Ini Europe. Mutakureiwo Chamisa vana VeZimbabwe vafambe. I find myself wiping tears, as l see my fellow Zimbabweans are suffering vari kumusha. Mwari vabetserei vanhu vafambe...tiri pachirangano chete....
We are in constant prayer for this young man..so many WhatsApp groups have been formed in UK here to interceed for him..We are the Mirriams of today..in the midst of the Pharoas we speak of a sound victory... Mwari mutakureyi mwana uyu
Cde Paul Madzore l salute you. Like Chinx Shingaira, murikugona zvisingaiti. Chisaaaaa mbama chisaaaaa🇿🇼🇿🇼🇿 🇼 Chamisa chete chete. Music yenyu comrade ndikainzwa ndinonzwa kuti Zimbabwe tadzoka for sure. Zvinoita chete gore iro rino iri hazvikoni.
Ndakazvara vabereki vachichema ndakura ini mwana ndiri kunhochemawo,nhai Jehova chiitayiwo tione pundutso..am 20 000 km away from my family l never experience kugara ne family tichiseka tichifarawo.....Oooh God please hear us .
Me to ukaridza ma songs ava Madzore stress inombotama CCC song iyi nemamiriro enyika edu misodzi inobuda kufunga kti tichasvika kpi zvakadai lord hve mercy
well done paul,,,,,, your music z always an inspiration to the people of Zimbabwe,,,,,, PRESIDENT CHAMISA on the frst of august you will be in office by GOD's grace,,,i urge you fellow Zimbabweans lets pray for our country
Even until now, let's stand our ground together with our president elect, Nelson Chamisa ....the battle has jus begun!!!! Viva Nero ...chisa mbama chisa
Small body but big engine (BCLE) Bugatti Chiron Limited Edition 8.0 L (488 cu in) quad-turbocharged W16 Power output: 1,103 kW (1,500 PS; 1,479 hp) #CCC 👋👋👋👋👋
Famba famba Madzore Famba , tinokunda chte.................... ...................
Madzore must be in military band of Chamisa paanoita mutungamiri wedu
Ini Europe. Mutakureiwo Chamisa vana VeZimbabwe vafambe. I find myself wiping tears, as l see my fellow Zimbabweans are suffering vari kumusha. Mwari vabetserei vanhu vafambe...tiri pachirangano chete....
Ndinokutendai Mwari baba makasarudza N Chamisa kuti ave Leader weZimbabwe ndinoti mutakurei tifambe naye.
We are in constant prayer for this young man..so many WhatsApp groups have been formed in UK here to interceed for him..We are the Mirriams of today..in the midst of the Pharoas we speak of a sound victory... Mwari mutakureyi mwana uyu
Cde Paul Madzore l salute you. Like Chinx Shingaira, murikugona zvisingaiti. Chisaaaaa mbama chisaaaaa🇿🇼🇿🇼🇿 🇼 Chamisa chete chete. Music yenyu comrade ndikainzwa ndinonzwa kuti Zimbabwe tadzoka for sure. Zvinoita chete gore iro rino iri hazvikoni.
Chamisa wedu toita wekubereka. I found myself weeping after listening to this song while in diaspora. Lord please bring change to our beloved Zimbabwe
U can say tht again Mercy ndiwo ma songs angu ndichishanda mic hme shame on. us
It’s been 5 years 😢
@@senzenimaswera6518one day tichayambuka
Thank you Madzore ahhh sound of the gitters huchi
Ndakazvara vabereki vachichema ndakura ini mwana ndiri kunhochemawo,nhai Jehova chiitayiwo tione pundutso..am 20 000 km away from my family l never experience kugara ne family tichiseka tichifarawo.....Oooh God please hear us .
MC CONSTRUCT MC CONSTRUCT so sad indeed kutochemberera munhamo
addicted to president chamisa..wont spend a day wout viewing your videos ..God bless you my President
Backing you all the way Mr President zvingarema cei Chamisa toita wekutakura
Famba Nero Ccc vechidiki vati Nero handei tione ✅....thanks Madzore
VaMadzore munechipo chakanaka chekuimba zvenyu. Zvakanaka izvi. itai timbowana dzechurch dzinobva kwamuri.
im not a prophet but 2018 hazvirambi zvakadaro, tajamuka
Russel Sahumani wakanga wagona kuona asi hre marwadzo zvamwedza ne garwa eish inobata song iyi kusvika rini tichikanga wire
keep it on, Madzore. God is on our side!!!!
