Huyai Munzwe Zvakaitika Mushure Mekunge Ndaona Baba Vangu Vakazvi Sungirira MumutiMy Sad Story
Вставка
- Опубліковано 15 вер 2024
- Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
Our men in Zimbabwe ,please let's be real men,
Real men don't kill women and children and neither do they beat or maim women and children.Rise up guys let's protect families with our own lives.
Mmmm zvakaoma shuwa zvinorwadza zvawakasangana nazvo. Pavana yedza kuenda ko wongoita se washanya hako but uine mission ye kutora vana vako wotoenda wakagadzirira kutiza navo chero husiku chaiwo or kusvikira kuchikoro kwevana wotoenda navo kana wasvika wozovaudza kuti vana vangu ndatora
Nyata yandirwadza iyi kuti uku mai vafa baba vafa mmm sorey hako zvinorwadza veduwee
Busy nhasi kuisa like uchiterera chete . Pakaipa
What a sad story 😢.
Anoda counseling mwana uyu anoda kugamuchira Jesu
My sister just go as if you are visiting your grandmother then you run away with your kids at night . That's the only way you can get your children from your grandmother.
Zvinoda Mwari coz mbuya ava kana vachiroya vanomuuraira vana coz kana vachiti ndini ndakavachengeta it means something
Yes
Sorry mwanangu, zvakaoma izvi. May God almighty comfort you 🙏.
Owakubonayo mnawam kunzima BT be strong lol kuzodlula ....kodwa ubabakho uzondila lapho khona BT kufunekuphakame udingabancedayo ntombi
Zvinhu zvababa zvaifanira kuenda navo
Ndipo paunoona kuti wangu hunherere hurinani...😢😢😢😊hugs my sister ❤❤
Shamwari nyaya yako inorwadza pavana tsvaga Mari yako uwuye kuzim zvisina anoziva vandira kusvika waona mamovement evana vako wovaba zvekukumbira izvo urikupedza nguva iba vana nguva uripo coz mbuya vako muroyi sak unourairwa vana ende handioni vachitoenda kuchikoro kwacho ini😢😢
Shamwari yangu kana wanherera tosh inga plus vanoromba vazhinji unongozoona nelife yakamira and nekufa vanhu zvekudaro nekusagara mudzimba Saka pray and nekutsvagawo vabatsiri vasingazokurombesa usingazive uchenjere kitirwa vana zvidhoma stand your ground
Keep on praying God will help you my sister. Ndine hurombo nezvakaitika Mwari ndiye mubatsuri
You need counseling and prayer. God needs to deliver you my sister
My sister u have something in you thats why gogo vasingade kukuona she knows wat is in you, So dai musina kuvaudza hope dzamakarota makangonyarara otherwise murikushandiswa through vana .So my advice is dai maikwanisa kutenga kana ma blankets or Mbudzi chaiyo mupe gogo avo mutore vana .mukaita zvekuba vana munozvikokera matambudziko .ndipo paye panozoti kana vana vakura vakusangana nema prblms .mukafamba panozobatwa nhau yechiredzwa
Mainini zvakaoma tsvakai stand mugare nevana venyu indai motora vana
Aah zvakaoma end zvinorwadza asi yu need counseling my sis😢😢
Ummm nyaya iyii inorwadza zvinoda kubatsirwa
Whats painful is ngozi yamai, mweya we suicide plus zvinhu zvababa zvina maternal grandmother ava. So its three burning issues that will follow bloodlines. Maybe she needs help to get the kids first. Plus the spirit of the father fights her as if she took them. Maybe mbuya ava vakafuratidzamweya wa haba kuti urwise this lady because of the dreams she told her.
Very sorry my sister what a sad story 😢
I am sorry to hear your experience but remember that Jesus Christ is alive and he will never leave or forsake you. He will find a way to unite you with your children. Keep praying without ceasing.
Zvakaoma hazvo,but vana it's easy enda wotiza nayo nekuti gogo varikushandisa vana even zve husiku ummm
My sister chingo shanda mari yakakwana then visit gogo nicely usiku wobva watiza nevana vako unogara waoneka sekuru.nyatso vatengera blanket ma grocery then usiku woenda
Very sorry so sad dai mwari vakunyaradza keep on praying vanopindura Mwari inguva chete
Zvakaoma veduwe dai mwari vakubatsira ufunge. Asi rambai muchinamata nyangwe zviome cei
Marwadzo mwana wamai zama plan yekutora vana vako vana varikushandiswa mbuya vanoroya avo havade kkudzwa chokwadi😢
My sister tora vana please help them
Ummm ndarwadziwa. Regerera baba vako dear.hembe ngadziende kumusha kwadzo. Enda kumusha unotora vana unovaudza kuti baba vevana vari kuvada. Usaudze gogo hope dzako.
