Robert, you are indeed doing a great job. Still, before interviews take them to Sekuru bcz by broadcasting these interviews you are making other Nyangas aware of the whole situation, so when they reach these Nyangas they already know what is at stake. Then it bcmz hard for some of us to believe if they r truly seeing these things in spirit or not.
Aaaaa ngazviende mberi tateguru tasvu taisa zvanza 👏👏👏👏👏👏👏🤝🤝🤝🤝🤝Tichitenda fut mukoma Robert nekubetsera nyika kudai tinotenda kosekuru tasvu vanombotsikawo here kuno ku south africa toda kubatsirwawo
@andrewgona4912 zvandataura wazvinzwa,mkadzi uyo 2days back asati auya pa Tasvu,she had an interview na Robert Tapfumanei akataura zvese izvozvo,kuti akaita varume 2 vachifa,now aane murungu waatori naye in Zim now,by the time aripa interview na Robert murungu aive mumota,mkadzi uyo akataura zvekare zvekurerwa kwaaitwa mwana wake zvakaipa namai vake until mwana akazofa,she went on and said mhuri yavo vana vese vanotoziva kuti amai vavo ndivo muroi and vamwe varikutya to face amai nekuda kwekuti ngozi,akataura zvakawanda mkadzi uyo,Tasvu hapana chaataura chisina kutaurwa namai avo before vana Robert
@@SimbarasheTafirenyika ko zvandabvunzwa vazvinzwa here ehe akaita interview naRobert 2 days before ko information yekuti amai vakashereketa yakataurwa futi here muinterview iyoyo
I love Robert journalism yake ma doubts angu aripakuti belief yangu inodzikira because interview dzako ndidzo dzotanga then wozoyendesa kwa Tasvu ........first Kwa Tasvu then interview later toyita cross examination ka....🙏🙏
Mai avo tovaziya and mu n'anga havabve vakatiza nasekuru vakasiya mhuri kubudiriro kule vakashaika ivo vakatora mari dzevana ndokutenga ticket rekuenda UK vanonyepa kuti ndaroiwa vakazviroya vega beside vabereki vavo
Makadini henyu pano avo mai varikutaura taurai chokwadi mai munoziya maive muchigara na sekuru vangu vainzi gondo iri boyfriend yenyu mukatiza nawo kuenda South Africa vakasiya mhuri yawo vashaya makatora mari yese mukaenda UK so sad zvamakaita now mukadzi wasekuru akufambira mari zvikanzi yakatorwa now vana vari kushupika imi mugere tatata I wish Rorbert aenda kunoita interview mukadzi wasekuru
Dzokerai kumusha kwemunhu amakitira zvakaipa munokumbira ruregerero bicoz vana varikushupika bicoz of you musaudza vanhu zvekunyepa imi huyai ne property nemari yamakadya or endai na Robert kubudiriro kune muridzi wemurume momudza zvamaita now vana varikushupika makazviparira mega imi and munotondiziya imi hama dzenyu dzinoiziya nyaya iyi nemiwo muri muroi throu zvamakaita
Hmm handifunge kudaro inga akataura wani from day one nyaya yeupenyu hwake kusvika paari nhasi pamwe pacho unenge usati wawana zambuko not kuti ayisabatsirwa kufirwa ne mwana nevarume 2 its not easy at all
Dzokerai kumusha kwemunhu amakitira zvakaipa munokumbira ruregerero bicoz vana varikushupika bicoz of you musaudza vanhu zvekunyepa imi huyai ne property nemari yamakadya or endai na Robert kubudiriro kune muridzi wemurume momudza zvamaita now vana varikushupika makazviparira mega imi and munotondiziya
Kana muchida tikupei tikupei # dzemuridzi wemurume ariko kubudiriro uko now monanga vabereki zvamakaita hamuzvizive hre endai na robert kubvira tiri kubudiriro mainge musingade hama dzenyu even dzasekuru imi kun'anga hamubve why musingamboendawo ku church
