Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Kkkk Gringo anondipedza paanoti van'anga 😂😂😂
Kkkkkk dzodherera
Everyone is very good for their role, job well done everyone, very funny and storyline it looks effortless coz of how good you are big up everyone
Including the turkey 😂😂😂
Thank Yu so much
Haaa van'anga munodhumaniswa misoro chete 🙆🙆🤣🤣🤣🤣🤣 hanzi mafuta ekangaroo 🤣🤣🤣🤣...baba namai Tatenda haaa vanobata basa 👏👏
😂😂 kangaroo
Can't wait to see mbudziyadhura and his beautiful girl friend. Problem yenyu ngeyekudisa after 3 months tatokanganwa
pa fair chaipo
Gweshe .. he's an actor that one 💯💪
Van'anga and Gwereshegweshe yatova personal. 😅😅😅How is Gweshegweshe going to walk on foot and have that rope in his waist for 10 days. Kkkk
😂😂😂😂😂
"Nhai sekuru 😂 ko ivo vadira dhadha neHose pipe ava vachadii😂😂😂😂😂😂
Mdara ane statement inopisa uya😅
Kkkkkkk vaidzana paruware kuda kupfumbura huruva
Chatikobo panaGweshegweshe anenge apinda pesinari😂😂😂mukutigonera guys
Sure wanguuuu 😂😂😂😂😂
"Manje zvose zvandaita izvi hapana kana chinoshanda" Van'anga futi 😂😂
😂😂😂
😂😂😂 zva chatikobo ndezveku wachisana I surrender
😂😂😂😂godobori mafuta eKangaroo anoshandei? kkkkk Gringo wawakutadza kuzvibata mumatare asekuru. Munogona team thumbs up!
Well-done ma actors muri kugona ndaseka zvangu mudhara godobori ma 1 kkkkkkkk ,waita payback
Weldone team nice one but mbudzi mbudzi ngaasatore nguva asina kubudikira last episode haana kubudikira futi
Very true ipapo 😅 apa takutomira a month futi kuti tione mbudzi
😂😂😂😂😂😂😂😂Gringo kaaaaa ma1 kni hadziii mangwangwata enyu 😂😂😂😂😂😂
Asi van'anga musadaro aah shuwa mudhara gweshe gweshe 😂😂😂😂
Gweshegweshe atiza mhosva dzake 😂😂
Gringo tiitire mushe 😂😂😂😂😂 wakuda kuzorwawo nhai
😂😂😂😂 asi sekuru godobori munoitasei mudhara Gweshe Gweshe
its for your own good mai Tatenda🤣🤣
Va n'anga vanobudisa dziso 😅😅😅
😂 mishonga yagodobori inoshanda, but vanhu vanoipiwa ndoo mapenzi😂
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
😂
Gringo Ka mabasa ako ese aya arovaidza vanhu musoro😂😂😂😂😂😂 an'anga ava kaaaa
Mafuta e Kangaroo 😂😂😂Haa ndokuti godobori
Gringo Jnr you are good keep up, also gringo back from SA is very good
Daka ra sekuru na gringo richapera hre 😂😂😂😂😂😂 kungopinda nekudxingwa haaa nakidxwa xvank
Iwe chikomana une dambudziko chete😂😂😂😂😂
Gweshegweshe should have trusted his instincts paN'ANGA apo 🤣🤣
Munokona guys gringo junior you powerful agweshegweshe nemukadzi wawo kkkk makadyirei huku kkkkkkk😂😂😂😂
Kkkkk 10 days ne chuma chisingashandi Godobori makanyanya
😂😂😂 chuma cheZambia icho ndochiziva chinoshanda🤣🤣🤣🤣
Va n'anga futiwo so kkkkkkkkk mishonga yacho ka hahahahaha.
"Iyi ndiyo unonzi hauite hauite" mai n'anga futi kkkkk
Thank you Pwaaka skits. Muri kutivaraidza chose.
