Zvinoyera zvinotyisa zvinoshamisa nezvinoda kufumurwa - Amai voreurura kuti vakabata.

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 30 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 58

  • @MercyTMangisi-cb9pm
    @MercyTMangisi-cb9pm Рік тому +3

    Vanhu vanouraiwa hre pastor vanoda kubatsirwa kwete kuuraya munhu wamwari uye vanhu dzidzai kuzvinamatira vanhu kwete kuteverera ma pastor aya enhema

  • @trivedymukuze9970
    @trivedymukuze9970 Рік тому +16

    Vanhu vanofana kuziva kuti kuromba hakubhadhari. Nothing is for free in this world. People should desist from mushonga. Honai mhuri yotambura nekuda kwemushonga saka zvobatsirei.

    • @itayikaseke3480
      @itayikaseke3480 Рік тому +1

      The devil come to kill and distroy Satan will never give anything for free the price is too high

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Рік тому +12

    The most annoying comments are those from people who say taurai chokwadi. So imi ndimi munoziva chokwadi chavo manje? She came on the radio on her own accord.

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Рік тому +9

    Gogo varikuvanza kuromba kwavo kwavakaita ne murume wavo vakungotaura kuraswa kwakaita zvinhu nemaporofita muko zvinhu zvaisafanira kuraswa vakange vakarombera kurarama asi vachishandisa mhuri zvakaoma vazukuru havana vana umwe haataure kuromba kwavo uko

  • @lisabuisansky554
    @lisabuisansky554 Рік тому +10

    I think Gogo doesnt know anýthing mostly varume they tend to do things on their own.Then zvinosara zvichinetsa vafa.

  • @sandrathemenace
    @sandrathemenace Рік тому +6

    Iam happy at least magadzirisa sound yepafoni

  • @leemut04
    @leemut04 Рік тому +1

    Nyaya iyi yandifungisa Mai vakafa vaisirwa mhiko newe nguwo tsvuku Kut mukabata Fut munofa vakashora saizvozvi musi wavarwara vakaenda kuchipatara vachifamba pasina mazuva vakatonzi vafa ende mwanaskana wavo vakatot handidi aroorwe n for sure haana,,so we thank God Kut vapupura Vega hop this family ichabatsirika Vana vakagarawo zvakanaka but zvinorwadza😢.

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Рік тому +9

    You can’t blame this woman, she was used by her husband. You can take these things unknowingly guys but the fact she was involved it also affected her.

  • @takundanashejangano
    @takundanashejangano Рік тому +3

    Ko ava vanozviti manobatsira ngavayende vanobatsiraka vanhu vari kutambura

  • @mercy15
    @mercy15 Рік тому +1

    Gogo Havasi kuvanza koinga vakangotaura voga vasina kubvunzwa Wani zvavari kutotaura ndizvozvo baba ndovakabata asi Ivo vaizviziva

  • @anitamagwera3385
    @anitamagwera3385 Рік тому

    Vanarombayi murikuona kwazvino pereraka, tsvakai muchinda werugare mugare mumufaro

  • @VaidahChipere-go1qb
    @VaidahChipere-go1qb Рік тому +1

    Ko ivo sekuru vakazenge vodzokererei kunotora zvinhu zvambobviswa ?apa ivo vakazorora zvakunetsa vapenyu

  • @rumbidzaikawome483
    @rumbidzaikawome483 Рік тому +1

    Ngawaende kwasekuru Kanengo kana sekuru Tasvu

  • @nomsaenias8383
    @nomsaenias8383 Рік тому +3

    Atleast nhasi sound iri nani

  • @lilianmoyo9383
    @lilianmoyo9383 Рік тому

    Hello tete Tildah kurisei ikoko

  • @miriamnindi3964
    @miriamnindi3964 Рік тому

    Amen Amen mapariidza shem

  • @margaretthomas1177
    @margaretthomas1177 Рік тому +1

    Chokwadi ndochavari kutaura , hanti vakareurura vega , vanga vanzei

  • @patriciamatina5773
    @patriciamatina5773 Рік тому +2

    Hello sister Tilda

  • @takundanashejangano
    @takundanashejangano Рік тому +1

    Why musiri kubatsira vanhu vari kutambura mu Zimbabwe imimi

  • @estheresther1963
    @estheresther1963 Рік тому +4

    Ini tete witch killer ava vanondibhohwa vanodiikutanga kurapa vamunenge mataura navo avo vane mazitambudziko mahombe ayo ari kuda maziminana avo aya

  • @MarvellousMoyo-xb3mo
    @MarvellousMoyo-xb3mo Рік тому

    Vanenge vakabvisirwa zvinhu vakaudzwa kuti vasazvibata , ivo ndokunobata ndozvonetsa

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Рік тому +1

    Gogo only needs Jesus but people keep going to the same people who put them in this mess in the first place. Vakatendeuka and get delivered, the rest of the family will be delivered too. She needs to do it while she is still of sound mind.

