Ukaona munhu unotadza ku regerera mukadzi wawaifuga naye gumbezi akakuzvarira vana wat more nyika chiwenga itsvina yemunhu chaiyo mvarikumutsigira musi wa uchaona true coulour yake muchadzikama zvenyu this man is a devel him self
Who killed our country shame on you ZanuPf hamuna strategy this time the will of people shall prevail God is in it 2023 ngaapinde hake mukomana, idzi dzagara imbiti
Zanupf Mnangagwa Chiwenga are very very sick they are talking about building Zimbabwe even today since 1980 zanupf saying we are building the country but they built nothing zanupf must go and rest
Mbwa dzavanhu maZanu. Chamuchada kuita chitsva chii? Ko makore 42 ese aya maivepi? Musatinyaudza nekungowawata kusina maturo ese. Yellow is the way forward
I love zanupf but that guy we head saying makanyanya mudguard made me laughing he really sounded like he was paid because he shouted that when the general had taken a pause
Hudofo hukasangana neutsinye unenge watowe muroi.muzukuru wasatan chiwenga.dzoka ku China kwawairapwa uko ndofunga ma doctor akakubvisa brain ukasara ne mbiri.kana kuti imwechete.
CCC for 2023 Pasi ne ZANU hamuna strategy ma ZANU
Ana mr Bvotomokai. Zvino vongotaura Mwari wamusingazivi. Mukadzosa mari yamakaviga kunze kwenyika, nyika inovakwa mushe mushe. CCC is real. 43 years muchingogwauta kunge zvibwamupengo.
😂😂😂
Ukaona munhu unotadza ku regerera mukadzi wawaifuga naye gumbezi akakuzvarira vana wat more nyika chiwenga itsvina yemunhu chaiyo mvarikumutsigira musi wa uchaona true coulour yake muchadzikama zvenyu this man is a devel him self
Wataura chokwad chemahara
Uuummh madofo arikutitonga fo sho😓
Ndimi makaparadza nyika since 1980.
Why do you call a citizen who is an opposition member a foreigner ??
Shame on you!
He is not convincing, very passive .Even today calling citizens enemies .
Kupenga uku zvamwari zvapinda papi nehusatan hwenyu
Who killed our country shame on you ZanuPf hamuna strategy this time the will of people shall prevail God is in it 2023 ngaapinde hake mukomana, idzi dzagara imbiti
Haa murikupedza tym yenyu vanhu vezanu pf....chimuti china chamisa
Pasi pasi newe Chiwenga unoitira hutsinye amai vevana vako hutsinye haitye Mwari
trababurasi
Zanupf Mnangagwa Chiwenga are very very sick they are talking about building Zimbabwe even today since 1980 zanupf saying we are building the country but they built nothing zanupf must go and rest
Zvamunotaura zvinosvodesa fani
Mwari ahasi benzi matambudza rwuzhinji RweZimbabwe imimi
Siyayi hutsinye please mwari vanokutungamirirai
Manje rwuzhinji rwenyu muchikurubi maximum prison ndokwamuchapedzisira kurarama muri
Nekuti maEnjoy kare mafaro epano pasi muchishungurudza zvizvarwa ZveZimbabwe
Mwari ari kudurura moto muzhinji kubva kumusoro ikoko zvichidzika kusvika kupwere dzenyu kwamuri mukuparadzwa nemoto
Very soon
RIP ZANU PF
Members of SMTV musaramba muchi poster madhoti aya mamboonawo here kuti hapana kana 1 chaiye ari happpy for this shit
Vana dako musatinyangadza
this is rubbish. 42years of failure
"Vene venyika ino vakuru vee matikanganwa" a nice song called mhondoro 4rm Tongai Moyo😢😢😢😢😢
ma China ndana mseyamwa here
Chiwenga ndakamuvenga shame usatambe najesu iweee mdhara
Mbwa dzavanhu maZanu. Chamuchada kuita chitsva chii? Ko makore 42 ese aya maivepi? Musatinyaudza nekungowawata kusina maturo ese. Yellow is the way forward
They ran out of ideas
Where are two from??