Shame this girl went through 😢😢😢 a lot it's so sad ndarwadziwa. Sorry my sister I know it's hard to forget you really need counselling.
Oh shame so sorry my dear sister shame nyanya yenyu inorwadza
Nyaya yasister yandirwadza,but she must be strong for your kids.Usavangwadze ingotoenda negeossary mushe mushe then wogara 2 days orv4 days ,then vaudze gogo kuti ndikuenda nevana kutown kunovatengera bhutsu then wotorova pasi nevana vako Bots.
Shame sis enda ku police unopiwa vana vako
Averenga first confession anobhowa ndatotadza kupedza hameno kuti ndiye averenga ese here.
She said she is Ndebele and not good with her Shona!!
Asi watangara pakati here ....she was narrating her own story and her Shona is not good.
My sister please just go and take your children before it's too late to get them I pray that you will forget what happened 😭 and look forward for your kids
Enda kwa miracle paul unotora vana unobatsirws
Shem sorry dear life its so hard
sorry my sister, trauma is very real, and it affects all of us..may the great COMFORTER speak to your soul 🙏
Nyaya yako inorwadza zvekuti but God is there for everyone shinga pakunamata uye dai waedza kuenda kumapurisa uperekedzwe kwambuya unotora vana vako before its too late,edza utore vana
Police officers failed their duties mwana aisafanira kudzokera kuno tsvaga baba ari ega. Also welfare ndoraiva basa rayo vaifanira kuisa vana ku children's home not to come back in the same house where the horror physical movie happened. Zimbabwe law nxaa kungwarira kusecha homwe dzevanhu vane mbanje. You need cancelling imbotsvaga Tilder moyo ku star FM anokubatsira. Vana uno shandisa mutemo wonotora vana wega asi uchibatsirwa Tilder can help you. Baba vako vakapara ngozi kuhondo and then nengozi yekuuraya mai vako mweya yengozi inotsvaga kuda kuripiwa dai wambofamba kuti uzive kuti motangira papi gogo vako muroyi hatomborina tsitsi nezvese zvakaitika kwauri. Dai vari kutokunyadza apa ndivo vakatora hembe dzababa vako voku blamer nxaa. Nash ngaakuendese kwaSamaita uno chenurwa baba varege kukunetsa hausiwe wakavauraya.
First story iyi ka mwana utori ne chipo chiripauri wakamutswa kuti ona zvakuitika kuvabereki
Very sorry dear
Sorry dear ndarwadziva ndange ndichingochema tsvaga Mari umbofamba unobatsirwa.pqnyaya yevana enda kumusha voita kunge urikushanyq votora vana wako dear.
Please tsvaga vemweya 1st unogona kuurayirwa vana vacho
Tora vana vako iwe.Vana vachakutuka kuita mvemve neupenyu rwavanorarama. Inda kumasowe undobatsirwa johane masowe chishanu chaiyo kwete .
Tsvaga stand manini vana vogarapo
Shuwa kutsvaka stand ndokuzvipedza
Last confession, you need deliverance and counselling, bathathe abantwabakho uzigcinele bantshontshe if it means so, ugogo wakho uyaloya.
Yaaa hupenyu hunombooma so, mwari ngavakusimbise ukwanise kuchengeta vana vako
Zvakaoma zveupenyu very sorry mainini
First to like
Sorry my sister zvinorwadza uye hazvibvi mumeso ako zvinoda kugezeswa pa chivanhu ne miti ye furatidzo inotena pfugwa dzako uye neye hangamwa kuti uzvikangamwe ugone kuvaka musha wako ushandire na ambuya vechivanhu unogeseserwa murwizi rune mvura inoyerera
Taura nevana pa foni uvambe vanotaura kuna mbuya vako kuti kuchikoro kurikudiiwa ma birth certificate or passport Coronation zuva raunovaba vana ava Tora vana vako pls
But it's not right, why ma spirits achidai. They kill themselves then they come to torment the living 😢
Ko Mai vakazopora here 😢?
Ends kupolice upihwe vana vako INI ndakambotorwa vana ndikaenda kupolice ndikapihwa vana vangu
Sad story.
