Sisi vekurara naManager kuma cruise ship murikutovhiringa hupenyu. Ko wakambozvibvumirei zvekuenda kubasa kusina murume wako ,even though mainetsana maifanira kungodzirana nekudzora moyo moita zvinhu zvinovaka. Saka ipapa zvakabatsirei zvekuti mumwe kwake mumwe kwake. Apa urikuratidza ka rough so chiziva zvekuita since hausi kuda kuudzwa kuti you messed up . If i were you i would go.kunoshanda nemurume wangu,its up to you . Pane inonzi self destruction yekutiputsa wega nemaoko ako
R450 from Jozi to Maputo asi akakaura nekuti zvakaita back to sender dai akabudirira aida kuzobaya ani tambura nekuti une moyo wakaipa kuromba hakuite.
1st confession you have to confess to your husband about everything,don't lie or justify.take the punishment whatever it is, Pray for forgiveness and try to make amendswith your man. If you don't you it will follow you and it won't end well for.u will only be delaying the end result.
My brother usachive range rover, muri kutodeedzerwa kuiswa pamhiko imi or kurariswa nezvikwambo zvake. What I know is mkadzi akaita mari haanyengerere kudzoka kumashure. Mainini vari kutotumwa kukuredza. Pray harder
First confession, I’ve been on cruises before and yeah 2 things can happen, 1 you can be an alcoholic or 2 unohura cz basa racho riri so demanding. My advice is pick up the pieces and move on to the ship where your husband is working if it’s better than where you are and if not apply to a different company as a joint applicants and trust me it will be easy since mane experience.
1st confession - if u want yo marriage to work, best to work at e same cruiseship ..... kana arimunhu akachangamuka he should already know ma risk emuma cruiseship.
1st confession you did nothing wrong my sister otherwise your manager was going to cause a scene for you. All you need to do is talk to your husband i guess you can work something out should you guys work on a same ship
2nd confession mukadzi wakho arikuda kusvibisa dzinza rakho imi murikuda ku ignowa tete venyu. I would recommend kunamatirwa na pastor, kutsanya and if u want, Garai maudza hama dzakhe kuti mudzimai wenyu akaromba otherwise pamwe imi murikuzoda kushandiswa pa mhiko.
1st confession wakanyeperwa. Waisambosungwa, the worst e I understand have been a deportation. Sounds like your manager was Zimbabwean too? Ko sei tichiitirana hutsinye hwakadai
Mukomana vemukadzi akaromba please musadzokere. Tete venyu vatikukuratidzai . Mwari vanoshandisa ma dreams kutitsiura ,kupa warning or kutipa zano and sometimes God uses a familar face or munhu wamunoziva ,satani anozviita futi izvozvo byt panyaya yenyu Mwari nevadzimu venyu varikuda kuti musaende uko ,munonobatana nehurombwa and zveshuwa mugosvibisa dzinza nemi wacho .You will be dancing to her tune .Money is not everything so resist this woman musadzokere. Dai ndirini imi ndaisimba pakunamata apo ndovaka hukama naMwari nekuziva nekushandisa shoko ravo . Do not go back but haisi nyaya yekupikisana naye mukadzi uyo panyama chete ,zvatove zveMweya izvi. Potse potse muchanoshandiswa naye mukuromba kwake . Ngaatsvake mumwe achabondera but not you . Better kugara hako nenhamo uine peace pane izvo. The other thing kana muri muma battle akadai zvebonde kutombosiya uko ,hameno munozozvigona here😅
Haaa mkoma mari inonetsa mazuvano kupa munhu esp vekuromba ava ,kubatsira toda asi zvave kutyisa manje . Ngavataure kuti varipi toona kuti tovatengera ticket rebhazi but mari haiipuwe ivo baaa inoda kutobhadharwa direct kuma transporter cz vanhu vatema havacha trustikee veduwee ,anosara ne 1rand or 2 rand change osvika kwa sekuru kuya onzi tipe chero mari yaunayo isiri yehurombwa munoti anorega kuiburitsa imi ,woswera wasairirwa minyama ne nhamo haaaa huye bodo zvekuromba izvi ndopazvinonetsera .better dai musina kuromba hanzvadzi moti matambura mahwa nenzara hamumboshayi anokubatsirai kudai kubva kune vari munharaunda yenyu chaiyo kusvika neveku youtube .ameno hama vadikani batsiraiwo hama yedu iyi
Dai zvaiita kune vanoda kubatsira vomutengera ticket better kumupa rave ticket than kutambidza munhu mari .kufungawo kwangu Vakamboromberei navo ,,,havachatyi kutsva magaro ava cz rimwe rakatotsva kare ,
Sisi vekurara naManager kuma cruise ship murikutovhiringa hupenyu. Ko wakambozvibvumirei zvekuenda kubasa kusina murume wako ,even though mainetsana maifanira kungodzirana nekudzora moyo moita zvinhu zvinovaka.
