1st confession vechipoko, amai you know exactly what to do. Mukagara muchishingirira kuitira kutya bopoto ndimi moziva pain yamuri kuenda tnrough. Saka even if we tell you kuti ibvai munozodemba nesu. Talk to your husband or hama dzenyu or vana tete vake muone pekutangira. Your husband does not experience what you're going through.
Baba imi munorwara, makarara nemwanaka imi. Makuzoziwa nhasi kuti mwana hanty dai makazvifunga musati mavhura zip yenyu. Now, how many lives had you ruin. How long are you going to hide? Just tell your wife, and move from there. If you are in the rural, unotofanira kiripa. Some people you are you waste enemy
Makaita bonde nemwana babamunini. Muri bhishu rechirume chairo. Pamairara naye maiona zvichiita here zvamava kuona kuti hazviite. Garai navo vese budai pachena murege kutiza vana venyu. You reap what you sow.
My apologies 🙏 for the re-upload that I did earlier on.
Apology accepted 🙏
#1st Tama iwe,hupenyu ndehwako ungswere uchitambudzwa nemweya yerima iwe uchiziva zvawakaudzwa nemudzimu yekwako.
Musi webonde hauna kuziva kuti mwana.nhasi yave mimba ndipo pawakuti hazviite baba munini ityai Mwari.musada kuita kupusungwara doc Choga's statement.roorai mwana wenyu
Zvako
No coment kululalula
First comment endai kwa Miracle Paul ku L Chitungwiza
Uyo weku rara nemwana nxaaaaaa wakazvi parira wega
1st conf hamugoni kutama here imi
Tokbirawo #dzaSamaita plz
Vakuziwa kti mwana nhasi pawaibvisa bhurukwa vaiona mukadzi here
Umm second confess iyi ma1 pamaita maisaziwa kuti mwanahere
Ko uyo wa land lord vari kumuka,yes ibva iwe wega kana murume achida kusara ngaasare iwe tiza nehupenyu hwako
#3rd uri benzi,haunyare ndimi type dzinourayisa vakadzi imi.Naiko kasikana kacho kanzenza kemunhu.
Waiting for Dudzai chapter 2 pliz
Batai baba taps vekaranganda TV
Murume ngaawane watama
1st confession vechipoko, amai you know exactly what to do. Mukagara muchishingirira kuitira kutya bopoto ndimi moziva pain yamuri kuenda tnrough. Saka even if we tell you kuti ibvai munozodemba nesu. Talk to your husband or hama dzenyu or vana tete vake muone pekutangira. Your husband does not experience what you're going through.
Ko waakuziva kuti mwana coz aanenhumbu uchiita bonde waisaziva kuti mwana kwana
Vekudyiswirwa bhudhi ndibateiwo
1 confess ibvai ipapo mukushandisws zvoreva kuti landlord wenyu akuziws zvikuitika ndosaka akubatai boe enda unobatsirws
I demon rechihure ramkakugarai sisi
Vekudyiswa avo batai baba TAps veKaranganda TV vakupei number dzaLion of Judah munobatsirwa muriikoko
KO kubva pamba pacho
Tamai tete nekuti munechipo chirikubatsira mudzimu venyu vakasimba chaiko
Baba imi munorwara, makarara nemwanaka imi. Makuzoziwa nhasi kuti mwana hanty dai makazvifunga musati mavhura zip yenyu. Now, how many lives had you ruin. How long are you going to hide? Just tell your wife, and move from there. If you are in the rural, unotofanira kiripa. Some people you are you waste enemy
Zvakaoma hazvo saka vakaita bonde nemwana nhasi vakuti hazviite kuti uroore nekuti mwana vakadiyi kuzvisiya usati vazvitanga zvekurara naye ndezve kuda mawanga enyora
Ko madii kubva pamba pacho
Makaita bonde nemwana babamunini. Muri bhishu rechirume chairo. Pamairara naye maiona zvichiita here zvamava kuona kuti hazviite.
Garai navo vese budai pachena murege kutiza vana venyu. You reap what you sow.
Makaita lula lula nemwana muri benzi, actions have consequences. Munoda kutizei? Gadzirisai zvamakatadza!!!
2nd confession tanga wanamata wotama wozomuudza kt tatama nkt unofa ndiwe imhepo yakavhara murume wako ,l hope ukatama unouya pamba pakanaka pasina landlord vanotaurisa uye pasina zvipoko
Kuita bonde nemwana wako.. hauna kukwana wakadzungaira ...dzimwe nyaya unozviparira woga
Vanoda kimborohwa chaiko vakapusa baba Ava
Nashe please connect me nasekuru samaita
Madiyi mambo enda kuchipatara anoiswa camera mudumbu vaongorore kuti haana cancer here mudumbu
1st confession I suggest you leave, hupenyu hwako wakakosha.
Mamuka seyi mukoma nash
Eanda kunopiwa minamato kuti murume asaramba kutama
Bmdk udzai wife yenyu chokwadi komaka mukamafa baby achaita cy
Saka vazoziva kuti mwana nekuti pa nenhumbu? Kwana iwe deal with the consequences whats wrong with you nxaa
Tora mukadzi wako