    • @fortula.tichwagoramuog8784
      @fortula.tichwagoramuog8784 Рік тому

      Churches are destroying families.Zvenyu makasiya nezvevarungu takarasima nazvo apa you don't even understand 1/2 the culture.Prayers for this and prayers for that.Churches sprouting left, right and centre but are problems getting better solved or its getting worse.Go back to basics and connect with your roots first and it will all change.Emancipation from mental slavery first.Hanzi Jesus first apa wako mubereki achitambura uchitengera Chiwenga conman ma suits!Kuzungaira here vanhu vatema!😢😢😢😢

  • @nyasharichardson9249
    @nyasharichardson9249 Рік тому

    Gogo ava vakasara vachibata Mushonga wavo. Saka zvakurova ivo pakare. Plus Gogo havana kuchena panyaya iyii.

  • @andremsopero8327
    @andremsopero8327 Рік тому +3

    But Tilda how can you ask an 84 year old ill lady to explain? 🤷

    • @VaidahChipere-go1qb
      @VaidahChipere-go1qb Рік тому

      Manje vanobatsirwa sei kana vasingabvunzwe ,nekuti vanhu vanenge vachida kuziva pekutangira .ivo ndovarikuda help Saka vanofana kubvunzwa

    • @teclazobel1589
      @teclazobel1589 Рік тому

      Vanosvota Tete Tilda ava.... Mabvunziro acho, so ridiculous 🙄

  • @silindiwetshumasilindiwe7811

    So vakutsvaga rubatsiro at age 84 😮haiwa all along mayiiteyi.Mairarama sei makore ese apfuura.Muchazvirega chete zvemishonga muchazvirega chete

  • @elizabethsireya4071
    @elizabethsireya4071 Рік тому

    Hello tete tilder

  • @memorymagadzire8505
    @memorymagadzire8505 Рік тому +3

    Tete tilder makafanana nemukadzi uye anga achitaura meshona kuCourt kwaTapiwa are you related to that lady 🤗

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Рік тому

    Gogo ngavasati havazivi mayb coz of age makanganwa henyu, gogo vanoziva zvavakabata nemurume wavo, why kut matsvaga vanobatsira modzokera kunotora zvaraswa.

  • @Auntfloraandfamily
    @Auntfloraandfamily Рік тому

    Sound bhoo zvekuti,tanga tanzwa

  • @SimonRamontja
    @SimonRamontja Рік тому

    People are still doing the same thing in the name of church God does not need assistance manjzu etc

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 Рік тому

    Prison breaking water?Really!!!Kkkkkkkkkk!

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu Рік тому

    Tete Tirigah to the world

  • @nancyncube2656
    @nancyncube2656 Рік тому +1

    Ko amuna here Hama dzasekuru Vaiva nemushonga. Zwimwe zwinu unenge urimudzimu nokuti baba ava vangavari mapositori. Ko imi tete Tilder amusikunzwa here kuti varikuti avazivi chinhu. Apa panodiwa nganga kana muporofita anogona kutaura chokwadi mbuya vachiri vapenyu. Maporofita vanoroya ndivo vakaisa mushonga urikupedza vanhu. Kuromba kwakasiyana munoziva here kuti kuenda kumuporofita kana pastor uchinopiwa anointing oil kana nhombo ....kuromba ikoko munoziva here. Akuna munhu usingarombi kushandisa mapiritsi chaiko kunondzi kuromba.. iwo ma Brazilian wig amunopfeka murikutoromba. Musiano ndewekuti zwimwe azvina mhiko. Mhiko it's after effect .Regai kungoti abata mushonga wekugadzira musha unonzi kuromba

    • @lisamupfugami5022
      @lisamupfugami5022 Рік тому

      Iwe usatinyebere pano hantika mbuya nasekuru Ava vakaromba zviri pachena ndosaka mhuri dzakapera kufa rega Kuti mapiritsi kuromba aaaah usatinyebere pano

    • @nancyncube2656
      @nancyncube2656 Рік тому

      @@lisamupfugami5022 wandisetsa but it's TRUE

    • @anitamagwera3385
      @anitamagwera3385 Рік тому

      Apa wakuda kujustifya hurombwa hako

    • @fortula.tichwagoramuog8784
      @fortula.tichwagoramuog8784 Рік тому

      Did you know this pastors when they put their hands on your head and annoint you with oil they steal powers from you and put on misfortune and evil.Vakaromba vanhu Ava!Be careful folks!!!

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Рік тому

    Guys it's sad. 8 vana kupera vose. Vabereki tisadaro. Honai dzinza rapera. Musha wese kupera kudai.
    Tete Tilda ngavaende kwa sekuru Tasvu kana Kanengo kana Achapola.

  • @sampremi2014
    @sampremi2014 Рік тому

    Tete venyika murisei

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 Рік тому

    These conmen should not advertise on radio.Imbavha idzi and standards and regulatory authorities should be doing their jobs.Stop promoting chicanery!

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 Рік тому

    Advertising conmen again!!!!😂😂😂😂😂