Saka ipapa zvakabatsirei zvekuti mumwe kwake mumwe kwake.
Apa urikuratidza ka rough so chiziva zvekuita since hausi kuda kuudzwa kuti you messed up .
If i were you i would go.kunoshanda nemurume wangu,its up to you .
Pane inonzi self destruction yekutiputsa wega nemaoko ako
Tavhura nhasi haaa nungo chaidzo kujaira kumuka takarara😂
Uyo we mukadzi we kuromba ane mudzimu wava tete vake, saka tenda vakuru avo vari kukuonesa kuti wakateyiwa unobirwa mahara, kutsva kwawakaita nebag wakatopna ungadai wakatofirapo asi kana wafunga kudzokera kumuroyi uyo ziva kuti waparara
R450 from Jozi to Maputo asi akakaura nekuti zvakaita back to sender dai akabudirira aida kuzobaya ani tambura nekuti une moyo wakaipa kuromba hakuite.
Mukoma veku moza ava vada kudzokera kunosimbisa kunyepa kunosiya
Ndambozvifungawo kuti inhema kuda kosimbisa
Hi mkoma Nashe,Happy new year, Ini ndingoriko kubasa
First 🎉
Good evening mukoma Nashe.l'm the first one to like and view
1st confession you have to confess to your husband about everything,don't lie or justify.take the punishment whatever it is, Pray for forgiveness and try to make amendswith your man. If you don't you it will follow you and it won't end well for.u will only be delaying the end result.
Uyo wekukwira na manager haana mhosva bcz ndozvirikutoitika muma company mazhinji hazvina mhosva Mwari ndiye anoziva
My brother usachive range rover, muri kutodeedzerwa kuiswa pamhiko imi or kurariswa nezvikwambo zvake. What I know is mkadzi akaita mari haanyengerere kudzoka kumashure. Mainini vari kutotumwa kukuredza. Pray harder
Hanxi drive my friend 😅😅😅😅😅😅
Halo mukoma Nash I was working throughout the holidays hope you had a wonderful Christmas.
Uuumm uyo wemukadzi akaromba usadzokere kumukadzi uyo unofa tsvaga vanobatsira usati wapindana nezvino Pisa Uri kushandiswa enda kwasekuru tasvu anobatsira
Haaa kuromba hakuna dhiri wangu honai manje makutambura muchazvidemba mapedza dzinza rese
First confession handione chawakatadza coz kuzosungwa kuenda kujail maya
2nd confession mukoma makatotyora mhiko nekuenda ku church ndasaka sekuru vakakurombesai vasachade kutaura nemi
Happy new year 🎉
Happy new year
Pfee first 🎉
First🎉
Mkoma Nash mondinakidza zvangu munoda nyaya...hanzi maconfessions aDec aripi😂😂😂
You should have reported him that’s sexual harassment
Maswerasei mukoma Nash first
Second confession umm siyana ne mukadzi uyu acha kuuraya and acha pedza vana
Muri kunochekereswa imi mukadzokera kumukadzi
First confession ita zvekuti uve nemurume wako chihure chopera ichi ndozvobatsira hako wadii kuenda kwaari ikoko
Ummm vekuromba avo zvinonetsa mari is spiritual zvinozobatanidzira nyakubatsira or pane hidden mhiko munhu anokubatsira zvinodhakira iye 😂vadii kuhiker magonyeti kusvika vasvika.