Gweshegweshe ari pama1 😂😂😂😂😂😂😂😂
best episode, cant stop laughing. 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Gringo sending everyone kun'anga😂😂😂😂
Imagine 🤣🤣🤣🤣
@@rosemaseva4464 pakashata🤣🤣🤣
But van'anga vanopedza masports zvavo 😂😂😂😂
Waita overpowered....van'annga ka 😂
magwangwata here Gringo
Mai Gweshe Gweshe havadi zvisina basa 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 haaa van'anga ma1 chaiwo😂😂😂
Zvanzi usatambe nechuma ichi😅😅😅
Ndafara ndoona Mr Gweshe ummm long time
Mudhara Gweshe vari ku Doubter 😂😂😂😂
😂😂😂 Ko avo vekudiridza madhadha nehospipe vachaitasei
N'anga yakutaura chirungu 😂😂😂 hanzi waitwa over power
Kkkkk mhuka dze n’nanga ma1
This is what I expected 😅😅😅. Gweshegweshe vs van'anga 😅😅😅
Honestly this drama is enjoyable
Haa nyaya dzacho unopera strong yese
Mai n'anga munogona ❤rambai makadaro
Gringo kufambira kunodenha sekuru chte
Overpower chatikobo wokuvadzisa vanhu 😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkkk ma1 akana vatsiva van'anga
Mudhara chatikobo anoita zviite😂😂😂
va n,anga kaaaa denga hamupindegweshe gweshe wapa ma one manje
Revenge ka.Remember Gweshegweshe akarova van'anga
It's vaN'anga for me😂😂😂😂
kkkk mafuta eKangarooo😂😂
😂😂😂😂 team team ma1 dai muchiburirsa everyday makanyanya munobika henyu pliz
Godobhori irevenge here iri musadaro Gweshe Gweshe
😂😂😂😂😂 va na,nga panebasa
Please musatorere mbudzi bbe rake. 😂
Vakadzi vanonetsa vanoda kuziva ziva. Ngavape bab Tatenda peace. Vambosiya varare nhai 😂😂
😂😂peace murume akapfeka chuma all of a sudden
🤣🤣ndrimunhu we church andichengetwe nechuma
This is Original Gringo guys 😂😂😂❤
Haaa ndaseka this is really good thank you 😂
Hahaha Gringo ndamtadza
Van’anga vari kubata basa 😂
These guys have been there for a while.For us it is quite recent but well.Mandichimbidze akazvara mandinonoke!
But mishonga yaAn'anga inongokonzeresa chete😂😂Munogona vanhu imimi
Hanzi ibva pano chikomana kkkk
Gringo uuum maone ❤❤
Nyaya yavakutemesa musoro iyi apa VaN'anga varova revenge
my thoughts exactly yave fikisi chaiyo kkkkk
Kwanzi ma gwangwata 😂😂
😂😂 Gweshe gweshe
Very funny gringo n mbudzi
Ma Gwangwata enyu aya 🎉🎉
Garakunhe 😂 I thought it’s called toki
Haa mapfupa aGringo (senior) amuka fair fair
Gweshegweshe apinzwa busy naGodobori😂
Siya like kana wapanzwa Iiiiiiiiiiiiii....iweee uchabuda panze iweee😂😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Muchatidzingisa nemaLandlord cz masekero acho Ka 😂😂😂😂
Chatikobo vapinda nemoyoooooo
Mafuta eKangaroo ndakabva nao kuMt Muranji
Maone aya mbudzi yadhura
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 van'anga
Mafuta eKangaroo vakamawana kupi sekuru?😂
Gweshaz apindaa ma1 kk
Shereni agumbuka KkkKkkk
Musazonyanye kuvatyisidzira kaa😂😂
Ndini nani tinotya garakuni 😢
Van'anga for me 😅😅😅😅😅
Ndazoseka hangu 😂😂
Hanzi nemagwangwata enyu aya 🤣🤣🤣🤣🤣
Vanoti Mai T vane action lets gather here
Gringo vavakuseka mdara achizorwa mafuta , kwanzi na a na'nga unobuda muno
