Uri mboko Ryan kkkkkk hanzi tokupai a shoulder rekuchemera.ko kuzonyararidza bbe iwe uchiwedzera tuparaffin mumoto.hanzi hapana chenyu chawanikwa mumoyo me boyfriend.kunewe mskana it's high time you move on.pick up the bits n pieces uchawana zvako anokuda .but ndapota siya zvekubvisa nhumbu
Eeeeh nhaiwe Ryan 😂😂😂 hapana chasisi chikuwanikwa mumoyo here ..... 😅😅 that was violence yhooo
ukangonzwa panzi after everything wotozova kuti ibota ririkurehwa chete hakuna zvimwe kkkk
Heeyi,Gerald if I catch,ndokubvisa mazino,duche remunhu
Uri mboko Ryan kkkkkk hanzi tokupai a shoulder rekuchemera.ko kuzonyararidza bbe iwe uchiwedzera tuparaffin mumoto.hanzi hapana chenyu chawanikwa mumoyo me boyfriend.kunewe mskana it's high time you move on.pick up the bits n pieces uchawana zvako anokuda .but ndapota siya zvekubvisa nhumbu
Poto dzebota dziri kurohwa kunze uku. After that wonoroorwa nemumwe? Mujolo wakaoma ndati!🙌
Ukaona uchitoitiswa abortion iwewe wacho nemkomana wacho murimatsaga mese ende mijolo muchairega zvenyu mkauya tikanamata.
Netone ngavachikuitawo brand ambassador, airtime yavo haina kumbobva yapera, marelationships ndiwo arikungopera
😂😂😂😂😂😂😂😊
Kkkkkkkk King Ryan musadaro imi moyo wemwana watsemurwa nepakati..
Plus vanhu ngavagare vaziva kt ukangoona wakunzi bvisa nhumbu kutoreva kt rudo hapana hapana.
Asi Ryn shuwa ukutoitahako zvema joks munhu achichema shuwa😂😂😂 mujolo muchamama chete isu takazvisiya kudya mari yako kuri nani no more sresss
"Ha chirungu ichi"😂😂
Unogona ❤
Haa Ryan dai waregedza zvako kunyararidza😅😅😅
Unobvisira mukomana bhurugwa asina kukuroora!Mubairo hweunzenza!
😂😂😂😂hapana chasisi chikuwanikwa mumoyo magerald musadaro
Rufaro side check 😂😂😂😂😂😂😂aaah ende futie
Tadiwa we mumoyo
Ndo shoti reipapo Gerald
Mr DembeTembe muricy 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 Inga waudzwa kuti haana basa uyu ne abortion 😢😢😢
😂😂😂Iwe shaa
This guy! Julius Nyerere? He doesnt know Joshua Nkomo, or Muzenda, or Zwogo, or Dumiso Davengwa?
Ko kudzokorodza apana zviri fresh here vanhu vakutya kubreaker marelationship avo neloyalty test
Anokuda sei asina kutombokuverenga pa list
Heshtag Eish abortion for kudzikama
mukomana ane hutsinye uyu
Zvinovhundutsa 3 mabby AAA vakomana Hatina zera navo😂😂
Julius Nyerere 😂😂❓️❓️
Abortion😂😂😂 haaaaa guys mujolo mahumbwe😅😅😅 chaiwo
Haaa Rufaro haasi mu list
😂😂😂chingosiyanai nazvo
Apa you did abortion amanaka,this guy is so disrespectful towards women
Ichito dyiwa yakadaro
😂😂😂😂🎉🎉🎉😢🎉❤
😂😂
😂😂😂😂😂😂
Gerald is a monster haatogaye zvaye....haatorina kana basa nebby....ko wakatobvisa nhumbu futi wakamama u are a murder
Ryan ka😢😢😢
Rufaro ka side chick kkkkkkkkkkk
😂😂😂😂 ⅛ kkkk
Kkkkkkkiest
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