Harare yeRhodesia under Smith ( File)

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 2 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 22

  • @elishamuranda5793
    @elishamuranda5793 11 місяців тому +1

    Those were the days

  • @dephine8815
    @dephine8815 Рік тому +1

    Good old days.vanhu vachifamba vakasimira zimbabwe ine chiremera

  • @tinotendamakosa6488
    @tinotendamakosa6488 Рік тому +1

    Gone are the days 😢😢😢

  • @GilbertChagwe
    @GilbertChagwe Рік тому +1

    I miss it

  • @samkadonzvo604
    @samkadonzvo604 Рік тому +2

    This was better it was for all Zimbabwean. I remember driving these buses.its totally gone

  • @TendaiMaru
    @TendaiMaru Рік тому +2

    This was better you could tell kuti zvazvine Class vavarikutoyita kunge ma black Americans and vayiwoneka kuti vanhu vavasiri kutambura they had class kakudzikama ke peace of mind izvezvi ma Zimbabweans takungovhurika vhurika because tave ne trauma mu brain 🧠 because of fighting so hard to survive imagine nyika yekuti you can't really plan because zvinhu zvongochinja in seconds kokuvaharana hedu pachedu yangove survival of the strongest 😅 iko ku Jamba ma border the list is endless avo vayitovenani vanhu avo they and peace of mind zvaizvezvi ma Zimbabweans tikuyita kunge tikutanda botso honayi ana swagaa unotowona kuti maone senyika ana Ketty Masomera

  • @dianambuwayesango9017
    @dianambuwayesango9017 Рік тому +1

    Cde Basopo message yenyu yandinzvenga
    Munoreva kuti zvainakidza here nguva yaSmith?
    Imi maifadzwa neyi mazuva iwayo

    • @fadzosadiki4364
      @fadzosadiki4364 Рік тому +1

      I was young but life yaifamba ummmm Paya bp yaingova navakuru chete ikozvino everyone young and old

    • @TempMakuyana-zm5pe
      @TempMakuyana-zm5pe Рік тому

      Zvave kurwadza pwere chaidzo nevari mudumbi chaimo

    • @cdetreasurebasopo6948
      @cdetreasurebasopo6948  Рік тому +1

      Handina chandataura panyaya dzekunakidza, I wasnt born yet, I was born in 1995, 19 year after the captured period.

    • @kudakwashe7707
      @kudakwashe7707 Рік тому +2

      ​@@cdetreasurebasopo6948shuwa cde hapana zvamataura vanhu ngavazvionere vega voita maconclusions avo kwete kuda kutapa vamwe mukanwa kkkkkkk. A picture is worthy a thousand words they say

    • @cdetreasurebasopo6948
      @cdetreasurebasopo6948  Рік тому

      @@kudakwashe7707 kuda kundi misquoter dii

  • @Bhindawuko1
    @Bhindawuko1 Рік тому +1

    Ya varungu vanga vari organized......kwete zvatave kuwona these days

  • @godfreymadewu8750
    @godfreymadewu8750 Рік тому

    Waita basa those were the days

  • @dove5584
    @dove5584 Рік тому +1

    Taifara

  • @MhofuShava-f2r
    @MhofuShava-f2r 11 місяців тому

    This was better than what we are currently seeing. It is worse than those days

  • @simonzulu7054
    @simonzulu7054 Рік тому

    Instead of improving this we made it worse. It was not 100%. It was maybe 40% yet we have made it 35% or just 45%. We got a very good foundation in 1980 but we failed to fully build on it. You have to check cities like byo, mutare. For me in Matabeleland, roads to tsholotsho which rhodesia had started to tire have become dust roads. The road to beitbridge is undriveable at all. I don't want to go back to Rhodesia but I want to say to our leaders you failed to maintain the gold you got.

  • @ngorimasithole7032
    @ngorimasithole7032 Рік тому

    😂chave chipatapata

  • @toribabe1000
    @toribabe1000 Рік тому

    They don't look happy to me