Truly speaking I suspect poison. Sweating and kurutsa furo.muridzi wemota ngaataure chokwadi and mota ikatora nguva yakapakwa makonzo anotopindamo chete so akaisa mushonga wemakonzo vana ngavaendeswe kupost motem
True and also vana vanogona kwaipisa vakadikitira varimo vatadza kuvhura door. I have heard so many cases kwandinogara kuti vana vanokanganikwa mumotor especially ma ages iwaya vofa ne heat.
Sekutaura kurikuitwa kuti vana vakazonga vachibuda furo there is a high probability yokuti muridzi wemota anogona kunga akaisa mushonga wemakonzo mumota and anogona kunga akashandisa any type of food kuisa mushonga wemakonzo iwowo eg bread or even nzungu/dovi then sevana vanongonhonga vodya nokusaziva so muridzi wemota ngaataure kuti haana kunga akadero here uye mota yacho yaifamba here or ndoirikubuda pamapictures iyo. Maonero nemafungiro angu hama.
My heart is broken hanzi vana vakawanikwa vachidikitira stereki meaning they were there for a very long time! Izvi zvinoshatirisa manhi Vanhu asi chii nhai kusiya vana 4 and 3 years vachitamba unsupervised??? 4 innocent lives lost for no reason! RIP little angels …
@@BenjaminChiweshe-q7s what makes him kubvisa vana mumota that car yakafa secondly what makes those kids to be inside the car coz there was people pamba.
@@veeee7248so ukuti awana vana vachidikitira aifana kungovasiya imomo here. Remember kurikunzi zvakatomboitika in the same car vana vacho vakaburitswa vakararama. So munhu haachaendi pamota pake nekuti yakafa here. Aaaah kumwe kupomeea kunonyanya
RIP little angels. Asi ndoona sekuti ingori tsaona yakaitika.. Vanogona vakabata bata child lock. Ndokuzotadza kuvhura ma doors . So sad.
Iyi nyaya iyi ngayinoperera kwasekuru Kanengo nasekuru Tasvu chete pagirazi
Muridzi wemota haana mhosha vana vkatadza kufema
Akaromba shas usavereverera
Truly speaking I suspect poison. Sweating and kurutsa furo.muridzi wemota ngaataure chokwadi and mota ikatora nguva yakapakwa makonzo anotopindamo chete so akaisa mushonga wemakonzo vana ngavaendeswe kupost motem
Ndarwadziwaa chokwadi Mwari mubatsiri wedu.Ndiye anopaa ndiye anotora zvee .Vana zororai murugare
Vana. ava vanotambira
Pamba. here chekutanga. Arikunyepa baba available mwana
aitambira pamba apa usanyepe
vakapinda mumoto venga ngatichengedze vana
Zvinorwadza hazvo zororai murugare
Vanhu tinosiyana pamwe imi zvokuitira zvenyu ini kuside kwangu handifeme kwazvo
M sua kubvisa mu motor aitofung kuti pamwe vapenyu..aida varohwe nemhepo guys....m so sorry to the family😢
Even nyoka mota yagarisa iyo please
Zvinorwadza sure izvi Mwari chengetai vana
Go and consult Prophet Paul Miracle. Chitungwiza unit L community hall
Are you crazy
Muchimota munoda kunyatso tariswa munogona munenyoka yakaruma vana
Ichokwadi ichocho chamuri ku taura
True and also vana vanogona kwaipisa vakadikitira varimo vatadza kuvhura door. I have heard so many cases kwandinogara kuti vana vanokanganikwa mumotor especially ma ages iwaya vofa ne heat.
Chokwadi chamatawira ipapo
Yaa ndarwadziwa mafiro acho mmm R l P vana ve Zimbabwe
Sekutaura kurikuitwa kuti vana vakazonga vachibuda furo there is a high probability yokuti muridzi wemota anogona kunga akaisa mushonga wemakonzo mumota and anogona kunga akashandisa any type of food kuisa mushonga wemakonzo iwowo eg bread or even nzungu/dovi then sevana vanongonhonga vodya nokusaziva so muridzi wemota ngaataure kuti haana kunga akadero here uye mota yacho yaifamba here or ndoirikubuda pamapictures iyo.
Maonero nemafungiro angu hama.
Vana wakatadza kufema zvakanaka musatongeremwari hama werrkuchekereswa kwabvvepi
Mota chero kukavhara ma doors munofema cz cheo mu ndege chaiko
Chokwadii zvarwadza izvi😭😭😭
Nhai jeso very very painful shemu
Zvakaoma hazvo
😭😭😭 Mwari honai zvaita Nyika yenyu . Vana voparara vasina chavanoziva😢😢😢
My heart is broken hanzi vana vakawanikwa vachidikitira stereki meaning they were there for a very long time! Izvi zvinoshatirisa manhi
Vanhu asi chii nhai kusiya vana 4 and 3 years vachitamba unsupervised??? 4 innocent lives lost for no reason! RIP little angels …
So sad. May their souls rest in eternal peace
Vana vadiki veduwe vakatadza kuvhura madoor
I think ma3 years akatadza kuvhura door akasuffocater
Rip ummm zvorwadza wn
😭😭😭😭😭😭😭Aaaaaa shame weduwee zvasiririsa izvi
Mota inoratidza kti yagarisaiyo pamwe munenyoka zvorwadzaizvi
Zvakaoma veduwe uuuuu so sad
Shame so sad 😭😭
Ummmmmm Mwariwee chengetai vana ndapota hangu 😢
Pari tricky
Zvakaoma hazvo 😢😢😢
Baba vemota ngavataure chokwadi ummmmm this painful
Chokwadi chekuti kudii, chitaura kaiwe ndiwe wakutoziva
@@BenjaminChiweshe-q7s what makes him kubvisa vana mumota that car yakafa secondly what makes those kids to be inside the car coz there was people pamba.
Chokwadi chkutiiko vana vakasuffocater vakakoniva kuvhura door.ndakayombozviona kuglenorah vakafirazve muchimota chakafa
@@veeee7248so ukuti awana vana vachidikitira aifana kungovasiya imomo here. Remember kurikunzi zvakatomboitika in the same car vana vacho vakaburitswa vakararama. So munhu haachaendi pamota pake nekuti yakafa here. Aaaah kumwe kupomeea kunonyanya
Baba vemota vainotsvagei mumota yakagamwa nemasaga ecement
Baba vemota ngavarohwe vataure chokwadi
So sad 😢
Very sorry
Zvakaoma veduwe
So sad😢😢
So sad
Zvakaoma
Vanogona vakakandwa imomo
iiiii😂😂😂
Its an accident. Don blame the owner of the car. Zvinoitika muupenyu. Sorry
shame