Baba Havaoni Chitunha Kubva Tichizvarwa Uye Vanoisa Zviyo Mukanwa Mezvitunha - Nyaya yeHurombwa.

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 13 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 60

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 Місяць тому +5

    Ko anozoisa zviyo cy asingaoni chitunha nhy weduwee kuda vanonga vakavhara maziso kkkk😅😅😅😅😅

  • @tendaimakoni9918
    @tendaimakoni9918 Місяць тому +5

    Kamudhara kamuroyi Ako kakaisa mushonga muhat ana Mambo havasi kuzvionawo hre zvaari kuita atosunungura mushonga uri muhat akakanda pasi uuummm kamutakati

  • @tafadzwamuswati5743
    @tafadzwamuswati5743 29 днів тому +1

    Eish. Thats my uncle amd cousin brother

  • @dhavetembo7654
    @dhavetembo7654 Місяць тому +2

    Life is a mixed bag pachivanhu tinoti upenyu imhindupindu good and bad zvese zvirimo mukurarama. N’anga nemaporofita they make us think kuti life should all be rosy. Ngatitendei hupenyu hwatinopiwa na musiki zuva ne zuva. Hapana munhu anonzi akagarika we all encounter hardships as part of life. Kuwana basa kuroorwa, hupfumi zvinhu zvisingakwane kuti tizviwane tese. Some will get others will not get

    • @rascocky6366
      @rascocky6366 Місяць тому +1

      @dhavetembo7654
      Which n'anga ever made "... us think kuti lif should all be rosy. ..."? If that were the case then there would no need for the existence of n'anga. People visit n'anga because of the problems they encounter and n'anga exist to help solve them.

    • @dhavetembo7654
      @dhavetembo7654 Місяць тому

      @ N’angas will be always exist and they play their roles. The problem comes when we put 99% trust on what they say and then we stop using our brains. There has to be a balance between reality and supernatural. Right now there’s 95% unemployment munyika but go to a n’anga he will disregard what’s on the ground making you believe that you should be among the 5% employed. They will never tell you kuti makore ano industry yakaparara. Pane nyaya dzaunoona kuti it’s pure jealousy but go to n’anga they will make u believe you’re a victim of evil spells yet the other person is simply working hard. Ndeip n’anga yakamboshopera kuti you need employable skills for you to succeed in life all they say pane akasunga raramo yako. There’s need for more common sense and a bit of supernatural sense

    • @rascocky6366
      @rascocky6366 Місяць тому

      @@dhavetembo7654 Agreed but if you go to at least 3 n'anga all from different regions/places and they tell you the same thing then there must be something. N'anga will NEVER tell you to apply for a pilot's job when you have no idea how to fly a plane.
      I have heard n'anga telling people that there is nothing wrong with them and that they must work hard. Sometimes, which is usual, there are certain traditional things one must do which they may not have done. Midzimu yet are not demanding like the abrahamic religions. They don't demand daily prayers several times. And of course the results from keeping our traditions are tangible while religious prayers NEVER yield results.
      If xtian prayers were that helpful, Westerners would not have abandoned them years ago. In fact the wealth would have flowed from Europe to Africa, leaving Europeans poorer than Africans.

    • @dhavetembo7654
      @dhavetembo7654 Місяць тому

      @@rascocky6366 The idea of consulting 3+ n’angas regardless of what they say, the cost of paying them unogona kutotanga business nhamo ikapera or you can have MRI scan, X-ray and medication ukapora. Going to n’anga or kumuporofita must be viewed as alternative therapy kubatsiridza tried and tested methods such as hard work, common sense or medicine. Tikakudza kushopera tese tinopera kuva ma victims of our own. Remember atanga kusvika pan’anga ndiye mutsvene

    • @aar6047
      @aar6047 Місяць тому

      ​@@dhavetembo7654ve MRI scan vanoita mahara here? N'anga ndiyo yaipa manje. Dzoita 3 fro different places dzichitaura one thing wabvapo woenda pa scan?

  • @ButeleziKel6115
    @ButeleziKel6115 Місяць тому +1

    The boy with a pink t/shirt anekakuzhangandira kakanyanyanyisa. Yoo!