Now makuti murume vepiri apa aiwa murume wemunhu now mari yese makatora mukatiza kuenda UK endai munokumbira ruregerero kumhuri iri budiriro makakonzeresa kuti family iyi ishupike panhamo hamuna kuuya now murikuti murume wenyu mari dzekubasa makatora mukatenga ticket rekuenda UK mari dzemushakabvu makakonzeresa damage hombe kumhuri iyi only vanhu vanenge vasingaziye chokwadi zvekuroiwa imbomirai bicoz nemiwo muri muroi chaiye kana muchiramba endai na Robert kune muridzi wemukadzi anokuudzai chokwadi propert yake iripi?? Itai mushe mai imi and what we know about you kun'anga hamubve kutiza nemurume wemunhu shame on you unoda mwari mu life menyu tarisai zvamakaita kumashure mogadzirisa life inoita mushe

U're 100%correct coz vanenge vakutoziva problem yacho kudhara coz akawudza Robert
But kunasekuru tasvu hakuna hazvo zvinokonesa nekuti varoyi vako vanovabata nemazita nekwavakaromba ndizvo zvega zvinobva zvaratidza kuti zve1st interview hazvina basa
True
True
@@TrishyMutovoniunonyepa iwe
Aaaaa ngazviende mberi tateguru tasvu taisa zvanza 👏👏👏👏👏👏👏🤝🤝🤝🤝🤝Tichitenda fut mukoma Robert nekubetsera nyika kudai tinotenda kosekuru tasvu vanombotsikawo here kuno ku south africa toda kubatsirwawo
Mhere yako yanzwikwa zvako hama yangu apa wawira mumaoko kwawo zvekt zvako zvaita
Vabereki ava ....Mwari itai kuti ndigutsikane nezvamandipa amen
Ayambuka mwanasikana nokuti ndiyo yaiva shuviro yangu yekwa Tateguru Tasvu. Jemedza varoyi ,
Zvakaoma mubvudzo wangu Kuna sekuru ko sei vasina kubatsira vamwe avo bcz sekudzwa kwedu Vose vanematambudziko
Hnty vavasingadiwo here kubuda paCamera sekuru vaakumbovhairawo but vanovabatsira zvavo
Zvikwambo zvamai vavo zvikangobviswa zvinenge zvatopera chasara kunenge kwava kugezwa
Shuwa vataura nezvavakanzwa painterview ko vadii kubatsira uya ainzi ari kurwara haa ezvino konzi mari vanzwa zvemuchena kkkkkk haa mheno
Nhamo inesu rangu dambudziko rakavharirwa muhari yakagarwa nechikwambo rakaramba kufumukawo ndosvikawo riini kuCannan mwari wangu😭
Ko kumbovabvunza vanotii vabereki nhai ...Haaa tatmbudzika
@@tanyamubaiwa1530 vakatobatwa bamnni vangu vakaramba kuenda kwasekru uku vachivanda nechurch
@@tanyamubaiwa1530 ndakaitwa interview namkoma Robert vachiri kuSly media ini last year July
@@lerossybae vakatadza kuita go back to sender hre Sekuru....but usaneta veduwee Ramba.uchizama kumwe vanowana anovagona chete
@@lerossybae Ndivo vekwa Mwazha hre bamunn kana iriyo yandakamboona
Ko kana ndisingade kubuditswa zvinoita here
Gavagoite basa tione bcz mukadzi akabuda achitaura ega zviri kumunetsa Ivo vanenge vachiona tinoda kuona basa chete
sekuru Tasvu ur band crew n their peformance is classy 😊
Love you sis
Gud job sekuru
Kkkkk Tasvu akangwarisa,anoshanda netukomana tunomupindira pa social media nguva dzese,vabva ipapo vano feeder Tasvu information,mkadzi uyo before auya pa Tasvu akaitwa interview na Robert T akadura zvese,saka tozoziva sei kuti Tasvu arikuona unless Robert since uchishanda naye maybe ndiwe unomupa information.Plus Tasvu ndine hama yekuziva akamboenda kwaari,haa Tasvu anoda vanhu vanenge vanemari dzekureba,kana uneshoma kubatsirwa kunonetsa.
