Most people including tete Tilda missed the point from this man. Vakarambana namainini because of chihure chamainini and mainini is now staying with another man but she keeps texting this man trying kumurambanisa namaiguru. This man is retaliating by roughing feathers kwake kwaakaroorwawo. He is just playing ball. He is not a mental case at all. If she gives him back zvinhu zvaakaba and stop texting or calling him he said he will leave her alone.
Yaa muZimbabwe mune vanhu vano shooter shuwa I can now safely say that I now believe kuti kudenga Madungwe anoenda ko coz 🤷♂️ 🤷♂️ how someone can do this kind of drama hanzi ndirikuda kuti chikomba chindibvisire mombe dzinotsika😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 and even first wife how do you live in a situation yakadayi,rega mvura iregere kunaya shuwa coz vanhu hatichatya Mwari zvachose😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂,nway lets wait for part 2 of the real househusbands of Guruve, mukuru vanga vazvinzwa here izvi zviri kuitika munyika yavarikuti varikutonga coz nyika inotungamirwa zvinhu zvaka dayi hazviwanzoitika hameno please hurry with part 2😂😂😂😂😂😂😂😅😅😅😅😅😅😅😊.
Haa guys itai research panyaya iyi hapana kudyisiwa kana kupenga murume uyu ari normal 100% ingori nhau yekuda kufixer mukadzi hure hapana problem as I'm listening to this story 😢
Tete pa app ye Access Forex havakupindure vanongoita mirayi makadaro agent vedu achauya asi hapana ndaane 4 days vachingodaro asi kwazara here ndoda ku register
Bt musadaro baba ava vari right 😂coz mukadzi uyu anodherera agara akatonyenga ndiye murume ..pedzezvo ohura ft ...uku kutoita kuti vakadzi vasahure ba Tikuda part 2 baba ndikuimirira sando dzenyu Mahure anyanya kunze uku😂😂
sorry to say tht but tilder you are not professional at all unobunza munhu then akatanga kutsanangura wakumugurira paroad n u keep asking mimwe mibvunzo yapindurwa kare go n watch 3ktv udzidze zvinoitwa otherwise your show inonakidza but ndiwe unotoiita kut ibhowe
@tambudzaimuzhuzha6917 100%ndiwe wazopedza yese manje crystal meth is one hell of a drug😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅.Hanzi handipenge but benzi ukariti rinopenga munonetsana, coz hapana munhu anobvuma kuti anopenga plus hakuridzirwe bhero kuti ndakutopenga😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.MaZimbo tino shuta kubvira from the powers that be vanonetsana nema musicians saka vene vanozo ita seyi like seriously wtf 😮😮😮😮 is happening in Zimbabwe takaroyi senyika neakafa kudhara😂😂😂😂😂😂😂.😊.
Tete sei muchiti kuvanhu nyatsorondedza nyaya yako step by step asi imi muchiziva kuti amuna nguva yekuzodaro. Akada kufamba fast munomumisa muchiti chitsanangura apo pawati ..... Nguva kana dzapera makuti ok saka zwakazopera sei. Munhu obva ajambira ku conclusion achisiya nyaya kwayo isina kutaurwa. Pliz musabate vanhu muromo kana vachitsanangura
Most people including tete Tilda missed the point from this man. Vakarambana namainini because of chihure chamainini and mainini is now staying with another man but she keeps texting this man trying kumurambanisa namaiguru. This man is retaliating by roughing feathers kwake kwaakaroorwawo. He is just playing ball. He is not a mental case at all. If she gives him back zvinhu zvaakaba and stop texting or calling him he said he will leave her alone.
Yaa muZimbabwe mune vanhu vano shooter shuwa I can now safely say that I now believe kuti kudenga Madungwe anoenda ko coz 🤷♂️ 🤷♂️ how someone can do this kind of drama hanzi ndirikuda kuti chikomba chindibvisire mombe dzinotsika😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 and even first wife how do you live in a situation yakadayi,rega mvura iregere kunaya shuwa coz vanhu hatichatya Mwari zvachose😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂,nway lets wait for part 2 of the real househusbands of Guruve, mukuru vanga vazvinzwa here izvi zviri kuitika munyika yavarikuti varikutonga coz nyika inotungamirwa zvinhu zvaka dayi hazviwanzoitika hameno please hurry with part 2😂😂😂😂😂😂😂😅😅😅😅😅😅😅😊.