  • @EdwardGeza-n2n
    @EdwardGeza-n2n 23 дні тому +1

    Tasvu ONE
    Tasvu ONE
    Tasvu ONE
    Tasvu chete chete.
    Ngaende kuna Tasvu anotaura chokwadi chake.

  • @RayMarume
    @RayMarume Місяць тому +10

    Mambo Makoni please with due respect muriMambo wetsika dzechivanhu what's wrong nekuremekwdza machinda enyu why is it munhu akati pamusoroi mambo nemakurukuta it's becomes an issue it's shows greedy of power nekuve mambo akaoma kushanda naye vakuru ngavaremekedzwe muriMambo musatinge zvekuti feel me please look into that tosara toterera nyaya tatosvotwa Kare sure kuti pamusoroi makurukota zvinobvisei pahumambo hwenyu infact zvinotowedzera value yehumambo musazvirerutsa kudaro

    • @deangb8651
      @deangb8651 Місяць тому +1

      Ndazvionawo hanzi musati ishe kana makurukota ita mambo chete

    • @MemoryMuchakazikwa
      @MemoryMuchakazikwa Місяць тому

      Kuda kutoitwa ivo musika vanhu

    • @enb00025
      @enb00025 22 дні тому

      Kuda kuvhundutsira vanhu uye udzvanyiriri. Ndezve mat2zvi izvi.

  • @cherryplum4193
    @cherryplum4193 Місяць тому +4

    Saka kana vasingaone zvitunha vanoisa zviyo sei mukanwa macho.

    • @frankmoyo7267
      @frankmoyo7267 Місяць тому +1

      Its funny you know ndatombozvibvunzawo it doesn't make any sense.

    • @emapsdkmzo2158
      @emapsdkmzo2158 Місяць тому +1

      Nooo vanenge vane syndicate ravo rinozoisa weee

    • @afronews7034
      @afronews7034 Місяць тому

      Sakazvinevqsa rein kutipamusoroi nemakurukota makoni.is abully😂😂

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Місяць тому +3

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mombe ine misoro miviri izvi ndizvo zvinonzi zvinoyera zvinotyisa zvinoda kufumurwa, endai kwa tete tilder.

  • @elizabethmabandi9304
    @elizabethmabandi9304 Місяць тому +2

    Ko zviyo vanoisa sei ivo vasingadi kuona chitunha muchanyepa handiti zviyo vanoisa mumuromo mechitunha

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda Місяць тому +2

    Yohweee urombwa zviyo hazviiswe munopera mose

    • @ColleenChikanya-h5c
      @ColleenChikanya-h5c Місяць тому

      Hanzi zvinoiswa pamunhu apondwa kana kti afa zvisina tsarukano asi kana akafa zvaMwari munopera mese asi ndakanzwa kti zvinoiswa munzeve handizozivi hangu mukanwa

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Місяць тому +3

    Hat yababa iyo inenge ine zvainazvo, honai zvavari kuita nayo.

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda Місяць тому +1

    Hat iyo hat iyo

  • @SimbarasheTafirenyika
    @SimbarasheTafirenyika Місяць тому +3

    Zvekuti mombe yakambozvara mwana ane2 misoro mubatsiri woti hurombwa,hakusi kwaakunyepa here nekuti zviriko wani kunze uko kana kuvanhu chaiko.

    • @MaiGeeMlambo
      @MaiGeeMlambo 17 днів тому

      Makuna kuna

    • @SimbarasheTafirenyika
      @SimbarasheTafirenyika 17 днів тому

      @MaiGeeMlambo kunyepa ikoko,iriko condition iyoyo yekuti mhuru inozvarwa ine2 misoro inonzi polycephaly,kuvanhu zviriko futi condition inonzi Dicephalic parapagus,zvekuti makuna kuna kudiii atoo manyepo.