Saka zvekuti amai vakashereketa vakapihwa futi information netukomana twake
@andrewgona4912 zvandataura wazvinzwa,mkadzi uyo 2days back asati auya pa Tasvu,she had an interview na Robert Tapfumanei akataura zvese izvozvo,kuti akaita varume 2 vachifa,now aane murungu waatori naye in Zim now,by the time aripa interview na Robert murungu aive mumota,mkadzi uyo akataura zvekare zvekurerwa kwaaitwa mwana wake zvakaipa namai vake until mwana akazofa,she went on and said mhuri yavo vana vese vanotoziva kuti amai vavo ndivo muroi and vamwe varikutya to face amai nekuda kwekuti ngozi,akataura zvakawanda mkadzi uyo,Tasvu hapana chaataura chisina kutaurwa namai avo before vana Robert
@@SimbarasheTafirenyika ko zvandabvunzwa vazvinzwa here ehe akaita interview naRobert 2 days before ko information yekuti amai vakashereketa yakataurwa futi here muinterview iyoyo
Ungadaro hako mwana mukomana uye ayikweva pasi nedumbu nekuda kwengozi akabatsirwa wani pachena wani susan wekuDubai ayive nemweya wemasatanist akayambuka wani pachena pasina muripo tendaivo vachei
@@fanyanasidina kkkkkk muchaita mushe
I love Robert journalism yake ma doubts angu aripakuti belief yangu inodzikira because interview dzako ndidzo dzotanga then wozoyendesa kwa Tasvu ........first Kwa Tasvu then interview later toyita cross examination ka....🙏🙏
True neniwo zvinotondinetsa tasvu anenge atonzwa kare zvose hapan kujeka apa
Mai avo tovaziya and mu n'anga havabve vakatiza nasekuru vakasiya mhuri kubudiriro kule vakashaika ivo vakatora mari dzevana ndokutenga ticket rekuenda UK vanonyepa kuti ndaroiwa vakazviroya vega beside vabereki vavo
Ini hangu tsanangudzo dzaana sekuru dzinonga dzatanga ne interview adzindinakiri hangu
Tateguru Tasvu munondigonera. Wedzerwai masimba murambe muchiti batsira nekutiyambutsa.
Sekuru Tasvu unoyambuka emerly
Tasvu 1
Uuuumm vabereki vedu hubatwa batwa ma1
Nemavengerwo akaitwa sekuru Tasvu namambo Mutasa🙌isu tinoti pamberi natasvu chigonavaroyi
Makadini henyu pano avo mai varikutaura taurai chokwadi mai munoziya maive muchigara na sekuru vangu vainzi gondo iri boyfriend yenyu mukatiza nawo kuenda South Africa vakasiya mhuri yawo vashaya makatora mari yese mukaenda UK so sad zvamakaita now mukadzi wasekuru akufambira mari zvikanzi yakatorwa now vana vari kushupika imi mugere tatata I wish Rorbert aenda kunoita interview mukadzi wasekuru
Ko zvadziri hama dzangu
Vabereki tinechikwereti nemi hre veduwee 😭
Pakaipa wena
@@cynthiachasurq4259 mubereki anoshaiwa Moyo nevana aaaaah
Munhu anosarudza kuramba achiroya ,vana vachitambura 🤦
@@catherinekangoya8964 hah varoyi hatina zera navo shuwa
@@tanyamubaiwa1530 once wajoina haubudi kusvika watowana munhu anokubata unokubvisa huroyi
Dzokerai kumusha kwemunhu amakitira zvakaipa munokumbira ruregerero bicoz vana varikushupika bicoz of you musaudza vanhu zvekunyepa imi huyai ne property nemari yamakadya or endai na Robert kubudiriro kune muridzi wemurume momudza zvamaita now vana varikushupika makazviparira mega imi and munotondiziya imi hama dzenyu dzinoiziya nyaya iyi nemiwo muri muroi throu zvamakaita
First time kupindira
Tinogara nzveve dzkateerera
Bisai mweya wacho muise paneavo 2 vange vachida kuzvida mahara kusada kugara pama camera vasvirwe nacho
😅😅😅😅nhai zvako
Vanhu vanodarirei asi shuwa.