Inzwa zidofo ririkuti makanyanya baba ivava varikushungurudza mukadzi mai wevana vake.murikufunga kuti anokudai here imbwa iyi.muchaona kuti hamuna kungwara
But kumamisha hakuchina road futi hakuchafambika the whole nation is dead
Dont play ne zita ra Mwari iwe .unomuziva here Mwari wacho itya Mwari iwe munhu iwe
Chiwenga awuraya nyika ndian ?uri dununu rababa fuza chidzoi burutu chairo...double stupid
Mwari munomuziva hr vanhu vezanu musatamba najehova ..Zanu taneta nemwe mbavha dzevanhu ndimi munoita Kuti mvura isanaya becouz munehutsiye ..ko hamuguti neyiko mbavha.hamusikuona Kuti nyika maiparadza Tendai kusuduruka Zanu inoteverwa Nemi madhara nokuti mavahari yofadzirofa out Zanu...🤪🤪😏😏😏
Why do these two elderly leaders deem it necessary to blaspheme at any given chance???
Iv noticed that aswell, its like they are both in a death and suffering cult of some sort..and the citizens are the sacrifices..🤮
Musadzisekerere
Zvinhu zve zunu pf zvinondisvota
Nonsense taneta nemi Zanu PF mhondi .From 1980 makaitei .Jesu siyanainaye hamukodzere kuri dana.
show us the crowd
Kumhata kwako iwe chiwenga hauna nyaya mhondi dzevanhu
2022 chibhorani mudhorobha mutorova maoko kut ibudiriro chaiko. Zanu PF yadzosera nyika sure chaiko nekutonga kwairikuita. Kutonga nekutungamirira zvakasiyana
Nhema dzoga dzoga
Saka zvinei zvehondo nemaelection yatakatarisana nayo mpengo vemunhu chichamakaita muChitungwiza
Mabwidi aya haasi ma Zimbabweans vanhu ava
Pasi nemhandu dziri kudya rifa renyika nemaChina povo ichikwangwaya neurombo
Pasi nemhandu, 😛😛😛, mhandu APA ndedzipi.
Register to vote #
haaana nyaya uyo
Pasi ne zanu pf
Madhorobha edu akaurayiwa naVaChombo naVaJuly Moyo.
Hakuna maplayers anoshoropodzerwa kukanya kwaCoach.
MaStandards epachikoro, mhosva tinoipa kunaHeadmaster. MaHeadmaster elocal government ndivo VARUME vaviri vandataura Ava.
Makore aive Mayor Solomon muHarare veZanupf ndipo pakatanga kushata zvinhu zvemuHarare. Mvura yakatanga kusvika kuvanhu yakasviba kuchinzi mishonga irikudhura.
Vashandi vazhinji vanoshanda mumaKanzuru vana/vanhu veZanupf.
Saka ngatizivei kuti vatiri kuti Pasi neHutsvina vashandi veZanupf.
Toda vatungamiri kwete vatongi
Zvichapera zvese izvi Mugabe aripi
Hapasi pese panoshanda kutyityidzira zvichibudirira . Chero mukabira henyu asi kutungamira nyika inoramba hapana chisvinu chinobuda pamuri.
