Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Gweshegweshe wasimudza mufana uyu tokutenda🤩
Munogonesesa team asi munozonyanyisa kuti tsanyisa tichida chikafu....😊
Thanks ndanga ndichitonetsekana nekuremember mdara shereni last saw him pa studio 263 around 2002 ndiri grade 4.. aaah ava ma elder
Mai Tatenda ndovafarira manje......ndikangovaona ndonzwa kufara she is my fav i like her charector vane cash talk yandoda
Kkkkkkk gweshegweshe rine nyaya dzaro dzaririkuda kuti dzisabude
Godobori ndanga ndakusuwai❤❤❤❤❤
ohh finish baba va dead well zvimoko zvaenda apa vabva kutenda n'anga kkkkk Godobori vacharohwa futi ava
Aiwa Chihera tomuda arimo achishungurudza Gweshegweshe. Uyo Presley apetukazve👏🏽👏🏽
I Don’t skip kana episode one …but pana Mai Ti apo hei havaite zvinhu zvive real
Gweshegweshe Ari tolerant Kuna Gringo zvooanidza 🤣🤣
Gringo is fun effortlessly everyone is good, kkkkk mmmm haa kutenda apa zvadakwa
I like the man inside Mr Gweshegweshe he is humbled persom. Munhu anonzwisisa
Mushonga vagodobori uri too powerful kkkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ko munonokerei kubudisa.We are here to support you
Sekuru ziso munozonyanya kuriburitsa kkk
Aiwa munobika zvinonaka 🎉🎉🎉
Ndaona godobori vatorerwa mabhachi😂😂😂😂
Kkkkkkkk godobori hanzi mushonga wangu ndewe mandorokwati 😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 vakadzi vasekuru vatoenda nevamwe😂😂😂😂
Amai T 🤣🤣🤣 unozorora wani. Ndozonzwira Gweshe tsitsi 😂
Godobori😂😂😂😂,hamukunonoka gringo pliz tinenge tayokanganwa
Mbudziyadhura anogara achingogezerwa nyaya 😂😂😂😂😂.
Kule vakaona mari vanotyora mhiko😂😂
Mudhara mukutikuvadza ini ndanga ndave ku follower naiza boom channel ino ndange ndatoikanganwa welcome back episode 8
Gegegege 😂😂😂muri busy kutenda vakadzi vayenda panze apo
Zvinhu zvacho so 😂😂😂😂😂
Makwenzi aaa Chatikobo unoshanda ipapo ipapo Old man paachabuda ma bby anenge aenda😂
Am so happy kuoona mudhara Shereni
Nice one Gringo, support tiii bring more episodes
Gringo wangu unizonyanya kùiregerera 😊😊😊
Consistency maters please we need more dramas ey
Well done job but hey apo ndaona kuvhiringidzikan kwezvinhu apo. Haaa ma1 atanga. Kule varitendwa, zvavari kutenderwa zvave kutoenda nevamwe panze apo. Ndaona kule vapedzswa mazino mashoma asara😂
FG and team...🎉..you great guys... well done
Are doing*
😂😂😂😂😂aizve ko kutouya kuzotenda apa mababy acho akutorwa fut
Haaa mukatora nguva kubuditsa zvodhakwa kana ndiriseni ndanga ndatokanganwa kuti muchiriko
Kugona kwengu hakuzodi kunonoka
Shereni avakutya torwa namababy nekuti Godobori agona basa kkkkk
Mogonesa teamAsi kuzonyanya kugarisa musatu maburitsa manje
You are doing good but you take too long to produce a single episode. Try to improve on frequency of uploading
@@answeredmasviba6645 guys the least we can do is to appreciate .We are getting this for free.Ma complains ngatiite mashoma
Very very true
Sure we end up forgetting what was the last episode for ,kutokanganwa chaiko
Help him with funding
these actors and actresses are not full time. so yes help with donation more than you comment
😂😂😂 Mabby aenda watarisa
Well-done keep it up , muri kubata basa chaizvo riri kunakidza drama
Ndaona homza wangu apo Presley anogona zvake mwanaskana 😊
Shereni akura
They took their time for a good reason. ❤❤❤
❤❤❤mukugona but kunonoka kudzoka
Kkkk saka sekuru vanongogona zvevakadzi chete
Guys murikunyanyisa kutora nguva musona kubuditsa hey Mr Gweshe gweshe and team tipeiwo every week sezvirijuita vamwe we support you. and you are doing great job
Kkkkkk sekuru varibusy kutenda vakadz vatoenda 😅
I love mai t inini. Zvekudaro
Hurumende Haibvumire Ah! 🥰🥰🥰❤
Andi skipi ma adverts pana gringo 😂
Zvimwe ndezvimwe mishonga yaGodobori ma1😂
It's interesting but mozonyanya kuti nonokera but keep up the good work
Yu guys you are great!! The much awaited episode 😂😂
Wakutongoitawo hako kuti ndityore mhiko. Isa apa mukuru 💵💵
Video quality and sound have improved
😂😂🙏🙏 munogona but kunonoka manyanya guys pamberi nebasa
Munotigonera guys 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Kkkkkk nyaya dzacho makanyanisi chaivo
Chatikobo number 1 when it comes a traditional healer kkkkkkkk
Presley apindira ❤️❤️
😂😂😂😂 munhu akadya huku
Ronakidza but murikunonoka kutipa mamwe
Ko mbudzi this time ahana kubuda sei 😂😂😂😂mbudzi pane bsa guys
Uyu mwana anogona anonzi Grongo
Gringo muchauraya mudhara Gweshe Gweshe Nebo apera simba mudhara 😂😂😂😂🎉
Chati is a great actor
U disappoint us zvangazvakunakidza wani
Ziso ragodobori wacho kubuda kudaro kunge munhu adzipwa nembambaira kudaro
Ndawinga Gringo naGweshegweshe ndabva ndasubscriber
Nguva ikurebesa musina kuisa episode totozokanganwa kuti nyaya iri kubva nekupi
Asekuru pavangoona mari vabva vabvuma kubatsira mukomana
The Gringo eat the money
Ende murifunny 🤣🤣
muroora uyu maone take take natete
Nice work guys
In love with mai T
nice one but raita short nhai, uye mukunonoka kutipa zvokudya kwenzeve kwedu
aaahhh tangatatokanganwa😂
Group iri rakadhakwa 4 months vasati vabudisa ma episode
😂😂😂😂😂😂hurumende haibvumire
Ma babe emudhara aenda
Aaaaaaaa mai t wachooo😂😂😂😂
Hurumende haibvimiri kkkkk😅😅😅😅😅
Ma1 aya kkkk😂 ko kuzononoka bhoo hre
Gringo wakurasira nyaya kuna Mbudzi
Happy to see presley
Tanga tato kanganwa but boe muri Kubata basa😅
Magona manje chimboitayi zveReturn chete kwete bate siye bate siye yamanga moita pachannel ino. Consistency yakakosha
15:52 godoboriiiiii😂😂😂😂😂
Well done guys
Munhu anonyora maDrama aya anogona.