Bhudhi siyai munhu anezvinhu zvake zvisinganzwisisike kuti mari anoiwanepi, u are luck tete vane zvavarikukuonesai please don't go back
Uyoo wemkadzi wekuromba ngaainde kobatsirwa bcz unochekereswaa
Musadzokera kumukadzi iyeye batsirwai zvinopera ndakazviitwao izvozvo ndakabatsirwa zvikapera
#2 Tete vako vaidzungudza musoro kuti don't go back vakatopedza...usadzokera ndiwe urikuzoitwa chibairo
Akuda Kuku chekeresa
Don’t go back to her uchaurawa block her siyana nazvo 😮😮
Gegegege vekuda kuromba avo😊
Ngavatsvage church nyemweya vakadzokera vachanoromba
Mukoma vemombe 4 saka muri happy here nehumbavha hwamakaitiswa na tsano.😂😂😂
Haaa zvimwe zvinhu so 😢
Humbavha chete here, mombe 4, Uri wosungwa, unosingirwa izvozvo chete here, zvakaoma, hope mombe dzacho dzawanda
Chinoda kufa chinovingira 😢mukadzokera murikuchekereswa itosungai dzisimbe kunamata mungada kudzokera kumunhu akaromba muchitembei
First confession, I’ve been on cruises before and yeah 2 things can happen, 1 you can be an alcoholic or 2 unohura cz basa racho riri so demanding. My advice is pick up the pieces and move on to the ship where your husband is working if it’s better than where you are and if not apply to a different company as a joint applicants and trust me it will be easy since mane experience.
Hoyo hoyo
1st confession - if u want yo marriage to work, best to work at e same cruiseship ..... kana arimunhu akachangamuka he should already know ma risk emuma cruiseship.
Uyoo wemafuta akabhayiza bcz hurombwa solong muridzi achirimupenyu akakurombesa unodzokera kwari kwete zvokutoinda kwa mugodhi
First confession manager achagara achida bonde nemi so beware save your marriage
Isayi voice note racho timbo seka mukoma Nyash tinoda nyaya 😅😅😅😅
Tete venyumukoma vanoona zvakavanzika kupfuura imi.
Vemafuta ayo mazvekuda mavanga enyora
Ichooo chigerofurendi cha manager chine terms and conditions 😁
Imagine kutotipa ma t&c's pachihure chake ega
I'm back, 😂😂😂
Mainn vekurara namanager apply kumwe mubve ipapo, usarega murume wako achiuya kuzoshanda pauri
1st confession you did nothing wrong my sister otherwise your manager was going to cause a scene for you. All you need to do is talk to your husband i guess you can work something out should you guys work on a same ship
2nd confession mukadzi wakho arikuda kusvibisa dzinza rakho imi murikuda ku ignowa tete venyu.
I would recommend kunamatirwa na pastor, kutsanya and if u want,
Garai maudza hama dzakhe kuti mudzimai wenyu akaromba otherwise pamwe imi murikuzoda kushandiswa pa mhiko.
Terera tete vako ukadzokera unofa..Iwe namata zvakasimba.
Last confession yemurume wekuenda kuMozambique.
Maonero angu makarombeswa uye mukasuma chidhara chacho zvese from Moza kusvika kwamuri.
Maonero angu mukadzokera ikoko munogona kunzi pave kuda ropa kuti zvinhu zvenyu zviite.
Ndaita mutete saka handidivewo kuti ndokupai advise ipi besides kuti namatai kwete kunamatirwa chete .
Dai mukawana rubatsiro,n,anga dzinorombesa hadzina tsitsi and satani haana tsitsi zvachose ,hakuna chake chemahara.
Mudzimai wenyu kunamata nemasauti kwaaiita kunogona zvirizvo zvakaita kuti zvakashata zvamakabata zvifumuke asi zvave kungonetsa futi nekuti magwadama pasi.
Ndopaunoona kuti chiedza nerima hazvifambidzane .
😢
Musadzoke muri kuda kuurayiwa nemukadzi wenyu yoooo. Tsvagai help for your life. Please Tete wenyu wamuri kurota wari kuti ku payi syn yekuti usadzoke
Avo vezvinhu zvapanduka ko mukapihwa mari nevateereri change yacho mukazoishandisa kwa sekuru ivavo uuuumm zvakutyisa izvi ,,,,,,,,,,ameno kungofungawo kwangu after kunzwa mamwe maconfessions pano
Isu takavhura musiwa 2 chaiye
Enda unoshandirwa ufuratidzwe
Unoda kunofa hre anoda kukuchekeresa mkadzi uyu siyana naye .