Pasi na mnangagwa pasi pasi naye Pamberi na President Chamisa
Saka why do u want to talk about removing all dirty during election period. So u are accepting that sewage is running in our homes
Chokwadi kupedza video yose tisina kumboratidzwa vanhu vacho varikutaurwa nave kuti vakawandasei????🤣🤣🤣🤣🤣
vakunyara vashoma zve kkkkkk
Kusatonyarawo kutaura zva Mwari uchauona murango vacho izuva rimwe
AIDS yava mumusoro manje. Yava mipengo. Chinese Guinea pig iyi🤣😂😂
Kkkkkk yaaaa eish
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 vanorova maoko ndovapengo chaiko apa havana kana bond coin muhomwe
What's up with these guys and Blasphemy 🙄🙄🙄🙄
I love zanupf but that guy we head saying makanyanya mudguard made me laughing he really sounded like he was paid because he shouted that when the general had taken a pause
Uri murwere kana uchida Zanu pf
Usangene
2023 ngapinde mukomana
Unopenga chiwenga autaya nyika ndiyan apa murimi murikutonga pfutseki mani
Hapana chinemusoro chataura apa ungauya kuzoita ngano shuwa
Madhara imika, chero mukachembera toda kumbokuradzikai mukwata .
zvinosemesa kuteerera
nhasi here ko maimbovepiko nhai
God is everywhere , Omnipotent. Read your Bible well. Blasphemy yega yega. 2023 you will be phased out.
Zidofo hanzi Jehovah akadii
Mhandu yezimbabwe I Zanu pf government
munhu akagumira grade 6 chiiko chinozivikanwa putseki
Bvamatadza kuwiner ku St Mary's kwacho futi
Kiti dzevanhu
Tipei pfuti varume zvemavhotsi zvanetsa give us guns we want to deal with these evil geniuses
Dhoti iri rakadhakwa nxaa chiwenga ihoro
,itoru mhata yembwa zvayo iyo
Ku shaya chete shem they must be kidding 👎
Pasi neZanu pf
hello slymedia
Haiwa imwi mazidara zvapera zvenyu
Murimboko mazanu budai muoffice matadza nyika since 1980 shit get away
Dungwiza
Hudofo hukasangana neutsinye unenge watowe muroi.muzukuru wasatan chiwenga.dzoka ku China kwawairapwa uko ndofunga ma doctor akakubvisa brain ukasara ne mbiri.kana kuti imwechete.
Hapana kana munhu aripo nemoyo wake asi nyama chete mweya urikure kure ku ccc
Iwe Chiwenga usati wataura zvakawanda tanga watiudza kut wakazodii nembare yawakati ndoichave uekutanga kudeveloper chii chawakaita haaa nyarai mhani imi murikuuraya nyika.....come 2023 ndopamuchanatsoona kut vanhu havasi mastupid
Poriti bhiro asemburi
Zvakaoma shuwa asi vatoenda kunonzwa izvi mukaty vakatonyatsot kwesere ere brain chaidzo
Zidako
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Nxaagh no sense zvinei nechekuita neku improver economy haa surrender shuwa zvaari kutaura zvinokwezva vanhu ere izvi vanhu vakutambura.
Dai manofa VaChiwenga nguva ynyu yapera
Dai mwari akunzwira tsitsi coz urikutokuwedzira kurwara
Ngataure zvaa satan not Jehovah anomuzivepi nemweya waainawo wokungo uraya vanhu dhotiii rembwaa kuraa mhani iwee satan dako rako
Anga achida kuti chitugwizq ma bvisa masports azvitadza rurimi rwaramba
Ndoo chii ichocho? Very tired, very useless & clueless.
Arwa uyo
pasi neni ndimi makauraya nyika pasi neweer
you think people are stupid
Ngiyamuzonda lodoti womuntu
🤔🤭
Ma1
Kutotongwa!Aauhwa kwete!
Slymedia u just lost a subscriber because of this..
Ini hangu ndoda kutungamiririrwa
Zidofo asi kwaakadzidza kaaba kusina letter L here iwe Rebhara..musoro unenge nyoka irikumwa mvura.
🤣🤣🤣🤣🤣
Kutonga ndokwauraya nyika chinodiwa kutungamira nyika. Zimbabwe ine vatongi asi ichifanirwa kuva nevatungamiriri.
Zvakakuonerai
Asi mabva mamanwa doro imi baba