  • @BeatriceChiweshe
    @BeatriceChiweshe 29 днів тому

    Humble mayor same wat app na Chamisaa

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga Місяць тому +2

    Hat iyo inenyaya mushonga vavo urikutoshanda mudare umo mambo hamusi kuzviona here

  • @DorcasJambwa-z8w
    @DorcasJambwa-z8w Місяць тому +1

    Ndipevo # dzemubetsiri mukoma

  • @shungupenyayi1052
    @shungupenyayi1052 Місяць тому

    Dr Mukotsanjera hero basa

  • @WilbertMusakanda-tp3ks
    @WilbertMusakanda-tp3ks Місяць тому +3

    Vanhu imi munopenga ko munhu akati pamusoroi mambo nemakurukota imhosva hr muchenjere kui mambo wenyu akatorombawo nemi chikwambo chake hachitodi kuti imi machinda ake akudzwe

    • @marblemoyo-us9nl
      @marblemoyo-us9nl Місяць тому

      ko kuzoita mahon,era ekuramba kukudzwa...chivanhu chiriko eheee bt not zvekusvika pakudai

    • @rascocky6366
      @rascocky6366 Місяць тому

      Ishe namambo zvakasiyana ndokusaka madzimambo achiramba kunzi madzishe. Ishe ndi headman. Mambo ndi chief/king.

    • @frankmoyo7267
      @frankmoyo7267 Місяць тому

      Kkkkkkkk vanobva vaenderana kuti mambo chete kkkkk but kune mamwe matare vanotobvumidzwa kumhorisa vese vanhu varipo kubva kuna mambo kusvika kuvatereri.

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga Місяць тому

    Mwana ndichibaba

  • @davidmakanani5426
    @davidmakanani5426 Місяць тому +3

    anogoisa zviyo sei kana asingaoni chitunha guys guys

    • @proematekwe9334
      @proematekwe9334 Місяць тому +1

      Kkkkkkk finish ddnt see this 1 coming?

    • @magmat3363
      @magmat3363 Місяць тому

      I asked myself the same question, In some of these stories you have to critically listen, to make sense of the matter.

  • @KeresenziaChinyama
    @KeresenziaChinyama Місяць тому

    Volume pliz

  • @BarbaraJemwa-sd3rc
    @BarbaraJemwa-sd3rc Місяць тому

    ummm vazonyara baba ava vachiti ziii,kupaparika kwese kwapera

  • @ninjaboyninja4069
    @ninjaboyninja4069 Місяць тому

    Kasvava kamuroyi ako😂😂

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Місяць тому +2

    Hanzi ne headline baba havaoni chitunha kubva tiri vana pozonzizve vanoisa zviyo mumukanwa mezvitunha, zviri ku maker sense hre izvi? Zviyo zvacho vanozviisa sei mumukanwa ivo vasingaone zvitinha zvacho

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  Місяць тому +1

      Ukateerera Dare rese unongonzwa kuti ndozvakataurwa. Isu tinongoisa sekutaurika kwazvo.

    • @ColleenChikanya-h5c
      @ColleenChikanya-h5c Місяць тому

      You are making sense.. The same person asingaone chitunha ndiye anoisa zviyo mumuromo... But yezviyo i heard zvinoisa pamunhu anenge apondwa but i think ndakanzwa kti zvinoiswa munzeve i don't know mukanwa

  • @peterzhou-j3r
    @peterzhou-j3r Місяць тому

    HAAA but how ivo vasingaoni chitunha

  • @constancemabhonga1339
    @constancemabhonga1339 Місяць тому

    Hat iyobma1😂😂😂 kamudhara ako so

  • @ssam1430
    @ssam1430 Місяць тому

    Cyclone Howard 😮

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga Місяць тому

    Kuseri kwechuru

  • @MargolisAshley
    @MargolisAshley Місяць тому

    Do you have a driving licence

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga100 Місяць тому

    Tokumbirawo muise contact yemubatsiri pamhepo tiendewo

    • @beekays436
      @beekays436 Місяць тому +1

      Kuda kubirwa here na Makoni and the EDiot Witchdoctors and Fake prophets. Iiiiii😢

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Місяць тому

    Chirombwa chapinda Makoni hachina kumira mushe

  • @geec5386
    @geec5386 Місяць тому

    What is in the old man hat😂