THE CLOSURE DNA SHOW: S9 EP18 (AKAWANA PASINA KUZARA)

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 15 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 192

  • @mzee5533
    @mzee5533 Рік тому +18

    Muroora is smart. She wants independence not to be stuck with the family as if they’re still kids.

    • @MavisChifumuro
      @MavisChifumuro Рік тому +1

      Aaah anenge ari mabishu vazhinji vacho seuya na mai vake kuda kudyisa murume kuti asaone mwana mudiki pfungwa yekutizisa murume munoti inenge yabvepi kune vanenge vachidriver vekumukadzi vamatiza kumurume saka hapana hapana

    • @mzee5533
      @mzee5533 Рік тому

      @@MavisChifumuro let me tell something for free a smart will move out of his parents house once he turns 18 or is married that shows maturity. Izvo zvokuda kugara pamba pevabereki you’ll never grow up unogara uchiitwa sepwere ne vabereki

    • @tariromamvura8361
      @tariromamvura8361 Рік тому

      ​@@mzee5533chokwadi

    • @MavisChifumuro
      @MavisChifumuro Рік тому

      @@mzee5533 18 yrs kana ndisingakanganise unenge uri form 5 or 6 saka unganogara wega uri mwana wechikoro unobhadharirwa naani ma bills ako nhai munhu wamwari 18 yrs hazvireve kuti wava kuziva zvose aiwa unenge uchitoda support yakakwana kusvika wakura

    • @rebeccafadzayichituku5655
      @rebeccafadzayichituku5655 Рік тому

      ​@@MavisChifumuroI don't have 😮😮😮

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Рік тому +11

    Ipo pakazraa pamuda kuziva wenyu anga akazara here dai yaita 99% munyare ana tete vakadai moda shamhu

    • @jethrokatora5993
      @jethrokatora5993 Рік тому

      After all the show is for paternity test not virginity,

    • @MavisChifumuro
      @MavisChifumuro Рік тому

      Havanyare vanotofara kuita doubt hakuna kuipa nekuti pane zvinenge zvisina kumira mushe

  • @prettymahwowa1276
    @prettymahwowa1276 Рік тому +3

    Tete Bishu , makarapwa kaa kwasekuru Achapola makufarisa kumaDNA , imi Kaa inga zvekubuda patv munozvida

  • @rudotagwasha5475
    @rudotagwasha5475 Рік тому +8

    Tete tete tete ndakudaidzai kangani? Ko mwana akanzi ndevehanzvadzi yenyu munozotichii 😂😂😂

    • @MavisChifumuro
      @MavisChifumuro Рік тому +2

      Vanofara doubt yobva yapera cz hama dzemukadzi apa dzinogona dziridzo dzinenge dzichifambisa mereji iyi

  • @gombaclif
    @gombaclif Рік тому +2

    Kana uchida mukadzi wako usafa wakataura zvekuti wakawana asina kuzara. Chero zvikanzi mwana ndewako, hama dzinongoti wakaroora pakavhurwa nevamwe .... sekuti ivo vakaroorwa vakazara.

  • @lydiamlauzi1544
    @lydiamlauzi1544 Рік тому +1

    Amwene ndakavaona kwasekuru Achapolo ndafara kukuonai sure

  • @goldensomenow737
    @goldensomenow737 Рік тому +1

    Yaaa wakagona mpfana famba nevanoda zvekufamba newe vasingade siya,mwana ndewako 100% ipapo

  • @elizabethmugadza9331
    @elizabethmugadza9331 Рік тому

    There we go again! Hama dzinopindira! Tete imi nedzimwe hama mave extended family! Hamutongi mumba memuroora! Relatives please know your place!

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa Рік тому +1

    This lady arikuti murora wangu uyu i saw her kwa sekuru Tasvu

  • @nyarichanayiwa713
    @nyarichanayiwa713 Рік тому +1

    Tete ndakakuonai kwaSekuru Achapola

  • @Hungwe
    @Hungwe Рік тому +1

    Ka statement kekuti "zvekudaro...." Kane hubhadhiti mukati kati.