Mumhanzi dzenyu comrade dzakandiita ndifarire musangano. cry my beloved Zimbabwe, bh😢ra mberi makomuredhi🖐
Tendai Munhanga you can say that again I'm very sceptical when it comes kunyaya dzemusangano but with this music I'm in and ready
Ko iya inonzi Mukasangwara Ichakuzvirai sarudzo i want it, but i dnt knw th real name
Hapana anodana Zita renyu mukaramba munyerere. Vana veIsraeri vakatambudzwa for 400 yrs hazvireve kt maisavaziva kt variko. Asi munot kuchema kwavo kwakat kwasvika munzeve dzenyu makatuma Moses. Its close to 40yrs hear our cry foul Lord zvirokwazvo gore rino tinoda tiyambuke Jordan. Chamisa uyu anoda kutakurwa nemi Jehovah atiyambutse kuCanaan. Hamutinyadzise imi Mwari vanochengeta sungano yevanhu vawo imi munomirira shoko robuda mumuromo wenyu. Enough is enough. Hannah anoramba kunyaradzwa nemurume wake nyange akat handina kuenzana nevanakomana gumi here akat kwete chandinoda Mwanakomana. Grant our petitions ooh Lord
Yvonne David amen let's vote for our President mwari vanotinzwa
chamisa handigone kupedza zuva chairo ndsina kukuonai president but i want to see you live on the inauguration day will be there definitely.
ruth mano same with me ndatova addicted nemusangano uyu kkkk. Chamisa ndomufarira zvisina kumbunyikidzwa
ruth mano kkkk eish hama yangu that makes the 2 of us. dai Mwari vandzwa kuchema kwedu, tatambura weduwe.
Well done
Me to ukaridza ma songs ava Madzore stress inombotama CCC song iyi nemamiriro enyika edu misodzi inobuda kufunga kti tichasvika kpi zvakadai lord hve mercy
kkkkkkkk
I lyk your music Mr Madzore well done we want more of this music sir
haiwa baba munoimba henyu.....don turn bac,soldier on papa madzore, keep it up
Thank you for uploading this track, hey, been hunting for it...! Fantastic work Mr Madzore...!💚💚💚👋🏾👋🏾👋🏾👋🏾🖐🖐🖐🖐
🔥🔥CCC🔥🔥
Machinja Anerudo muriko here
Chisa Chamisa Chisa✋✋✋
Madzore chibaba varume inzwa voice nedistinctive sound,veduweee takuda kurangarirwa manje
Good sound and rhythm, thank you Madzore
Emotional song bless my soul va Madzore munotigonera god bless u muberekei tifambe
well done paul,,,,,, your music z always an inspiration to the people of Zimbabwe,,,,,, PRESIDENT CHAMISA on the frst of august you will be in office by GOD's grace,,,i urge you fellow Zimbabweans lets pray for our country
Even until now, let's stand our ground together with our president elect, Nelson Chamisa ....the battle has jus begun!!!! Viva Nero ...chisa mbama chisa
paul madzore we luv you unotungamidza mwari mberi pane zvose you are a star ccc
Kunaka mhani mumhanzi uyu Chamisaaaaaaa handei baba madzore
Mutakurei tifambe tiyambuke. It's better now or NEVER
Listening to our revolutionary music. Thanks baba takasvika kare delay is not denial
Thank you🙏
I will watch this later.
Gore rino nderedu ,forward ever backward never Z.P.F izokhala Gore rino
Sando kuna Paul Madzore wedu weeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeee
Nice song baba madzore
Famba Nero Famba Chisa mbama Chisa Chamisa woyeeeee 2018 .
Well done Paul. My president ndinouya chete ku inauguration. Our Joshua
Yakwana nguva yekuti mutungamire VaChamisa. Takuda kugarawo zvakanaka
Mutakureiwo tiyambuke.....God is in it
Why do l feel like crying listening to this song.
Well done Mr Madzore, tiri kufamba naye Chamisa.
revolutionary musician. Wish Paul to move away from Party songs to national revolutionary inspiring songs. Thumps up
Well done Mr Madzore u.r a.talented man I like all ur songs .God will answering u.one day we r with u brother
Chamisa is our Biblical Joshua for sure. I have not seen such a multi gifted politician before.
