Ñdabatikana there is a possibility yekuty mukadzi uyu anoshanda pamwe chete nemurume wake ritori business sometyms zvekungodanana nevanhu without a background check zvonetsa zviri important zvini zviya Hakuna munhu akangwara MyLife but sometimes u hv to be very careful nezvemadzimai izvi most women nowadays havatombotaure kuty vane murume
Dai n’nga yawanika , nemukadzi wayo vasungwa this is pure evil doing business in tormenting people and this is pure evil to this extent because u want money , cows this is not right 😢l hope he will get help soon.
They should report sekuru ava to police because this is extortion at its best bcz peter did not seek sekuru's services. The lady should also be arrested.
@@dchi9007 I am sure they have some phone conversations and the returned cattle should work as evidence of exortion. They should report exortion not witchcraft
Sei vasina kuisa mark pamukadzi wavo kuti azikanwe kuti ari married than kuroya kwavari kuita. Iye mukadzi uyo anotoshanda nen'anga iyoyo.. zvinotenderwa here izvi zwirikuitwa nenganga iyi. Endai kumapurisa kana kuenda semhuri munoponda munhu
I think n'anga iyi irikuita business nemukadzi wayo uyo...imhondi inoda kusungwa ..
Yes
I agree with you
Endai kwa Prophet Miracle Paul
Bamnyn you are a rare specie . You are being there for your son. May God bless yu
Very rare to find these days, some biological parents vanotokundwa na bamnin avo
I love babamnini vakadai vanotsvagira mwana wemukoma mombe
Aaaah veduweee Kani iiii Mwari, murume uyo anoda kusungiswa ritori dhiri rakuita achiita mari. Ndarwadziwa hangu Mwari
Vanhu ava itori business ravo iri rekutorera vnhu mari
Mwariweeee
Bamunini God bless you. Murikuratidza kunyatsorwadziwa. It's not common for ana babamunini kubatikana nehupenyu hwevana vehama dzavo.
Ñdabatikana there is a possibility yekuty mukadzi uyu anoshanda pamwe chete nemurume wake ritori business sometyms zvekungodanana nevanhu without a background check zvonetsa zviri important zvini zviya Hakuna munhu akangwara MyLife but sometimes u hv to be very careful nezvemadzimai izvi most women nowadays havatombotaure kuty vane murume
Dai n’nga yawanika , nemukadzi wayo vasungwa this is pure evil doing business in tormenting people and this is pure evil to this extent because u want money , cows this is not right 😢l hope he will get help soon.
True
In Zimbabwe you can't arrest someone for withcraft.
mucourt munoda evidence bamdiki, munenge muchivasunga nemhosva yei, uye mune evidence yei?
Aaaah Mwari pindirai chokwadi, Dai mamboenda kumachurch, prophet miracle Paul
So sorry hanzwadzi
Vanhu kadzi ngatisaita kudaro so, sekuru dzorai Moyo wenyu
Sekuru avo dai vabatsira mhuri yeZimbabwe paimwe mbavha yanetsa mhuri yeZimbabwe nekuba ma elections
This is sad. N'anga irikutsvaga mari nemukadzi wayo
Izvi zvinokunda zvinoyera uye zvinotyisa. Ndatya hangu
N'anga dzakazara muzim imboindai kwapropfet miracle
N'anga isindicate nemukadzi wayo that is my own assessment🙁😟
Handisati ndakambonzwa zvakanaka zvinoitwa nen'anga asi hutsinye kuuraya basi nekushungurudza vanhu bussiness chairo achishandisa mukadzi wake heey
Mmmmm hwahurombwa uhwo zvichiri zvekuti akarara nemukadzi wemunhu vanhu vanwhutsinye avo
Ini sekufunga kwangu, murume nemukadzi varikuita business, kutsvaga kupfuma vschita game irori, mukadzi uyu hurumende inofanira kumusunga.
Ha Sekuru Ava vanoda kusungwa. The government must intervene in these cases. No one owns a person.
They should report sekuru ava to police because this is extortion at its best bcz peter did not seek sekuru's services.
The lady should also be arrested.
Zvinonzi unehumbowo here , mutemo wenyika ino unochengetedza varoyi zvinobhowa ,ukati munhu muroyi unogona kutosungwa
@@dchi9007 I am sure they have some phone conversations and the returned cattle should work as evidence of exortion. They should report exortion not witchcraft
Ndezvekushandisa munhu nezvikwambo vamoyo ava haisisiri nyaya yemukadzi
Zvri kureva kt couple iyi haisi kumira pane akazviitigwa i think early last yr ,akatonzi bvisa mombe ,zvakabuda ku drewmas media, hameno kt akazodii
May we please have an update kuti vakazodii. Very sad indeed .