Ichi chakabva kuZambia ichi😂😂
Mudhara Gweshe chitongobudai pachena
I love gringo's facial expressions
Gringo kakutoona kunge vaN’anga friend yako
Pwaaakaa kumberi mberi
vaN'anga vaGringo vaGweshe gweshe aiwa mese mukupedza maSports
Mudhara uyo vekuti kudira dhadha nehosepipe is a teacher by profession,aka actor pa studio 263 vari baba va welly
Kkkk Gringo anondipedza paanoti van'anga 😂😂😂
Kkkkkk dzodherera
Everyone is very good for their role, job well done everyone, very funny and storyline it looks effortless coz of how good you are big up everyone
Including the turkey 😂😂😂
Thank Yu so much
Haaa van'anga munodhumaniswa misoro chete 🙆🙆🤣🤣🤣🤣🤣 hanzi mafuta ekangaroo 🤣🤣🤣🤣...baba namai Tatenda haaa vanobata basa 👏👏
😂😂 kangaroo
Can't wait to see mbudziyadhura and his beautiful girl friend. Problem yenyu ngeyekudisa after 3 months tatokanganwa
pa fair chaipo
Gweshe .. he's an actor that one 💯💪
Van'anga and Gwereshegweshe yatova personal. 😅😅😅
How is Gweshegweshe going to walk on foot and have that rope in his waist for 10 days. Kkkk
😂😂😂😂😂
"Nhai sekuru 😂 ko ivo vadira dhadha neHose pipe ava vachadii😂😂😂😂😂😂
Mdara ane statement inopisa uya😅
Kkkkkkk vaidzana paruware kuda kupfumbura huruva
Chatikobo panaGweshegweshe anenge apinda pesinari😂😂😂mukutigonera guys
Sure wanguuuu 😂😂😂😂😂
"Manje zvose zvandaita izvi hapana kana chinoshanda"
Van'anga futi 😂😂
😂😂😂
😂😂😂 zva chatikobo ndezveku wachisana I surrender
😂😂😂😂godobori mafuta eKangaroo anoshandei? kkkkk Gringo wawakutadza kuzvibata mumatare asekuru. Munogona team thumbs up!
Well-done ma actors muri kugona ndaseka zvangu mudhara godobori ma 1 kkkkkkkk ,waita payback
Weldone team nice one but mbudzi mbudzi ngaasatore nguva asina kubudikira last episode haana kubudikira futi
Very true ipapo 😅 apa takutomira a month futi kuti tione mbudzi
😂😂😂😂😂😂😂😂Gringo kaaaaa ma1 kni hadziii mangwangwata enyu 😂😂😂😂😂😂
Asi van'anga musadaro aah shuwa mudhara gweshe gweshe 😂😂😂😂
Gweshegweshe atiza mhosva dzake 😂😂
Gringo tiitire mushe 😂😂😂😂😂 wakuda kuzorwawo nhai
😂😂😂😂 asi sekuru godobori munoitasei mudhara Gweshe Gweshe
its for your own good mai Tatenda🤣🤣
Va n'anga vanobudisa dziso 😅😅😅
😂 mishonga yagodobori inoshanda, but vanhu vanoipiwa ndoo mapenzi😂
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
😂
Gringo Ka mabasa ako ese aya arovaidza vanhu musoro😂😂😂😂😂😂 an'anga ava kaaaa
Mafuta e Kangaroo 😂😂😂Haa ndokuti godobori
Gringo Jnr you are good keep up, also gringo back from SA is very good
Daka ra sekuru na gringo richapera hre 😂😂😂😂😂😂 kungopinda nekudxingwa haaa nakidxwa xvank
Iwe chikomana une dambudziko chete😂😂😂😂😂
Gweshegweshe should have trusted his instincts paN'ANGA apo
🤣🤣
Munokona guys gringo junior you powerful agweshegweshe nemukadzi wawo kkkk makadyirei huku kkkkkkk😂😂😂😂
Kkkkk 10 days ne chuma chisingashandi Godobori makanyanya
😂😂😂 chuma cheZambia icho ndochiziva chinoshanda🤣🤣🤣🤣
Va n'anga futiwo so kkkkkkkkk mishonga yacho ka hahahahaha.