Hamuwuyi pano kuzotitaurira kuti isu tinotikudii isu pano we give our opinions
2nd confession
Aaah tiza iwe and find help.
Unofa
Ist confession 😂😂 nyatsohura zvako
Second confession Mkoma namarai chaizvo and stay away from her. Kana ma number ne zita chinjai kana zvichiita. Murikuzo chekereswa imi!
Second confession enda kwa sekuru MADU uno batsirika nekuti waka gadzirwa
Enda unoshanda nemurume wako.if you really want your marriage
Kkkk brother maakutoshabdiswa imimi, seek spiritual help. Usadzokere uko
1st confession wakanyeperwa. Waisambosungwa, the worst e I understand have been a deportation. Sounds like your manager was Zimbabwean too? Ko sei tichiitirana hutsinye hwakadai
Wekurara namanager better uende kunoshanda nemurume wako.
Mukomana vemukadzi akaromba please musadzokere.
Tete venyu vatikukuratidzai .
Mwari vanoshandisa ma dreams kutitsiura ,kupa warning or kutipa zano and sometimes God uses a familar face or munhu wamunoziva ,satani anozviita futi izvozvo byt panyaya yenyu Mwari nevadzimu venyu varikuda kuti musaende uko ,munonobatana nehurombwa and zveshuwa mugosvibisa dzinza nemi wacho .You will be dancing to her tune .Money is not everything so resist this woman musadzokere.
Dai ndirini imi ndaisimba pakunamata apo ndovaka hukama naMwari nekuziva nekushandisa shoko ravo .
Do not go back but haisi nyaya yekupikisana naye mukadzi uyo panyama chete ,zvatove zveMweya izvi.
Potse potse muchanoshandiswa naye mukuromba kwake .
Ngaatsvake mumwe achabondera but not you .
Better kugara hako nenhamo uine peace pane izvo.
The other thing kana muri muma battle akadai zvebonde kutombosiya uko ,hameno munozozvigona here😅
Enda kune murume wako 1sr confession
Haaa mkoma mari inonetsa mazuvano kupa munhu esp vekuromba ava ,kubatsira toda asi zvave kutyisa manje .
Ngavataure kuti varipi toona kuti tovatengera ticket rebhazi but mari haiipuwe ivo baaa inoda kutobhadharwa direct kuma transporter cz vanhu vatema havacha trustikee veduwee ,anosara ne 1rand or 2 rand change osvika kwa sekuru kuya onzi tipe chero mari yaunayo isiri yehurombwa munoti anorega kuiburitsa imi ,woswera wasairirwa minyama ne nhamo haaaa huye bodo zvekuromba izvi ndopazvinonetsera .better dai musina kuromba hanzvadzi moti matambura mahwa nenzara hamumboshayi anokubatsirai kudai kubva kune vari munharaunda yenyu chaiyo kusvika neveku youtube .ameno hama vadikani batsiraiwo hama yedu iyi
Uyo we voice note don't help him anotogona kushandisa mari yako kuita luck newe kkkkkkkk nekuti zvivindi zvaanozvo zvinotyisa zvekunoromba kuMozampique ko dai asina kukanganisa mhiko mumwe munhu ndiye angadai achisafa saka regai amame nenhamo ndozvaakada kana arwadziwa ngaafambe kuenda kuZimbabwe netsoka, apo kupusa kwaro kubvumira muporofita mumwe amupisire mafuta acho dai wanga wakangwara pacho pawaiva nemari wakadzokera kuMozampique kunozvisiya apo une mukadzi anorunga munyu ona waida kuzviitisa magaivha ona wamama, uchamama wangu dai watsvaga mwari nguva iripo nekuti ndizvo zvaari kukuratidza kuti ona, saka uri kuda kubatsirwa nemari yebhazi kudzokera kun'anga zvekare kunobura imwe? Usajairira vanhu marombe ndiwo anoromba
Dai zvaiita kune vanoda kubatsira vomutengera ticket better kumupa rave ticket than kutambidza munhu mari .kufungawo kwangu
Vakamboromberei navo ,,,havachatyi kutsva magaro ava cz rimwe rakatotsva kare ,
Go and join your husband.
1st conf ah you made your bed lie in it girl
Uyo wemukadzi akaromba usachife zvinhu zveropa .tete vako vari kutokupa warning so stay very far from that x of yours.Dzinza rese rinopera.seek help