Zinatha irikuti kudii nemuroyi uyo.....basa rekubira vanhu nepfambi yake
This Sekuru vanemoyo wakaipa, yes vakakanganinirwa but he acts lyk he has never made a mistake in his lyfe 😏
Tete Tilda vanotoziva n'anga iyi ihama yavo sekuru Moyo. Ita vakubatsire kusvika kwavari
imi vanhu endai makawanda munorova sekuru ava
Science dzevanhu vatema dzakawandira mukuita utsinye nxaa. Dai yakandotambira paMunhumutapa building n'anga yacho handiti nyika yaitoenda mberi.
Babamunini rambai mune moyo wenyu werudo handisati ndakamboona bamunini vakadai vanomira nemwana wemukoma mumatambudziko akakura kudai . Vazhinji vanongoda vana vema siblings kana vane mari chete. N'anga nemukadzi ritori business ravari kuita rekutorera vanhu mari 😢😢😢😊
nhayi zvako iwe tsve kutambira ikoko
Business chairo shuwa
Aiwaka kutadza kuriko vanhu vanoregererwa asika hapana munhu ane kodzero yekutira hupenyu hwemunhu endai kumapurisa nekuti munhu uyu ari kubvuma kuti ari kukonzera harm pamunhu kuuraya hakutenderwe Tilda usakurudzire zvinhu zvakadai report the case to the police
endai paCocaCola, munhu akakumbira ruregerero kare, yatova bullying yaakuitwa nasekuru avo. itai back to sender. apa inoshanda nekuti he didn't know kuti mukadzi wemunhu
Pa coca cola ndopanoita sei, this is not about drinks my dear
@Kendra pa coca cola pane mapostori anobatsira
Iii uhwu huroyi chaihwo ,,but haana ka chaakatadza coz haana kutora mkadzi wemunhu achiziva but mkadzi ndiye ka anemhosvaa iiii ngavasungwe
N'anga muroyi yakarombera pamukadzi iyeye ndozvaaka roorera mwana mudiki kuti aite mari naye. Saka kana afa vanowanei vanhu ngavatye mwari. Hatifaniri kutora nzvimbo yamwari tichitora hupenyu hwemunhu nehutsinye kudaro. Chidzidzo kune vana komana musanunga vakadzi muroad tanga waziva kwaanobva.
Endai kwaProphet Miracle Paul pliz
T Freddy na Mudiwadiwa havazvipedzi here izvi
Ini ndoona sekuti sekuru havachakwanisi kubvisa zvinhu zvavo saka vakuda kungoomeswa 😢vanoda kusungwa imbabva muroyi
Vadii kumboenda kwa Prophet T Freddy
Komadii kuenda kwasekuru Tasvu
Sei vasina kuisa mark pamukadzi wavo kuti azikanwe kuti ari married than kuroya kwavari kuita. Iye mukadzi uyo anotoshanda nen'anga iyoyo.. zvinotenderwa here izvi zwirikuitwa nenganga iyi. Endai kumapurisa kana kuenda semhuri munoponda munhu
N'anga iyo ngaiende kujeri veduwe, President ngavapindiri pa n'anga dzakadai😢
Mybe ndokwavanoendawo president vacho
This is just their way of making money n'anga iyoyo nemukadzi wayo . This is pure evil 🥺
Iiiih nhy Mwari zamu here iro veduwee kaaa😢
Prophet Miracle Paul will help him..ndavaende ikoko kuL
Ko sei vanhu vachienda kunobhadhariswa mari ivo vana Prophet Miracle na T Freddy vachita minana yekurapa vanhu
Vanobhadharisa vaye
Endai kwa Prophet Miracle Paul ku L Chitungwiza
VAKADZI SO 😢😢😢
ANOZIVA ZVIRILKUITWA NEMURUME WAKE
maExcercise eChest anodaro futi, kunyanya Bench Press. paunozodegedza unoita mazamhu
Siyai vakadzi vevanhu unenge uchitoziva wasotwa wkuda kunyepera kusaziva
Varume weeee siyanai nevakadzi vevanhu 😢 usati wagara nemunhu imboendaiwo kwanatete vemunhukadzi nedzimwe Hama mobva maziva kuti akaroorwa here or isingle
Hure ndorivenga but this is sad veduwe. I feel sorry 😢. Hence he is saying he didn't know she was married
Ndipeiwo number dzasekuru Moyo vacho!
Ngavasungwe sei nyika ichichengeta mumhu arikutotaura kuti ndini ndakarooya mumhu akutambudzika uyu anofa mumhu uyu
Bamunini muramba makadaro ndimi mega
Nyangatayani Anopedza masports obva atorera sekuru moyo maweapons avo vanotozopinzwa chechi naPastor Motiwashe mukomana anopora uyo, nyaya inosiririsa hayo 😪
Mm vanhu vaakushandisa huroyi kutsvaga pfuma.