Well ogarnised drama
Nice❤❤❤
Presley i see you there😊
Munogona but pakuzoburitsa 1 episode after 2 months hakuna zvakadaro unenge wakutokanganwa zvekuti unopedzisira wakutoskipper coz unenge wasatozivi pazvakagumira mobva maita episode ye20 mins after 2months yaa zvakadhakwa izvi
Matiregerera veduwe 😢😢😢😢😢😢
Manga magarisa wena
Legend actors and actresses
Asekuru ma1
I know Mbudzi's role is acting as dumb but I believe he can minimize it. Sometimes he just has to be too much dumb
Gweshegweshe wasimudza mufana uyu tokutenda🤩
Munogonesesa team asi munozonyanyisa kuti tsanyisa tichida chikafu....😊
Thanks ndanga ndichitonetsekana nekuremember mdara shereni last saw him pa studio 263 around 2002 ndiri grade 4.. aaah ava ma elder
Mai Tatenda ndovafarira manje......ndikangovaona ndonzwa kufara she is my fav i like her charector vane cash talk yandoda
Kkkkkkk gweshegweshe rine nyaya dzaro dzaririkuda kuti dzisabude
Godobori ndanga ndakusuwai❤❤❤❤❤
ohh finish baba va dead well zvimoko zvaenda apa vabva kutenda n'anga kkkkk Godobori vacharohwa futi ava
Aiwa Chihera tomuda arimo achishungurudza Gweshegweshe. Uyo Presley apetukazve👏🏽👏🏽
I Don’t skip kana episode one …but pana Mai Ti apo hei havaite zvinhu zvive real
Gweshegweshe Ari tolerant Kuna Gringo zvooanidza 🤣🤣
Gringo is fun effortlessly everyone is good, kkkkk mmmm haa kutenda apa zvadakwa
I like the man inside Mr Gweshegweshe he is humbled persom. Munhu anonzwisisa
Mushonga vagodobori uri too powerful kkkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ko munonokerei kubudisa.We are here to support you
Sekuru ziso munozonyanya kuriburitsa kkk
Aiwa munobika zvinonaka 🎉🎉🎉
Ndaona godobori vatorerwa mabhachi😂😂😂😂
Kkkkkkkk godobori hanzi mushonga wangu ndewe mandorokwati 😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 vakadzi vasekuru vatoenda nevamwe😂😂😂😂
Amai T 🤣🤣🤣 unozorora wani.
Ndozonzwira Gweshe tsitsi 😂
Godobori😂😂😂😂,hamukunonoka gringo pliz tinenge tayokanganwa
Mbudziyadhura anogara achingogezerwa nyaya 😂😂😂😂😂.
Kule vakaona mari vanotyora mhiko😂😂
Mudhara mukutikuvadza ini ndanga ndave ku follower naiza boom channel ino ndange ndatoikanganwa welcome back episode 8
Gegegege 😂😂😂muri busy kutenda vakadzi vayenda panze apo
Zvinhu zvacho so 😂😂😂😂😂
Makwenzi aaa Chatikobo unoshanda ipapo ipapo Old man paachabuda ma bby anenge aenda😂
Am so happy kuoona mudhara Shereni
Nice one Gringo, support tiii bring more episodes
Gringo wangu unizonyanya kùiregerera 😊😊😊
Consistency maters please we need more dramas ey
Well done job but hey apo ndaona kuvhiringidzikan kwezvinhu apo. Haaa ma1 atanga. Kule varitendwa, zvavari kutenderwa zvave kutoenda nevamwe panze apo. Ndaona kule vapedzswa mazino mashoma asara😂
FG and team...🎉..you great guys... well done
Are doing*
😂😂😂😂😂aizve ko kutouya kuzotenda apa mababy acho akutorwa fut
Haaa mukatora nguva kubuditsa zvodhakwa kana ndiriseni ndanga ndatokanganwa kuti muchiriko
Kugona kwengu hakuzodi kunonoka
Shereni avakutya torwa namababy nekuti Godobori agona basa kkkkk
Mogonesa team
Asi kuzonyanya kugarisa musatu maburitsa manje
You are doing good but you take too long to produce a single episode. Try to improve on frequency of uploading
@@answeredmasviba6645 guys the least we can do is to appreciate .
We are getting this for free.
Ma complains ngatiite mashoma