Tisvikewo tateguru
Vabereki vakaoma kani. Apa vasikana vacho ngavanake vakasvika shame. May they get their break through
Ummmm vabereki ngavasadaro
Saka vese vakafa Havana basa akuda kubatsirwa coz murungu ibenzi
Aaaah iwe usadaro iwe ko aimbozviziva here axana pamwe nguva iyoyo kwanga kusina ana sekuru vaveko ava,usatuke munhu dea maybe aitoedzawo zvichiramba
@@LindaLindylee Wangoda kundipindura but zvawapindura hapana tese takazvarwa tikawana n'anga dziripo iyoyo inhema yawataura ...Secondly wanzwa here video kusvika yapera akachata nemurume vabereki vasingazivi .third hanzi nasekuru akafamba kwakawanda achibata mai vake nenhau iyi ..saka urikutii apa...kutomuviga murungu uyo hant kumuchengetedza usadaro iwe kurikuda murungu chete
Kutotya kuti wechitatu afe futi here kungogara padivi recoffin haisi nyore@@KiethyWande-c7d
Hmm handifunge kudaro inga akataura wani from day one nyaya yeupenyu hwake kusvika paari nhasi pamwe pacho unenge usati wawana zambuko not kuti ayisabatsirwa kufirwa ne mwana nevarume 2 its not easy at all
Imi munouya pano kuzomama kumba kwenyu hakuna toilet here. Chero kana uchida kurutsa unodii kurutsira pasi instead of kurutsira mupoto yesadza. Unoziva chinonzi mudzimu here kana kuti vajaira zvikwambo zvaunoroyesa.
Sekuru tasvu ini ndakafirwa nevarume vaviri ndashaya kuti kudii,iye zvino ndakutya kuroorwa
Endawo dear kuzambuko uko
Tisvike Mukurambwa
Mukurambwa ndevapi apa.ndri mukurambwa futi machuma
Dzokerai kumusha kwemunhu amakitira zvakaipa munokumbira ruregerero bicoz vana varikushupika bicoz of you musaudza vanhu zvekunyepa imi huyai ne property nemari yamakadya or endai na Robert kubudiriro kune muridzi wemurume momudza zvamaita now vana varikushupika makazviparira mega imi and munotondiziya
Wait unorera mother ava vane white here.
Part 2 yacho haisati yauya hre
Tasvu one
Vabereki sure chii chinopa kuti mudaro kuvana...and you find out kuti mwana iyeye ndiye anovachengeta so
Hupenyu unorema tanzwa nawo matambudziko sekuru
Am so happy for happy for emily😊
That a scam
@@PaulThomas-ps3yjuyu mupengo munhu abve ku Uk kuzoita scam mnje
Ko sekuru tasvu vakazviwanepiko zvekuti vaka profita profita voimba aaaa ndini nani tinenge tanonokerwa nenyaya nhaimi
Unotoshaya Kuti odii naye mubereki akadai aaah
Unodemba kuti asina arinani😢
Varikuita zvakawanda vanhu vaya @@chelseamasangah5988
Ndasvikawo
Mai vccho ngavauye
pfeee tapindira kwasekuru
😂😂saka zvikwambo zvine nharo . Imagine uchikwira ndege nacho. Ndaifunga kuti zvino operater muZim chete.
