Va Tinashe Mugabe tivhirireiwo page Ra Dickson na Mercy vanhu Avo vachasvika kure.Mai Dickson Makaita basa nekuregerera Dickson na mercy ❤❤❤❤ sevana tinotadza God Bless you achihera wedu long-live Muchembere
Mercy please help Dickson to prove to his parents that you are the best person for him. Find time to go to your mother inlaw too n humble yourself before her
I am happy kunzwa kuti vamwene nemuroora vave kukwazisana. Tino namatira kuti pave nekunzwisisa pamwe nemoyo wekuregererana, hupenyu hwofambira mberi. I wish you all the best Dickson and mercy . Chakakosha kuregererana.
Ndafarira maturity ina Dhikisoni , yes unofanira kuripa amai vako Tora mukadzi vako Mercy modanana vanhu imi. Thanx va Mugabe ne big support yenyu Tamirira wedding 💃💃💃
Dickson thank you nekutaura namai vako. Chokwadi varipe paine hama dzavo uyezve Mercy anofanira kutenga kana gumbeze akumbire ruregerero kune vamwene. Munogara zvakanaka chokwadi
DNA Global please support these guys by opening a page for them tivabatsire. A ini ndingatotswaga yemuchato all the way from UK to make the young couple happy
@@JoyousGonga Haana kukumanikidza kana urimurombo wadini wanyarara hako moyo yemamwe mazimba that's why muchivengwa kune dzimwe nyika vari ryt moyo here uyo kana kuti mapapu
@@ronicamazive1506 chiitai imi musiri varombo ini andis murombo but I help the less privileged nezvirema not an able bodied man atori young and strong tenga wega mombe yacho hanty unemari mai vako wakavatengera mombe usade kupinza vanhu musango iwe dzikama
Dickson is a man and man is Dickson.... Thank you little bro for the offspring you guys brought to this world., he deserves a happy parenting with a loving granny
This is good munin'ina vakadzi vaviri ivavo vakakosha mulife mako love both of them but fix kutadza kwemukadzi kunamai first then mai voregerera muroora iyewo wokumbira ruregerero all is not lost there mobva machata totenga ma broilers...
Thanks so much brother Mugabe, I always cherish for a wedding day for Mercy and Dickson, keep up the good work for bringing sanity in homes. Wishing the two true Christian life, raising their family in the fear of God and a true revelation of The Word of God. God willing may i be invited at your wedding, i will definitely bring something as a present.
Thanks Dicky love your family ndiye mukadzi wako iyeye kuda vose vabereki vako neve mukadzi. Toto kuna mercy mgaakumbire riregerero kuna amwene vake ,asitsvayi pentu po kugara nem huri yako
God is good. Thank you DNA team and Tinashe Mugabe Foundation. From today l have forgiven vese vandanga ndichiti handivaregerere. I have learnt a big lesson nenyaya ya Dickson.
Thank you vaMugabe nekumira na Mercy na Dickson panyaya yavo murambe makadaro. Thank you Dickson nekukumbira mai rureregerero tamirira muchato wenyu Mwari vakuropafadzei naMercy Thank you nekuramba wakamira naye
Well done Dick you did a good job for apologizing on behalf of your wife. We pray to God kut murambe murimurudo and unity between both families l salute you Dickson more blessings to you ❤❤❤❤
Thanks so much vaMugabe nekubatsira mhuri iyi. Dickson wagonesesa apa mira nemhuri yako murume. I also concurr neapa idea yekuti mutangisewo page renyu you can benefit from it and other young couples will learn something from you. All the best
Dickie & Mercy toda muchato chaiwo ❤ You're meant to be together I like you guys🥰 Mr TM & team wooyee 🔥 much respect for you 💕 Mhuri ye Zimbabwe makandi koshera 💪
Well done, Dickson. Wakamira semurume ukagadzirisa relation yako namai vako and mai nemuroora. Zvinhu zvinotadzwa nevakawanda izvozvo. Urambe uine that respect for your mum and love for your wife. Asi paunotenga mombe, itawo Mercy aisewo kana $20/30 zviite huremu pauchaudza mai kuti muroora akaisawo pashoma pake. Urambe wakamira nemukadzi wako
Ndiri kukumbira ruregerero on behalf of Mercy and Dickson. Big up brother u did well. Mom tiregerereiwo kutadza ndekwe munhu ndosaka kuine rugerero. I'm team Mercy and Dickson
Va Tinashe Mugabe tivhirireiwo page Ra Dickson na Mercy vanhu Avo vachasvika kure.Mai Dickson Makaita basa nekuregerera Dickson na mercy ❤❤❤❤ sevana tinotadza God Bless you achihera wedu long-live Muchembere
Toda page zvesure
Mercy and Dick takamirira this couple, nefacebook page ravo
Chokwadi vhurai page rawo
I second you
❤
I salute you mkoma Tinashe namai Mugabe muri kubatsira ruzhinji rwevanhu mudzimba imu ❤❤❤❤
😂😂😂😂 Guys let's like this video more.😂😂😂
Thank you VaMugabe.