But usamirire abusive relationship
Sorry dear that's a painful story but please don't feel bad for leaving abusive relationships. You don't want history repeating itself
Sorry sister zvakaoma so sad story unoda concelling ramba uchinamata dear Mwari vanokunyaradza neimwe nzira
You need to be delivered from the prison of domestic violence. patova neegenerational curse where the devil captured your soul through seeing murder. that bitterness is difficult to remove from your heart unless you are dilivered and it attracts demons which will be always make you get into domestic violence
Very Sorry
Iiiiih ndarwadziwa chose try kuti utore vana I'm very sorry my sister
I think nyaya iri pakuda kugezwa plus wakaona kushama kwababa vako pavakapinda mumba vachitora Tambo yekunozvisungirira nepawakavaona musango fut vakafa, zama kufamba ucheneswe mweya wavo usakuteverere
Hamba uthathe ingane zakho ibaleke coz bazaba ngamarombe besentshenziswa ngugogo
Sorry sisi
Ndarwadziwawo shuwa zvorwadza
Mwari Ave newe kwehupenyu hwako hwese nehadzvadzi nevanin'ina vako
Mwari vanemi kusvika narinhi
Ko chinoise chinotyisa ku background chiiko?
Umm very sorry my sister nezvawakasangana nazvo and zvauri kusangana nazvo. It’s not easy , ummm I feel what you are going through hazvisi zvezera rako.
I can’t blame you for what and how you feel about men , it’s not you but wakaitirwa utsinye nehama dzababa vako, vakaisa mweya wababa vako pauri.
Dai wawana vanokubetsera kudzinga mweya iwoyo.
😢😢😢😢
Ndipowo number dzemusikana uyu wekuBotswana ndigone kumubatsirawo.
Tora vana vako pls unourayirwa vana kana kuvarombesa
Zvakaoma vakasangana nezvakaoma itotsvaga jeso ndiye ega anogona kukunyaradza mwanangu chokwadi baba vako vakapindwa nemweya vakaipa sorry hako
This is a very sad story...sorry nekurasikirwa Nevabereki vako daughter,you need counselling and to be prayed for😢....but UrI benzi why wakungoteedza varume instead yekuzvichengetedxa wotsvaga basa wotsvaga church yekupinda then zvevarume zvozova last thing?ita musheiwe at20 wato tester dzakasiyanasiyana urinzenza.....🙄🙄🙄🙄🙄
Saka pfungwa idzi ndodzamuri kutoshandisa here everyday???
Shame on you!!
Ukushandisirwa vana kutoitwa zvifudza mombe tora vana vako, apana pavanga gona kuchengeta vana vako imi musinga wirirane na gogo
Sry my dear its painfully go tothe Police tell them kuti gogo vari kuramba nevana vangu unovapiwa dear sorry
Your children guarantees gogo all the food supplies so she is not going to let those go without a fight. Offer all the money she used for looking after them then maybe she just might let the go
Mwana uyu ndanzwa tsitsi ohh shemm
Enda unoba vana ugare navo nekuti hupenyu hwevana plz take your kids
Domain vako vakapona here. What happened to your mum pls tell us. Is she still alive
Shem
apa vamwe ndoooo pavanenge vachitoromba kuchekeresa vabereki
Shame mainini munoda kuona physiotherapist mubatsirwe kana kuenda kune vanobatsira nekuti you went through a lot ❤
Physiotherapist or psychologist. Matii apo
Psychologist
U are right@@rudomukamuri2911
Baba vakaremedza mwana ava😢😢
Wandi kunoita police case upihwe vana shame ndabatatika
Mwanangu nyaya yakaoma Zama kubata mkoma Robert Tapfumaneyi uwane vanhu vanogona kukubatsira kudzinga mhepo yakaipa inokutev era .
Eish iam sorry my sister
Enda iwewe wega unotora vana svika panzvimbo kwete kutaura pafoni
Enda unoripa ngozi yakaparwa naBaba vako
Ko mai vawakasiya kuhospital vakazodii?
Enda kupolice utore vana
Vana tora unogona kuvataimira vaendq kumadhongi ikoko
Sorry my sister zvorwadza shame kushayikirwa nevaberek vese
Sooo sad
Very sorry dear motoda counselling chaiyo mupore ,,, Mwari ngavakuitirei nyasha
Stop asking for advice go and get your kids. Don’t tell her kuti you are coming surprise her. Uchagadzorirw vana go and get the kids
Dear enda unotora vana vako vakaramba unoenda kupolice
Tora vana vako dea varikushugurudzwa
Muskana uyu arikuda kubatsirwa neminamato zvakasimba
Sister hamuna kuti udza kuti mama venyu vakazodini Ku hospital
They're are so many ways to kill a cat nhau yako one child abuse Enda Ku police upiwe vana vako
Vanorambira vana vako nekuti vanoda kuti Bramber uchivapa mari
Ko amai vakazobuda muchipatara here
no they all died and buried the same day
Go back home and take the kids you will hear a lot of stories
Morning team Zim s&c
Tora mapurisa unotora Vana vako even vakagumbuka vachaita right vanoziva zvakawanda ambuya ivava usaregerera Vana vako iwe wakakurira hunherera wosiyawo Vana vaitwe nherera uripo Aiwa Kuti vanofara or havagare hazvina Basa Vana ndevakowakumbira varamba so ungadii