Sad Story Of Peter Gumbo Baba Tapiwa Nyamanhindi (Episode 2) Akakurwa Zvinorwadza

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 15 гру 2024
  • Sad Story Of Peter Gumbo Baba Tapiwa Nyamanhindi (Episode 2) Akakurwa Zvinorwadza
    #PeterGumbo #TapiwaNyamanhindi

КОМЕНТАРІ • 310

  • @memorymalunga670
    @memorymalunga670 2 роки тому +44

    Wow! Nyora bhuku Peter. Someone needs to do a movie about your life. What a inspirational story.

  • @josephined8931
    @josephined8931 2 роки тому +12

    Aaa asi vanhu vatema tinoomeserana chokwadi mungati mwana aripe kuti akavinga mai, aaa zvinogwadza hazvo, nherera haina zororo, God will bless you

  • @johnmbanje4318
    @johnmbanje4318 2 роки тому +14

    This man is a Hero.I admire his risiliance and his forgiving spirit.Murume ngaakomborerwe uyu.

    • @wilmarmarara2448
      @wilmarmarara2448 2 роки тому

      He went through a lot .may God continue to bless you brother .

  • @dinomanyara
    @dinomanyara 2 роки тому +21

    God bless you Peter you a strong guy ndapa kutenda hangu Aiwa tadzidza zvakawanda mukurarama

  • @carolinechingosho5457
    @carolinechingosho5457 2 роки тому +18

    Be blessed peter u did so well chivanhu chivanhu hama yangu zvaizokunetsa mangwana .l salute u wakagona wena ...may god keep on guiding n blessing u my brother

    • @gracevushe9384
      @gracevushe9384 2 роки тому

      Thank you mukoma mwari vakuitire nyasha tinotenda Amai vakakuchengetayi mwari vava wedzere mazuva

  • @ceciliananny6907
    @ceciliananny6907 2 роки тому +6

    Peter l salute u wena chivanhu ichocho chawakaita chinogomborero ,bcz izvozvo zvinhu zvisina kuitwa mhepo yacho haizopera Havana kuita hutsinye vana Sekuru vanokuda chaizvo nezvawakaita vasingazivi havo chivanhu ndovanotaura

  • @catherinemukombachoto4005
    @catherinemukombachoto4005 2 роки тому +31

    These people are heartless no wonder the mother never went back home with her kids. She chose to be homeless and all while her family was there. I feel for Peter.

    • @lindamashiri8205
      @lindamashiri8205 2 роки тому

      😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭 😭😭😭😭😭😭😭😭 Ummmmmmmmm but vaisafanira kuomesera kudaro Ummmmm ingazvakaoma veduwe ummmmmm mwari uyu

    • @lindamashiri8205
      @lindamashiri8205 2 роки тому

      Wakagona Peter ummmmmmmm zvakaoma life yacho soo hama dzemumbereki dzoomesera mwana kudaro ehe tinoziva kut chivanhu chiripo but kwete zvekuomesera munhu asina Mhosva yapara😭😭😭😭

  • @rugaremarambire1326
    @rugaremarambire1326 2 роки тому +1

    Mwari ropafadzai brother ava

  • @zexienazari5727
    @zexienazari5727 2 роки тому +12

    You are a HERO my brother
    Thank you,may God bless you 🙏

  • @emilymushanya2077
    @emilymushanya2077 2 роки тому +3

    Ukaita zvakanaka wazviitira ukaita zvakaipa wazviitira Mwari vawedzere makomborero kwamuri mukoma Peter it's a touching story

  • @GladysMachingauta
    @GladysMachingauta 5 місяців тому +1

    Peter mwari ngaakusvitse kuzvido zvemoyo wako. God bless yo family

  • @timothynyathi6980
    @timothynyathi6980 2 роки тому +1

    Iwe Mwari wakakuda uchaita zvikuru zvichatyisa wazhinji may God fulfill your dreams into reality
    ,l know you e will prosper continue with the spirit of giving