VaMugabe ndimatakanure😂😂😂😂😂.
I have been waiting for this❤❤❤❤❤❤
Thanks Achihera nekuregerera muroora wedu❤
Mochirambawo makanyarara anaChihera , mukati bufu chete munopamhwa😅
@Chrismadede takutoziva kuti makhoti anorova tave kutogara muromo 🤣🤣
@@Chrismadede🤣🤣🤣haaa vanorohwa futi vakaita ma funnies kaa
@@Chrismadede Haaa mukati tichataura futi here APA kkkkk
@@Chrismadedemusatidaro
Ava ngavaende mberi lets support this young lovely couple
Vhurai page nhai Mercy and Dick ❤❤❤
Taura hako ngaakasike
Yes they'd really be popular
My thoughts exactly
Thts a brave idea😅
Vanozvigona zvemapage vabatsirei
Wedding for dickson n mercy
Chokwadi
😅😅😅😅Mai vaDickson vanozviuraya
kkkkkkkk toda muchato
Thanks mukoma Tinashe nokutizivosawo nyaya iyi
mukadzi vako igamba
Mercy please help Dickson to prove to his parents that you are the best person for him. Find time to go to your mother inlaw too n humble yourself before her
We definitely need Mercy's support to humble herself anokumbira ruregerero kunaChihera
Tamirira muchato Dick ❤❤❤ thanks Mr mugabe nekubatanidza mhuri iyi
Dickson we love you❤❤❤ usasiye bolato wako.chihera ngavaripwe vatiregerere😊
Naivo vachihera ngavaripe Muroora kumutuka kuti hure
@@mzee5533 kkkk vachihera ndi amai hazvina mhosva kana vakasaita hawo sorry
Ripai Mai vakusunungure kurova Mai kwakangooma
@@PatriciaNyamvura taura hako
I am happy kunzwa kuti vamwene nemuroora vave kukwazisana. Tino namatira kuti pave nekunzwisisa pamwe nemoyo wekuregererana, hupenyu hwofambira mberi.
I wish you all the best Dickson and mercy .
Chakakosha kuregererana.
Aww Dick is very humble, asi dai zvaibvira garai kwenyu mega nemukadzi wako kuti hakama hurambe hwakanaka pana mai
This young man ari humble ❤❤Mwari vakuendese mberi
😂😂😂😂😂😂 mai diki varegerera yeeeeeeaaaaah 🎉🎉🎉🥳🥳🥳🥳🥳🥳🥳🥳🥳🥳🥳🥳🥳🥳chihera for the people 🎉🎉🎉🎉🎉
Chihera maita basa makaregerera vana venyu totenda mwari ndokugona zveee amai🎉🎉🎉🎉🎉, Dickson na mercy mugarisane zvakanaka muchengete mwana muri pamwe chete 🙏🙏👌💐
Wow that's wonderful no one is perfect well done Dickson continue to love your wife and your daughter ❤❤❤❤❤may God bless you
Ndafarira maturity ina Dhikisoni , yes unofanira kuripa amai vako
Tora mukadzi vako Mercy modanana vanhu imi.