Tete tilda siyai vakadaro tirikuda part 2 😂😂😂😂
Zvatori mwana mudiki nhai 30years here uum zvakaoma zvakutoda Mwari vapindire
Makadii tete baba ava vakadyiswa mushonga ne amainini
Tete tilda murisei baba awa uummm kusakwna
Inzira yekutsvaga pfuma iyi. Anoda kuroorwa chii munhurume
Haa guys itai research panyaya iyi hapana kudyisiwa kana kupenga murume uyu ari normal 100% ingori nhau yekuda kufixer mukadzi hure hapana problem as I'm listening to this story 😢
I will unkanyika aka definitely 😂...kune wanhu wane simba munyika umu ..go ahead munoita chirora bamudin
Mills
Baba ava murwere tiri kuda PART 2
Baba ava mushonga yamainini ichirikushanda
Vanzwireiwo tsitsi baba ava mkadzi mudiki uyo anemushonga wakaipa even kwqqri akanopatisa mhuri yese zvekuti umwe mrume anouya otopihwa magumbeze 😂.people are evil.vanotoda deliverance chaiyo 😢
Hello tete Tilda❤
Baba ava vanorwara ava vanotoda kuongororwa pfugwa varume muchadzidza kudzikama chete
Ndipeiwo number dza tete Tilder
Ndaseka panzi Maiguru huyayi murikuda kutaurwa nemi 😂😅
Baba Ashy vadzoka
Baba ava havana kukwana chaiko,ungarambe uchingoteerera nzenza.Uye number yenzenza uyo unoidini.unoida nzenza iyo
Anopenga murumeuyo akadyiswa
Ava baba murwere wepfungwa
Makadii Tete toda nyaya inotyisa Tete iyi nyaya iyi ndeye ku domestic issue
Tete Tilder mandisetsa hanzi hakuna akambopenga here 😂😂😂
Murume uyu anoda kurorwa chii hanti vakarambana here.... Part 2 yechii zibenzi remunhu kusarohwa uku
Akadyiswa murume uyu
Uku kupenga uku kana kudyiswa hazvisi normal izvi zvikuitwa nababa ava
Maxura nezviratidzo😢😢😢
Guruve to the nation
Mkadzi uyu pane zvamakaita baba Ava hazvisi zvega
Tilder unombotitambisira time yedu😅
APO DATA WANGU GAYA
😂😂😂😂
Tete pa app ye Access Forex havakupindure vanongoita mirayi makadaro agent vedu achauya asi hapana ndaane 4 days vachingodaro asi kwazara here ndoda ku register
Munhu ane 30 nhymi chiiko anhuwe
Ikezvino akunorohwa anobva shure kwehwererekeni
Why do u cut the person frm explaining
Zvakaoma
Ndazoseka nhasi hanzi ndiri muroorarume wenyu😂
Bt musadaro baba ava vari right 😂coz mukadzi uyu anodherera agara akatonyenga ndiye murume ..pedzezvo ohura ft ...uku kutoita kuti vakadzi vasahure ba
Tikuda part 2 baba ndikuimirira sando dzenyu
Mahure anyanya kunze uku😂😂
Zvunhu zvacho sooka
Nyaya yacho ine huro haina musoro hainzwisike futi baba ava vanopenga 😅😅😅
Vanopenga baba ava
Ndatadza kusvika pahalf haagoni kurondedzera munhu wacho
😂😂😂😂😂😂 Haaa ava anenge varikurasika njere
@@patiencegozi1329 😂😂😂😂😂True matauriro acho hadzimo unotoona kuti ndosaka akandogara kuboyfriend yemukadzi
Tete makadiiko
Pane imwe yekuBulawayo and Vic falls
Mukadzi agara nevarume two umwe kubulawayo umwe kuvicfalls
Imboifambirai futi
Aikaka
Baba ava makadyiswa imbwa iyi.Ngavarutsiswe pliz handina kuita mushe saka vakasiyiwa nevakadzi 3 nxaa
Nyaya iyi Haina musoro
But variright baba ava mkadzi mdiki uyu akazvinyanya ngaagadzrise nyaya dzake dzechifambi dzidzikame
😢kutanga kurwara
Kkkk murume uyu kaaa
Aaaaaaaaaaah ndezvenhema izvi
Baba avaibenzi
Murume anopenga uyo
But murume uyu achauraiwa hake
Haauraiwe kana paine chakamugara .imhepo kuchikomba uku varikutotyao ngozi
Ibenzi baba ava havazivi zvavanoita