  • @artwellchibere5740
    @artwellchibere5740 2 роки тому +38

    Vana kule vako havana kana kendenge wangu. I'm sure at some point wakatombozvituka kuti chandanga ndichavatsvagira hangu. I believe kuti all the effort yawakaisa pakutsvaga hama idzi waitoda kuzorora. Waida comfort. Waida kunyaradzwa but alas, vakatoti tamuwana. Your story was nothing to them. Ndinorwadziwa for you. I still don't think kuti uri safe mumaoko evanhu vakadai though vari family. Be strong my dearest brother. I hope havasi kufonera nguva dzese vachida sugar.

    • @josephined8931
      @josephined8931 2 роки тому +1

      Wataura chokwadi, kana neni ndatoona kuti dai akarega hake, vanhu vatema tinonetsa nechivanhu 😢

    • @godknowsmafoveraa1163
      @godknowsmafoveraa1163 2 роки тому +1

      Ndochishona wangu kakanga asina daro Dai achitochema kuti hazvina mufambira zvakanaka

    • @munashenyamzinga6231
      @munashenyamzinga6231 2 роки тому

      Vkaoma moyo

    • @artwellchibere5740
      @artwellchibere5740 2 роки тому +2

      @@godknowsmafoveraa1163 Ndicho chishona asi munorerutsira mwana. Pakureva zvatinoda ngatizivei kuti muzukuru mwana wedu futi. Apa vaifanira kutaura nyaya dzavo vakatarisa nyaya yemwana. Nhoroondo yekwaaibva.

    • @fadziegore7986
      @fadziegore7986 2 роки тому +2

      Hama hadzitsvagwe wangu kana wakura rarama life yako

  • @miriambanda1670
    @miriambanda1670 2 роки тому +7

    Peter akararama hupenyu hunorwadza thanks bro to share yo story

  • @spiwemurota8101
    @spiwemurota8101 2 роки тому +6

    God bless you abundantly Peter Gumbo . You are a true servant of God. Thank you for being there for your mother and siblings. Misodzi yangu yabuda nekurwadziwa pane zvawakapindana nazvo. Let's hope your wife to be will understand you better and be an angel as you are one.

  • @luckmoremwedziunashe9616
    @luckmoremwedziunashe9616 2 роки тому +6

    Bamnn Peter u are very good in explanation, u were suppose to be Nyanduri or mudzidzisi veshona

  • @chali8487
    @chali8487 2 роки тому +3

    What a story to tell God bless you Peter.what I can say is God already locate your helper keep doing good great things are on the way I PRAY

  • @pettykarambwe9270
    @pettykarambwe9270 2 роки тому +10

    mwari vakuchengete mkoma Peter you are a real man wakamira pazvose regardless of anything amai vakakukidza vakakudzidzisa hupenyu may God bless her abundantly rudo rwenyu rusadzikisirwe nyangwe nani hake God bless you

  • @preciousmwanika5075
    @preciousmwanika5075 2 роки тому +4

    Wow what a sad story bt one thing i like about him he's down to earth dai Mwari aramba achimubatsira nekumupa maropafadzo. Life yake yanga yakaoma

  • @zanelekutsoma3603
    @zanelekutsoma3603 2 роки тому +12

    It's such a touching story.Peter,may the good Lord fullfil all your needs. So humble and sense of humour.

  • @dadiraimushore8085
    @dadiraimushore8085 2 роки тому +4

    I salute you my child God will continue to bless you more

  • @chipomarimo2608
    @chipomarimo2608 2 роки тому +17

    Well done job my brother ,I salute u may the living God keep on guiding u thank u.