"Iyi ndiyo unonzi hauite hauite" mai n'anga futi kkkkk
Thank you Pwaaka skits. Muri kutivaraidza chose.
Gweshegweshe ari pama1 😂😂😂😂😂😂😂😂
best episode, cant stop laughing. 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Gringo sending everyone kun'anga😂😂😂😂
Imagine 🤣🤣🤣🤣
@@rosemaseva4464 pakashata🤣🤣🤣
But van'anga vanopedza masports zvavo 😂😂😂😂
Waita overpowered....van'annga ka 😂
magwangwata here Gringo
Mai Gweshe Gweshe havadi zvisina basa 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 haaa van'anga ma1 chaiwo😂😂😂
Zvanzi usatambe nechuma ichi😅😅😅
Ndafara ndoona Mr Gweshe ummm long time
Mudhara Gweshe vari ku Doubter 😂😂😂😂
😂😂😂 Ko avo vekudiridza madhadha nehospipe vachaitasei
N'anga yakutaura chirungu 😂😂😂 hanzi waitwa over power
Kkkkk mhuka dze n’nanga ma1
This is what I expected 😅😅😅. Gweshegweshe vs van'anga 😅😅😅
Honestly this drama is enjoyable
Haa nyaya dzacho unopera strong yese
Mai n'anga munogona ❤rambai makadaro
Gringo kufambira kunodenha sekuru chte
Overpower chatikobo wokuvadzisa vanhu 😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkkk ma1 akana vatsiva van'anga
Mudhara chatikobo anoita zviite😂😂😂
va n,anga kaaaa denga hamupinde
gweshe gweshe wapa ma one manje
Revenge ka.
Remember Gweshegweshe akarova van'anga
It's vaN'anga for me😂😂😂😂
kkkk mafuta eKangarooo😂😂
😂😂😂😂 team team ma1 dai muchiburirsa everyday makanyanya munobika henyu pliz
Godobhori irevenge here iri musadaro Gweshe Gweshe
😂😂😂😂😂 va na,nga panebasa
Please musatorere mbudzi bbe rake. 😂
Vakadzi vanonetsa vanoda kuziva ziva. Ngavape bab Tatenda peace. Vambosiya varare nhai 😂😂
😂😂peace murume akapfeka chuma all of a sudden
🤣🤣ndrimunhu we church andichengetwe nechuma
This is Original Gringo guys 😂😂😂❤
Haaa ndaseka this is really good thank you 😂
Hahaha Gringo ndamtadza
Van’anga vari kubata basa 😂
These guys have been there for a while.For us it is quite recent but well.Mandichimbidze akazvara mandinonoke!
But mishonga yaAn'anga inongokonzeresa chete😂😂Munogona vanhu imimi
Hanzi ibva pano chikomana kkkk
Gringo uuum maone ❤❤
Nyaya yavakutemesa musoro iyi apa VaN'anga varova revenge
my thoughts exactly yave fikisi chaiyo kkkkk
Kwanzi ma gwangwata 😂😂
😂😂 Gweshe gweshe
Very funny gringo n mbudzi
Ma Gwangwata enyu aya 🎉🎉
Garakunhe 😂 I thought it’s called toki
Haa mapfupa aGringo (senior) amuka fair fair
Gweshegweshe apinzwa busy naGodobori😂
Siya like kana wapanzwa
Iiiiiiiiiiiiii....iweee uchabuda panze iweee😂😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