Thanx va Mugabe ne big support yenyu
Tamirira wedding 💃💃💃
Dickson thank you nekutaura namai vako. Chokwadi varipe paine hama dzavo uyezve Mercy anofanira kutenga kana gumbeze akumbire ruregerero kune vamwene. Munogara zvakanaka chokwadi
Tamirira your vlogs soon munoita seNyati Family ndosaka tiripo, we are waiting guys
Ko vave nepage? If so what's their Facebook handle
Taura hako
I second you love ndandatozvi taurao mucomment section imomu ndisati ndatoona comment yako
DNA Global please support these guys by opening a page for them tivabatsire. A ini ndingatotswaga yemuchato all the way from UK to make the young couple happy
Social media is not for the faint hearted
Well done DHIKIII... Thank you Mr MUGABE
Mhanza yazvimba kkkkkkkk
Lets contribute $1 to help Dic to buy a cow
Go fund me or backabuddy
Haasi chirema uyo
Trur
@@JoyousGonga Haana kukumanikidza kana urimurombo wadini wanyarara hako moyo yemamwe mazimba that's why muchivengwa kune dzimwe nyika vari ryt moyo here uyo kana kuti mapapu
@@ronicamazive1506 chiitai imi musiri varombo ini andis murombo but I help the less privileged nezvirema not an able bodied man atori young and strong tenga wega mombe yacho hanty unemari mai vako wakavatengera mombe usade kupinza vanhu musango iwe dzikama
Hauoneka. Be a man kwete kuramba wakabatirika padrezi raamai mhuri yako ichitambura. Thank you father bota for assisting this young family.
Mr Tinashe Mugabe makanyanya,komborerwai nedenga,,and ndonakirwa nekatarisiro kamunoita pamunoti kiss paye hayassssss,God bless you Sir.
Vanobva vachinja zita, kubva vaita Tinashe Mutarisi chaiye😂😂😂
Dickson is a man and man is Dickson.... Thank you little bro for the offspring you guys brought to this world., he deserves a happy parenting with a loving granny
This is good munin'ina vakadzi vaviri ivavo vakakosha mulife mako love both of them but fix kutadza kwemukadzi kunamai first then mai voregerera muroora iyewo wokumbira ruregerero all is not lost there mobva machata totenga ma broilers...
Thanks so much brother Mugabe, I always cherish for a wedding day for Mercy and Dickson, keep up the good work for bringing sanity in homes. Wishing the two true Christian life, raising their family in the fear of God and a true revelation of The Word of God.
God willing may i be invited at your wedding, i will definitely bring something as a present.
I pray we have more men like these.....Dickson vhurai page renyu u have my support...thank you my brother wakapenga
Page ravepo
Ndafara dhiki iwee,,,,, munotochembedzana,,, kutotsvukisa chin,ai ,ndinotenda nekuregererana,,, haa pamombe apo unenge wachatisa, moyo wake unochena chihera, ,, thanks Dickie,, ramba wakazvininipisa
Wagona Dickson mudzimai wako anozotengerawo vamwene jira nema tenis achikumbirawo ruregerero kuna vamwene vake.. Ngazviende mberi guys ❤❤❤❤❤
sure magona vanoda kutengerwa matennis, dress chari,juzi,zambira ne blanket
Thank you so much Tinashe Mugabe n foundation kune vese vamuri kubatsira wedzerwai naMwari
Mercy na Dickson I pray for your love ❤️
Thanks Dicky love your family ndiye mukadzi wako iyeye kuda vose vabereki vako neve mukadzi. Toto kuna mercy mgaakumbire riregerero kuna amwene vake ,asitsvayi pentu po kugara nem huri yako
Mr Mugabe thank you for supporting all these people.
Dickson wakagona kugadzirisa nyaya dzako na amai vako vari vapenyu shuwa. Mercy tenga wo hembe, mate is, Zambia ukumbireow ruregerero kunamai vemurume vako, kana wagona wousa Mbudzi pamusoro and usadzokorere zvekurova amwene izvi. Musasiye ana sekuru kugadzirisa nyaya dzenyu, hama dzaamai kuitira mangwana. Garai murudo, murunyararo nenyasha dzaMwari🙏🙏👏👏💃💃😍. Ndafara zvinhu zviri kufamba zvakanaka.
Thanks MR MUGABE 🎉🎉🎉❤❤❤❤ lot's of love itirwayi nyasha .rambayi muchi mubatsira zvinake
God is good. Thank you DNA team and Tinashe Mugabe Foundation. From today l have forgiven vese vandanga ndichiti handivaregerere. I have learnt a big lesson nenyaya ya Dickson.