  • @kundaingwarai9121
    @kundaingwarai9121 2 роки тому

    Mwari ngavakuropafadze nezvese zvawakaita ndinoona sekuti you were the chosen one kip the good spirit

  • @gracechowe1612
    @gracechowe1612 2 роки тому

    Mwari ndi Mwari urambe hako vakadaro .Chidzidzo chihombe chawatipa.God bless you Peter

  • @tatendasarucheratatendasar2619
    @tatendasarucheratatendasar2619 2 роки тому +5

    God bless you my brother vamwe havazvigone zvawakaita

  • @serinakurunzirwa7133
    @serinakurunzirwa7133 2 роки тому

    Haiwawo hama dzekwamai dzineutsinye ..kubvisisa mwana zvinhu zvese jzvoo.Vakadii kungomubvisisa mombe zvayo aaah xem zvaksoma.May God bless u

  • @beularmukozho7839
    @beularmukozho7839 2 роки тому +4

    GOD BLESS YOU Son VAMWE varume havasi kuzvigona vanotonzi samusha chaivo .....Wish u all the best may God bless you a good woman who wil love you til death do u apart

  • @linchauxs4486
    @linchauxs4486 2 роки тому +1

    Mwari vawedzera makore ekurarama my brother ramba wakadaro usachinja

  • @faithfulmuchape4538
    @faithfulmuchape4538 2 роки тому +2

    Iyi idzidziso hama yowee.Thank you brother.MWARI uyu

  • @agneschipofya3470
    @agneschipofya3470 2 роки тому +2

    What a life journey may God keep on blessing you naamai vakakutorai vachikuchengetai mwari arambe achivagonera nekusingaperi

  • @murondepfungwa2545
    @murondepfungwa2545 2 роки тому +3

    You are such a good and kind man may God bless you and give you more

  • @maiashtaku7254
    @maiashtaku7254 2 роки тому +5

    Thank you for sharing brother peter.its very sad indeed.

  • @rejoiceenock48
    @rejoiceenock48 2 роки тому +6

    Mwari akuropafadze bro ramba wakabatira Pana Mwari🙏🙏🙏

  • @louisjeke2928
    @louisjeke2928 2 роки тому +1

    Ngakudzwe Mwari nekubata kunoshamisa kwakaita kuti uzovazvauri nhasi .kunyangezvazvo zvangazvakaoma kurarama mu street but l thank God kune vakamiranemi paguva dzairwadza👏🏾👏🏼

  • @mannersshuche6472
    @mannersshuche6472 2 роки тому +1

    Thank you so much bra Peter,i have learned a lot especially kuhama dzanamai ikoku uku umm ma1

  • @portipherjuru3733
    @portipherjuru3733 2 роки тому +1

    You are very strong brother I salute may the Almighty continue blessing you

  • @edithmaradzika2265
    @edithmaradzika2265 2 роки тому +2

    Ummm you have gone through mukoma thanks for you have made it all be blessed. Amen

  • @patiencemudadi1694
    @patiencemudadi1694 2 роки тому

    God bless u eishy sad story l wish kuitirawo my parents nyc things but hey juga dzacho kuramba kutamba

  • @venanciamukanda3587
    @venanciamukanda3587 2 роки тому +4

    Midziyo ipi yet vanhu vaigara mustreet. Sekuru ava havana moyo heartless people 💔 😢

  • @maggiechiro8125
    @maggiechiro8125 2 роки тому +7

    Well done job 👏 well done, you are a strong man

    • @cosmatekedese5458
      @cosmatekedese5458 2 роки тому +1

      Peter in your conclusion you thanked Zimbabweans but in all honesty sense you should be thanked for your heart and courage