Arangarirwewo munhu uyu kana mave panyanga cz seni ndiye akaita ndifarire musangano
Madzore brings high moral into the camp well done cde Paul ndiko kuti nzete kkkkkk
Andrews Motortec Yiyo indlela leyi phambili
Thus hard work man keep it up
MADZORE WAKANYANYA YOU DESERVE AN AWARD NGAVASAKUSIYE PAMANAMA
yaah taura hako
Madzore is always on point, keep it rolling elder until we get there
I've always wished to be part of this band rakanyanya
Mutakurei tifambe tiyambuke well done Mr madzore sando dzenyu
keep it cde ur songs are revolutionary
mutakureiwo tifambe 30 july tinosvika chete nomatter wat yu are leading us Lord i know..chamisa chete chete
Wel done papa Madzore
Tofamba naye Chamisa zviome zvigwadze ahoyiiiiiiii 9yc song Madzore unogona mhani 🖐️🖐️🖐️🖐️🖐️🖐️🖐️🖐️🖐️🖐️🖐️🖐️🖐️🖐️🖐️🖐️🖐️🖐️🖐️
Evangelity Kaumburukwe 🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿🖐🏿
aiwa munoimba boss
Nice song
Thanks Madzore
Titakurei tifambeee nayo chinjaaa tiyambuke ende gwendo guno hazvikoniii tinopinda chete
Chisa mbama chisa. munogona CDE Madzore
Tibatsireio Jehovha vana venyu tiyambuke red sea Jehovha wenyasha tinzwireio tsitsi
Muberekeiko mambo tiyambutsei mangwana ishe
Sando dzenyu. Pane kanenge kangoma kezion kari nechemumashure kandiitira
Izwi rababa ava 🙌🙌👌👌
I thot ndini ndega, voice ravo
Blessed voice va Madzore ma songs avo anobata
We all need that sense of belonging team tiwaniseiwo Ma cards emusangano wedu wejekerere
Mutakureiwi tifambe .Mwari ngavapindire vega muZimbabwe🙏🏾🙏🏾
Well done papa Madzore chisa mbama chisa
Nice
VaMadzore munondigonera
Rospa Manyanga chokwadi wanogonesa
Mwari kana vati yes hapana anoti know we keep on praying until the final results cum fambai Chamisa
Madzore tinokufarira Aaaa hatigonenewe
Nice song, still waiting for the day to Barry zanu pf... 2018 is for Advocate Chamisa.
Hezvoko bwaaaaa l pray for u Mr n champion hatidi mudodzerwe pasi
Heavyyyy madzore tichakunda cheteeee
May God lead you VaChamisa
Hamuiti zvekufungidzira but munonyatsoimba keep it up Mr madzore
Madzore's powerful voice is a voice of revolution freedom is coming
Chero ZANU yakatibirira bt yakundikana saka baba Chamisa titakureiwo tifambe
handei handei tone naye takamutakura
Chovha jojiiiiiiih !💃🏻👌, ndikoko........🖐🖐✍🏿
dai mwari wangotirangarirawo this time weduwe tanzwa nekutukwa munyika dzatirikugara
Chamisa my president chamisa woye
ccc chamisa handeee ku new zimbabwe
Ndizvoooooo uko nyc song 👏👏
The people's president Chamisa!
Sando dzenyu VaMadzore
Mukoma Madzore ichokwadi haticheuke, ndizvo
Amen Amen ndapinda Mumweya.
Francisca Ndlovu kkkkk zvinenharo wangu famba nero
mutakurei tifamba chinja chinja uko mwari pindirai shuwa tanzwa nekutambura chokwadi chapadhuze
Ccc forever 🔥🔥
Thank u vamakore nice songs
to you mr madzore you are more than being the best. amazing
Chisa mbama chisa rwendo rwuno hazvikoni
Mutakurei yoo tifambe baba🙌🙌🙌
nice one vaMadzore
Muberekeiwo tifambe
Nice muzik, chisa mbama
well done paul
Tshisa mbama tshisa
madzore wapotsa wandichemedza
haaa aka kanumber kanotoda pa radio Zimbabwe chaipo
tinosvika Canaan hazvina bass kuti kunaani mberi kwedu fambai Gono
MUTAKUREI CHAMISAAAAA
Mwari wedu tisunungureiwo this time taneta nevadzvanyiriri
Amen tirikufamba naye
Small body but big engine (BCLE) Bugatti Chiron Limited Edition
8.0 L (488 cu in) quad-turbocharged W16
Power output: 1,103 kW (1,500 PS; 1,479 hp)
#CCC 👋👋👋👋👋