  • @Amarie077
    @Amarie077 Рік тому

    Wait this girl is something. After arapwa kwa sekuru Achapola busy nemuroora.

  • @ivychigonga3366
    @ivychigonga3366 Рік тому +1

    Anoda kuwana pakazara kuti akazara here??? Munotaura zvisina basa .

  • @neliamutamera2094
    @neliamutamera2094 Рік тому +3

    Mai Ava varikubvira Kwa Sekuru Chapola tinovaona murikupisa pa social media

  • @forogonya-howcometoyou5727
    @forogonya-howcometoyou5727 Рік тому

    Whether we will get 99.9% or 0% regayi ndikubatiseyi one thing Tete vemunhu, mazuvano kana wangoda munhu ingotora munhu wakanyarara, asina kuBoorwa unomuwanepi mukore uno bota ririkungodyiwa pose pose. Ukati unoda asina kumbodyiwa bota ndopika naAmayi vangu varere pachuru kuti unesvika pakufa usati waroora nokuti haumuwane unenge uchitsvaka munhu asiko. Hameno may be kune dzimwe nyika not muno matiri, manyepo chaiwo. Munodyiwa Bota muno.

  • @lainahmusariri5111
    @lainahmusariri5111 Рік тому +1

    Tete zvekudaro kwemuroora munei nazvo Ko imi mainge makazara here Nxa ndimi munoputsa dzimba dzehanzvadzi mukwane

  • @prettymandaraza9339
    @prettymandaraza9339 Рік тому +5

    Aizveeee sk tete mapinda papi apa pakudanana kwewaviri

    • @veejay9436
      @veejay9436 Рік тому

      Nhai apa i bishu 😂😂😂😂rinorara ne hanzvanzi iri

    • @lovenessphiri5285
      @lovenessphiri5285 Рік тому

      Mabhisshu manyama😂

    • @TracyFurakeni
      @TracyFurakeni Рік тому +1

      Ndakambo vawonaku stymiedya kwamukoma robhati nenyaya dzechibhishu teteava

  • @tinomudadzangai2972
    @tinomudadzangai2972 Рік тому +13

    Haaa vaMugabe hamusi makuHire vanhu here kuti murambe muchitipa maEpisodes anonakidza Tete avo……ibishu tinovaziva 😅😅

    • @veejay9436
      @veejay9436 Рік тому +2

      Ehe i bishu rikubvunza kuzara yooo 😂😂😂😂😂😂😂

    • @marthamutekede1998
      @marthamutekede1998 Рік тому +1

      Ehe tovazivira kusly media ibhishu kkkkkk

    • @lovenessphiri5285
      @lovenessphiri5285 Рік тому +1

      True ndovaya vekuzonatsirwa kwasekuru kanengo vachibud ropa after Kuita bonde nemunhu anemushonga😢

    • @munyaradzidafi5176
      @munyaradzidafi5176 Рік тому +3

      ​@@lovenessphiri5285aiwa Loveness... kwete kwaKanengo but kwa sekuru Achapola😅

    • @sheltermhere6016
      @sheltermhere6016 Рік тому

      Tete ibhishu ndakavavaona kwachapola

  • @tsitsimuchechetere1742
    @tsitsimuchechetere1742 Рік тому +4

    Kkk zitete iro ngaribve pavana hanty iro ibishu hre rakambosotwa neumwe murume rikaenda kuperiod kasingapere ngarisiyane nemba yemkoma yenyu makaitadza tete😂😂😂😂

    • @locadiakaranda
      @locadiakaranda Рік тому

      Kkkkkkkk ehe apa range raroyewa

    • @locadiakaranda
      @locadiakaranda Рік тому +1

      Ndazviona mhani kuti bishu ndoriziva iri😅😅😅😅

    • @tsitsimuchechetere1742
      @tsitsimuchechetere1742 Рік тому

      Kk ehee hako iwe uuum kutoda nekuziva kuzara kwemuroora iye anyengwa nengani 😁😁😁

  • @tobiasmangoma9566
    @tobiasmangoma9566 Рік тому

    Zvoumhandara bwemuroora izvi kwava kupenga. Iye akarovogwa ari mhandara? Kana asati awanikwa achiri mhandara here. Ko kana muroora yanga iri mvana zvinei naye. Kure uko. Ncaaa