  • @mollyntsikai882
    @mollyntsikai882 2 роки тому +6

    God continue to bless you always my brother

  • @marychabva8748
    @marychabva8748 2 роки тому +7

    🙏🙏🙏🙏🙏🙏
    Mwari vaku komborere mwanangu

  • @tatendachibira9372
    @tatendachibira9372 2 роки тому +2

    Ko Tadiwa mwana wako here God bless you

  • @jgee7338
    @jgee7338 2 роки тому +3

    You are blessed and highly favoured

  • @neirubymututi216
    @neirubymututi216 2 роки тому +4

    God bless you abundant keep on doing the good things

  • @angelinemaguramhende
    @angelinemaguramhende 2 роки тому +3

    May God bless you Peter l have learnt a lot from you

  • @chipomunemo-j4j
    @chipomunemo-j4j Місяць тому

    Kutya mwari ndiko kuvamba kwenjere ..you did well Peter be blessed

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 2 роки тому +3

    Uncle Sait don't be lazy interview him is your job we ought to know more of the separation of him and his child and how he feels, after knowing about his prodgalson and the way forward we are proud of you Uncle Sait don't fear him interview him with much love

    • @vamuvimwa
      @vamuvimwa 2 роки тому

      Uncle Sait don't be lazy interview him is your job we ought to know more of the separation of him and his child and how he feels, after knowing about his prodgalson and the way forward we are proud of you Uncle Sait don't fear him interview him with much love

    • @vamuvimwa
      @vamuvimwa 2 роки тому

      Uncle Sait don't be lazy interview him is your job we ought to know more of the separation of him and his child and how he feels, after knowing about his prodgalson and the way forward we are proud of you Uncle Sait don't fear him interview him with much love

    • @vamuvimwa
      @vamuvimwa 2 роки тому

      Uncle Sait don't be lazy interview him is your job we ought to know more of the separation of him and his child and how he feels, after knowing about his prodgalson and the way forward we are proud of you Uncle Sait don't fear him interview him with much love

  • @manyaramarweyi9989
    @manyaramarweyi9989 2 роки тому +4

    Shame zvorwadza kurarama hupenyu hunorwadza chaiko ummmmmm God bless you my brother

  • @princemakena3621
    @princemakena3621 2 роки тому

    Yha it's a very sad story
    But inodzidzisa nekupa simba patinoremerwa Haasi Peter Gumbo ega nyaya dzakadai dzakawandisa but we thank God nekuti Peter Gumbo akakunda panorema

  • @trymoremasika9961
    @trymoremasika9961 2 роки тому +2

    Um. Mkoma makazonyanyirwa pamuripo asi totenda makapedza henyu nyaya dzose thanks

  • @tauraimanatsa5452
    @tauraimanatsa5452 2 роки тому +6

    You are a Hero peter may the Lord bless u

  • @linetmhengera9130
    @linetmhengera9130 2 роки тому

    May God continue to bless you Peter ..... Haaa vanasekuru vako izanu Pf chaiyo

  • @jeminachinorisa5020
    @jeminachinorisa5020 2 роки тому +1

    U are strong brother ramba wakadaro

  • @helenmwale1987
    @helenmwale1987 2 роки тому +10

    You are a strong man we have learned a lot God bless 🙏 you were ever you are 🙏🙏

  • @witnesschoto2389
    @witnesschoto2389 2 роки тому

    Touching story. You will be blessed nezvawakaita sometimes tinoti mitoro yedu mihombe but kune vamwe vaneyakakura. That's why Chaplin Phiri vakazoti hakuna situation ingakuwira isina wayakambosangana nayo.
    Nyaya yako inoda kuitirwa book chairo vanhu vanobetsereka

  • @joycehandreck8356
    @joycehandreck8356 2 роки тому +6

    You're one in million my brother king live

    • @elizabethmusingarabwi399
      @elizabethmusingarabwi399 2 роки тому +1

      Peter mai vako vaiva ne reason kusara kukuratudzai kuhama dzavo..vaiziva kuti family yavo inehutsinye ..usavaswededza pedro vanokuuraya. Havana basa nemunhu. Makore see iwayo ksna kumbotsvaga means wavo kusvika afa kusara kana kutsvaga vazukuru .haa vanozviitisa avo.

  • @luciadudu6871
    @luciadudu6871 2 роки тому +1

    You have a good heart Peter..nyaya yako ikuita kunge nigerian movie..

