Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Paul madzore chibaba famba famba tinoyambuka
Change Champion Paul Madzore since 1999 tiripaGlen View 3 apo.Mwari vakuitire nyasha zhinji murume iwewe
How i wish akayambutswa hake😍😍😍😍😍😍😍😍😍.Zvakaoma isu vamwe nherera topararira kusina rukuvhute rwedu....Plis God do your will.The song has every wish😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢.The song carries the message.Please God.
Munondigonera mukoma wangu tinoyambuka❤❤
Enough is Enough . Pamberi neShoko vaMadzore
Shoko ngarisvike kwese kwese hweeeeeeee mukomana ativambutse
Fambai Fambai Mhofu na Gono tinoyambuka chete☝️☝️☝️☝️🇿🇼
Ndanzwa kuti nyawu nyawu .nice song
Tikadaiso tikadaiso tikadai..... Ngariende shoko
Musangano kana ukashaya munhu anenge Madzore naChibaya tinenge taparara..
Bikita rakasvika ,tinoda vaChamisa vatiyambutse
Shoko rasvika Dubai ndaatiyambutse, shoko ngaritenderere.
KuBinga rasvika kare shoko, ☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝
6:45 mwari invwai nyika yadetembera sununguro zvinokudzwa misodzi
Ndizvo, the rhythm and the word on point 👉 👈 👌 👏
Paul Madzore--Part of the long struggle,one of the heroes in Zimbabwe,He fights for the masses.
Ndiri bsa munogona mukoma ❤❤❤
Toyambukaaa
☝️💃💃💃💃 Mr madzore munondigonera zvangu
Famba famba Commander
Ngaritenderere Shoko
Apa makabika graft apa mukuru... Signed✅
Madzorere is truly a legend
Nziyo dzacho dzinopa simba rekupfuurira mberi👏👏👏👏 may the good God reward you Sir Madzore
Mukomana ngaapinde atiyambutse shoko kuno rakasvikawo nekuno .z❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️
Chipinge rakasvika here uko kumakomo tinoda mkomana atiyambutse shoko ndaritendere
Zvokwadi neMukomana toyambuka chete. Thanks Paul ☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️👏☝️☝️👏👏👏👏
KuRussia kuno rasvika shoko🤗🤗🤗💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽
This voice is really revolutionary. Hongu Mberengwa rakasvika shoko
Madzore is really war veterans in support him part never look back may God continue to give you strength
Kana ku UK shoko rakasvika Tinoda mukomana atiyambutse shoko ngaritenderere! Simuka Zimbabwe simuka
Without doubt vaMadzore masimbisa chimurenga china apa
Darwin rakasvika ehundeee🔥🔥☝️
Chombo chemanzi!!!!Keep it up mkoma PaulMadzore!!Nemwi your name Paul is not a coincidence but you are annointed!!
Madzore more life Masvingo rakasvika shoko
Mr Madzore may God bless you nekurerutsa rwendo rwurikubaya kudai
Rakasvika pa Chivi takaritambira shoko
VaMadzore munotigonera,keep the fire 🔥 burning 💛💛💛
Madzore ndodada naye 😍
Handei naChamisaPaul you are announted
Thank you my brother, hatineti kusvika Tawana freedom tinoramba takashinga, Chamisa ndinoramba ndichimunamatira.
Ndinotenda hangu rambai makashinga
Zaka ne diaspora rakasvika CCC Mukomana is our only hope.💃💃💃🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Wonderful indeed Paul. Nothing else to add
Gokwe rakasvika shuwa Thanks Madzore
The revolutionary message in his voice is so great!!! CCC famba Nero ... tiri Wero NaNero WeYero
ngaapinde mface ☝💛💛💛
Shurugwi rakasvikaaaaa shoko
Inspirational melodies
NEROO, YELLOW,MADZOREE
Aewa shoko ngaritenderere
Sir Madzore 💛💛💛💛☝️☝️☝️☝️☝️ keep it up Sir
This time tinoyambuka Canaan
Weldone Paul may God continue to inspire you
Paul paridzai shoko kwese kwese. ... kuvakorindeKuvagatiyaKuvaefesoKwese kwese ngariende
Thank you Mr Madzore
I have been waiting for this hot song!! Thank you VaMadzore
Rusape shoko rakasvika
Hande nayo ngoma meats
muri kureva ngoma nyama here🤣🤣🤣
Shoko renguva, Chamisa chete chete!
I have been waiting for this song. Thanks Paul Madzore. Shoot ngaritenderere zvomene
Thank you mukoma Paurosi, you are inspiring
Shoko ngaritenderere
chombo che struggle thank you mkoma Paul
Simuka zimbabwe
Approved✅✅
Nhasi pungwe kuBinga nesong iyi
Spread the word please zve Zim zvarwadza, we urgently need change
Add to Spotify mudhara, this is good
Mutakunanzva….dhe…dhe…dhe..dhe…dhedhedhe…!!🕺🏾💃🏿🕺🏾💃🏿
Tamirira zuva chete tinovhota zvedu
tese tinoda mukomana atiyambutse
So so dedicated to the struggle has never side tracked faithful, focused you name it I salute you 👍👍👍
Ndochinonzi chipo
Amen mukoma Madzore
So motivating and make you to be part of the team to spread the gospel of change kwedukuno rakasvika Mazvita
Capetown rasvika
Love your music man!!👆👆👆😊
👍👆triple ccc chete
This is something else haaa chakaipa
Of course a true hero keep it up our comrade. God will reward you.
