Chiweshe:Mskana Wekuroiwa Akaita Chimumumu Ozvuzvuzvurudza Hama Nevakaroya Mwana KuDare

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 25 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 19

  • @tariromafirakurewa9498
    @tariromafirakurewa9498 3 місяці тому

    Kasekuru ako kane jacket reblack is emphasing on hama dzamureregera ndepi.
    Thanks to the guys who referred to the summon story.

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 4 місяці тому +1

    Indai nomwana kwaTasvu

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 4 місяці тому +2

    Panoda mukotsanjera apo

  • @jaspernambala
    @jaspernambala 4 місяці тому +2

    Dare renyu tsuurai vanhu vevana nevakadzi vanongobwatamuka kuti vanenoise

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 4 місяці тому

      Ungafembere here kuti mwana achachema mudare that's why vachibuda or kuyamwisa

  • @reginamatienga7504
    @reginamatienga7504 4 місяці тому +1

    Mdara Chicago Bata nyaya siya zvekuregerera unenharo

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 4 місяці тому +1

    Munhu wese kuseri kwechuru

  • @onekaichikwekwe2433
    @onekaichikwekwe2433 4 місяці тому

    Noise Kani chiiko ,,ne camera yafa here

  • @BrendaManganga
    @BrendaManganga 4 місяці тому

    Kababa ako kachapesa isa vanhu kanoda kudzamisa nyaya sei

  • @it3788
    @it3788 4 місяці тому

    House speaker vahombe zvavo😂😂😂

  • @onekaichikwekwe2433
    @onekaichikwekwe2433 4 місяці тому

    Sorry mwanangu shame vane godo vanhu ava vakaipa kwazvo

  • @melverchawasema4905
    @melverchawasema4905 4 місяці тому

    🎉

  • @LyriqalFlame767
    @LyriqalFlame767 4 місяці тому +1

    Umm kadare aka bhoo here? ,.Kari fishy soo😅

  • @EmiliahBingu
    @EmiliahBingu 4 місяці тому

    Aaa apa paita tsotsi back to sender tatoimira kuti zvinhu zvigadziriswe

  • @lindachesayi9603
    @lindachesayi9603 4 місяці тому

    Kababa about mubvunzo vako sooo

  • @mollensaungweme1188
    @mollensaungweme1188 4 місяці тому

    Noise mudare

  • @MaryManyunga
    @MaryManyunga 3 місяці тому

    Endesai wanhu kwatasvu kanengo mukotsanjera

  • @walterngwarai5181
    @walterngwarai5181 4 місяці тому

    Chidare chine noise ichi

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 4 місяці тому

    Muridzi wepeace order anehunhu hwakafanana nemu watch tower wekwaChigodora uya apa arimuroyi zvake ndiye akativhiringidzira dare raheadman