  • @annamoremuponda8518
    @annamoremuponda8518 2 роки тому +2

    Well done Job my brother God bless you 🙏🙏🙏👌👌

  • @niconkola9314
    @niconkola9314 2 роки тому +6

    Peter you living life man God bless

  • @chivasakudakwashe9045
    @chivasakudakwashe9045 2 роки тому

    may God continue blessing you

  • @dianasithole7830
    @dianasithole7830 2 роки тому +4

    May God bless you Peter for all you went through God will bless you abundantly

  • @futuretinorwirashe9633
    @futuretinorwirashe9633 2 роки тому +2

    Unemuyo murefu wangu ,ini hangu handayiita zvakadaro,vana kule havayifanira kudaro

  • @johnamakavi3171
    @johnamakavi3171 2 роки тому +1

    What a sad story, God bless you

  • @faraivanganayi8775
    @faraivanganayi8775 9 місяців тому

    May God continue to bestow his Grace on you

  • @veronicawekwadick8182
    @veronicawekwadick8182 2 роки тому +9

    Yaaaa you really went through a lot brother 🙆😭😭😭😭😭😭😭💔🇧🇼

  • @munashemuna6207
    @munashemuna6207 2 роки тому +1

    Well done bro may god bless you broe

  • @blissamadhi2471
    @blissamadhi2471 2 роки тому +1

    Peter Gumbo uri hazvadzi yangu, mai vako namai vangu ma cousins sisters uye mai vako mama Fari ndaitovaziva.. sekuru Joradhi
    Sekuru Marko
    Sekuru Philip...
    Uri hama hama yangu chokwadi.

    • @agnesmajuru5822
      @agnesmajuru5822 2 роки тому

      How come vana mbuya mai Vamai Peter nehazvanzi dzavo vese vainge vasingazivi kunogara mai Peter?? Ko Peter pawakaona hama dzamai vako wakambovabvunzawo here kuti vaiiti mai vako vakaendepi? ( makore akawanda kudaro vasingazivi kuti umwe mwana anogara kupi uye a nemhuri)
      Wakanga waita zvakanaka kubetsera Tadiwa , but mubvunzo wangu ndewekuti ko seyi usina kuzotaura chokwadi kune vawaisevenza navo pa area pawaishanda kutiTadiwa haasi mwana wako asi kuti urikungobetsera ????

  • @tetejenie7919
    @tetejenie7919 2 роки тому

    You are a hero my bro I salute you

  • @sarahushe5612
    @sarahushe5612 2 роки тому +8

    Be blessed without bounderies bro

  • @marshallkapureni888
    @marshallkapureni888 2 роки тому +1

    Peter Gumbo may God remember you , you are blessed and a blessing. A Hero you are

  • @jonathansewera9872
    @jonathansewera9872 2 роки тому +1

    May God bless you more my bro🙏🙏

  • @forgiveforgie8187
    @forgiveforgie8187 2 роки тому +3

    Uummmm ndarwadziwa zvangu

  • @judithnyakunuhwa2460
    @judithnyakunuhwa2460 2 роки тому +1

    Mwari varane vachikukomborera I salute you Peter

  • @twinklegandari431
    @twinklegandari431 2 роки тому +1

    More blessings upon you my Brother

  • @nomsaallison2126
    @nomsaallison2126 2 роки тому +1

    Wow may God richly bless you

  • @zafaniamhlanga9555
    @zafaniamhlanga9555 2 роки тому +5

    Ini ndirikunzwa wan himdaa mechit ainzwike

  • @hildagadidouglas5898
    @hildagadidouglas5898 2 роки тому +1

    Sure Peter you are a hero keep up

  • @pheobiehakutangwi9203
    @pheobiehakutangwi9203 2 роки тому +1

    Peter Gumbo baba vako vaiva kupi maybe I'm gonna help you coz ndichikutarisa urimwana vekwedu iwe kune munhu ainzi Peter Gumbo aimitisa vakadzi ende nyaya yako ndaiterera zvangu try kundibata hama dzako dzizere kuinyanga panyajezi village 2 sabhuku mune be or Tausamwoyo mutupo wako unopera humba Peter you thank me one day vakaona vamwe vako haumbobvunza coz you're similar sure trust me