Mwari tirwirei zvine simba nekuti tingaparara
Ndavakuda kuseka saTasvu kkkk
Batai basa tateguru todada nemi
Inga zvinonzi kuzvara kunorwadza saka moyo wakaipa uyu ndewekushandira pasina here nhai vabereki
Zvimwe tasvu uyuka anonyepa rufu rwagara ruriko
One Tasvu!
Ngavasunhungurwe mhuri last bus stop
pamberi nemuturikiri
Zvinorwadza zvakanyanya sorry madam hamuna kufirwa chinhu chinorwadza ini ndiri pa situation inorwadza hunondirwadza kusvika pakuchema zuva rega rega ndirikuto tswagawo mari yekuti ndiuye kuzotora sekuru
Mai vari ktotumirws sugar chaiwo zvakaoma kni 😭😭
Pamberi nebasa Sekuru tasvu
Kana muchida tikupei tikupei # dzemuridzi wemurume ariko kubudiriro uko now monanga vabereki zvamakaita hamuzvizive hre endai na robert kubvira tiri kubudiriro mainge musingade hama dzenyu even dzasekuru imi kun'anga hamubve why musingamboendawo ku church
Dhafu adzoka ambenge aripi?
Danai mai vacho vauye apo
Zimkadzi rakanaka iro
Muridzirwo wengoma uyu ahuna mutsindo hausimudze chaunga
E desculpa ummmmmm,saka zvaari murungu hauchada kuti afe ,pfutseki
Asi pane vaakati aida kuti afe here vamwe vanhu sooka
Now makuti murume vepiri apa aiwa murume wemunhu now mari yese makatora mukatiza kuenda UK endai munokumbira ruregerero kumhuri iri budiriro makakonzeresa kuti family iyi ishupike panhamo hamuna kuuya now murikuti murume wenyu mari dzekubasa makatora mukatenga ticket rekuenda UK mari dzemushakabvu makakonzeresa damage hombe kumhuri iyi only vanhu vanenge vasingaziye chokwadi zvekuroiwa imbomirai bicoz nemiwo muri muroi chaiye kana muchiramba endai na Robert kune muridzi wemukadzi anokuudzai chokwadi propert yake iripi?? Itai mushe mai imi and what we know about you kun'anga hamubve kutiza nemurume wemunhu shame on you unoda mwari mu life menyu tarisai zvamakaita kumashure mogadzirisa life inoita mushe
Ndaapo
Tavepo
❤❤❤🇿🇦
Zvinorwadza veduweee haungatadze kuchema
This B is probably hiv positive, what will make you cry about that 😢
Ndapinda Ndapinda
Pane mhepo dziri kunzeko dzinoda wanodzivhika
mambo Mutasa must watch these videos nekuti anoita zvekuudzwa nevamwe vanhu varoyi veikoko vanoti sekuru Tasvu ndewe fake
True Mambo Mutasa Havadi kunzwa zvasekuru Tasvu
@@noelmatemedhandabanda8726 he trust tumwe tuN'anga twemanga manga,vanhu wakawanda sei wakabatsirwa kwaSekuru Tasvu zvinoziikanwa ??
𝐊𝐮𝐭𝐚𝐮𝐫𝐢𝐫𝐰𝐚 𝐡𝐮𝐧𝐲𝐢𝐦𝐰𝐚 𝐦𝐛𝐚𝐫𝐞 𝐝𝐳𝐞𝐤𝐮𝐦𝐮𝐬𝐚𝐧𝐚 𝐬𝐯𝐢𝐤𝐚 𝐮𝐳𝐯𝐢𝐨𝐧𝐞𝐫𝐞......𝐓𝐢𝐫𝐢𝐦𝐨 𝐦𝐮𝐦𝐚𝐭𝐚𝐫𝐞