Dickson is respectful of mother, of his brothers, of in-laws, of everyone. He's a good guy. I wish him well.
Life is like that we learn from our mistakes,,,,, buh plz try kuripa Mai Dickson mese nemukadzi wako❤coz Mai vakatadzirwa zveshua
Ari mugwara
Thank you Mr DNA Man rambai makadaro muri kugona ropafadzwai Nashie
Thank you vaMugabe nekumira na Mercy na Dickson panyaya yavo murambe makadaro. Thank you Dickson nekukumbira mai rureregerero tamirira muchato wenyu Mwari vakuropafadzei naMercy Thank you nekuramba wakamira naye
I am happy for you Dickson keep it up Mercy wochichengetedza imba yako ❤❤❤❤
Waaaaaal🎉🎉🎉 zvakanaka chaizvooo keeeep THE fire burning ripa amai mercy tenga zambia nematennis usakanganwewo atezvara nhai mwanangu dhikisoni
Well done Dickson 👏👏
Glad to hear this 💃💃💃💃thank u Chihera atete vangu maregerera vana ndazviende mberi Mercy naDickson we love u guys❤❤❤ thank u Mr Mugabe
Well done Dick you did a good job for apologizing on behalf of your wife. We pray to God kut murambe murimurudo and unity between both families l salute you Dickson more blessings to you ❤❤❤❤
Dickson mwana wekumusha kwedu unetsika unoziva chivanhu chedu.
Ramba wakadaro
Thank you Tinashe Mugabe The DNA man nekubatsira kwamuri kuita. ❤👏🏽
Thanks the DNA man Mr Tinashe Mugabe nekufambira nyaya ya Dickson & Mercy.
We support the Bota family
Blessings to you Dickson and your family...iwe nemhuri yako muchaitirwa zvizhinji nedenga. Siira zvose kuna Mwari usamusiya parwendo rweupenyu.
Chihera kuvanhu muroora ndewedu amai. Bota father zvava zvinhu kani 👏👏👏 Mhuri ngaigare pamwe chete ndoky mhuri wena. Mombe unobvisa Dickson. Mercy chiitawo zvakanaka mubvise mombe iyo zvinoita chete
Nyangwe mombe ikaenda amwene vakutoziva kt mercy haasi wekujairira
😂😂😂hondo ndeyeiko newewo
Akavagona ngavazive boundary 😂😂
😂😂😂😂😂@@LoraineP5050
😅😅
Bholato Dickson
Welldone Dickson....keep the fire burning..imba ngaimire muchate naMercy❤
Tirikuda muchato Mr DNA Mercy and Dickson to the people
Thanks so much vaMugabe nekubatsira mhuri iyi. Dickson wagonesesa apa mira nemhuri yako murume. I also concurr neapa idea yekuti mutangisewo page renyu you can benefit from it and other young couples will learn something from you. All the best
thank you Dickson,,God bless you and mercy and thanks to Mai Dickson nekukuregerera
Zvinofadza kana mom vakugamuchira ruregerro tinotenda Mwari 🙏
Mai Bota na Baba bota l salute you 👏 thanks chokwadi Dik na Mercy ndaita mufara pandanzwa kuti mai vakubvunza murora 🎉🎉🎉makoti tizomutola😂😂😂😂
Our next Nyathi family..❤ I will come for the wedding all the way from UK. Dicky is a good guy problem ndeyamoms vake. Muroora havamude ndochokwadi.
Yaaa kwakumanikidzira
Thanks mupfana wangu ndiko kugona ikoko 🤝🤝🤝
happy for you and your family thumbs up to Tinashe mugabe foundation keep up the good job
Well-done Dickson nekuva mature enough to ask for forgiveness kunamai we also thank her for accepting to forgive you. Mwari varopafadze wanano yenyu.
Oh zvihera tiri vanhu bho😊 zvekuti ....thank you vakomamakasunungura vana
Ava vakati vari kuchata tovakandirawo kasomething. Mercy igudhu munhu uyo mupfanha Dickson. Don't lose her. Munogona kutoita zvidhafu kupfuura anaNyati family. Ripai Chihera mombe yavo vakusunungure nemukadzi wako.
