The Healing of Sekuru Mawoyo | Madii Mambofamba

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 6 вер 2024
  • Ambuya Shoko and others retell the nystical events that surrounded the healing of Leonard Mawoyo's swollen foot.

КОМЕНТАРІ • 9

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 2 місяці тому +1

    I love this channel but hamusi ku poster mazuvano

  • @zimbabwepolicalnewsking8688
    @zimbabwepolicalnewsking8688 2 місяці тому

    Dai Mwari avanzwira tsitsi vanhu ava vatsvaga Jesu nguva ichipo

    • @PaloSant
      @PaloSant 2 місяці тому +5

      Wadii kugoita zvaJesu zvacho ikoko usingakokeri vamwe? Ava dai vaimuda vakamutsvaga kare

    • @user-fh3ny4iy5l
      @user-fh3ny4iy5l 2 місяці тому +1

      Murikutsvagei pano kana usinga believe in this why mukuona

    • @bamudiwa7159
      @bamudiwa7159 2 місяці тому

      Unomhanyira jesu usati waziya midzimu yako, saka in short wangu hauna chaunoziya. Its either wakapusa kana kuti urikuda kuzama kutipusisa.

  • @StellaPaul-do4ii
    @StellaPaul-do4ii 2 місяці тому

    Leonard ndomuziva mfakose

  • @SibusisoJambaya-yq5gn
    @SibusisoJambaya-yq5gn 2 місяці тому

    Makadii tipeyiwo number dzagogo

  • @washingtonsandi4404
    @washingtonsandi4404 2 місяці тому

    Gogo avo pavazoisa nyaya yema sanctions ndo pavadira nyaya yavo jecha. Imari ngani dziri kubiwa nevanhu vatema

  • @kelvinmbiriri-jf4wj
    @kelvinmbiriri-jf4wj 2 місяці тому

    Kkkkkkkk kupenga uku