  • @shyletchimedza7089
    @shyletchimedza7089 Рік тому +4

    Tete avo ndovokutengesa muviri vakabuda pasly media kkkkk vakurapiw aaaah ndavaziva zihure

  • @tonderaichesa6215
    @tonderaichesa6215 Рік тому +1

    Tete ndavaziva vanoda kubuda pacamera ibishu ngavasapindira muimba yehanzvadzi

  • @beritachigome2557
    @beritachigome2557 Рік тому +1

    Come Saturday we will be waiting
    Ko vanhu why tichida kungokoshesa virginity yevana sikana chete jo vakomana vacho vanenge vakazarawo here?

    • @phiniasrusere2827
      @phiniasrusere2827 Рік тому

      Thus reality chihure ndechemisikana zvibate

    • @beritachigome2557
      @beritachigome2557 Рік тому

      @phiniasrusere2827 yes I understand kuzvibata kunodiwa but boys go around sleeping with vana vevanhu vobva vavasiya both people needs to be virgins

  • @KimyTembo-wx7tv
    @KimyTembo-wx7tv Рік тому +4

    Bt mother ava avo maproblems ekuenda kumwedzi apera here kuda kutonga imba yabhudhi kkkk imika

  • @pertumuchemwa2590
    @pertumuchemwa2590 Рік тому +1

    Tete Bishu tirikukuzivai😢 makazopora here imi?

  • @tsitsimagaisa
    @tsitsimagaisa Рік тому +1

    Zvekuzara chiiko tibvirei apo

  • @elinamapfumo7131
    @elinamapfumo7131 Рік тому

    Tete avo ndivo vekumboenda kwa Achapola ari bhishu

  • @nettymuzavazi9770
    @nettymuzavazi9770 Рік тому +5

    Atete ndava ziva avo vaive nenyaya dzavo kwaChapola mazuva apera ayo😊

  • @maffs-zf3mm
    @maffs-zf3mm Рік тому

    Type yatete iyo mareturning soldiers zveimba zvakaramba so vanonetsa vanhu ivava
    Sorry mwanasikana ana bleechmore aya ma1 she want to make sure imba yafa.
    Only God knows
    The girl needs freedom vari vega somewhere as a couple period

  • @thelmarosey2740
    @thelmarosey2740 Рік тому

    Ko asi the show is no longer coming paZTV

  • @rubyboshanhengu7604
    @rubyboshanhengu7604 Рік тому +1

    Tete avo ndovazivira ku Sly Media vakamboburitswa ropa kasingaperi

  • @hazvineindoro9877
    @hazvineindoro9877 Рік тому +1

    Get away zitete benzi imi manga makazara here, iwo brother wenyu vanga vakazara here, haaaa ibvai po

  • @violetmadenyika
    @violetmadenyika Рік тому +3

    vana Tete mudzimba dzevaroora munotsvagei

  • @Wacks356
    @Wacks356 Рік тому +1

    Wpora manjee wakuda kubvnyangura dzimba dzevamwe iwe .shedzai murume uya

  • @tawandachipomho3825
    @tawandachipomho3825 Рік тому

    Ndaona bhishu rekuenda kwa sekuru Achapola apo riya rekupihwa $500 ndo tete wemunhu umm

  • @patiencechideudhliwayo8089
    @patiencechideudhliwayo8089 Рік тому

    Paita benzi ratete apa or is it vamwene. I dont like how she paints the young muroora with black paint like that!!

