Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
👏👏👏tonotenda Sekuru
Thank you sekuru
Tinotenda nedzidziso Sekuru👏
Tinotenda zvikuru nedzidziso sekuru👏👏👏
Tinotenda sekuru
Tinotenda tateguru
Makristu ndiwo anotiramba
@@TrevorTawandaJada ndiko kazhinji kacho
Ndicho chokwadi ichocho. Hanzi mudzimu madhimoni. Dambudziko rema kristu the judge a lot. Sekuru ndinofarira dzidziso dzenyu. I don’t regret knowing you
Christians always criticize chivanhu ,chinorwadza isu vatema tinomhurana pachedu .Ini ndakadzikisirwa zvikuru kuti @27 pandakatanga kutevedza matare ndakanzi ndarasika ndapindwa nemadhimoni asi hombarume yangu yakaona ndichirwadziwa nemudzimu akakwanisa kumira neni kusvika nhasi .asi dzimwe nguva ndonzwa kurwadziwa nezvinotaurwa nemakristu .😢
Ndatenda nedzidziso
Sekuru please do a segment on Tovera Who is he? Was he a person or vaiva mhepo? Vayera chii?
👏👏👏tonotenda Sekuru
Thank you sekuru
Tinotenda nedzidziso Sekuru👏
Tinotenda zvikuru nedzidziso sekuru👏👏👏
Tinotenda sekuru
Tinotenda tateguru
Makristu ndiwo anotiramba
@@TrevorTawandaJada ndiko kazhinji kacho
Ndicho chokwadi ichocho. Hanzi mudzimu madhimoni. Dambudziko rema kristu the judge a lot. Sekuru ndinofarira dzidziso dzenyu. I don’t regret knowing you
Christians always criticize chivanhu ,chinorwadza isu vatema tinomhurana pachedu .Ini ndakadzikisirwa zvikuru kuti @27 pandakatanga kutevedza matare ndakanzi ndarasika ndapindwa nemadhimoni asi hombarume yangu yakaona ndichirwadziwa nemudzimu akakwanisa kumira neni kusvika nhasi .asi dzimwe nguva ndonzwa kurwadziwa nezvinotaurwa nemakristu .😢
Ndatenda nedzidziso
Sekuru please do a segment on Tovera
Who is he? Was he a person or vaiva mhepo? Vayera chii?