NaMr Chamisa toyambuka chete
Vanhu veZim vanoshamisa chaizvo rushing to subscribe kuvanhu vanotaura zvinyadzi but pano panoparidzwa shoko reshanduko only a few subscriptions
Famba famba famba
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Shoko ririkutenderera! Ccc
Kumberi
Tasimudza maoko thanks
Mr Madzorere some songs are not on iTunes ! Please can we have them … thank you
Taakukudayi pa Apple Music mukoma…
Ichooo
yebooo yellowwwwwww kuno rakasvika soko
💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💛💛💛💛💛💛💛💛
Uk rasvika all over world
Kkkkkkk
Shoko ngarifambe
🔥🔥🔥🔥🔥
Paul madzore chibaba famba famba tinoyambuka
Change Champion Paul Madzore since 1999 tiripaGlen View 3 apo.Mwari vakuitire nyasha zhinji murume iwewe
How i wish akayambutswa hake😍😍😍😍😍😍😍😍😍.Zvakaoma isu vamwe nherera topararira kusina rukuvhute rwedu....Plis God do your will.The song has every wish😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢.The song carries the message.Please God.
Munondigonera mukoma wangu tinoyambuka❤❤
Enough is Enough . Pamberi neShoko vaMadzore
Shoko ngarisvike kwese kwese hweeeeeeee mukomana ativambutse
Fambai Fambai Mhofu na Gono tinoyambuka chete☝️☝️☝️☝️🇿🇼
Ndanzwa kuti nyawu nyawu .nice song
Tikadaiso tikadaiso tikadai..... Ngariende shoko
Musangano kana ukashaya munhu anenge Madzore naChibaya tinenge taparara..
Bikita rakasvika ,tinoda vaChamisa vatiyambutse
Shoko rasvika Dubai ndaatiyambutse, shoko ngaritenderere.
KuBinga rasvika kare shoko, ☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝☝
6:45 mwari invwai nyika yadetembera sununguro zvinokudzwa misodzi
Ndizvo, the rhythm and the word on point 👉 👈 👌 👏
Paul Madzore--Part of the long struggle,one of the heroes in Zimbabwe,He fights for the masses.
Ndiri bsa munogona mukoma ❤❤❤
Toyambukaaa
☝️💃💃💃💃 Mr madzore munondigonera zvangu
Famba famba Commander
Ngaritenderere Shoko
Apa makabika graft apa mukuru...
Signed✅
Madzorere is truly a legend
Nziyo dzacho dzinopa simba rekupfuurira mberi👏👏👏👏 may the good God reward you Sir Madzore
Mukomana ngaapinde atiyambutse shoko kuno rakasvikawo nekuno .z❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️
Chipinge rakasvika here uko kumakomo tinoda mkomana atiyambutse shoko ndaritendere
Zvokwadi neMukomana toyambuka chete. Thanks Paul ☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️👏☝️☝️👏👏👏👏
KuRussia kuno rasvika shoko🤗🤗🤗💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽
This voice is really revolutionary. Hongu Mberengwa rakasvika shoko
Madzore is really war veterans in support him part never look back may God continue to give you strength
Kana ku UK shoko rakasvika Tinoda mukomana atiyambutse shoko ngaritenderere! Simuka Zimbabwe simuka
Without doubt vaMadzore masimbisa chimurenga china apa
Darwin rakasvika ehundeee🔥🔥☝️
Chombo chemanzi!!!!
Keep it up mkoma PaulMadzore!!
Nemwi your name Paul is not a coincidence but you are annointed!!
Madzore more life Masvingo rakasvika shoko
Mr Madzore may God bless you nekurerutsa rwendo rwurikubaya kudai
Rakasvika pa Chivi takaritambira shoko
VaMadzore munotigonera,keep the fire 🔥 burning 💛💛💛
Madzore ndodada naye 😍
Handei naChamisa
Paul you are announted
Thank you my brother, hatineti kusvika Tawana freedom tinoramba takashinga, Chamisa ndinoramba ndichimunamatira.
Ndinotenda hangu rambai makashinga
Zaka ne diaspora rakasvika CCC Mukomana is our only hope.💃💃💃🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Wonderful indeed Paul. Nothing else to add
Gokwe rakasvika shuwa Thanks Madzore
The revolutionary message in his voice is so great!!! CCC famba Nero ... tiri Wero NaNero WeYero
ngaapinde mface ☝💛💛💛
Shurugwi rakasvikaaaaa shoko
Inspirational melodies
NEROO, YELLOW,MADZOREE
Aewa shoko ngaritenderere
Sir Madzore 💛💛💛💛☝️☝️☝️☝️☝️ keep it up Sir
This time tinoyambuka Canaan
Weldone Paul may God continue to inspire you
Paul paridzai shoko kwese kwese. ...
kuvakorinde
Kuvagatiya
Kuvaefeso
Kwese kwese ngariende