  • @NyashaMutema-e2q
    @NyashaMutema-e2q Рік тому

    Bhishu iri rinenge rinofamba richi actor mumaShows ummnn

  • @Hungwe
    @Hungwe Рік тому

    Imiwo tete mamakazara here? Hama ndidzo problem muma marriages

  • @babashylomujena-wc6mb
    @babashylomujena-wc6mb Рік тому +1

    ko imi Mai motsvagei pavana futi ,tidane wenyu murume tione mazero % ippa

  • @MichaelMUNYANYI
    @MichaelMUNYANYI Рік тому +1

    Bishu radzoka pamakamera fut

  • @ceceliamapfumo6218
    @ceceliamapfumo6218 Рік тому

    Auntie vanenge returned

  • @prevedangaiso2459
    @prevedangaiso2459 Рік тому

    Hama ndimi munovhiringidza rudo rwe vanhu zve kuzara ko kana vakawirirana imi munopindira papi

  • @phionamusademba2856
    @phionamusademba2856 Рік тому +1

    Zvekuzara zvine basa rei tete imi mukawana nguva mukwane ndimi dzisatan pakati pemba yehanzvadzi

  • @carolinesachikunda1714
    @carolinesachikunda1714 Рік тому +2

    Chikubvira kuti bvriiiiiiii can't wait for this one🤣

  • @rubyboshanhengu7604
    @rubyboshanhengu7604 Рік тому +5

    Tete vakuda zvekuita celebrity chaiyo vakaita kuzara UA-cam yese😂😂😂😂

  • @nyashazindonda7217
    @nyashazindonda7217 Рік тому +1

    KO ivo Tete vakawanikwa vakazara here

    • @veejay9436
      @veejay9436 Рік тому

      😂😂😂😂 taura hako

  • @tendaimukandankanda6725
    @tendaimukandankanda6725 Рік тому

    Imi vana tete mareturn soilder ndimi munoda kutonga varoora asi imi makakoniwa dzenyu dzimba tibvirei apa

  • @fadzaivhengere7494
    @fadzaivhengere7494 Рік тому

    Cant wait

  • @marthamutekede1998
    @marthamutekede1998 Рік тому +1

    Tete ibhishu vasada kuvhiringa vana

  • @memorynyashanu6910
    @memorynyashanu6910 Рік тому +2

    Amai vaye hure rekusangana nembinga vayiva pa Sekuru ashapola ne period isingapere kkkkkkk

  • @ivychigonga3366
    @ivychigonga3366 Рік тому

    Turume tusina maturo kahunu hapana.

  • @admirekwangwa5097
    @admirekwangwa5097 Рік тому

    Tete avo havasi vekutengesa bota here,,ndavaziva

  • @Channe2016
    @Channe2016 Рік тому

    Tete ndakuzivai murikwa sekuru chapols

  • @Shingirai7
    @Shingirai7 Рік тому +2

    Tete avo havasi vekuSlyMedia here bhishu episode, it must be her..

  • @phiniasrusere2827
    @phiniasrusere2827 Рік тому +1

    Mhandu yemukadzi mukadzi

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 Рік тому +1

    Tete vanenge mharadzi

  • @sasssysasha4261
    @sasssysasha4261 Рік тому

    tete havasivo vekwa sekuru achapola here,apa i joki nxaaa

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Рік тому

    Amai avo ndovakanbobuda kwasekuru ACHOPOLA VACHIRWARA

  • @monicamuzhanje3921
    @monicamuzhanje3921 Рік тому

    Can't wait

  • @86Bh701
    @86Bh701 Рік тому +3

    Sis vaya vekwasekuru Achapola kkkk

  • @LukokaKambobe
    @LukokaKambobe Рік тому

    Life

  • @comfortsadieq
    @comfortsadieq Рік тому +1

    bota to the world😂😂

  • @mancue4149
    @mancue4149 Рік тому

    Tete sei kutaura sezvinonzi makarara nemuroora mukaona asina kuzara ko imi makaroorwa nemukono wenyu makazara here

  • @Mamoyo7861
    @Mamoyo7861 Рік тому

    Vatete kuzobvunza bhudhi kuti mariwanawo(vazogadzirisa) here? Imi makaroorwa makazara here? That is if you are married futi. Chiiko vana tete