sorry to say tht but tilder you are not professional at all unobunza munhu then akatanga kutsanangura wakumugurira paroad n u keep asking mimwe mibvunzo yapindurwa kare go n watch 3ktv udzidze zvinoitwa otherwise your show inonakidza but ndiwe unotoiita kut ibhowe
Anonyepa mukadzi anomuda
Ndokupenga uku ..musiyei imi maiguru kugara nebenzi uko nxaa
Yooo zvakaoma sure
Haaaa vamwe vanhu vatinodanana navo kunze uko kaaa ma1
Uyu murwere wepfungwa
Anopenga murume uyu, aaaa kuda mombe dzemahara
Murume uyu achapondwa chte ,kuzoroorwa uku kuripwa
Anopenga mrume uyu murwere chaiye ngat
Baba ava vanototeverwa nemhepo yerufu varikutsvaka kwekufira saka varikuitirwa ma drama say mugwarire chingosiyanai naye
I have actually lost nyaya iyi
Baba ava bho here ah
Parikushanda mushonga apa
Fear mutoriro😂😂😂😂
@tambudzaimuzhuzha6917 100%ndiwe wazopedza yese manje crystal meth is one hell of a drug😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅.Hanzi handipenge but benzi ukariti rinopenga munonetsana, coz hapana munhu anobvuma kuti anopenga plus hakuridzirwe bhero kuti ndakutopenga😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.MaZimbo tino shuta kubvira from the powers that be vanonetsana nema musicians saka vene vanozo ita seyi like seriously wtf 😮😮😮😮 is happening in Zimbabwe takaroyi senyika neakafa kudhara😂😂😂😂😂😂😂.😊.
Haachada mkadzi,aakuda murume wacho 😂😂😂😂
Ndafunga marabha achiti Kuna kapfupindaaakuda nezvako iwewe
Muchinda uyu anotori nenjere dzinorwadza
Hwindi anopenga
Chii chakadaro chinenge ngozi 😂😂
zvakaneta izvii
Haaa data rangu
Ende futika 😮
Baba Ava kkkkk drama Queen chaiye
Hana kdyiswa here
😂😂😂😂 ahhh zvakaoma idrama chairo
Anhorwara nechenjere uyu
30 yrs atove ne 8 yrs in marriage
Ehe dear akaroorwa ne 22 vamwe vanotoenda nema 188
Ehe dear akaroorwa ne 22 vamwe vanotoenda nema 18
😂vakadyiswa baba ava
Uuuuuum
Tete munotiunzira chirongwa chinokadyamadza
Nhai murume uyu anopenga here
Hapengi Rudo @estheresther1963😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😅😅😅😅
@@tafadzwatafadzwa8845 kkkkk aaah rudo chairo here kana kuti kutogadzirwa imi wee zvakaoma
Haa anotopenga hake edy uyu😂😅
😂😂😂😂😂😂😂baba ava ka kkkkkkk
Tilda Tilda kkkkkk usadaro
Motipedzera data nemapenzi 😂😂😂😂😂
Zimbabwe is not for beginners 😂
Mushonga uyu mkadzi uyu anobata bata
Chinyaya chakaoro ichi… ndatambisa nguva, nonsense
Kana iwe usina kufara nazvo unongonyarara vanoda voterera
Mufushwa chaiwo kkkkk
Haina kna nemusoro wese
ndozvinoshamisa kaa nhai veduwee
😂😂😂 musadyise varume purizi
Hezvonesss
Hahh mashura 😂😂😂😂😂😂
vanhu vanopenga zvakasiyana
Why do you cut vanhu vachitaura??
Time
@MKC310 then give the story to someone who can make time for the whole story
😂😂😂 crazy world
Mahumbwe chaiwo
Shona Shona Shona Shona Shona Shona Shona people. How many times did I call you. Ummm this tribe does wonders veduwe 😮😂😂😂😂
Boring story
it is obvious the man is mental health problems
Neni yandibhowa story iyi.
Tete sei muchiti kuvanhu nyatsorondedza nyaya yako step by step asi imi muchiziva kuti amuna nguva yekuzodaro. Akada kufamba fast munomumisa muchiti chitsanangura apo pawati ..... Nguva kana dzapera makuti ok saka zwakazopera sei. Munhu obva ajambira ku conclusion achisiya nyaya kwayo isina kutaurwa. Pliz musabate vanhu muromo kana vachitsanangura
She doesn't seem to value the listener. Zvinobhowa izv. Imagine rushing the interviewee just because
kashura kacho Kari weak
Kk kashura chaiko