  • @eustinamandigo1282
    @eustinamandigo1282 2 роки тому

    Sekuru wanehutsinye awa
    Hamuna kuchengeta wana ndo watokutsvakai mawekutoita list yekupenga kuti takuonerai pano
    Ungaripisa wana kuti makawiga mai so maida wagare mu mochari kwe ten years ere
    Thank God pita wakapedza nazvo

  • @amonmadondo8442
    @amonmadondo8442 2 роки тому

    You are here my brother keep it up

  • @tha_real_dontv8699
    @tha_real_dontv8699 2 роки тому +2

    Where is Tapiwa nyamanhindi

  • @lillianassan1872
    @lillianassan1872 2 роки тому +2

    U are a Hero my boy

  • @thembinyoni1880
    @thembinyoni1880 2 роки тому

    You are strong Peter God is by your side and your kind heart has brought you to where you are today keep on doing great things to others

  • @chipochiroorwa
    @chipochiroorwa 2 роки тому +5

    woooow, what a man, what a man!!!

    • @emmaculatebarangwira8433
      @emmaculatebarangwira8433 2 роки тому

      Bro u are a man of your words I believe in you God bless you in everything u touch with your hands ,u are the ambassador of life

  • @faithfulmuchape4538
    @faithfulmuchape4538 2 роки тому +8

    It's good to listen first before we judge.

  • @auntsandy2791
    @auntsandy2791 2 роки тому +1

    Yaaa wakashanda mkoma be blessed

  • @lindiwejiya8179
    @lindiwejiya8179 2 роки тому +3

    Nhoroondo tainzwa but mwana uyo ndevako

  • @remingtonsuvo7930
    @remingtonsuvo7930 2 роки тому +1

    True hero for sue. God bless you sir Peter!

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu 2 роки тому +1

    Well-done my son
    .this is a challenge

  • @blessingmapiku9831
    @blessingmapiku9831 2 роки тому

    May the almighty Bless pipo like you Peter

  • @MutsaiChikuni-u4f
    @MutsaiChikuni-u4f 10 місяців тому

    Mwari ndavakudzwe ,vakuropafadze uye vakuwedzere mazuva panyika

  • @mwanyaramanjeya3495
    @mwanyaramanjeya3495 2 роки тому

    Mwari ngaakurangarivo Peter

  • @roseramsey2250
    @roseramsey2250 2 роки тому +4

    Many Blessings to you Peter.

  • @bernardchiyadzwa4317
    @bernardchiyadzwa4317 2 роки тому +2

    Ummm nyaya ya Peter inorwadza mwari amuitire nyasha

  • @lydiamusarapasi8316
    @lydiamusarapasi8316 2 роки тому +1

    Ini zvose ndateerera ndaida kunzwa kt Peter Gumbo uyu akazoiita baba va Tadiwa how ???

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu 2 роки тому +6

    I am sorry to hear that. After that suffering they made you pay again. It's a shame. That's why she went to die outside the family.

    • @aminahsimbi6503
      @aminahsimbi6503 2 роки тому +1

      Ndadonhedza musodzi 💔💔💔Mwari akuchengete

  • @diverdiver1896
    @diverdiver1896 2 роки тому

    Heartless people,vanasekuru avo Mwari ave navo, iiiiiih zvakaoma

  • @princeganda5344
    @princeganda5344 2 роки тому +3

    God bless you Peter you deserve my respect 💪

  • @laurenciamavhiya7204
    @laurenciamavhiya7204 2 роки тому +1

    May God bless u Peter u are such a strong man