    • @siboneni8653
      @siboneni8653 Рік тому

      Havana kuroorwa.Vanoita basa rekutengesa muviri.Vakatombogadzirwa neimwe client vakabuda ropa zvisingaperi vakaponera kun'anga .Zviripano paYou tube

  • @ameyajohn7598
    @ameyajohn7598 Рік тому +2

    Tete Tete Tete how many times did I call you, mune problem 🤣🤣

    • @michaelint23
      @michaelint23 Рік тому

      Tete avo ibhishu takavaova futi kwa Sky media

    • @tsitsimutombo2216
      @tsitsimutombo2216 Рік тому

      Anotova neproblem coz anotengesa miiri.Kkkk,hauna kunzwa achiti "ndiri pabasa pangu apo"achinongedzera pane rima apo.

  • @lovenessmtengwa-yq3ko
    @lovenessmtengwa-yq3ko Рік тому

    Can't wait Mr

  • @mandlovu-eb3gk
    @mandlovu-eb3gk Рік тому

    Takaenda takaenda

  • @remindmlambo8045
    @remindmlambo8045 Рік тому

    Vatete bhishu vekujuja varkudei apoo... Vatete vanotengesa muviri vangavake hr

  • @nellisjoni3378
    @nellisjoni3378 Рік тому

    Tete avo ndavaziva vakabuda panasekuru vanorapa vakagadzirwa vachienda kumwedzi kasingapere vanoita basa rekutengesa miri chatinoti chihure vakazosvikira panemumwe muru aiva akaromba vakatambura nekuenda kumwedzi kasingapere voda kuparadza imba yemuroora ndozvinonesvera mahure izvozvo

  • @judithmbizi
    @judithmbizi Рік тому

    Patiently waiting

  • @gugulethumhlanga6910
    @gugulethumhlanga6910 Рік тому +2

    vaTete avo havasivo here bishu rekubuda paSlyMedia TV raenda kun'anga after having a problem of bleeding non stop vaCatchwa nemhene?😂

  • @TracyFurakeni
    @TracyFurakeni Рік тому

    I'm waiting 🇧🇼🇧🇼🇧🇼

  • @essiedaniels530
    @essiedaniels530 Рік тому +1

    It seems Tete ava variFamous ndini ndega ndarasika 😂😂😂 we love you Tete 😂

    • @bornjustin7521
      @bornjustin7521 Рік тому +1

      Yes she z famous, ndevaya vaya😂😂😂

    • @TendaiKwenda-h5f
      @TendaiKwenda-h5f Рік тому +1

      Vakambobuda kwaACHAPOLA VAYENDESWA KUMWEDZI VEKECHWA

  • @NetsaiMatesanwa
    @NetsaiMatesanwa Рік тому

    Can't wait ❤

  • @VirginiaMapindu
    @VirginiaMapindu Рік тому +1

    Tete matopora zvekuenda kwa kwatinashe hr tokuzivai muri murwere kwasekuru achapola 😂😂😂😂😂

  • @blessingkanonhuwa
    @blessingkanonhuwa Рік тому

    Teteka hamupenge imi

  • @shyletchimedza7089
    @shyletchimedza7089 Рік тому +3

    Tete tete kkkkk aaah ndìmi uya wekuuya kun'anga taikuonai hedu Sly huya unzwe hama yako yarapwa yapora yakuda kungwaranuka

    • @marykapesi108
      @marykapesi108 Рік тому

      Kkkkk ehe vekuendeswa kumwedzi nechikomba hahaha😂

  • @omegamutsvedu1050
    @omegamutsvedu1050 Рік тому

    Tete mune pamuromo regai muroora akaenda kunogara.kure uye murume anoda mukadzi wake dzimwe hama mhandire❤🎉

