Chibaba baba
Ukatarisa ma shows hobho macheso anotsiura ma juice bcz akapaparika pamwe anotsiurwa ne muromo pamwe nema sign chaiwo check ma vedio macheso achizunguza musoro
vanhu 200 pa stage vakudei avo?
Pama drums apo pakabatwa.
Cheso chigono
Chanyanya
Chopedza
Chesology
Mdra mdra
Vafana vafana
Why macamera man eZim akadakwa
Munhu akatotorawo hake nefone yake ari muchaunga
Hakuna ma cameraman on these shows munhu wo zvake anenge afunga kungotora video
@@marshallmagadzira6332 thanks my dea