Hezvo Nyati family yapinda papi apa? Kwanai
Unopenga iwe nyati farmily yakwana papi
@@nai6474😂😂😂bvunzawo zvako
@@nai6474kkkkkkkk 😂 bvunzawo zvako..
Kwana iwe Nyati family yakwana papi
Thank you aChihera nekudzora moyo wenyu,Mwari akuiitirei zvakanaka
Thank you so much Mr Mugabe and your team
🎉🎉🎉wish yu all the best Dickson na Mercy
Dickson you are really a man hako❤ makorokoto
Well done Dickson, God bless you Mr Mugabe and Mrs Mugabe ❤
Thank u Mr Mugabe ❤❤❤❤
Dickie & Mercy toda muchato chaiwo ❤
You're meant to be together
I like you guys🥰
Mr TM & team wooyee 🔥 much respect for you 💕
Mhuri ye Zimbabwe makandi koshera 💪
Vhurai page Dickson na mercy we can support you guys .muchato chata nezita rajesu besides Mr mugabe never disappoint
Thanks vamugabe ndatenda hangu ndafara hangu Kuti vachihera vakadzora moyo wekubereka❤
Yaaa Mercy anofanira kuwanawo chaanoitira amwene vaka achivakumbirawo ruregerewo to here
Waaaaaaal nesuwo tirikufara newe Dickson. God bless you.
Aaaaa thanx mhamha nekuregerera❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Well done, Dickson. Wakamira semurume ukagadzirisa relation yako namai vako and mai nemuroora. Zvinhu zvinotadzwa nevakawanda izvozvo. Urambe uine that respect for your mum and love for your wife. Asi paunotenga mombe, itawo Mercy aisewo kana $20/30 zviite huremu pauchaudza mai kuti muroora akaisawo pashoma pake. Urambe wakamira nemukadzi wako
Mataura
Apa ndoo panonzi love conquers all, tinotenda Mwari nekuri kuyenda nyaya yevaviri ava, paita kuvaka👏🏿
Mercy anokuda zvekudaro , rooranai zviite 🎉. You are a good man Dickson 👏🏾👏🏾👏🏾
Thank you for your program one day l wish to see you the DAN man l salute you
Thank u so much Mr Bota and your team
Wow ❤❤❤❤ vakaita basa chihera🎉🎉🎉🎉
Beautiful. I was smiling all the way
Was waiting for this well done Dickson 🎉🎉God bless you 🙏
Komborerwai nashe vaMugabe ❤❤
welldone Dicky nekuzvininipisa plus letting Mercy nemwana back into your life.Bravo. let love lead
Was patiently waiting for this 🎉
Zvinokudzwa izvii ❤❤❤Mercy ngaakumbirewo riregerero Kuna mom...all the best guys
You are a gentleman mfanami, taking responsibility zvakatadzwa nevakawanda
Wow im happy for Dickson and Mercy ❤❤❤ .
First wedding 💍💍💍 yebotanation💃🏼💃🏼💃🏼tatomirira muchato isu
Thank you somuch the DNA man for your love and support yamuri kuita ❤️❤️❤️
Uyeze into enhle,, ubungeke ulungelwe yinto Uma umama wakho engakuxolelanga
Well done Dickinson 🎉🎉
Uzamile sibili kodwa omamazala labo bangena kakhulu kubomakoti besedindwa ke😂😂
Thank u bota fimirly, we can't wait for the wedding🎉🎉🎉
❤❤❤❤❤i was waiting for this....im happy about these kids
Thank you so much Mr Mugabe
God bless you Mr and Mrs Botanation❤❤❤❤❤❤
May God bless u Mr Tinashe Mugabe 🙏Wish u all the best Dicky nemhuri yako ❤
Thanks guys for re uniting🎉
Wakagona Dickson tokudai na Mercy mese we love you guys ❤❤❤
Ndiri kukumbira ruregerero on behalf of Mercy and Dickson. Big up brother u did well. Mom tiregerereiwo kutadza ndekwe munhu ndosaka kuine rugerero. I'm team Mercy and Dickson
Best wishes young couple 🙏🏾and thank you Tinashe Mugabe
Thank you Tinashe Mugabe God bless you