  • @TaipaneiKunjaira
    @TaipaneiKunjaira Рік тому

    Tete iwe wakazara

  • @ropafadzokpn1
    @ropafadzokpn1 Рік тому

    Tapinda tapinda pa bota show

  • @bequickmutero908
    @bequickmutero908 Рік тому

    Tete ava boe here

  • @maibamaiba6128
    @maibamaiba6128 Рік тому

    Tete mind your own business tsagai wenyu murume😅😅

  • @paulinemadhevere6844
    @paulinemadhevere6844 Рік тому +1

    Vatete avo tavaziva kwa sekuru uko kkkkk

  • @leslietakudzwanashe8453
    @leslietakudzwanashe8453 Рік тому

    Tete vane dzungu. Dzevaviri hadzinzwaro

  • @tawandamuzinda8427
    @tawandamuzinda8427 Рік тому

    Ko tete avo takawaona kwa Sekuru kkkkkkk

  • @eunicemajonga9296
    @eunicemajonga9296 Рік тому

    Bota team murisei 😅

  • @KelvinTivawone
    @KelvinTivawone Рік тому

    Kamukadzi aka kakawuya kumba kwedu katori nemimba aka

  • @Lucynyaraimautsi2020
    @Lucynyaraimautsi2020 Рік тому

    ❤❤ waiting

  • @tawandamuzinda8427
    @tawandamuzinda8427 Рік тому

    Zitete iro bhishu iro

  • @vimbairuwitha3337
    @vimbairuwitha3337 Рік тому

    Tete idambudziko hombe

  • @chenainyamukondiwa963
    @chenainyamukondiwa963 Рік тому

    Tete avo ndosaka vakabuda kwaseku Chapola vaendeswa kumwedzi kasingaperi nhasi vari kwaTinashe DNA😅😅😅😅

  • @ceciliacharova80
    @ceciliacharova80 Рік тому

    Tete dzikamai

  • @tatendagambira6572
    @tatendagambira6572 Рік тому

    Ndaingofambidzana nevarikunzwisa 😂

  • @TaonezviMushayavanhu
    @TaonezviMushayavanhu Рік тому +1

    😂😂😂😂😂😂😂 kule chapola sisi Vaya vapora zvino 😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @lovenessphiri5285
      @lovenessphiri5285 Рік тому

      Vehonye hre😂

    • @siboneni8653
      @siboneni8653 Рік тому

      ​@@lovenessphiri5285 Kwete .Ava ndeveropa

    • @oricahmatanga6536
      @oricahmatanga6536 Рік тому

      Who is sekuru Chapola

    • @siboneni8653
      @siboneni8653 Рік тому

      @@oricahmatanga6536 ndisekuru vapisa paZim apa mbuya.Varikuita mashura

    • @siboneni8653
      @siboneni8653 Рік тому

      @@oricahmatanga6536 ndovakarapa ava tete vaindiswa kuperiod kasingaperi ne1 night stand mbinga yavo.

  • @swiss_made5487
    @swiss_made5487 Рік тому

    Tete 🐝 👞 mabva ku SlyMediaTV kun’anga pasina nguva ngani pfee kwa Mr Bota I bet tv 📺 yakunakidza fanika muzerere ka 😂😂😂😂

  • @melndoxie8458
    @melndoxie8458 Рік тому

    Tete kaaaaaaaa batai Hana yenyu katatu muzviti munoroya

  • @margretbanda7595
    @margretbanda7595 Рік тому

    Tete imi manga makakwana here hamunyari kuda kuparadza

  • @adrianchaparadza8070
    @adrianchaparadza8070 Рік тому

    Popten

  • @michaelnyamudzongwa5575
    @michaelnyamudzongwa5575 Рік тому

    nyika yese yava kutozviziva kuti tsime rako rakambonwiwa nwiwa nevamwe ukawana munhu akazara zvinobvisa maproblem ese ayo zvino mazuvano tsime rakungonwiwa chero nebenzi unozosara woroora ramuquarter🤣

  • @prosperralphmbulawa5502
    @prosperralphmbulawa5502 Рік тому

    Mazuvano kungowana mbiya yatova half nechekare , haa zvinhu zvachoo soo😂😂😂😂