N'anga iyi yakadii kugadzira mukadzi wayo kana achihura zvechokwadi hwava hutsinye uhu
Mmmmm Mwari pindirai
Ayewa sekuru avo avakoni kurapanira saka vakuita se vakukuogidzisayi kuti ndoda mombe 12 ini hangu ndoona sekunge avagone kuroonora
Ndokumbirawo number dza sekuru avo vekuMalawi
This is a business sekuru n'anga nemudzimai wavo varikuzivana and vanofana kusungwa vanhu vakadai
Hanzi in"anga ine zvinhu zvayo meaning ndiyo way yaanotsvaga nayo hupfumi kubva kuvarombo
Wats more suspicious is why the lady gave this guy her husband's number jst lyk that
Anenge anotoita business iroro nemukadzi wake vachiwana mari
Yeah aaah inonzi kura uwone
God bless you bamnn, mune moyo wakanaka
Ngavatore mombe idzodzo six vaende kunana sekuru Tasvu vadzorere
This is sad. Really really sad hey.
Mwari mubatsireiwo, hapana munhu asingatadzi
Ndo hutsinye manje ihu ivo sekuru moyo vanoreva kuti ivo avana kutadza hr mxxxxxm nxa sry my brother ndinoti dayi mawana vanokubatsirayi mapora henyu
Muchazvirega zvenyu zvevakadzi vevanhu mushonga we ngozi kuiripa😂😂😂😂
Siyanai nevakadzi vevanhu guys please
😢😢😢😢 So sad!
Bmnn vane moyo wakanaka zvavo
Nyangwe mombe dzikaendeswa i don't think anomusunungura koz ane hutsinye munhu uyu. Ko kuzochinja kt ndakuda dzave 12 dzobvepi😢
Ngavabate mukadzi varove full time anotaura chokwadi
Bhozho akambotaura nyaya yakafanana neiyi .
But Tete why musingavapiwo phone number ya sekuru kanengo kana ya sekuru tasvu I hope vanozvipedza, please
Pamwe hasii mukadzi wake zvake rotova dhiri ngavasungwe
Yoh mazamu kudaro shame sorry mujolo so🙌
Nyanga iyi inofuma nemukadzi wayo vanodya vese
Saka Ola akasiya. Disorder yacho so. Mumwe akabata zipole apa mazitambo tambo.
So sad 😢
Ngavabate mkoma Robert Tapfumanei vawane rubatsiro
Mmmmh this sekuru vane hutsinye..... zvakaoma
N'anga irikuita mari nemukadzi wayo ritori dhiri iri
Zvorwadza sure, sekru vari kuda hupfumi
Wozonzwa vanhu vachiti hakuna varoyi inoda kuhwa kusvika yabvisa zvinhu zvayo
Ngavaende kwa T Freddy
Mukadzi anoshanda pamwe nemurume
Izvoo ndoona sekuti zvinoda sekuru vacho vakazviita nkt mukada kutsvaga vamwe ndaona zvazoita zvimwe nkt vanotoratidza kt vari strong sekuru ava plus mogona kunzi neve fake vaye tinozvigona ivo vasinga gone .saka mhuri ye Zimbabwe dayi yango batsira kt mombe dzikwane dzoenda.vobvisa ivooo vakazviita .
Pane comment hanzi enda kwaT Fready musaite majokes hapana chinozivikwana paya mafake.sermon aya
Inga zvakaoma tete
Sekuru ava havachagoni kudzosa zvinhu back
This is now extortion at its best, very sad indeed, ratove business iri by this Sekuru, preying on unsuspecting men
Skuru Moyo
Tete Tilder don't promote n'anga iyo mhani. Even mombe 12 dzikabhadharwa kule vanogona kuramba vachiita tunhu twavo. Ngakuendwe kwasekuru Tasvu
Izvi zvinochemedza mufunge.
haaaaa dai ma actor fast fast because kuiswa magaro pamhanza hazvisi 😥🥶 tipeiwo number yasekuru moyo pane varikufunga kuti vakangwara kuno
Mayaz tengesai mombe 2 moenda kwasekuru Tasvu. Sekuru ava varikutoita business nehure ravo
Ava sekuru moyo ngavadzore moyo wavo kani
Mhanyai kwa Tasvu nguva iripo
Ngaaende kwa Kanengo bastirai munhu
Star FM you need to improve ko mazitambo akungorembera ndeechii?😂😂😂😂
Ummmmm zvakaoma 😢😢😢
Zvakaoma izvi hmm